Ambuya vanga vakamakana na mai avo....ngavarege kufungira munhu ari mu committee kuti anodanana nemurume wavo....nyaya yekwa Headmaster ya vharira zvese. But nyaya iri pa ma calls apo na mbuya avo.
Aiwa kufirwa haisi mhosva. However lest we forget that every single mother is not at peace with women who have their husbands. Those women always look at you as if you’re after their men. Let’s face the facts of life. Single mothers out there know what I’m talking about. Even chairman ivava kungofonerwa nemunhukadzi asina murume zvinotofungirwa kuti vari kudanana. That mentality is still with our fellow women towards their fellow women who are single. That needs to stop for sure
Mai ve red wasnt supposed kurova chembere iyo asi ivo mbuya vacho futi vanenge vanonetsa kuremekedza if she goes around unjustly accusing vanhu zvisirizvo
What most people dont know,ukangofirwa or kuve single mother watove enemy kuvakadzi vachirine varume usina mhosva yawaita.its wrong kuti she is wrong or character.saka munhu orega kugeza manje nekuti wakafirwa.musadaro
Veduwe mbuya avo vakataridza kusakurawo.haurwiri imba nekupopotera nekusvipira munhu all the time.ndiani anoda kungotukwa pazere vanhu all the time.kana vaigona kutova vakadii korowa wavo murume.regai vaxorohwe.kuve mukuru does not give you passport to hit and kutuka vanhu
Kuva single mother kwakangowoma ukaseka kana kutaura nemurume matodanana nekutirarana iiiiiiiiii vanhu musadaro dzimwe inyasga kuva mudzimba umu you never know life is complicated kumabasa uko dzikamai hapana anoda kutambiswa kana kutambisirwa mwana wake kana kudzikisirwa kunongorwadza kana kupa hasha so
Kkkkkk aah kwa Bushu kune mabasa hanzi vakabisa vega hembe vachiti inonditadzisa mazhaba😅😅
Amai nemwana mahure coz amai chaivo havangaiti unhu hokubatsira mwana kunorwisana nema boyfriends . Kukurudzira kushaya hunhu kwevana
Area yavo yakazara maprazi saka hunhu hushoma.
Chief Bushu should have headman we mahure nemakuhwa so he can judge nyaya dzinemusoro.
😂😂😂😂😂😂😂😂😂
@@mwanawemuporofita5610 ndiye one Mambo anondigonera zvakanyanya Bushu best aChief you ever since
,
P
Amai nemwana kusakwana chihure chinosemesa
Chairman wacho akurwirwa , haaaaa unotoona kuti shuwa varume varikunetsa kunze ukooo
😂😂😂😂😂😂😂😂😂 zvakaoma sure ndapererwa
Chief vanogona ,this is good
😅😅😅😂 Kunorwisa munhu asina kubvisa pfuma hihihihi
Kkkkkkkkkkk😂😂😂😂 headmaster mobhurwa jukaira zvekutamba muraini😅😅😅
Ambuya vanga vakamakana na mai avo....ngavarege kufungira munhu ari mu committee kuti anodanana nemurume wavo....nyaya yekwa Headmaster ya vharira zvese. But nyaya iri pa ma calls apo na mbuya avo.
Aiwa kufirwa haisi mhosva. However lest we forget that every single mother is not at peace with women who have their husbands. Those women always look at you as if you’re after their men. Let’s face the facts of life. Single mothers out there know what I’m talking about. Even chairman ivava kungofonerwa nemunhukadzi asina murume zvinotofungirwa kuti vari kudanana. That mentality is still with our fellow women towards their fellow women who are single. That needs to stop for sure
Kufirwa ndiko kunotuma munhu kunorwisa chikomba chemwana here??
@@SheStoicForLife77 iyi itoriwo pfambi yakafumuka ungatewere chikomba chemwana chinemukadzi
Vijaya here head Vachon
Vanogona variwo vakatouraya murume kuti vahure mshe
In a way you are right
Hokoyo😂😂😂😂😂😂 ndanakidzwa
Chairman vakadanana namai avo. 😂😂😂
Thank you Chief. Maratidza huchenjeri maMambo Soromoni. Dai mazoti vabviswe hu Village Health worker
Yes
This is my tete siyanai nevanhu tete vangu nemwana wangu munopedza pfuma mahara
Amai avo nemwana vakafumuka, i feel sorry kuvanhu vemumhuri maacharorwA
Ndiko kaHeadmaster kacho kanezodzoro ako?😂😂😂😂
Chief magona chaizvo vana vadiki kurova mbuya
King Solomon of our days , komborerwai Mambo ...
Chief Dotito wagona kumboenda kunotora maNotes cz haa Dare rawo rakadhakwa.
Dai wauya futi netumasondosi twavo tusinganzwisisi kana vanhu wachitsanangura
😂😂😂😂😂turipo kunyanya kaya kanogara next namambo kanobhowa seo
Kkkkk musadaro chief vedu. I agree with you zveshuwa. He needs mentoring sezvo he is fairly new muhumambo
Mambo bushu ❤❤❤❤❤❤❤❤❤❤❤❤❤❤❤❤❤❤❤❤❤❤❤❤❤❤❤❤❤❤❤❤❤❤❤❤❤❤❤❤❤❤❤❤😂😂😂😂😂
Ichokwadi ichocho my chief shuwa kudza munhu mukuru kwauri Dai vakangosiyana navo chaiko apa kufumuka chaiko kutorwa nexhikomba chemwana
Well done mambo magona kutonga
Asiwo mai vaigofungira sei kuti mwan anodanana nababa asiwo mukuru haarohwe
Munhu wa Village health worker kutovhaira nekurova munhu mukuru shuwa?
Sei muchiisa yanya dzakare
kwabushu kwakaoma vakomana kwakazara mabishu
Haa chihure chiri kwabhushu surrender
Mai avo ijoki😅vakudzidzisa mvana yavo😅
Mambo magona but gogo ngavakaidziwewo nokuti ndovakadenha
Mai ne mwana mahure
Mahure mainemwana
Chief Dotito vauya kutyoro kuzodzidza
Nhai dzimbahwe bushu ini ndoda kugarawo munyika menyu. Doda ku8ta zvekuona ndega pamhuno sefodya ...chitaurirwa hunyimwa mbare yekumusana. Mundiise kuvillage chaiko chaiko kwadzinonyanya kuparwa.
Chief yua always on point...
Kurwisa munhu mukuru kwauri imhosva
Mai nemwana majoki vese
Headmaster wechikoro here kana what????😮
😂😂😂
Ndatodawo kubvunza 😂😂😂😂😂😂😂😂
Hmmm dzorai vanhu vakuru venzvimbo yenyu varespectwe.
ku village vachataura chokwadi matadza kutonga. Hamuna kuona here kuti Chairman ava ndipo pane nyaya. Gogo vari kurwira murume wavo. Chair vari kuhura. Headmaster na Chairman ngavavhare Zipi. Marerutsira Chaie nekuti ndivo vachabvisa mbudzi 4. Gogo vaita loss. Varume musahura kumamisha uko zvipfuwo zvinopera
Headmaster anotori ne RIGHT yekurohwa more than kurohwa kwaakaita. Vanhu musajaidza vashandi vakaita saana HEADMASTER kuita chihhure muraini. Rovai vanhu vasina njere kusvika paku hura nemhomho yemuraini. Rovai.
Dare raMambo Bushu mune hutongi hwakajeka. Pamberi nemi.
This was so unfair.. Gogo Ava ndivo vakatanga .. Mambo ipapo muri wrong .
Munhu mkuru haarohwi
Ko uyo mdara anengohwani zvaakangoti ziiii
Makuhwa chihure zvakaoma
Msi Hodza ngavadzingwe basa she is not leading by example.
She has a very big post to behave this way.
Mai ve red wasnt supposed kurova chembere iyo asi ivo mbuya vacho futi vanenge vanonetsa kuremekedza if she goes around unjustly accusing vanhu zvisirizvo
Ma chairman
Kkkk nyaya dzacho😂
Zvinhu zvachoooo
What most people dont know,ukangofirwa or kuve single mother watove enemy kuvakadzi vachirine varume usina mhosva yawaita.its wrong kuti she is wrong or character.saka munhu orega kugeza manje nekuti wakafirwa.musadaro
This shit comes from hunzvi ,svosve and Mugabe Zimbabwe yaiwe isina matuzvi akadai patakakura kunzi hure ahhhh asi Mugabe ka😂
Vakuru vanoti gudo guru peta muswe vadiki vakutye.gogo kept on provoking the lady
Iyi baba yehuma iyi inotorwara. Munofamirwa kumu vhiyisa mbudzi
Mai hodza hamuna unhu shame
Chokwadi vakafumuka
Nharo dzemahure headmaster ihure
Amai vehure iro vanongoti kushata vane mbabvu kumeso
Kkkkkk
Gogo mmmm
Nzvimbo iyi isodom negomorrah hakuna dzimwe nyaya kuzhe kwechipfambi....
Kwabushu handina imwe nyaya yandatii ndaona ichitongwa kunze kwechihure
Veduwe mbuya avo vakataridza kusakurawo.haurwiri imba nekupopotera nekusvipira munhu all the time.ndiani anoda kungotukwa pazere vanhu all the time.kana vaigona kutova vakadii korowa wavo murume.regai vaxorohwe.kuve mukuru does not give you passport to hit and kutuka vanhu
😂😂😂😂
Pfambi dzarerutsirwa zvakaipisisa
Mambo vavenemachairs akanaka
Chief Bushu dzidzisaiwo Chief Nyamaropa kutonga zvine hunhu
Sekuru avo varikubatwa nehope. Madii kumbovasunungura vazorore zvavo kumba?
😂😂😂😂😂😂😂😂😂😂😂😂😂😂😂😂
Chief bush munyama wavo mapuraze nemagweja ndoazara muvicinity yavo zvinhu zvacho ma1😂😂😂😂
Nyaya yaHeadmaster ndoyamhan'arwa here kudare nhaimi
Hongu Chief vakagona kutonga asi gogo avo kana varivo vakatanga kudzungu dzungu mukadzi uyu sekutaurwa kwazvaitwa gogo vanofanira kuita Gudo guru peta muswe kuti vadiki vakuremekedzewo nekuti kahunhu kagogo kekufungira nekudenha vadiki hakasi bhoo nekuti tinonzwa nekuripisa vadiki ava zvimwe zvacho chembere dzisingaite hunhu zvinozongoita kuti vadiki vanzi havana hunhu nekudaro mupedza nekuripisa vafana ava vanagogo vachishaya hunhu nekuti kana tsumo imwe inodaro kuti chembere mhenzi yakatangira paupwere
Idzo dzimambo dzekuDotito dziripaside ngadzidziswe kutonga
Chimwana chisikana icho chinowindura maziso zvinosvota
Magona kutongq mambo ruremekedzo rwakangonaka
Ummmmmm pakaipa
saka zanu pf inopinda papi muchihure
Zigo how's it
Vatadza kutongwa chokwadi nyaya iyi inoda vanhu vanogona kutonga iyi
Kkkkk mukuwasha
Mai hodza ndanzwa tsitsi
Yaaa ane vake anevake ashem chairman vacho chte varume havachembere mambo mune bsa kkk
Garai zvakanaka amai
Dzimwe nyaya ndedzekupolice
Ndosaka kuMasvingo varume veko vasingade mazezuru mahure nemahure kwedu kumakaranga hatigare padre nenyaya dzechihure isu puuu
Aya anonzi makorekore Tindo, and area yachief Bushu iri surrounded nemaprazi soo imvenge mvenge. Also hakuna kusina rudzi rwusina zvarwo 😅
Chihure chiri kwese depents wabuda mumba mani wakarerwa sei.Ini trzvara wangu ndewekumasvingo wainge waine wakaadzi 4 wechifive aiwe muningina wemukadzi we no 4 vana wawo waingota chihure ichocho asi ndewemasvingo ini ndakatoenda kumusha kwangu kwaRusape ndichitotiwo vanhu wekumasvingo havana hunhu.Vhitori rinohura not zvekutamba.asi xvakubva nekuti wakarerwa sei
Kumasvingi wanoenda kumadoro nevakadzi .mukadzi anoita vana watatu negomba honzwa kuti homba harina mwana.Uchinzwa every morning wachidaidzira Ngomeee yowe kkk
Haaa sha 90 percent yemahure atoshanda nawo ndana wezhira
Mwana sikana ihure kufanana namai vake
Mambo vezvokwadi
Makuhwa ndoamuri kuitirana
Mahumbwe chaiwo
Ndichief Bushu kanaMutasa ava?
Drama murikushaya zvekuita asi mvura hakuna
Chief always on point
Mazezuru marabhishi evanhu. Chihure nemabarika vanozvida stereki
Makorekore Aya haasi mazezuru
mazezuru hamuazive nhai
Kkk unoziva mazezuru here iwe
Iwe urimurudziiko unonyanyoshamisirei
Munhu wese anokanganisa shaa hapana rudzi kwarwo tarisayi nyaya sezvairi
Chembere ngadzikwane otherwise vanukwapaidzwa nevana vadiki
No respect
Ko dead anozviitireyi
Ummmmh kwaBushu ma1
Gogo vanototaurisa but Mama vakatadza zvavo kurwa navo
Kuva single mother kwakangowoma ukaseka kana kutaura nemurume matodanana nekutirarana iiiiiiiiii vanhu musadaro dzimwe inyasga kuva mudzimba umu you never know life is complicated kumabasa uko dzikamai hapana anoda kutambiswa kana kutambisirwa mwana wake kana kudzikisirwa kunongorwadza kana kupa hasha so
Husingle haisi mhosva asi mai avo vakafumuka zvavo. Vakatodzidzisa mwana chihure
Mbuya Ano makuhwa anovanetsa ngavarohwe chembere isinganyari
Rohwa mbuya unemakuhwa