My brother and Chief! Long time so nice to see you. You have been missing from these scenes. I have been missing your wit and wisdom. Wise King with the wisdom like Solomon's ❤
Saka hausati wamboona amwe macourts emadzimambo? Akawandisa amwe akatopera neane macells chaiwo. Tsvaka amwe machief nenyaya dzavo. Unoawana wena However m not dismissing the good fact yekut mambo vagona kuvaka dare. Zvinorumbidzwa chokwadi. Rimombopisa. Kunombonaya. Kunombotonhora. People need protection from all these when attending these courts.
Chief Mutasa chief bushu na Nyamaropa ndiwo chete madzimambo arikuita zvine musoro muzimbabwe vamwe vese especially makoni inongova torai Mari United united
Mambo kubva paya pamakarohwa home and away nachedumbu uya makabva marasika brain. Regai timboona kuti muchabatsirwa here ini ndoona hangu kuti dai matoendawo kun'anga manozarurwa pfungwa.
Weldone mambo wangu learned and wise you picked something not able to be picked by the ordinary. Cheers🍻
My brother and Chief! Long time so nice to see you. You have been missing from these scenes. I have been missing your wit and wisdom. Wise King with the wisdom like Solomon's ❤
Wellcome back chief. I was wondering why chief Mutasa’s court cases were no longer featuring on You Tube
Vanga vakambozorora vadzoka
November havatongi
@ ohhhh really! It makes sense, thank you.
One chief akaenda ku chikoro
Shumba Mambo Mutasa vedzerwai makore ekurarama🙏
Manga marova mambo wangu.... Makadiiko Shumba🙏🙏🙏
👏👏👏👏
Productive from Chief Mutasa.... building the country for sure.......
👏👏👏👏
❤❤Mambo Senator Mutasa for the people wisdom from the above
We are happy kuti court room yakafamba chaizvo Shumba rovai basa
👏👏👏👏
👏👏👏👏
The only chief asina corruption avakisa a very big court room yake, thank you chief chero ndisingabvi kuManicaland
Saka hausati wamboona amwe macourts emadzimambo?
Akawandisa amwe akatopera neane macells chaiwo.
Tsvaka amwe machief nenyaya dzavo. Unoawana wena
However m not dismissing the good fact yekut mambo vagona kuvaka dare.
Zvinorumbidzwa chokwadi.
Rimombopisa.
Kunombonaya.
Kunombotonhora.
People need protection from all these when attending these courts.
Chief Mutasa chief bushu na Nyamaropa ndiwo chete madzimambo arikuita zvine musoro muzimbabwe vamwe vese especially makoni inongova torai Mari United united
Mambo Makoni ndevekungoti endai kuseri kwechuru kunorowa vanhu mari😅😅
Congrats vedu mambo mave ne building❤
👏👏👏👏
Mambo mutasa for president ❤❤❤❤
Welcome back 1 of our wise Chief...
👏👏👏👏
Tanga tavasuwa chaizvo mambo mutasa
💃💃💃ndafara ndaona mambo Mutasa shumba mhai wangu chikara
👏👏👏👏
Congratulations for the shelter🎉🎉🎉🎉🎉
👏👏👏
Murikut chief wedu adzoka hr🎉🎉🎉🎉🎉🎉
👏👏👏👏
Yes magistrates in zim are very biased and no crime kuzvitaura chief
Welcome back our own chief Mutasa 🤗🤗👋👋👏
👏👏👏
As usual Nhimbe inumber1 parelay iyi, thank you, mwedzi wembudzi wanga watigarisa mudish. But mudare makamanikidzika umu maybe sezvo musati mapera kunhadzurudzwa
👏👏👏👏 tinokutendai zvikuru nerutsigiro rwenyu. Zvakatikoshera mufunge.
Mukomana uyu adzina kunyatsoti oooo pane wknss iripo
Thank you shumba hall yakapera murichidadiso
👏👏👏👏👏
Muchinda uyooo kupusa hakee but haana nyaya
😂😂
Murume haana mhosva musambunyikidze vanhu pliz
Akambobvuma mhosva kuNagistrate akatopuwa sentence so ndopakunetsa ipapo
Chief mutasa totenda nemusha wamakavaka Uyo vanhu vagere zvakanaka Dai mamwe madzimambo achikopawo kwete kutengera vanhu muzvirugu thank chief mutasa❤❤❤❤❤❤❤
👏👏👏👏
Welcome mambo mutasa manga marova🎉
Vadzoka manje...
Mwauya Mambo Mutasa
Yes yes yes...
Werokamu 😊chief wedu
👏👏👏👏
Nhasi tinepekutandarira naMambo Mutasa..thanks Nhimbe ❤🎉
Thank you soo much for the support. Makatikoshera.
@nhimbetv imi munotipa zvirichiri kupisa
Mambo mukomana uyu ane maspecial needs please, I dont see how the magistrate didn’t see this !
Long tym mambo Mutasa shumba mhai wangu chikara
👏👏👏👏
Ndafara thanx Nhimbe
Makatikoshera...
Chief mutasa neteam renyu munotamba hre muwe nekisimusi yakanaka
👏👏👏👏
Long time chief Mutasa
👏👏👏
Welcome Mambo mery christmas
👏👏👏
Mambo shuwa ko kurova happy to see you
Traditional courts don’t sit in November
Welcome mambo mutasa wanga uripi mambo, ndirikuuya nenyayangu kwamuri
👏👏👏👏
Mari dzedare dzikushanda, musha uyo
Wanga Warona shuwa
Pamwe anorwara pfungwa
Hanzi ari right asi zvinokwanisika
@nhimbetv plus dzimwe nguva ukanyanyotambura unoita seusina kukwana pfungwa.
Welcome Mambo Mutasa😊
👏👏👏👏
Anenge murwere mukomana uyu
😥😥😥
👏👏👏👏🙏
Manga marova mambo wangu
👏
AVO Changamire vanonge vainana Tendai Chifambausiku the brave warrior parutivi pavenge vagere vachitonga ndokunobva wisdom ne security yavo
Hamusikuona here kuti uyo muchinda uyo arikutwaya arikutomhanya mushini. Ini ndikutoona kuti inenge ngozi yatotanga kuita manifest
November dare rinovharwa ka hama murikukanganwa here
Hahah chokwadi vadzika
Veduwe zvakaoma
Mukomana uyo hadzina kukwana saka akashandisiwa kunotora mabhurukwa
This is wrong. Hapana nyaya apa. This guy is innocent.
😅😅😅
True
November remember
Yes yes yes...
Welcome vaMutasa tanga takusuwai
👏👏👏
Ini maonero angu muface uyu hana mhosva
Anongodawo tsitsi dzedare chete.
Tatenda mambo
Ndiyo imba itsva here yekwaMambo Mutasa? Vanga varova mambo Mutasa
Ndiyo chaiyo 👏👏👏
This is a mental case I don't think ari normal
Kwaiwai shewe
👏👏👏👏
👏👏👏
Mambo kubva paya pamakarohwa home and away nachedumbu uya makabva marasika brain. Regai timboona kuti muchabatsirwa here ini ndoona hangu kuti dai matoendawo kun'anga manozarurwa pfungwa.
Mambo welcome
👏👏👏👏
Congratulations ne court room.
👏👏👏👏
Mambo kana iriyo Courtroom yenyu it's a tinotenda zvarongeka manje ASI mavoce haasi kunatobuda sezviita kana murikutongera panze
Isasikamu munhu uyu. Hamuoniwo ere mambo
Rengererai munhu
Shona yenyu yandiremera
Anekakuvhurika
Dofo ramambo.Magistrate haatadzi here
Mambo hawana kuti Magistrate haatadze asi wati musungwa aifanira kuita appeal mutongo kana asina kuwirirana nawo kwete kufamba achiti Magistrate wakatadza kutonga. Pamutemo zvinoonekwa sekushora Dare.
Kana akatadza uno appeals kune a higher court haudzike kudare repasi
Pamwe akatumwa zvoshuwa
Vapindira mumba huru
Yes haaa kuita kupindira chaiko
Iyo sutu 😂😂😂
He looks mentally unstable from my own observations.
Court room yakanaka
👏👏👏
Kkkk statement rakafidhwa zvake ku jeri kuti unoramba mhosva yako so so
🤭🤭🤭🤭
Kkkkkkkk 4:58 ngaakopere bhachi zvakanaka
Well come back chief mutasa
👏👏👏
Ko nyaya yamudhara Masese yave papi asi Masese akatohwinha nyaya yake
Iri kudzoka muDare, matare ange akavharwa.
@ Thank because ndakaimirira chose
Hanzi ndakopere bhachi zvakanaka kkkkkkk.
😅😅😅😅
@nhimbetv kkkkkkk zvakaoma.
I have question for mambo Mutasa. Do you have a platform for such?
Ane problem mupfungwa chaimo
Sure chief this guy seems mentally disturbed
Uyo mkomana dzakadambuka chete
😥😥😥
Welcome back our own chief Mutasa 🤗🤗👋👋👏
🙏👏👏👏
Mari dzedare dzikushanda, musha uyo
Are they not being sponsored by local government, I see most chiefs have similar buildings
That building is from his own pocket
Welcome back our own chief Mutasa 🤗🤗👋👋👏
👏👏👏