Zimbabweans itai moyo weTsitsi that Area needs help those people in needs asi mukutoita sekunge muri Against maCitizern eNyika I think tinoda Rehab all Zimbabweans
Kujaira zvisina basa mune hutsvina kumamira mu bucket ko kugadzira mega ma toilets acho munobveyi kumirira kanzuru yakambo gadzirisa zvinhu riinhi .vanhu vane hutsinye ava nyika ndeyavo uye havana hanya nepovo avo
Nekuti tikatarisa the Day ravakaenda ikoko pane Mapapers akuratudza kuti Council h intori nechikwereti nevanhu avo soo this site yakatora Mapics eMapapers iwayo then vakanzu vassa Poster mushure mekunge vaenda kucouncil and thats Corruption 😢
@@fatimangelekele hakuna huchapa hunopfuura wavari kuita kna kusanyara kutotaura on front of camera nxaa apo vanenge vaciitira vari Mumba fut uumm apa vakaenda kumusha vachit tirikugara ku Harare Shem to you guys
@@fatimangelekele 🤣🤣🤣🤣 they think kt vakataura zvokumamira mu bucket vanga nzwrwa tsitsi kna zvatotaurwa ne council zvatobva neku government kwacho itai action guys kusat kwakunaya
Maplumpers akazara, munodii kuita ma$1,$1pamunhu mogadzirisa matoilets mega veduwe chii chamurikuita bucket system ummm pandishungurudza
As Zimbabweans we need to desist from kuvengana. Why can't you feel for each other. The comments show how heartless we've become.
Varume vakuru vakazara pamahostel paya vakadii kuchera toilet or rather vese kuita $1 each vodeedza plumber vogadzirisa matoilets.
Saka ndichida kuvaka kumusha zvangu akuna moise
Ehe unenge une peace of mind kumarura mhepo kwete izvi. Mwari pindirai
Mmm1982 zim ichinakidza come on 😮
Dziri shungu dzekugara mu taundi here kuita zvakaora kudaro
Thank God for what you have, and if you can't help them, don't insult them. You don't know how they got there
Pasi netsvina😮😮😮
Zanu pf haina tsitsi veduweee vanhu vachitengera machief mota shuwa vanhu vachitambura kudai Mwari pindirai
Agree 100%...
Zanu harane kanzuru yechitingwiza
Zimbabweans itai moyo weTsitsi that Area needs help those people in needs asi mukutoita sekunge muri Against maCitizern eNyika I think tinoda Rehab all Zimbabweans
Zanu Pf yakaora chii chakadaro kna choléra inotadza hre kuita pakadayi
Nyika inovkwa nevene vayo so
Even varume vose ava dai vakachera Blair toilet,pane kuitira mubucket.Chii chakadaro ichocho
Ibvai imba dzavanhu motitukisa nedzimwe nyika zvichinzi zim yakadhakwa
Kujaira zvisina basa mune hutsvina kumamira mu bucket ko kugadzira mega ma toilets acho munobveyi kumirira kanzuru yakambo gadzirisa zvinhu riinhi .vanhu vane hutsinye ava nyika ndeyavo uye havana hanya nepovo avo
This platform inofanhira kuita zvinhu sezvazviri that's bad ngavaise all information yavakapihwa pasite
Nekuti tikatarisa the Day ravakaenda ikoko pane Mapapers akuratudza kuti Council h intori nechikwereti nevanhu avo soo this site yakatora Mapics eMapapers iwayo then vakanzu vassa Poster mushure mekunge vaenda kucouncil and thats Corruption 😢
There are some papers dzine agreement yeCouncil nevanhu ava Ngatibatsiranei as Zimbabwe funga iri mhuri yako iri muthat Situation
Hapana chinorwadza sekuti unotenga Stand wopihwa pekusanogara later wodzinfwa usina kupihwa Stand yawakatenga maPapers avo arikutaura 1982 April 26 ndipo pavakapihwa kusvika parizvino varipo
As we know mutemo unoti munhu akagara paNzvimbo for more than 10 years anogona kuClaimer kuti Site yavayake
Zvandirwadzwa Shem that's Bad 😢
Ibvai ipapo nhasi chaiye
Puuu dzingwai mhaiwe bucket system kudii imika
@@fortunatemuchekadzese1939 🤣🤣🤣🤣🤣 kuda kuzoisa kachirungu hanz bucket system ko kungotaura kt tomamira mu bucket
Huyanga hwega hwega
Ko kungoita $ pamunhu wotsvaga plumber ichapa idzi
Uumm 😢 ko kungochera pit toilet
😂😂😂Vakanyanya hanzi toisa mumvura tonorasa iiii
@@fatimangelekele hakuna huchapa hunopfuura wavari kuita kna kusanyara kutotaura on front of camera nxaa apo vanenge vaciitira vari Mumba fut uumm apa vakaenda kumusha vachit tirikugara ku Harare Shem to you guys
@@Michaelmushamba274 anonyadzisa I'm sure area yesee kunhuhwa tsvina chete chete
@@fatimangelekele 🤣🤣🤣🤣 they think kt vakataura zvokumamira mu bucket vanga nzwrwa tsitsi kna zvatotaurwa ne council zvatobva neku government kwacho itai action guys kusat kwakunaya