ขนาดวิดีโอ: 1280 X 720853 X 480640 X 360
แสดงแผงควบคุมโปรแกรมเล่น
เล่นอัตโนมัติ
เล่นใหม่
Handipinde hngu masowe asi ndafarira song iyi baba vanoimba ava ende vanoparidza mwari ngaarambe achiwedzera chipo ichi
Amen,l am feeling blessed
This song inosumudzira mweya wangu
Amen, tinotenda nemharidzo inodzora nyika ,kuimba kunodzora Hana dzinenge dzarasika
Mudhara anoimba uyu!!!
Mudhara mukaita zvekuimba henyu ndaona makunda
haaaa ndakomborerwa munhu wamwari......baba makatumwa nechipo chekuimba zvese nekuparidza haaaaa munogona komborerwai
Munoimba nekuparidza zvesee baba,mogona
Vanhu vamwari tokumbirawo mharidzo yevideo kubva pakutanga kwaro 🙏🙏. Anyone pls
Ndinozwaa ndave mukatii mesowee
Ijjk
I always cry when he sings ...... muka Jonah tinamate🙏🏻🙏🏻🙏🏻🙏🏻Mwari vatiitire zvakanaka
vanobatikepi nhy hama
Amen madzibaba munondimbira baba
Munoimba zvenyu hunyoro hunoratidza runyararo pasowe penyu
Vanoyimba baba Ava voice ravo chete
Amen kuimba kwedenga
Vanhu ngavareurure,Ini zvandibata
Can l have this song please 🙏😢😢❤
Ndiri pano aftr I saw your reel baba .. aiwa pakaimbwa 👏
Mwari baba vedu
Amen ndakomborerwa hangu 🙏
Ndafara ndaona Zendera pano
Ndevekupi madzibaba ava
@@feretodeleeshan ndevekuCanaan kuchiweshe
Baba ava can sing sing. Much respect
Baba munoimba zvenyu
Makakomborerwa henyu
Yelele yeleleee haaa ❤❤❤
Aruwini….
I love this song 🎵 ❤️
OHHHHHHHHH POWERFUL,,,,,,,,,,,,,,,,,,AMEN AMEN
So powerful madzibaba
I love it ❣️
Amen kuimba kwakanaka
Aruwini😍
So touching
Amen 🌞🔥🔥🔥🔥🔥
amen ... l love this verse
Groo munoimba
Ndoda kumbosvika kusowe kwavo Baba avaa
Amen mupindira kupi Baba ndoda kumbouyawo ku sowe renyu ..moparadza baba
vanonzani mudhara ava
Ndonzwa moyo wangu kuenda kure ndozvibvunza kt hands inn hre chikonzero
Muka Jonah tinamate
Murume ane chipo , but why Johane Masowe vachiti havaverenge bible but they quote bible verses?
Moyo wangu wasimuka,muka jona tinamate
Amai vaidaira avo Sando dzavo
I felt this, Amen 🙏
waroyo wanhuawa wenguwotsvuku zviizvawari kuimba zviwaroyi
Powerful
Hande mapostori
Ndipeiwo full song yacho
Amen 🙏 that's great
Mudara makapenga
amen amen amen
Ndobva ndatobatwa nemweya
Very powerful
I like God ❤❤❤
Tinamate jona ndakomborerwa
Baba vanoimba ava
kugara pakey chaipo
Ndasimudzirwa kani
So powerful,
Ameen
Amen
Jona Muka tinamate 🙏🙏🙏
Amen amen munhu washe
Vanoimba madzibaba ava
Vanzwi vengoni mazuvano vaoma Moto havadi kureurura,mapositori vanotamba nhamo varipasowe vachinamata,vamwe,vanorohwa nemheni ,muprofita asingareurure,vanhu vagariswa padondo vachinzi mwari atiitire nyasha,maposiri zvavakuda ziso
Good and Talented Preacher
uyahlabela baba
Madzibaba vane chipo zvavo
Ameeeen
Baba munoimba nekuparidza zvesee
Munoimba baba
Chiababa amen
😭😢😢👏
Amen 🙏🙏🙏
Amen and Amen 🙏
But how do they know the scriptures since they do not read the Bible? Or maybe some of the churches do read the Bible ?
They hear from the Holly spirit like it was before the Bible was written
@@stanleychikukwa5927it's a big lie wangu,they do read
tiripo paChiweshe apo
Husband Negomo.famba naro vhangeri.nyika ipone
Hyzbands wangu psmberi nevhangeri makaita basa mskatipa huro dzekuimba .Chief Negomo
😢😢😢😢😢😢🙏🙏🙏🙏🙏🙏🙏🙏🙏🙏
Jesooo
🙏🙏🙏
❤❤❤❤❤❤❤❤❤
❤❤❤❤❤🙏🙏🙏👌👌👌
22nd 1 10 11th DCaI 9p 0 11th
church inondiitira iyii,mandipinza mumweya munhu waMwari,
Amen and amen
Amen 🙏🙏
Amen amen

22nd 1 10 11th DCa
I 9p 0 11th
church inondiitira iyii,mandipinza mumweya munhu waMwari,
Amen kuimba kwakanaka
Powerful
Amen and amen
Amen 🙏🙏
Amen amen
Amen
Amen
Amen 🙏🙏🙏
Amen
Amen
Amen and amen
Amen
Amen amen