Our sister please do the right thing and go and deliver that message to the deceased' s husband. You are taking a huge risk by keeping that secret which you may seriously regret after losing your loved one(s)
Last conf.. tell your husband chokwadi. I hope he will understand coz it's not you wakaura munhu kah apa okupa mvumiro yekuenda kuLimpopo won't wonotaura nyaya yako. Simple uchatoona kuti dambudziko rikusanganq nemwana wako roperaa. Uye hamuzomboone chipoko futi. Uyu weya wemufu uri kungoda help from you kuti vanhu vazive zvakaitika kwaari
Ssy its very easy..dzokerai kupurazi sure munoudza mrume wemkadzi uyu...coz u never know wat will happen tumorrow...komukazomuka makaurayirwa mwana nechipoko ichi muchaita sei??
Nekukamburwa kwawayiitwa ne varume, i don't think your confession is true, if it is true you were wrong for letting that happen on your fellow sister , yet the choice is clear if you want to be free just go and confess to the truth to the deceased woman's husband, wobva wabudana nazvo shame people are heartless
Yeah munhu akambohura anonyepa 😂😂 ndimi makauraya munhu
Mainini munenge munonyeba imimi mataura nyaya dzakawanda its like ndimi makaisira munhu mushonga henyu kana chiri chokwadi sure mungasiye munhu achipihwa mushonga kana vanhu muri kusango mukatoona munhu anobva nyika yaunobva matova hama unga chooser musasko kupfura munhu wekunyika kwenyu sure 😢😢😢😢
Amainini yatove ngozi
Our sister please do the right thing and go and deliver that message to the deceased' s husband. You are taking a huge risk by keeping that secret which you may seriously regret after losing your loved one(s)
Pliz sisi do the right thing,deliver the message u have nothing to loose
But mainini makaita hutsinye sure kusiya hama yedu yekumusha ichiurayiwa vanhu tisazodaro
Kunyeba kwako iwewe Nxa-a Uri MUROI ndiwe vakatomu Poison iwe 👈 usade kutingwarisira ipapa ,asi (uchamama zvako ende uchanatsotaura kwazvo 😢😢 Ngozi tsvuku isingazoripike chaiyo
Kkkkk
Yes mukoma Nashe, ngavataure murume wake uye ne hope dzese dzaanosangana, nadzo ngavapetekedzane nemurume wake
My sister mukanonoka chimoto chiripo
Saka chii chanetsa apa
Amainin endai munotaura chokwadi mushambe mhoswa munotyei musiriimi makauraya, endai munotaura chokwadi
Mainn lets hope hamusirimi henyu makaita izvo coz inenge yakuita kunge ngozi iyi dzokerai ku limpopo motaura zvakaitika nemo nemo
Please sisi endayi muno taura chokwadi.
Chokwadi kutoziva kuti munhu arikuda kuisirwa poison then kwakutonyarara chokwadi ,saka apa chirikunetsa chii ingoendaka ku praz kwacho unomuudza pane kutokuwadzisa vana.But you're lucky nekuti mufi uyu arikutouya direct and iwewe you're confessing kuti everything's true ,hapana kuparadza marriage ingobudira murume pachena atokubetsere nhai weduwee.
My sister dzokerayi muve ne zororo, mutumwa haana mbonje, uye iwewe sisi unozviziva kusvika mufi afe you know saka endayi mundotaura
Last conf.. tell your husband chokwadi. I hope he will understand coz it's not you wakaura munhu kah apa okupa mvumiro yekuenda kuLimpopo won't wonotaura nyaya yako. Simple uchatoona kuti dambudziko rikusanganq nemwana wako roperaa. Uye hamuzomboone chipoko futi. Uyu weya wemufu uri kungoda help from you kuti vanhu vazive zvakaitika kwaari
Hapana kana chinonetsa kana usina mhosva
Last confection dai maenda monotaura henyu kuti ndizvo zvakaitika uye murume wenyu muudzei chokwadi nekuti apa mavambo Ngozi inokonzeresa zvakawanda
Ssy its very easy..dzokerai kupurazi sure munoudza mrume wemkadzi uyu...coz u never know wat will happen tumorrow...komukazomuka makaurayirwa mwana nechipoko ichi muchaita sei??
Mainini endai munoudza murume wacho
Uridofo endesa message unobvei nhai.
Mukaudza murume akazonyararawo mhoswa inosara kwaari saka endai kunoshamba mhoswa munhu akafa hamumugoni
endai munotaura
Akuya kwauri cos wakaona zvakaitika pakufa kwake, but what she’s asking is very simple, talk to your husband first ufambire nyaya dzacho
Chingoenda unotaura kana chiri chokwadi chauri kutaura hako usamutuke bcs achakuurayisira mwana
Handiskuona chinoparadza marriage apa ini,go deliver the message zvichakanaka
Lastly confession tsvagai number mumufonere murume wacho
Ko iwewe endaka unotaura nyaya yacho kumurume wake or kutsvaga number
Nekukamburwa kwawayiitwa ne varume, i don't think your confession is true, if it is true you were wrong for letting that happen on your fellow sister , yet the choice is clear if you want to be free just go and confess to the truth to the deceased woman's husband, wobva wabudana nazvo shame people are heartless
Im not here to judge you, ko endai ka munoudza munhu chii chanetsa? Munosiya your recent hubby kumba moenda ku purazi monoudza munhu message simple
𝐸𝑛𝑑𝑎𝑖 𝑚𝑢𝑛𝑜𝑡𝑎𝑢𝑟𝑎 𝑧𝑣𝑒𝑒𝑒 𝑛ℎ𝑦 𝑠𝑖𝑠