Mai vako ndivo vakaurayisa munin.ina wavo .Nyaya yako iripachena asi ndarwadziwa ufunge chimbofambawo hako asi mmmm uchenjere hako dear .Vakangwarisa mai vako and she knows everthink
1st confession...the only option siyana nazvo zvese...anditi u want to protect yo love of yo life & yo ssta???...saka rasa mishonga iyo uende kuchrch...zvekuromba azvina kana kumbochipa my brother
People need to pray so that you are not PREY to these people who cut people's lives for rituals. Ah such selfishness and wickedness upon the earth😢. Repent from your wicked ways and leave your sister or girlfeiend alone.
Zvekubvunza mazuvano zvatovapo ndingatuma ani kuti abvunze nyika yaipa kudai tatove zvose pavana vedu than kuudza varoi program iri mumba feel free go on uvaunze much safer
To the last Confession: Hide ingavani vagonesesa kuti Zivisa Asi Hatisi risu tinokwanisa kuregerera asi ndi Jesu Mufunge. Sunday ichikwana ipapo pamberi pe Church munosimuka muchi pupura kuti Mwari Vakuregererei ende mukaita izvozvo noMoyo vose Hapana anokutonga kana kukusungisai nokuti Hapana anoita zvakanaka pasi pezuva .Chivi Chivi ☑️🙏
Mai vako ndivo vakaurayisa munin.ina wavo .Nyaya yako iripachena asi ndarwadziwa ufunge chimbofambawo hako asi mmmm uchenjere hako dear .Vakangwarisa mai vako and she knows everthink
Ukaona uchiromba hauziri munhu asikuti uridhoti mukufunga.Ropa rose iro risina mhaka newe kumagumo uchariona zvako. Kwaifanirwa kuitiwa operation n'anga dzose dzinodai ngadzitsvee
Zvekuti ambuya vabvunza madates zvinoita
Remember ma circumstances ari munyika.
Saka mwana wavo akumirira nguva yafamba.
Give them an honest answer
Trustworthy moziva meaning yayo here nhai muverengi wemari
Vamai vekuuraya mainini ,m sure pane zvavaifanira kuita parinda paamainini zvakakonzera kuty varambe avigwe kure,kutsipika kana kumutsa voitwa chidhoma,kana kudya chaiko
Second confession hazviko mwana wavo anenge ane nhumbu ko sei kukumhanyira kudaro uchazochema mangwana
Zviriko rega kuita mwana wevanhu Gara ndichauya
Again vako vanoroya vakushandisa mainini vako ,ungavige sei munhu pamba pako munhu enge ane murume wake
Zvekuzobvunzwa naambuya ummm mkoma mogona kuroora kufamilt ine moto mukazochema imi vapei madate ekure and dec momborega kuenda pamwe pacho Mwari vanotipa ma signs ekuti tione saka zvakwamuri kufufa kana kuwarira
There's Glory in walking with Jesus Christ .
1st confession...the only option siyana nazvo zvese...anditi u want to protect yo love of yo life & yo ssta???...saka rasa mishonga iyo uende kuchrch...zvekuromba azvina kana kumbochipa my brother
Coincident ipiko nhaiwe
Rombai mega handidi mari yeropa
2nd confe haa I think tankawanyatsoonkorora vanhu vako coz unogona kupiwa munhu ane mimba or u never kno
1st confession chinkosiyai zveurombwa izviii coz mukuurayisa vanhu vasina mhaka
People need to pray so that you are not PREY to these people who cut people's lives for rituals. Ah such selfishness and wickedness upon the earth😢. Repent from your wicked ways and leave your sister or girlfeiend alone.
Zvekubvunza mazuvano zvatovapo ndingatuma ani kuti abvunze nyika yaipa kudai tatove zvose pavana vedu than kuudza varoi program iri mumba feel free go on uvaunze much safer
Garayi maziya makaradi vane ropa rino pisa hamuzozvikwanisa mberi ...as mukeda ndoziya vangani vakapinda muvhu nekuda kuti kwadza
Last confession: stealing from God Himself😮. Repent and ask God to forgive you and what is the restitution required.
Zviriko shamwari roora ko kana asina ana tete pfuma yovhunzwa nani imi ma ma tsotsi
Take back chikwambo
Mamukasei vanhu vamwari awanawo number dza gogo ngandi tageo
To the last Confession: Hide ingavani vagonesesa kuti Zivisa Asi Hatisi risu tinokwanisa kuregerera asi ndi Jesu Mufunge. Sunday ichikwana ipapo pamberi pe Church munosimuka muchi pupura kuti Mwari Vakuregererei ende mukaita izvozvo noMoyo vose Hapana anokutonga kana kukusungisai nokuti Hapana anoita zvakanaka pasi pezuva .Chivi Chivi ☑️🙏
Last confession vanhu amusisina matyira sure...kuba mari yechrch wapodza wopa testimony musame chrch imomo...like.seriously??....mira hako uone zvichaitika kumberi uko nemota yako iyoyo...paichakutyora tyora ukagara pawheelchair ndipo pauchaona kut Mwari ahaitirwe secret...ungabira vanhu not Mwari
To the last Confession: umm Humwe Huroi soka .iii ko zvino vakamuuraireko Muni'ina vavo iyeyo aa- vedu voyeka!😢
He zvinoita time inenge yarebawo Plaz vanotya kut munotorwa nevamwe