Sekuru you should be great greatful uour sister for what they give you try to manage with it not to say it doesn't help image 2 lts cooking oil, 2kg sugar all the things your sisters give you , maybe by your time you could give them anything , our brothers only need us when there in sleeping bed 😢😢😢😢
Baba nemarwadzo avainawo nemamota avainawo dai vamira kuputa fodya. It worsen the problem.. yes huroyi huripo but smoking worsen the pain. The more you smoke, the more abscesses worsens
Ndakambovaona sure baba avo plz sly batsirai baba avo vayendesei Kunana sekuru vamobatsira munhu Uyo anehupenyu
Sekuru Tasvu please help, apa pakudiwa your intervention batsirai muzukuru wenyu atambura uyu
Akabvako wani kwaTasvu ndokwaari kutaura kuti sekuru veku Marborine vakambomubatsira ayisatogona Kugara zvaakuita izvi
Ndakatoionawo video vakatomupa 100$
Hooo akabvako kwa tasvu nhai
@@evasnyamhere4066 hoo ok ndanga ndisina kupabata.. atambura shuwa
Kune vanhu vano roya zvemhando yepamusoro chaiyo
Baba ava vakamboburitswa kunge 3years back nanhasi havasati vawana help ummm Mwari pindirai
Shuwa veduwee nanhasi varwadziwa government ikupa vanhu mota vanemari dzavo tsvee kubatsira vanhu vakadai so
Kana kubata varobert tafumanei😊
To ziva Zimbabwe. Ichibatsira😢😢😢😢😢😢😢 batsira iwo vanhu vamwari😢😢😢😢
Mupei sekuru Amadu or Chigochamazizi please ngavamubatsire for free please😢😢😢😢😢
Varume munosherketa kuswikira wawan mukadzi anoroya munenge muchitswaka mukadzi akadiii
Ma Benefits ekuramba ramba vakadzi .
Sekuru you should be great greatful uour sister for what they give you try to manage with it not to say it doesn't help image 2 lts cooking oil, 2kg sugar all the things your sisters give you , maybe by your time you could give them anything , our brothers only need us when there in sleeping bed 😢😢😢😢
Uuuuuuummmm 😢😢😢😢😢😢 ndarwadziwa 😢😢😢😢😢😢😢😢😢😢😢😢😢😢😢😢😢😢😢😢😢😢😢😢😢😢😢😢😢😢😢😢😢😢😢😢
Ko kukwesha mazino
😂😂😂 Ehe nhai ndivo muroi baba ava
Ngavaende kuchipatara baba ava
Zimbabwe muri.pamberi nekuroya vamwe tiri kurara vamwe varikumuka ndofunga husiku hakuna chakanaka mushika shika chaiwo nekuroya vamwe vachidonha pandege dzehuroi munowanei pakudya nyama dzavanhu kana kukuvadzq vanhu
😂😂😂
Shame 😢😢😢😢😢 vanobatsirai plizi batsirai baba ava vararamewo zvakanaka
Well-done presenter.unogona
Ngavaende Kwa Teteguru Tasvu Simba akapora batsirai Baba avo Tasvu one
Baba nemarwadzo avainawo nemamota avainawo dai vamira kuputa fodya. It worsen the problem.. yes huroyi huripo but smoking worsen the pain. The more you smoke, the more abscesses worsens
hero basa vana sekuru TASVU
Shame,be healed in Jesus name
First
Umm huroyi hwanyanya munyika .varoi please zvakwana
So sad 😭 hey
munhu aregererwa uyo last year akambobuda pa Sly media futi
Mubairo wekuchinjanisa vakadzi kunge masokisi
Ngavamboenda kwapastor Jose vanogona kubatsirika
Madiyi mayenda kwaSekuru Tasvu nhai baba
Ndakambovaona kwasekuru Tasvu baba avo
Mubatsirei shuwa murume uyu he is a good narrater😂😂😂ndaseka zvangu
Ndisahwira wangu akaviga murume wangu mufunge anemadrama shame
Tilder Live huyai mubatsire baba ava
cancer ndozvainoita kana ikapararira nemuviri
Ehe wangu zvino yabata pamhengera mumba
Iwo mazino ndimi muroi imi musanyepere amai imi
Baba Fasten your war boots to Tasvu or Bunzamukombe.
Sekuru Tasvuu huyai mubatsire Mwari vanokuwedzerai
Vaendesei kwaSekuru Chigochamazizi vanobatsirwa
Zvakaoma zvorwadza mufunge
Kkkk haa modzibura nyaya
Endai Kwa Tasvu house number 7 undersign drive mebelrein harare
Uuuuum zvinorwadza veduwee
mubatsirei baba zvinonzwisa tsitsi
Shuwa vakambobuda futi bba ava
Eish vanhu havana tsitsi zveshuwa mwari pindirai mumene
51 vachiri vadiki Mwari pindirai zvinorwadza izvi
Sekuru Tasvu chero mahara mubstsireio
Ngaiinde kuharare kwatasvu kana pane anogona kumubatsiravo nemari
Chihure futi huye don't
Úmmmh mkadzi uyu hutsinye kudero yowee
Kkkk yaive fodya yemhandoyi 😂
Avo varikutengera vanhu mota varikupi ndovanhu vanofanira kubatsira
Ava havatombo vaone zvavo varikubatsira vane tumari twavo vanotambura haabatsire
So kwa tasvu zvakaramba mmmm saka pakaipa
Think it's a repeat SLY media are the kings of repeat lm sure they miss mukoma Robert
he was the bestest and still the best ava vako they giving us fake sekurus vanhu varikuchema@@sueeland5675
Get tested for HIV and diabetes first baba
Dai vawanawo rubatsiro
Kkk k zvakaoma hazvo nhamo serugare
Ummm pkaipa wn
Shame