ขนาดวิดีโอ: 1280 X 720853 X 480640 X 360
แสดงแผงควบคุมโปรแกรมเล่น
เล่นอัตโนมัติ
เล่นใหม่
First to comment Tateguru wedzerwai makore
Wauya muti mukuru❤ bhuru. Mhuri yapatsanurirwa zvakajeka. Anotiwo i drama iiii ngaamboitawo rake tione
Kune vanhu wane musoro wakadhakwa hama
Language iyo inonzi Nyungwe. Midzimu irikubuda kubva kumadzitateguru aitaura Nyungwe. Vanhu vanogara nzvimbo iri mu Tete nezvimbo dzakatenderera kunosvika ku border re Zambia, Zim ne Malawi
KO n'anga dzose dzinotaura language iyo sey ...dzinobva kuchete here kana kuti vanoromba kumwechete
kkkkkkkk
Kkkkkk😂😂
@@HowardsaddamMeke unonzwa ichiti bwanji ...njito ...wabwera ...zikomo aaaah
Ndimi ndodzamunoda ka
First to comment
Tateguru wedzerwai makore