ขนาดวิดีโอ: 1280 X 720853 X 480640 X 360
แสดงแผงควบคุมโปรแกรมเล่น
เล่นอัตโนมัติ
เล่นใหม่
sekuru to to the fullest batsirai vanhu pachi vanhu bcoz tiri vanhu vatema ,tsika dzedu ndiro dzinde redu
Sekuru batsira mwana uyu shuwa mwari vakuropafadzei nekubatsira Sekuru Chapora basa murikubata shuwa
Sekuru ndinotenda nebsa guru renyu ramunoita zvinokudzwa ndinoti itirwayi nyasha namwari one day ndouya cht ikoko nhamo yangu ipere nemwna wngu
Achapola uri bho munhu iwe mdara. Mwari akukomborere mdara. Uri champion kudarika ED naPootin
Thanks sekuru Achapola mwari ropafadzai sekuru batsira chokwad
Ko mukoma sly how far nemukomana uya wekuuendesa musikana wekubhawa kumwedzi akazozodii pakumwa mushonga paya
Rambai vakadaro sekuru nevemedia thumbs up
Sly woooooo thanks somuch
Isai back to sender
Sekuru Achapola munobatsira muine Mweya waMwari. Mwari vakuitireyi zvakanaka
Uuuuuuu Mai sister wakatambudzika zvisinei mwari vanopindira
Heeey 🙏I was worried for her 😢😢
Back to sender Sekuru ngavabudewo honye dzavo
What does AFAMBULELA mean? Please balance me
Indimi
Salaam alekum sekuru. Inshallah. Hambulila
God's great
@@lillysham3395 You made it worse, more confused
@@violamavhatu6434 I understand now
Thanks sekuru
Haaaaa Kambalela mu Zimbabwe mune vanhu vanoroya masikati machena sure. Mukadzi ne Murume uyo ngavadzoserwe honye dzavo dzavakaisa pa Mukadzi uyo ne zvese zvavakamuita kani.
Ummmm sorry sis wakapindana nezvakawanda nezerarako iroro mwari vanokuda dear
Nhai Chapora kubva waita kunge Sauro kumeso nematauriro😅😅😅
Sly media muripamberi
Haaaa nemachawa ayaaa sekuru awa machawa mese varoyi munoti ekeee bhora mberi sekuru Achipola
😢She went through a lot ndarwadziwa.
Ko ku South Africa munouya rinhi
Totenda sekuru nemoto wakabaka👏👏👏
Tinokutendai sekuru nerudo ewenyu.Sly thanx ramba Uri bridge revanhu mwari vachakukomborera,
Sekuru munopedza iiii 🙏🙏
Aah, this is a moslem traditional healer. 😮
Achapola live long
Nyika ine matambudziko veduwee sry sis Mwari akunyaradze .... thanks sekuru
Alihadhulila zvinorevei nhai Sly
Alhamdulillah is Arabic for Praise be to Allah /Praise the to God.
uuuuuummmm shem get well soon bby girl
Sly media bsa murikugona mabatsira vnhu vkawanda
What a nice moveeee
The moment you think of honye coming out from that fruit u will NEVER sleep around with anyone. Eishhhh u loose interest for women or man
Amen
Raramai nekusingaperi sekuru Achapola mubatsire nekuyambutsa vanhu vane matambudziko
God is good pliz help here devil is a liear🇿🇦🇿🇦🇿🇦🙏
"Allahanmbelela" zvorevei?
Ma Christians tinoti God ,.mamuslim anoti mwari wavo Allah then ravarikuti hangila iro zvinoreva ndinotenda
Kubuda honye sure here varoyi musatirwadxise kudaro
Tipeiwo number dzaSekura Achapola
Inga dzikubuda wani pascreen cheek kunotanga vedio
Taiva naye fungai ku Oman 😢
Sure Sekuru batsirai musikana uyu aonekevo kt munhu bcz yaa pakaipa nyika yedu ye zim yakatakura
Hezvooooo koinga ihondo kurwira futi zvemudzimu ndaiti vaprofit chete zvine hondo haikona 😮
Sekuru batsirai mwana 😢😢😢
Chidhara chibaba icho afandilila 🔥
zvakaoma honye shuwa here
Zvemazviro kwazvo sekuru paradzai uyipi hwavanhu ava. Pamwe Alice is not their only victim. Sekuru huyipi hwakadai ngauparare zvachose
Sure sekuru back to sender
Mwari Mirai nevanhu venyu
Sekuru mwari akukomborerei mune moyo wakanaka 😢 shuwa mupei gweta shuwa
Peiwo number dzasekuru
God have mercy
Back to sender sekuru
A mwene kwete ambhuya
Batsirai muzukuru sekuru Hondo ngadzidzoke kumuridzi
sekuru achapola in,anga asi vanotungamidza mwari kumberi
Ndinotenda hangu sekuru nebasa renyu ndokumbirawo number dzenyu sekuru
Afandilila means afa ndochema
Ndinovimba nemi nesekuru Achapola
Sekuru ndinokutendai ne basa renyu ne rudo rwenyu
Kana achapola vachibutsa varoi ndava bate muroi akaroya sisi ava ruzhinji rwezimbabwe ruone tivape simbidzavo nekuti inyaya yakabuda kwatete tilder
1st
Sekuru parikudiwa gweta re back to cetre chte zveku Court
Maita basa sekuru wangu
Ndeve kupi sekuru ava
This is just as good as murder.
Mudhara Tapfumaneyi mune basa hombo ndirikuuya kuzokuonai
Mmmm vanhu ava zvavanogara pedo neni ndichamboitsvaga saloon yacho timboona varoyo ava pazindoga. The good part zvafumuka Achapoka bhora mberi
Ndachema zvangu
Makaita basa sekuru
Thank you sekuru rambayi makadaro
Unopora wauya Kwa Sekuru chapola
Vakarohwa na sewere😁
Sekuru mwari ngavakuwanirei nyasha
Sorry sister eysh veduwe
Vadzoserei zvinhu zvavo sekuru,hondo kuhondo zveshuwa.Vakajaira stereki kuda kupfuma nedambudziko remumwe munhu.Kana izvo zvichembere zvekumusha kwacho,amwene vadzoserei mweya wemwana wake wavakauraya.Umm,vanhu vari kushereketa kunze uko.
Ho hambilila
Akapedza ngauye Kuno ndipe bsa
Haa vanhu chiiko chokwadi chirikuitika vanhu huroyi kudai nhai imi
Vanhu vanodisa mari veduweee
Ichokwadi
@maria urikupi kwacho bots
Dai Mwari vakuporesai sekuru muwane simba rekubatsira vanhu vane matambudziko
Ummmm nhaimi vanhu vanoroyerei kudaro imi zvinotyisa zvirikuitika panyika
Zvakaoma vasikana
Zvakaoma we
Allah Amudulila sekuru
Sekuru
Tinotenda nebasa renyu sekuru tinokumbira back to sender
Achapola ratidzai varoi avo simba ramwari nerevadzimu tikuvana pano pachi vhitivhiti
Zvakaoma mufunge
Ende zvorwadza veduwe
Sekuru patai basa paita nyaya yoooo
Dai angobatsirika
Sekuru tiri kuda go back to sender tione simba rengu
🙏 Mwari sanganai ne mwana wenyu apore.
UYAHAMBULELA
KHULE ILEGENT IN 3 MINUTES VATOUNGANIDZA VANHU 103
Wamboti hembe dzakamka dziri kdanga re mombe asi wazoti dzkanga dzaka petwa dziri pa bed ??
Ndanzwa seazoti dzimwe kudanga dzimwe dzakapetwa dziri pamubhedha.maybe was skirt blouse zvemukati
Finish imistake kutaura
Asi munoita kusarudza zvekunzwa zvimwe mosiya? Izvi zviri recorded hapana chitsotsi, ati dzimwe dzakapetwa dziri pamubhdha dzimwe dziri kudanga remombe.
Gudo robvarura vanhu vezanu kwaChivi th-cam.com/video/bU9wfKwmhNo/w-d-xo.html
She doesn't need sekuru but needs anti biotic injection or tablets
Wakakwana? Unorapa mhepo ne abtibiotic?
Stop fooling the people
Antibiotic pachivanhu here iwe😮
Are you for real?
Tipeiwo number dza sekuru Achapola

The moment you think of honye coming out from that fruit u will NEVER sleep around with anyone.
Eishhhh u loose interest for women or man