Zanu pf zvainosungira vanhu so unobva vazvishaya chinotimba aimba achity chamisa mhata inokuya nzungu nyoro akasungwa hre tsvee kupa vanhu basa take take nevarombo mbavha vachivhayo vachiita zvavanoda
Mazimba you will die in your rot situation in a country that has no democracy.Nyaya yekuti anofira mahara imi muchafira zviripo zvipi.Ko kazvinyadzi makafana ani.
This is freedom of speech l can’t see anything wrong with this comrade
Achimama chiyi . iwe ahumami chokwadi chiripachena neshure yembwa.
Zanu pf zvainosungira vanhu so unobva vazvishaya chinotimba aimba achity chamisa mhata inokuya nzungu nyoro akasungwa hre tsvee kupa vanhu basa take take nevarombo mbavha vachivhayo vachiita zvavanoda
Let the songs trend kwaaa
kkkkk Gandanga remaGandanga iro. Let's keep the fire burning 🔥 brother!!!
Kwaaaaaaa Ma USA kwaaaaa akavharirwa nemasaskum kwaaaaaaa ndachema
I like mapurisa song kwaa
There is nothing wrong about saying that ..Mnangagwa led government should learn to accept criticism
Freedom of expression but no freedom after expression.
Yes no democracy and freedom of speech in Zimbabwe
Zvinonyadzisa izvi ,dzimwe nyika mune democracy munhu anotaura kana kuimba zvaanoda .
😂😂😂hatinyaradzwe zvekudaro,hapana asingazivi kt ngwena auraya nyika,chero mapurisa nemasoja vanozviziva asi havadi kt zvitaugwe😢
😂😂😂 iqiniso liyababa
Pamberi ne Gamba iri
Nothing wrong
Zvimwe zvinhu zvinosungirwa vanhu 😂😂😂 zanu nxaaaaa
Hapana chaatadza.kutuka kuti zig rine nzara sad sad zviriipachena kudaro ummmm smith aiva nani
The way how things are happening we are close to where we are going
Mnangagwa haadi kuudzwa chokwadi .nxaaa vana Chivhayo varikufamba vari free ndidzo mbavha vanofanira kusungwa
Right
Akazorongerwa mvuto ndiye😂😂😂
Hatidi zvekupihwa zig nema sascum
Ma USA huya ...angauya seiko akavharirwa nemasasikamu😂😂😂😂😂excellent mukomana
Anoda kupihwa food ne equipment yekushandisa kuchitokisi igamba😂😂😂😂
Vanhu vanotaura Chokwadi vanosungwa pachizim
Uyu as we speak AriKusura Dota🤣🤣🙌 eishhhhhh. Muromo unoparira....
Ndivo vanonzi varume ivava
Zanu ahitemesve msoro nematunzvi.
Zvagara Chokwadii zvinorwadza
Kkkkkk yaaa murume uyu chokwadi ichi ngasunga chivhayo mbavha idzi so ka
Ndovanodzi varume avo kwete vamwe vose vari myzimbwe ahavasi varume imhata dzechirume one murume akajamuka well done chibaba iwe munangwa pamhata pako zvinosungisa hre izvozvo ahudi kuudzwa chokwadii kusatanyoko wako munangangwa urimbwa uri chibaba
Ko kutuka varume vose ndokudii
😂😂ukuda kutikuvadzisa,
😂😂😂😂😂
Police and Mnangagwa neZanu pf government and Varakashi are true failure
Was he going to be arrested if he praised Zig that it is high than the pound lying??
Munangagwa ibenzi anoti. Kuba mareults kuurayanyika nekuuraya vanhu munhurudzii asinganzwe kuto gwa nemunhu asiri wemunyika yako anotongera hutsinye sadambodzo
Zvino sungisa here izvo,iye president azvidzwa here siyanayi nezvimwe zvacho imi mapurisa,
Ehe atosungwa
Hunt akushora president
Song of the year 😂
Kwakuti munyika mune democracy vanhu vachitadza kuimba zviripachena
Ngaasunungurwa wakaimba chokwadi wani ndiwo unzvanyiririka uhwo mapurisa
@@JaneMwashayenyi-so2jc akataura chokwadi kwete kuyimba , ndozvakaita Muimbi izvozvi?.
Saka chokwadi imhosva here nhai.. Why Chaizvo
Song of the year... Zig rinedzara kkkkkkkkkkkkk
Kushaya basa sei vachisiya mbavha vachibata munhu anoimba chokwadi nemapurisa basa havana
Munyika makaiita vanhu 10 bhoo tinopona
Uyu ndiye murume chaiye muno moZimbabwe ndiwo vanhu watinoda awa
achamama hake achafira Maharaj ndiuye akazviparira ega nyaya yekuda kuzvita gamba amama
Pfutseki mwana wembwa unofa uchitambura dhununu
Mazimba you will die in your rot situation in a country that has no democracy.Nyaya yekuti anofira mahara imi muchafira zviripo zvipi.Ko kazvinyadzi makafana ani.
Kana iwe ukutomama nenzara
😂 vanoshaya zvekumusungira ndozvaita vedio here nhai coz arikungotaura ega wani muchioffice chavo cheSecurity & naiye ingati angatozvipawo Nyika