Greetings Family Shalom🙏🏽🤗🙏🏽 Finally Tent and table for Chief chief, with the vast knowledge & wisdom then no tent & table, but now that it's there, quite professional and presentable, Tonzvitenda maningi stereki👏🏽 God b6less you all 🙏🏽🤗🙏🏽🤗🙏🏽
Zvino rwadza kana Ngozi dzobbuda on young kids honestly all because vanhu vakuru makasvipa moyo mahlku shungurudza vana venyu zvinoita rwadza kana Tsoka anosotaura misaite utsinye kusairira paana adoko so dii🤨but l call upon you Lord in the name of Jesus Christ l connect the hose. Pipe and spray the blood of Jesus Christ upon them,set them free in Jesus Christ Powerful name we ask,so shall it be as you said anything in my name John 14:13 thus we're asking now Lord intervene 🙏🏽
Izvi ndezvechivanhu why mixing things Jesus Christ is out of the equation here nokuti maChristians havatoendi kun'anga saka stop talking about Jesus dai vaida zvaJesus vangadayi vakaenda kuchurch , kumaporofita
I love you GOD more & more as well as my fellow Brethren, thus l Pray that in Jeremiah 32:17 & 27 you declared that you are the God of All Flesh Nothing is too hard for you to Do Hallelujah because you are ABOVE ALL John 3:3131 Unobva kumusoro uri pamusoro pavose; uyo anobva panyika ndowenyika uye anotaura zvinhu zvapanyika. Uyo anobva kudenga ari pamusoro pavose. Iye anopupura zvaakaona nezvaakanzwa, asi hakuna munhu anogamuchira uchapupu hwake
I think it would be more respectful and considerate to cover those little girls’ faces. They have lives to lead after all this. I don’t think they would consent to be published if they were in their normal beings 😢.
Ndati ndikuda pekuti ndinyenge kkkkk hey ineukasha ngozi iyo ndikuda kutonakirwawo,asi ini handinzwisisi anonyengawo sei iye akafa ..can someone explain to me please

God bless u too hama
@@GladysRumbidzo
Chief mutasa mune corruption, mai defender mufundisi akatora mukadzi wemunhu.
Was surpoting you now nononono😊
Dai ari mukadzi wenyu akatorwa maibvuma here. Now you talking about under age and rape
Mfundisi paid masatanist end times pastors
Pa case yamufundisi akaratidza Kuti mutasa ndiwe Zanu pf
But guys honaika,, point yaChief was like you cnt divorce mkadzi wako wozoendesa nyaya kwamambo. Anenge asisiri mkadzi wako
Shumba ndoda kunakirwa Saka Moda ndinenge mombe here haaa vanhu Soo ngozi haisaridzi zvekutaura shuwa
😂😂😂😂😂 Shumba imi murikunyenga and murikutonakirwa😅😅😅😅
Vanoda kunyengawo
😂😂😂😂😂😂😂 Manyama shuwa. Hanzi vamwe vane mvura hahaha
Nobody can stop raggea..even ngozi inodawo bota 😂😂😂😂haa pakaipa ngozi iyi ngaichenjererwe otherwise icha raper vana mumusha umo.
Haizosvike ipapo zvayo
😂😂😂😂😂😂
Nekuti Madero acho bota it's too much maybe ìri kuto kudya bota pavana ava shame
Secretary very smart...always ❤❤❤❤❤❤❤❤❤
Ngozi manyama hanzi munoda ndinyenge mombe here 🤣🤣🤣🤣🤣🤣🤣🤣Ini ndiri kuda mukadzi wekunynga imi muri kunakirwa hahahaha 🏋️♀️💃❤️❤️❤️❤️
😅iyi yakanyanya ngozi iyi
Long live Mambo Mutasa ,, murikubata basa Mambo
😂😂😂. Hapana asingadi kunakirwawo 🙌🙌🙌🙌🙌
Bota family 🤣🤣🤣
😂😂😂😂😂😂😂iyi ngozi ma1 aaaaaa ndaseka nhac
Ngozi irikutoda kufemerutsa munhukadzi😊
Kurara pachifuva chemukdz
Mambo Mutasa mune basa shuwa mwari varambe vachikupai simba nyaya dzengozi dzakawandisa
Yoooooh chief mutasa ndofunga munomboseka henyu mapedza basa kkkkkkkkkk
😂😂😂😂 kna ipapo varikuseka wani
😂😂😂😂
Ndarwadziwa hangu mwari muripiko satani achidayi mwari woyee musodzi yangu yabuda
Ukaona ngozi yakadai ikaiswa pauri unenge uchimuka wakati rabada because unenge washandiwa
Tichkach vharawo mwana uyo face manje ukaburittsa face kuchikoro anosekwa nevamwe ...dzidza kuvhrawo ma face evana vachiri kuenda ku xcool plzzz
Vanhu vakuru ava
@@CharlesMandieudza ane ma braids uyo mwana mudiki shame
@@RufaroZikianosekwa Nani hapana vana pano
@@CharlesMandieudza arikutaurisa mudiki uyo ane 17yrs ndomuziva
Havavhare uyu haasi professional
Muchapera mese kunyengwa mumusha umo😂😂😂zvikanzi moda ndinyenge mombe here
😂😂😂😂😂😂
Mambo mutasa mune moyo mu nyoro thank you mambo❤❤❤❤❤❤ munonzwisisa chikaranga❤❤❤
Cheif Mutasa am in love with ur voice chete zvangu
Makuda kutanga kunyenga vanhu kaa manje mambo havapinde mucomment section
😂😂😂😂😂😂@@Nastyrider4187
😂😂😂😂😂 Mwari chiuyai mutore vanhu venyu vaye watanga kunakirana kuno this is so funny 😂😂😂
Zvino rwadza kana Ngozi dzobbuda on young kids honestly all because vanhu vakuru makasvipa moyo mahlku shungurudza vana venyu zvinoita rwadza kana Tsoka anosotaura misaite utsinye kusairira paana adoko so dii🤨but l call upon you Lord in the name of Jesus Christ l connect the hose. Pipe and spray the blood of Jesus Christ upon them,set them free in Jesus Christ Powerful name we ask,so shall it be as you said anything in my name John 14:13 thus we're asking now Lord intervene 🙏🏽
Izvi ndezvechivanhu why mixing things Jesus Christ is out of the equation here nokuti maChristians havatoendi kun'anga saka stop talking about Jesus dai vaida zvaJesus vangadayi vakaenda kuchurch , kumaporofita
I love you GOD more & more as well as my fellow Brethren, thus l Pray that in Jeremiah 32:17 & 27 you declared that you are the God of All Flesh Nothing is too hard for you to Do Hallelujah because you are ABOVE ALL John 3:3131 Unobva kumusoro uri pamusoro pavose; uyo anobva panyika ndowenyika uye anotaura zvinhu zvapanyika. Uyo anobva kudenga ari pamusoro pavose. Iye anopupura zvaakaona nezvaakanzwa, asi hakuna munhu anogamuchira uchapupu hwake
haaaaaa pakaipa ipai ngozi mukadzi anakirwe
Chief mukaita zvekutamba munotorerwa mkadzi
Mambo nedare rake vanebasa rekunzwirira masoko😅😅😅😅
Kkkk akafa yakamira 😂😂😂
Mfana akafa anenyere yakaipa uyuu💪💪
Kkkkk haaa bonde rozipa kkkk mwana anoda kuzipirwa
Bota😂
Ngozi dzevana vadiki dzonetsa ,ndosame ne ngozi yatonde ,zvinhu zvacho zvinenge zvisina direction
Imwe mweya yetsvina chaiyo. Imi moti ingozi
😂😂😂😂😂 Best ngozi ever
😂😂😂😂
Lazie wakapenga, ini Shumba handibvi pano. Ndinobva ndaziwa kuti ndawanemukadzi. Lazi ma1
Ndodzingwa ndaseka hangu 😂😂😂😂
Kkkk kkkkkk zvarinenge drama iri
Kkk😂ngozi dzana wasu dzonakidza
Ngozi ikuda bota 😂😂😂😂
😂😂😂😂😂 zvakaoma Shumba ipai munhu mukadzi aaaaaaa ndaseka😅😅😅
Pwaaaaaaaa. Pwaaaaaaa. Shumba murikutonyenga kana zvanetsa motondipa wenyu
Kumanyika toda deliverance yakakwana chaiko chaiko. Takasarira zvinonyadzisa. Sei ngozi idzi dzisinga budiwo kuma graduates. Ngapamboongorerwe apa.
Dzinobuda hama yangu ini ndiri mtoko vanhu vaona nhamo,I think yakwana nguva yacho
Ndiani adaro ascana kune kusina tv radio nyika yakarema mufunge zvinonzwisa tsitsi
Voice manje hahahahaha😂😂😂😂 hanzi ndoda kunyenga imi mukubikirwa nekunakirwa
Uuuuuuu zvakaoma sure ko akati kuromba kunopa hupenyu hwakanaka ndiyani honai zvoita vana apa tuvana tuduku twashungurudzwa sure
Ini ndodzingwa kudare rakadai ndaseka hangu kkkkkkk
Ichiiii chibatisise chiri kupisa ichi nyenging yashupa. Vamwe vane mvura vamwe havapisi vakadzi zvakasiyana haaa ngozi iyi sooo ♨️♨️♨️♨️♨️♨️♨️♨️♨️♨️♨️♨️♨️♨️♨️♨️♨️
Ngozi manyama😂😂😂😂😂😂😂bota family woyeee
Shumba wenyu uchanyengwa ..makuvara hre nehosha
I think it would be more respectful and considerate to cover those little girls’ faces. They have lives to lead after all this. I don’t think they would consent to be published if they were in their normal beings 😢.
Muviri chete bt munhu mukuru uyo
@@Userchirieven arimunhu mukuru anodawo kuvharwa kumeso
I agree ipapo anoroorwa sei zvonzi sandiye wepa tv here muroora wedu haaa i support u ipapo😢
Ve chanel ino vagara havavhare even vana vadiki ,havasi professional
Ingourayai vese vakakutsipikai
😂😂😂😂zviriko here izvi, musatamba nezvisina basa😅😅
Is this a skit or what?
Shumba ndikuda kutonyengawo😂💪
Jaco kuita bhucha maturusi maihwee zvangu 🙆♀️
Ngozi irikuda kunakirwawo😂😂😂😂😂
Vakomana chivanhu chiriko manzwa respect this 😢😢😢😢😢😢😢 tasika panoda chokwadi maje
Yoooo pakaipa iyi ngozi inowabvisa chiri kumeso. Anoda kunakirwa uyu weeee
😂😂😂😂😂😂😂😂 hezvo chakanyanya ,,,,hanzi kana kumutemo kwacho ndikuda ku yoyoyo ndaseka hangu nhasi
😅😅😅😅😅😅 ngozi inoda kunyenga😂😂😂😂😂
Mune basa Chief😅😅
Kakafa kaine hosha, kanenyere iri serious. Karikuda kutonyenga, vacharepwa nacho icho.
Kamwana karikutotaura zvinonzwika
Ummmm zvorwadza zera racho.
Haaa Shumba mune basa 😂😂😂
Vanobuda mvura ngozi manyama
Kkkkk Shumba imi mukunakirwao
Kkkkkk mambo mutasa iyi ngozi mapererwa anoda kunyenga kkkkkk
Ari kunyepera kumubudirwa musikana uyu ende vanhu vava kutevedzera zvavanoona
Musadaro kubudirwa kunorwadza vanhu vashe
Ngozi inoda zvinhu kkk
Apa ngozi yadhuva kubidira panenge paType yechi sley-queen (very beautiful lady). Regayi zvedu tiseke nhamho serugare. Asi pakaipa kkkkkkkkkkkkkkk
Madzimambo mune bass vasikana imi nhazofa nekuseka 😂😂 😂😂😂
Mapedzera ma Sports team Binga Guru trophy 🏆 🙏 🙌
Hanzi vakadzi vakasiyana vamwe havapisi.mambo musanakirwe mega 😅😅😅munhu arikuda mukadzi ambonakirwewo.
Ndati ndikuda pekuti ndinyenge kkkkk hey ineukasha ngozi iyo ndikuda kutonakirwawo,asi ini handinzwisisi anonyengawo sei iye akafa ..can someone explain to me please
Ngozi iyi yokutsnga kutaura wadaz kuna Mambo Adam a bye bye 😂😅😂😅
Ngozi yapopota ...😅😅😅😅😅😅😅😅😅😅yaramba nemombe ....kkkkkk
Yah ma1 aya. Arikuda kunyenga, 😂 hanzi murikuda kunakirwa mega
Yaah mambo mapinda bsa hey!
😂😂😂 pakaipa kani apo mutasa shuwa
Nemi mukunyengawo 😂😂😂😂😂😂😂😂😂😂😂😂
Shumba hanzindotora wenyu mukadzi
Ngozi dziriko hama
Uuuum, i feel for the kidz, innocent souls dzrikushupikaa xuwaa
Anzi Shumba imi muri kunyengawo kkkkkkk
Vachamamiswa 😂😂😂😂😂 ndaseka nhasi ngozi inenharo
😂 Haaa bota rinongodiwa haaa iyi ngozi ma1
House yangu😂😂😂😂
Ngozi iri kuda kunakirwawo hakuna asingade please nengozi ngozi hr boys
Aaaaa ingazvakaoma nhai shumba moipedxa sei iyo imwe yemachende ummm shame zvino pisatsitsi
Kkkkk ndokt ngozi inotodawo lulalula
Ndosaka tichivata tichibokotwa ndidzo ngozi idzi 😂😂😂😂 zvakaoma
😂😂😂😂😂
Kkkkkk
Akafa asati aroora
😂😂😂nhasi ndanakidzwa
Kkkkkkkkkk maiweeeeee nyaya dzedivi iri dzakaoma
Ndakamboona vakadzi nekaCrew kavo vachirongera mumwe mukadzi pakashandiswa musikana mudiki kubudirwa...saka dai tambozvimira pliz
Imi zviriko here zvr kuitika izvi😂😂😂
Ngozi inepamuromo iyo kuti shamba ndoda kunyenga😂
Handina kuzofara nekubatwa kwakaitwa nhau yaMufundisi naMambo Mutasa i think kana vaitadza ngavape umwe mambo atonge nyaya yacho
Shame ndarwadziwa nemwana mudiki uyo veduwe dai mavharawo face
Sat ndamboona ngozi inodai ini is this real here nhaim ngozininoramba mombe inoda kunyenga chete😂😂😂😂
😅😅😅ada kunyenga uyu
Zvino kana akapihwa mukadzi wacho zvinenge zvichizofamba seiko haa ini shona handiinzwisise ini😂
Zvakaoma veduwe zvirimumusha uyu
😂😂😂😂😂😂😂😂😂 chief Mutasa Kwai chingindi chakafanana chamejasitiriti necha housegirl
ngozi iyi yakafa ine outstanding match chete 😂😂😂😂
It's a Painful situation kkkkk
Mombe dzotenga mukadzi achinge arorwa Nani varume 2 mukadzi 1.😢
😂😂😂Ichi chirikupisa chibatei mushe iih😂😂😂 saka ndinyenge mombe here shumba😅
Ini ndinoziva kuti Ngozi inotaura neizwi remufi ,izvi ndezvenhema izvi vanongoziva information chete
Ngozi imhepo inotaura nevoice remunhu wayakagara
@EnniahMasaya ngozi chaiyo inochinja voice ini ndakambiona chaiyo ngozi munhukadzi achitotaura neizwi remurume,ayo atinoona pano madrama vsnhu vane information chete
@@blessingmurozvi6059makafanana nambuya avo