The guy close to the chief momentarily and boringly interjects like he is that wise. Makuhwa echiiko padare. Saka maWitness ese vanemakuhwa zve. Chakaipa chikataurwa makuhwa here. If the person is violent witness identity can be protected. Chief uyu akadawo komerera pachinhu anorasa nyaya yese
Mambo Mutasa ndipeiwo kamusha ndiuye ndigarw ikoko ndichishanyira court imwe neimwe
Magumba tinopedza naMambo Mutasa
The guy close to the chief momentarily and boringly interjects like he is that wise. Makuhwa echiiko padare. Saka maWitness ese vanemakuhwa zve. Chakaipa chikataurwa makuhwa here. If the person is violent witness identity can be protected. Chief uyu akadawo komerera pachinhu anorasa nyaya yese
Makuhwa makuhwa kuvarume kkkkkk yoweee
Haaa iwe usatipe zvinhu zvatakamboona mhani
Makuhwa anoparadzanisa kuurayisa chaiko
Makuhwa muchamarega munharaunda
👏👏👏
🤣🤣🤣🤣makuhwa munhu vemurume
Vanhu kana vanaChief padhuze vanotsvaga tunyaya😂
My chief
Hameno kuti chiiko, Tudare twana mambo ne poverty zvine hukama
Chadzoswa
He is weak mukutaura haana kungwara baba aya
Exactly