Saka potassium yacho ine favoritism here because vaisigwa zvakafanana but vamwe haina ku reacter .dzinonzi hakata idzi and huroyi huriko ukazosangana nazvo one day uchanzwisisa kuti chii chinonzi uroyi,vanhu vatambura mumhuri umu
@ @ Chitsotsi chacho chiri pakuti anokuti tengai mikombe mega. Because matenga mega, in your mind you believe mikombe yakachena but kana wanzwa sekuru vachibvunza kuti mikombe yenyu iripi? It means mikombe yambosara iriyega. It is at that stage panotangira game racho. One of his assistants ndopavanoisa potassium permanganate mumikombe 2 or 3 and mark them kuti sekuru vazive mukombe wekuzopa munhu wavarikuda kubata kuti ndiye muroyi. The rest of mikombe inenge isina kuiswa potassium permanganate. Pamunozonzi torai mikombe one one, sekuru then vodira glycerin as you can see. Kana vachida kukubata huroyi he picks mukombe une potassium permanganate vokuti bata. As soon as pavanodira glycerin, chemical reaction takes place moto wobva wabvira watobatwa huroyi. Vese vanenge vapiwa mikombe isina potassium permanganate no reaction takes place ndo vakachena. Simple trick. Kufumura trick iyo munhu must randomly pick mukombe waanoda ndopaunoona kuti Hazvishande.
@@tracygore6019 Chitsotsi chacho chiri pakuti anokuti tengai mikombe mega. Because matenga mega, in your mind you believe mikombe yakachena but kana wanzwa sekuru vachibvunza kuti mikombe yenyu iripi? It means mikombe yambosara iriyega. It is at that stage panotangira game racho. One of his assistants ndopavanoisa potassium permanganate mumikombe 2 or 3 and mark them kuti sekuru vazive mukombe wekuzopa munhu wavarikuda kubata kuti ndiye muroyi. The rest of mikombe inenge isina kuiswa potassium permanganate. Pamunozonzi torai mikombe one one, sekuru then vodira glycerin as you can see. Kana vachida kukubata huroyi he picks mukombe une potassium permanganate vokuti bata. As soon as pavanodira glycerin, chemical reaction takes place moto wobva wabvira watobatwa huroyi. Vese vanenge vapiwa mikombe isina potassium permanganate no reaction takes place ndo vakachena. Simple trick. Kufumura trick iyo munhu must randomly pick mukombe waanoda ndopaunoona kuti Hazvishande kana huku chaiyo ikanhonga inobatwa huroyi.
Varoi vanoda nyamaye kisimusi😂😂😂manje sekuru nyangatayani vati mukudya derere😂😂😂
Sly media madi mavhara face yemwana uyo anozoitwa bullied kuchikoro kunzi anoroya
Batai basa sekuru muroyi ngabatwe tatambura,pamberi nekubatsira vanhu sekuru murikugona chose
Kuvasikana bhooo 😂😂😂ko mai haina kubaka wani 😮
Haaaaa😂😂😂😂kasongo yeeeee 1 down 😂😂😂
Kwai nyama ye xmas 😢
Mwana uyo anonzi abatwa but gogo Havana kubuda moto sei
Asekuru to the world
❤❤❤❤❤❤ makanyanya sekuru nyangatayani you are number one
Aaaaaah mwana uyu 😂😂😂😂😂
Uum zvonzwisa tsitsi kupiwa huroyi munhu asingazivi,varoyi vese zuva renyu richasvika
Mukom sly media TV munosimba ere
Bullshit 😮😮😮😮😮 potassium permanganate + glycerin = fire. The reaction takes about 30 seconds kuti moto ubvire. Kupedza masports sekuru ngavadire mishonga yavo mumikombe yese 1st then vanhu vonhonga vega mikombe randomly. Ndopaunobata chokwadi becoz mikombe inobvira pasina ayibata. Simple chemistry.
Ko sei kune vamwe reaction yasiyana vhurika
Saka potassium yacho ine favoritism here because vaisigwa zvakafanana but vamwe haina ku reacter .dzinonzi hakata idzi and huroyi huriko ukazosangana nazvo one day uchanzwisisa kuti chii chinonzi uroyi,vanhu vatambura mumhuri umu
@ @ Chitsotsi chacho chiri pakuti anokuti tengai mikombe mega. Because matenga mega, in your mind you believe mikombe yakachena but kana wanzwa sekuru vachibvunza kuti mikombe yenyu iripi? It means mikombe yambosara iriyega. It is at that stage panotangira game racho. One of his assistants ndopavanoisa potassium permanganate mumikombe 2 or 3 and mark them kuti sekuru vazive mukombe wekuzopa munhu wavarikuda kubata kuti ndiye muroyi. The rest of mikombe inenge isina kuiswa potassium permanganate.
Pamunozonzi torai mikombe one one, sekuru then vodira glycerin as you can see. Kana vachida kukubata huroyi he picks mukombe une potassium permanganate vokuti bata. As soon as pavanodira glycerin, chemical reaction takes place moto wobva wabvira watobatwa huroyi. Vese vanenge vapiwa mikombe isina potassium permanganate no reaction takes place ndo vakachena.
Simple trick. Kufumura trick iyo munhu must randomly pick mukombe waanoda ndopaunoona kuti Hazvishande.
@@tracygore6019 Chitsotsi chacho chiri pakuti anokuti tengai mikombe mega. Because matenga mega, in your mind you believe mikombe yakachena but kana wanzwa sekuru vachibvunza kuti mikombe yenyu iripi? It means mikombe yambosara iriyega. It is at that stage panotangira game racho. One of his assistants ndopavanoisa potassium permanganate mumikombe 2 or 3 and mark them kuti sekuru vazive mukombe wekuzopa munhu wavarikuda kubata kuti ndiye muroyi. The rest of mikombe inenge isina kuiswa potassium permanganate.
Pamunozonzi torai mikombe one one, sekuru then vodira glycerin as you can see. Kana vachida kukubata huroyi he picks mukombe une potassium permanganate vokuti bata. As soon as pavanodira glycerin, chemical reaction takes place moto wobva wabvira watobatwa huroyi. Vese vanenge vapiwa mikombe isina potassium permanganate no reaction takes place ndo vakachena.
Simple trick. Kufumura trick iyo munhu must randomly pick mukombe waanoda ndopaunoona kuti Hazvishande kana huku chaiyo ikanhonga inobatwa huroyi.
@dhavetembo unoteedza n'anga dzose asi uchishora
I don't trust Nyangatayani