CHIBANDA MEDIA .... isatiitise .. Tanga zvako and your own content not kuenda kwa Mutasa ... We only know KARANGANDA TV ... BABA TAPS TO THE WORLD .. WAIYEPO ERE .. KUTI DHASHA .. KUTIII SVOBIDIIII ... LET'S MOVE NE KARANGANDA TV 🎉🎉🎉. IYI YE CHIBANDA IYI UMMMMM 😊
Fire judgement.I hope Brian wacho will be as understanding and not too harsh.Vabvuma wani kuti kwaive kusatoziva.There are some people out there who can do better but the problem is despotism and inherited office which doesn't enforce accountability.Mutasa you are sensible and educated.I love the respect you have.Hauti vanhu vakuru kwauri iwe.Thank for the positives!
Tavepano Tanga tasuwa saMutasa anga avasuwawo ngaise lyk
KO NYAYA YECHIPIKIRI PAGUVA NHAI BABA TAPS YAKAMIRA SEI TAKANGOTARISIRAKA 😅😅😅😅😅
Baba Taps vakamiswa kwa Chigodora
Nyaya yenyu yekutipa tuzvigwishu twenyaya ngaipere .Data ngeredu ,isai madambarefu
tounza imwe ere ?
Wataura idi zvingwishu hazviiteba
@@Karangandaunzai takatomirira
Hongu@@Karanganda
Ichokwadi mukaisa chigwidhu moisa imwe damba refu please zvidimbu zvinobhohwa
Ndayiyepo ndayiyepo baba Taps muri sei ko mwana uye wekunzi ayirumbirirwa nezvinhu ava sei wamai nababa muradzikwa vakumanzununu
Best dare renyika ne best team na mambo awa hutano kwemuri till amen ndatenda hangu 🙏🙏🙏
Shumba dzidzisaiwo mamwe madzishe..matonga sababa vemhuri..keep it up...I salute you shumba
Waiyepo ere baba taps ko mbavha yenyanga Iya kee yekuchimanimani yema laptop sezvo Mambo akati KT ma laptop asina kubuda unodzosa Mari
Ndaapo viva karanganda nabaTaps❤❤❤❤❤ sábado dzenyu
Nyaya yanasekuru vekuma Malawi yakapera sei nhai baTaps
Mazita rababa neremurumbwana
CHIBANDA MEDIA .... isatiitise .. Tanga zvako and your own content not kuenda kwa Mutasa ... We only know KARANGANDA TV ... BABA TAPS TO THE WORLD .. WAIYEPO ERE .. KUTI DHASHA .. KUTIII SVOBIDIIII ... LET'S MOVE NE KARANGANDA TV 🎉🎉🎉. IYI YE CHIBANDA IYI UMMMMM 😊
Ishe mwana madaras aya akutaura nevakuru. Asi Ishe ndeakasaurudzwa.
@Karanganda ❤❤❤kuti haradada kuti Dheshe 🎉🎉🎉
sofa rese3
Kkkkkkkk Kkkkkkkk haaaaaaaaa Mambo Mutasa haaaaa ndinotenda veduwe haaaaa baba Munotonga zveshuwa shuwa haaaaaaa ndimi Mambo wemazvokwadi
SaMutasa vanotonga nyaya short and precise
Fire judgement.I hope Brian wacho will be as understanding and not too harsh.Vabvuma wani kuti kwaive kusatoziva.There are some people out there who can do better but the problem is despotism and inherited office which doesn't enforce accountability.Mutasa you are sensible and educated.I love the respect you have.Hauti vanhu vakuru kwauri iwe.Thank for the positives!
Like Nyamaropa anoti harabwa nechembere iwe, hanzi muri vana vangu😂😂😂😂
Ayewa hapana kubvuma vanezvinhu zvavarikuvharaa vharaaa kokana Mambo akuudzai kuti Mambo wenyu ndeuyu ndiye wamunoudza zvekuita Mambo vounganidza ma Sabhuku vofambira kuzokudzai zvekuita iwe woti vaive vasingazivee chii futi apaa kkkkkkkkk Kkkkkkkk
Chigodora haaana respect
Vanoziva jus that havaskumuda clearly vakaudzwa nhasi ozoti kusaziva sey.... Kudheerera dare
Greatest Chief ever
Ndovene manje vechidiki kumadzimambo kukutonga 2030 vechidikimadhara home😂😂😂😂ne.abuya home❤❤😂😢😢😂
Ndasvika ❤❤❤❤❤❤
Ndaiwepooooo🎉🎉
Thnx karanganda koo uyo arikukutorerai basa kwamambo mutasa akabva kupi hatimudi toda imi baba taps kunze kwekuti murimi makamupa basa iroro please musarege basa renyu rekwamutasa richitorwa sekwa chigodora
Kubva zvakabva ba taps Kwa chigodora zvakabva zvadhakwa .ka
Waiyepo ere karandaaaaaaaaaaaaaaaah ❤❤❤❤
Waivepo here ,tauya tauya baba Taps thanks u
Karangandaaaaaaaa❤
I like the way you clap👏 your hands
Bataps makatisiya takaHanger panyaya dzakawanda yekufa kwajowero how far yemwana wekudonha yakazoperasei
Headman Saruchera...vanoda hukuru. Pane zvinoita kuti headman vazive nezvisingade ivo. Ngavazive nzvimbo yavo..
Asi une daka naye kani.
@@kingsdaughtersaltoftheeart5194 reyi
Kwamambo Mutasaaaa😅
Ko sound ku back hround kemunhu ari kuchema, kana kuti inzeve dzangu.
I think madzimambo akange akadzidza nekudzidza mitemo achitevedza chivanhu nyaya inotongwa zvakanaka zviri fair
❤🎉🎉🎉 Waiyepo here
Tiripo
Kudai ari makoni atoti: eh eh munofanirwa kuripira ishe nembudzi mbiri eh eh eh kuno kwamambo mondipa mombe ne hwai nematoki maviri munouya nazvo rinhi? Kkkkkkkkkk Makoni anobira vanhu day light.
Waiyepo ere
First to comment!! Hello the karangandaz😂💪💪💯😘😘
Ndaiyepo Ndaiyepo 😅
First BATAPS
This Chief is good.
Ndaivepo mugare muchitipa zvakadai please Karanganda tv
Karanganda munotigonera but nyaya yenyu yekumbishaikwa iyi hazvizoperi mushe tokudai every time
❤❤❤❤🎉🎉🎉🎉
Couples connection yakaendepi nhai baba Taps
irikuuuya
Daida kutoibvunzawo yayinakidza mhani
Baba Taps mukutikuvadza ngenzara musadaro kuita kusuwa here amana 😢
Mwaiepo ere
First❤❤❤❤
Chipiyaniso chepi chaiswa na baba anamata awo kkkkkkkkkkkk
Ndachiwonawo ndikazvishaya.😂
@@miriamsibanda8181 😂 😂
😂😂😂😂
Karanganda TV ine ka that pamberi nemi baba Taps mambo samutasa
Identity crisis.Munoda chivanhu APA muchikanyanisa.Zimbabwe inonyadzisa nekuda tsika dzevamwe idzo dzavasinganzwise.Rega kugunun'una segotsi rinoda zvemberi izvo zviri zvemhino!!!😂😂😂😂😂
❤❤❤❤❤
@ Karanganda why muchitorerwa nyama iripamuromo makatarisa zvenyu wats going on? Kune vatoisa nyaya dzekwaMutasa kare zvirikumbodini
Ma video ngarebe please zvakunyanya kuita zvidimbu dimbu
Ndaapo ini ba taps
Karanganda ukurega mubindu muchipindwa nevamwe wani
Picture quality nimber1
Uuum ndanga ndasvika nguvai nhai .kuita kugarira pano
Baba Taps ndokumbirawo number yaTasvu ndinewo dambudziko guru kanyi kwedu
Ko mabhinya aya akazodi ekutsakatisa mwana
Karanganda komunenge maendepi asi munombosiira Manasi basa?
Sure the quality is very good
Thanks Shumba bamdiki Samuel nemunamato
TAMIRIRAKA ZVIMWE BABA TAPS HUNZAI TIZVINZWE 😅😅😅😅
Ba Taps makutipa ma short time isu tiri vedambarefu do something please
Ko nyaya yajowero yaapapi
Hatichanzwisisa apa ba taps chibanda tv moshandidzana hre
Chiwoko mu Porket tu ma Dhara utku naxx
Rukono rukono
🫣🫣🫣🫣🫣🫣
Kurisei
Tawepano Karanganda woyee
🙇🏾♂️🙇🏾♂️🙇🏾♂️🙇🏾♂️🙇🏾♂️
Murumbwana ndicho chii nhai?
Mkomana
Pakuda imba nebhole
Camera manyama nyama
Tavepo!!!
Komukotsanjera yemalawi yakazodini part 9
Karanganda woyw
Taapo zvedu isu
Tatovepo
Tavepoo.
30seconds tichitoti chuuuuuu
Nyaya iyi haina musoro
Nyaya iyi ine musoro
@@lawrencesambani336 hapana hukama apa
BATAPS HOW FAR NYAYA YABATRACY
7th
Karanganda
pfeeeeeeeeeeeeeeee
Taapo
Tatovepov😂
Mambo
Waiyepo ere baba taps ko mbavha yenyanga Iya kee yekuchimanimani yema laptop sezvo Mambo akati KT ma laptop asina kubuda unodzosa Mari
Handisi kuona mhosa yasabhuku asi kungoti Ishe vanongoda relevance chete chete apa kkk