Chief Mutasa can I meet you when I come to Zimbabwe I have some issues with my village as I always listen to your count I am very inpresed with your ruling you are an excellent chef keep it up papa
Hallelujah, am so touched, how our father is praising. May the Lord almighty gives you more, more and more years to live and enjoy staying at your home To our chief, if you touched an older person's heart, you have touched God's heart Chief, your reward is on the way
Pakaresva hapo asi customary court ngaisatonge nyaya on technicalities vanhu vazhinji havana exposure yekumacourts. Pachivanhu land yatete,sekuru or bamukuru ndeyangu cause dai iringozi maiiti ripai as a family. So vari kumusha vanofanirwa kutichengetera midziyo
Wangu, pauchakwira ndega ndopauchaona kukosha kwechikoro. No matter at what age, go to school. There’s a big difference between someone akagumira grade 7 nemunhu akagumira form 4, there’s something that school does to your mind. Munhu imhuka and needs to be tamed
I love mambo mutasa he is wise and one of the best, but madhara avari kutonga vamwe chirungu chinonetsa. Idare rechivanhu rechishona saka totaurirei nechirungu? And iye akati chirungu ndo kudzidza or kukosha kwchikoro ndiani? Ma germans, ma japanes, russians, chinese vanongotaura ne chirudzi chavo wani, but they more educated and technological advance than nyika dzechirungu? The argument here is idare rechivanhu pane vamwe varipo apo machembere ne vamwe vasinganzwi chirungu. Traditional court ngaitaure ne chivanhu kana yakutonga ne chirungu yave traditional pakudi? @jabulanimutasa4267
@adrianmutasa32 saka kutaura chirungu ndokuenda kuchikoro here? I love mambo mutasa he is wise and one of the best, but madhara avari kutonga vamwe chirungu chinonetsa. Idare rechivanhu rechishona saka totaurirei nechirungu? And iye akati chirungu ndo kudzidza or kukishq kwchikoro ndiani? Ma germans, ma japanes, russians, chinese vanongotaura ne chirudzi chavo wani, but they more edicated and technological advance than nyika dzechirungu? The argument here is idare rechivanhu pane vamwe varipo apo machembere ne vamwe vasinganzwi chirungu. Traditional court ngaitaure ne chivanhu kana yakutonga ne chirungu yave traditional court here?
@adrianmutasa32 saka kutaura chirungu ndokuenda kuchikoro here? I love mambo mutasa he is wise and one of the best, but madhara avari kutonga vamwe chirungu chinonetsa. Idare rechivanhu rechishona saka totaurirei nechirungu? And iye akati chirungu ndo kudzidza or kukosha kwchikoro ndiani? Ma germans, ma japanes, russians, chinese vanongotaura ne chirudzi chavo wani, but they more educated and technological advance than nyika dzechirungu? The argument here is idare rechivanhu pane vamwe varipo apo machembere ne vamwe vasinganzwi chirungu. Traditional court ngaitaure ne chivanhu kana yakutonga ne chirungu yave traditional court pakudi when we not even using our traditional language?
Chief Mutasa can I meet you when I come to Zimbabwe I have some issues with my village as I always listen to your count I am very inpresed with your ruling you are an excellent chef keep it up papa
I feel the same way
He is always accurate ❤
Hallelujah, am so touched, how our father is praising.
May the Lord almighty gives you more, more and more years to live and enjoy staying at your home
To our chief, if you touched an older person's heart, you have touched God's heart
Chief, your reward is on the way
1 chief ane wisdom, knowledge and understanding kwete zvimwe zvatoona
Kwete dzezvinyadzi dziya 😂😂😂😂
Kwete vanotaura zvinyadzi vaya here pedze zvoo onzwa kut mombe kudare
Zvatooneswa kwaMakoni uko kkkkk
Sandi kuna chief Mutasa ndatozoonawo kuti humambo unotodaro unechikoro mukati baba vanondigonera zvavo avo nyaya ndodzitevedzera asi imi makanyanya
Kutonga. Kutungamira. Hushe. Kudzidzisa zvose pamunhu umwechete wena.❤❤❤❤
From muzvare muparutsa, mutasa I love u , handsome man , u a fair enough,I love you ❤️❤️❤️❤️
Mambo azere neuchenjeri❤❤❤ vana Mambo Solomon venguva dzedu❤❤
A blessed chief in Zimbabwe ❤❤❤❤❤
This is lovely. My Chief Justice kwete amwe matoto ese!
Shumba mai wangu mambo Mutasa ❤❤
My chief to the fullest, watching fromSA
Chief anotogona uyu, ane njere dza mambo Solomon chaidzo. Thank you Chief Mutasa
Chief Mutasa inzwai nyaya dzemhuri yenyu pachivanhu mogadzirisa vanhu vagarisane zvakanaka kwete zvekuda kuwanza zvemaRoma nemaDutch
Ava chero vakanzi ndivo Prime Minister wenyika zvinoita ava!! Very sharp wise and sharp!👌
Chief Mutasa is intelligent, fair, learned, wise, and he can analyse with logic.
Pakaresva hapo asi customary court ngaisatonge nyaya on technicalities vanhu vazhinji havana exposure yekumacourts. Pachivanhu land yatete,sekuru or bamukuru ndeyangu cause dai iringozi maiiti ripai as a family. So vari kumusha vanofanirwa kutichengetera midziyo
Mambo ava vanokwanisa kuita vice president wenyika its about great wisdom
Vakaita vice President tinopera kufa nezvikwambo zvemafamilies cz vanoprotecter team zvikwambo zvichinzi munhu akamanikidzwa kubvuma mhosva iye anemhosva
Rovai Chikara murikugonhera nzinza redu vana Shumba best Chief
What a chief we have
Chief mutasa munogona zvenyu kutonga nyaya
Haaaaa mambo Mutasa ka munechikoro shuwa murichibaba .Sando dzenyu kana kuita president muno qualifyer
this chief is so knowledgeable and wise
Mambo Mutasa dei vachitaura nechivanhu kuitira kuti vanhu vese vanzwisise.
Asi hauna kuyenda kuchikoro?
Wangu, pauchakwira ndega ndopauchaona kukosha kwechikoro. No matter at what age, go to school. There’s a big difference between someone akagumira grade 7 nemunhu akagumira form 4, there’s something that school does to your mind. Munhu imhuka and needs to be tamed
I love mambo mutasa he is wise and one of the best, but madhara avari kutonga vamwe chirungu chinonetsa. Idare rechivanhu rechishona saka totaurirei nechirungu? And iye akati chirungu ndo kudzidza or kukosha kwchikoro ndiani? Ma germans, ma japanes, russians, chinese vanongotaura ne chirudzi chavo wani, but they more educated and technological advance than nyika dzechirungu? The argument here is idare rechivanhu pane vamwe varipo apo machembere ne vamwe vasinganzwi chirungu.
Traditional court ngaitaure ne chivanhu kana yakutonga ne chirungu yave traditional pakudi? @jabulanimutasa4267
@adrianmutasa32 saka kutaura chirungu ndokuenda kuchikoro here? I love mambo mutasa he is wise and one of the best, but madhara avari kutonga vamwe chirungu chinonetsa. Idare rechivanhu rechishona saka totaurirei nechirungu? And iye akati chirungu ndo kudzidza or kukishq kwchikoro ndiani? Ma germans, ma japanes, russians, chinese vanongotaura ne chirudzi chavo wani, but they more edicated and technological advance than nyika dzechirungu? The argument here is idare rechivanhu pane vamwe varipo apo machembere ne vamwe vasinganzwi chirungu. Traditional court ngaitaure ne chivanhu kana yakutonga ne chirungu yave traditional court here?
@adrianmutasa32 saka kutaura chirungu ndokuenda kuchikoro here? I love mambo mutasa he is wise and one of the best, but madhara avari kutonga vamwe chirungu chinonetsa. Idare rechivanhu rechishona saka totaurirei nechirungu? And iye akati chirungu ndo kudzidza or kukosha kwchikoro ndiani? Ma germans, ma japanes, russians, chinese vanongotaura ne chirudzi chavo wani, but they more educated and technological advance than nyika dzechirungu?
The argument here is idare rechivanhu pane vamwe varipo apo machembere ne vamwe vasinganzwi chirungu. Traditional court ngaitaure ne chivanhu kana yakutonga ne chirungu yave traditional court pakudi when we not even using our traditional language?
Chief Mutasa ndimambo wechokwadi
Akazodzwa uyu oti chikoro futi Excellent
Pandaona sekuru vachitamba ndaona kufara kwavo. Vanhu vanoda kushungurudza vaakwegura nyarai mhani
Good mambo munogona henyu
My favourite chief
That's fair judgement ,Sekuru wafara
mambo munondigonera ,tinotenda kuva bemytungamiri ,anogona kuyananisa
Tabatira padenga ..yanga imbori nyaya yei
Mambo mutasa to the people
Nyaya yacho handina zvangu kuinzwisisa😅
Best humble ever Chief Mutasa
Chikara the world 🗺 makanyanya mhazi ❤❤❤
Our chief is very wise
Ndinofarira matongero enyaya. Changamire
Madzimambo aya anotonga neruzivo rwavo hapana guidelines dzavanoshandisa coz ukatarisa ma chiefs ese kana ari mudare unotoona kuti vakasiyana
But vese vane same book reZim laws ukatarisa table yaNyamaropa anenge anaro book rine green so newhite
Dhara mutasa
Chief like yo place tiz always hot nowinter
Chimupurisa Che Makaveli chiriserious nemhiko
Shumba munogona
Thank you Mambo
Chief mogona stereki kuyananisa asi chirungu kumambuya nemaSekuru itai chishoma
vanochinzwa.vakasvika standard 6
My chief
Solomon of our tym
👏👏👏
Wisdom
Magona
Saka mabharani wamambo haasimudze msoro anogara achingonyora chete
Haaaagh anebasa anenge achingonyora
Chibaba baba
Makadini pano
mambo mtasa ndi mambo solomon chaiye