Akarara nevarume7 Handiroore ndega-Trad Court Diaries Chief Makope

แชร์
ฝัง
  • เผยแพร่เมื่อ 6 ต.ค. 2024
  • A Traditional Court Case between a young couple. THE FATHER IN LAW DEMANDING BRIDE PRICE FOR HER DAUGHTER
    WATCH FULL DETAIL ON THE VIDEO

ความคิดเห็น • 223

  • @trustzuze
    @trustzuze ปีที่แล้ว +12

    Kana akangwara apa ngati ndoda mudzimai wangu oyenda naye omusiya overspill😊

  • @brendahmapanzura-lr2tg
    @brendahmapanzura-lr2tg 6 หลายเดือนก่อน +3

    huuummmm so ndiyaniko achamiririrawo mwanakomana shuwa (boy child)😢😢😢

    • @ragnarlothbrok4614
      @ragnarlothbrok4614 14 วันที่ผ่านมา

      Its even painful that varume vari pano are just silent kunge mazizi nxee. Thanks hako Brenda for at least saying the truth. You are one in a million.

    • @neversonbutau5232
      @neversonbutau5232 8 วันที่ผ่านมา

      Pabirwa mwana apo

    • @darkskinneddutchess4007
      @darkskinneddutchess4007 3 วันที่ผ่านมา

      Vaive padare aoa achibvuma kuti akamubvisa virginity...this guys is a crook

  • @kuulmusic611
    @kuulmusic611 ปีที่แล้ว +7

    Almost encouraging young women to behave anyhow. Parents demanding roora for misbehaving children. The duty to behave should be placed on both the man and the woman. Zvikanzi wakatambisa mwana wevanhu zvinoita sekunge the woman is being forced but its all consensual. Are we not teaching the young women anymore? If we are then why not call the young woman to account for her part in this. Shocking judgement

  • @faithfaith1748
    @faithfaith1748 ปีที่แล้ว +5

    Chief amugone kutonga imi ndidzai kunavamwe chief bushi, and nyamaropa

  • @abgailhakuzari8242
    @abgailhakuzari8242 ปีที่แล้ว +6

    Munhu anosungirwa sei asina nhumbu 😢mmmmm matongero enyu aya 👐👐

  • @melusichibadura5558
    @melusichibadura5558 ปีที่แล้ว +3

    Usabvise kana anything mupfanha....hire a lawer kana yanetsa nyaya ngaiende kana ku High Court kune fairness...zvekupenga izvo imbwa dzevanhu...take that further ukumanikidzwa kuroora munhu wausingade

  • @kudachits9091
    @kudachits9091 ปีที่แล้ว +4

    The age of consent in Zimbabwe is 16 years old. 16 years is the minimum age at which an individual is considered legally old enough to consent to participation in sexual activity. The lady was 17 years at the time of the alleged sexual activity and she agreed to it. She also choose to stay away from her parents or sister out of her own will If she didn’t want to stay with the guy she could have gone home, she was not kept a prisoner.
    Section 78 of the Constitution of Zimbabwe (Marriage Rights) sets the minimum age of marriage at 18years. Even if the man wanted to marry her, he couldn’t legally marry her before she turned eighteen years old.
    According to Plan International, “because I am a girl” 60% of women aged between 18 and 24 have had sexual intercourse before age of 18 years.
    After all no person shall be compelled to marry against his/her will

    • @auspiciousnkomo3071
      @auspiciousnkomo3071 4 วันที่ผ่านมา

      It's now 18 my guy, wakapotswa ne news.

  • @machiveimajoni6549
    @machiveimajoni6549 ปีที่แล้ว +2

    mambo tsvagai huchenjeri pakutonga nyaya dzenyu ,chokwadi mambunyikidziro America kuita vana vevanhu haana kunaka zvachose.

  • @reasonmutika1345
    @reasonmutika1345 11 หลายเดือนก่อน +2

    Tongai Nyaya not Munhu

  • @GeraldKarumazondo-ll5uz
    @GeraldKarumazondo-ll5uz ปีที่แล้ว +5

    Hire a lawyer tsano that Judgement yakadhakwa.Your case is straight forward.Its even cheaper to get a lawyer than kubhadhariswa munhu wausingade and anenyaya dzake

    • @evie56kyc
      @evie56kyc ปีที่แล้ว

      This judge they don't know the law.ed is not educated about this type of case

    • @neversonbutau5232
      @neversonbutau5232 8 วันที่ผ่านมา

      True ndowirirana newe

  • @p.phillipthatile2015
    @p.phillipthatile2015 ปีที่แล้ว +4

    No order in this court..people are moving up nd down pamberi pamambo nd also blocking the camera view..

  • @chipomupingashato4039
    @chipomupingashato4039 ปีที่แล้ว +3

    Chief mune hudyire Aaah nxaaa, mukukurudzira chipfambi in other words

  • @FNyamayaro1
    @FNyamayaro1 10 หลายเดือนก่อน +2

    This is a shame court. This chief ngaasiye zvekutonga so outrageous

  • @ChivimbisoGandidzanwa
    @ChivimbisoGandidzanwa หลายเดือนก่อน +1

    Chief chief uuuuu

  • @shingiraitrevormboto2105
    @shingiraitrevormboto2105 10 หลายเดือนก่อน +2

    Masuit mairi 1500...is this in usd?

    • @ruthmakwara1974
      @ruthmakwara1974 9 หลายเดือนก่อน

      Ndatyawo nazvo

    • @YvonneDinembira
      @YvonneDinembira 4 หลายเดือนก่อน

      Honda fit mari ye suit 😂😂😂😂

  • @TatendaZimondi
    @TatendaZimondi 11 หลายเดือนก่อน +3

    Takarova mhata hobho isu hatina kumbouya kudare mhata yenyu chief

    • @Cochava31
      @Cochava31 10 หลายเดือนก่อน

      😂😂😂😂😂😂😂

    • @YvonneDinembira
      @YvonneDinembira 4 หลายเดือนก่อน +1

      Kkkkkkkk unemachende shemu

    • @GibsonMasendeke
      @GibsonMasendeke 2 หลายเดือนก่อน

      Ndokwazvatozosvika here😂😂😂😂

  • @IsraelDzemwa
    @IsraelDzemwa 9 หลายเดือนก่อน +2

    Kkk baba imbavha iyo kuzowanika mwana wavo atsvakigwe imba yekugara iye aivepi mwana anenge aingoraswa nehama uyo kurariswa mune varume 7 rava dramaa😢😅

  • @bettymakuku7262
    @bettymakuku7262 10 หลายเดือนก่อน +2

    Ma suits e 1500 bhoo here

  • @trustzuze
    @trustzuze ปีที่แล้ว +2

    Inin ndirin handibadare izvi matuzvi ays

  • @deangb8651
    @deangb8651 ปีที่แล้ว +2

    Mambo muri dako remunhu.makamboon mombe yeumai inobviswa ppasna mwana here.chimanfa chei pabishu rakadai

  • @phinnyndhlovu8543
    @phinnyndhlovu8543 10 หลายเดือนก่อน +3

    Dare iri ndere kumama

  • @Dragon-cw6yz
    @Dragon-cw6yz 7 หลายเดือนก่อน

    What happens if he doesn't / can't afford ????

  • @elvismagumo3065
    @elvismagumo3065 ปีที่แล้ว +7

    Mukomana haagone kutaura 😢😢 mabhishu avanda

  • @maxwellguvava1709
    @maxwellguvava1709 ปีที่แล้ว +3

    Usabhadhara iwe ngavaiite police case hakuna kwainoenda

    • @ELLAHMHERE
      @ELLAHMHERE ปีที่แล้ว

      She was underage. Musafurire Munhu.

  • @TafloInvestiments
    @TafloInvestiments 5 หลายเดือนก่อน +1

    Haa ndirini ndaivamamisa voseee

  • @inostejimahate678
    @inostejimahate678 10 หลายเดือนก่อน +1

    Masuit hwau e1500US ahhhhh buzness chairo

  • @rodgersmakaza
    @rodgersmakaza 9 หลายเดือนก่อน +1

    Buditsai mwana uyo arikuita NOISE

  • @SmarterSmarter-j6c
    @SmarterSmarter-j6c ปีที่แล้ว +4

    Ko death certificate rakazobuda here

  • @paulnyarugwe7118
    @paulnyarugwe7118 10 หลายเดือนก่อน +2

    This dare is the worst I have ever seen on earth what a disgusting treatment to the boy child

  • @kimanikuzmitchz1100
    @kimanikuzmitchz1100 9 หลายเดือนก่อน +1

    Ini ndongorega kubvisa kwacho zve tione kuti anondidii chief wekumama uyu

    • @nicholasfungurani9677
      @nicholasfungurani9677 2 หลายเดือนก่อน

      Vanouya kumba kwenyu kunotora zvavanoda. Vane masimba ma saskam aya. Chaungatoita ku negotiator mudare imomu wochajwa zvirinani

    • @EvansZingwena
      @EvansZingwena 12 วันที่ผ่านมา

      Ndinosvika ndoyisa zvese muzita rehama yangu ndosara ndisina chinhu

  • @IsraelDzemwa
    @IsraelDzemwa 9 หลายเดือนก่อน +1

    Nhasi azongwadzwa mujayaaa 😂😂😂

  • @auspiciousnkomo3071
    @auspiciousnkomo3071 4 วันที่ผ่านมา

    This is prime example of how men are suffering and we are told we are the ones who have more advantages as if we are born and handed degrees as birth certificates and job offers as ids. If you argue kuti upbringing is unfair, then ask yourself kuti when the girl child is doing household chores where is the boy child, he is in the forest herding cattle, be it in cold or hot weather, whether there are snakes or wild animals there he will deal with it. As a father to girls I think we are setting them up to a bad precedence where they get what they do not deserve. Yes there are greedy people out there who marry off their kids to get quick buck, but there are also many parents who love both the girl and boy child, therefore equality thumps equity, let's work on merit and avoid punishing young boys/men for things they know nothing about. In this case, apart from the nonsense, you realize the importance of legal guardianship, those who are left to take care of a child should have legal appointment documentation for it so that when they let the child go and stay at a stranger's house, they too get punished by the law.

  • @juliamhurirotapera1322
    @juliamhurirotapera1322 ปีที่แล้ว

    aaaaaa ana mambo wenyu awa yooo hazvina kana direction.
    iye mambo uyu murudziiko?

  • @abigalchido3338
    @abigalchido3338 ปีที่แล้ว

    Umm hamuna order mudare umu baba avo varikungo kotamidza kotamidza chief vachitaura ukuo vana varikungo wungudza

  • @kennethmuronzichaza3809
    @kennethmuronzichaza3809 5 หลายเดือนก่อน +1

    Am in support of the guy pakubvumq mhosva well done but ndarwadziwa kuti this issue is only directed kuti wakarara naye wakarara naye ko kumbotarisa kuti mwana uyo arikunzi airara kunze ko pairara ne vanhu 7 hapadi kunzverwawo here hungo pfuma ngaibviswe asi chitsiuraiwo vana avo nekuti mangwana vachaenda kunoita chihure vonangirira munhu nekuti ndiye anokwanisa kubvisa pfuma pavese vanenge vachirarwa navo

  • @augustinmasenda5384
    @augustinmasenda5384 2 หลายเดือนก่อน

    Dai zvainzwarwo takatoroora ka50...imimi mambo makabvisira mari kune wese wamakarara naye here..ndezvekupenga izvoo

  • @darrenshamu2852
    @darrenshamu2852 8 หลายเดือนก่อน

    Dare ndizvo, chengetedzai vana sikana. Let’s make our young man responsible and respectful of families. Zvenyu zvekungoita ma western attitudes ekuita kunge vana sikana havana mhuri ndeye kwenyu iyo, you will pay

  • @victormhike-wx5zk
    @victormhike-wx5zk 16 วันที่ผ่านมา

    Munhu awuyisa nyaya mudare ndibaba. So mambo is right panyaya iyo.

  • @lightlight9861
    @lightlight9861 ปีที่แล้ว +5

    aaah kusina mwana uko izvo ngaasambobhadhare vakajaidzwa fani vabereki vemahure

  • @munyachipoterwa
    @munyachipoterwa ปีที่แล้ว +1

    Ungotonzi bhadhara yedamage not hure iro mambo avo ndisatan

  • @ChristopherChrisx
    @ChristopherChrisx 15 วันที่ผ่านมา +1

    Mukomana uyu anonyepa ari kuzvisungirira pachena

  • @reasonmutika1345
    @reasonmutika1345 11 หลายเดือนก่อน +1

    Kuno kuSouth Africa tinogara kana 10yrs tichiita mapoto nxaaaa

  • @francisfarai6204
    @francisfarai6204 ปีที่แล้ว +1

    Mambo hamugoni kutonga musikana uyu ipfambi baba avo varikupfuma nechipfambi chemwana.

    • @shingiraitrevormboto2105
      @shingiraitrevormboto2105 10 หลายเดือนก่อน

      Ndidzo mombe dzaunozonzwa kut dzakamuka dzakafa dzese kana kut mari yakabiwa yese vakatosara vave nechikwereti futi.

  • @tmaktmak1464
    @tmaktmak1464 ปีที่แล้ว +2

    Muchamaroora chete gore rino mahure eku Overspill. Murawo wa Makope haanei kuti ipfambi.
    Mombe yechimanda unototorerwa

    • @evansdzinzi3152
      @evansdzinzi3152 ปีที่แล้ว

      😂😂😂 Makope anga akanyanya was the one before this one... Ranga ritori basa iyeye.

  • @munyaradzibiri7690
    @munyaradzibiri7690 ปีที่แล้ว +1

    Ngaangoti kuroora hakuperi ndichabvisa kana ndaiwana.Mboko dzirikuda kurasirira hure kune munhu.

  • @dianaishemunyoro2582
    @dianaishemunyoro2582 ปีที่แล้ว +2

    mmmmm nyaya iyi haina kutogwa zviri fair😢

  • @shingiraitrevormboto2105
    @shingiraitrevormboto2105 10 หลายเดือนก่อน

    Ndibatsireiwo..mombe yechimanda inorevei pakuroora?

  • @nicholasfungurani9677
    @nicholasfungurani9677 2 หลายเดือนก่อน +1

    Haaa iyo pfuma yacho guys kunge urikuroora vakadzi 3. Musadaro. Haa yakadai iyi haiwa haisi pfuma vatezvara imbomirai kuita zvema drugs

  • @LovejoyedKachembere
    @LovejoyedKachembere 11 หลายเดือนก่อน +2

    Business revana sikana rinoita ,wese angodanana naye pfuma toida kkkkkk haaaaa ndazvitadza ini

  • @PattyPatricia-b3f
    @PattyPatricia-b3f ปีที่แล้ว +1

    haaa chihure chakubhadhara guys kkk mombe ne mbudzi zvirikubuda wee mumamisha umu

  • @tino_noms
    @tino_noms ปีที่แล้ว +1

    Mmmmm this is absolutely wrong very wrong how can they charge zvakawanda kudaro, vanhu vaichaya mapoto zvavo 😢😢😢😢😢

  • @ReginaChirwa-o9z
    @ReginaChirwa-o9z 9 หลายเดือนก่อน +1

    Mujaya uyu zvamuwana nhasi ayitaurisa pa first court

  • @neversonbutau5232
    @neversonbutau5232 8 วันที่ผ่านมา

    Mambo ma price awo handiwoba chere madzimai edu ane ma degree haina kusvika ipapo ,mwana uyo I doubt kana akafunda uye mambo rangai mwana zvine mwero kwete izvi.

  • @isaacmaruta878
    @isaacmaruta878 11 หลายเดือนก่อน +1

    Kangaroo court hapana nyaya vadzvinyirira munhu apo

  • @chrispenbanda2423
    @chrispenbanda2423 11 หลายเดือนก่อน

    Mukomana akapihwa mvumo nemusikana kuti varare vose asi mhosva yopihwa mkomana chete why.Chishona here chirikuteverwa kana kuti Chindau?

  • @onekaichikwekwe2433
    @onekaichikwekwe2433 ปีที่แล้ว +1

    Vana ngavanyararidzwe tinzwe mazwi

  • @trymoremanase784
    @trymoremanase784 ปีที่แล้ว

    Mambo vari ryt apa,mukomana uyu akagara nemusikana uyu for 3 years.saka anofanira kubvisa damaged or roora.

    • @IsraelDzemwa
      @IsraelDzemwa 9 หลายเดือนก่อน

      True dea ngaipenye 😂😂😂

  • @IsraelDzemwa
    @IsraelDzemwa 9 หลายเดือนก่อน

    😂😂😂😂😂 zvai
    wana ng
    warati nhasiii

  • @TichaonaChikwepe
    @TichaonaChikwepe หลายเดือนก่อน

    Chief mune hamugone kutonga mkadhakwa

  • @wellingtonmagarasadza9540
    @wellingtonmagarasadza9540 3 หลายเดือนก่อน

    This court should be banned

  • @jonathannzuma7590
    @jonathannzuma7590 ปีที่แล้ว +8

    l hate these traditional courts they don't look at both sides.

    • @clicksdee9280
      @clicksdee9280 ปีที่แล้ว

      Kkk ayewa this is a second session yedare rake thats why...arikungochinja maStatement

    • @TatendaMukundwa
      @TatendaMukundwa 10 หลายเดือนก่อน

      Vanehudzvanyiriri husingaite

  • @ragnarlothbrok4614
    @ragnarlothbrok4614 14 วันที่ผ่านมา

    My blood boil seeing the boy child going thru so much absue. Men, if you do not stand up kumahure aya, inofa kwenyu. Isusu hatitongwe nemadofo akaita so

  • @abigalchido3338
    @abigalchido3338 ปีที่แล้ว +1

    Aaah skebereshi iro aah chidare chakaora icho

  • @abigalchido3338
    @abigalchido3338 ปีที่แล้ว

    Gegeee tora mari united

  • @IsraelDzemwa
    @IsraelDzemwa 9 หลายเดือนก่อน

    Haaaaa brother vanyuraavoo 😅😅😅

  • @francisfarai6204
    @francisfarai6204 ปีที่แล้ว

    This is sad 😔

  • @tafadzwakativhu1989
    @tafadzwakativhu1989 ปีที่แล้ว +2

    Kkkkkkkk😂😂😂 mamwe matongero so

  • @tmachingura741
    @tmachingura741 6 หลายเดือนก่อน

    Mambo munhu asina mwana anosungirwei ndibvunzewo

  • @gtmugadza
    @gtmugadza ปีที่แล้ว +2

    baba varikuda pfuma yepfambi

  • @movernkarara1101
    @movernkarara1101 11 หลายเดือนก่อน

    Masungiro mbudzi dzinobiswa kana uchinosungira mukadzi kuti anozvarira kumba kwavo

  • @rebeccasengweni1735
    @rebeccasengweni1735 ปีที่แล้ว +1

    Mambo munhu kana asingadi haadi

  • @trustzuze
    @trustzuze ปีที่แล้ว +1

    Umm chief haagone kutonga uyu

  • @victormuhwati-ni3zf
    @victormuhwati-ni3zf 3 หลายเดือนก่อน

    Kkkkkkkk tuvanhu twacho unenge wangoti regai ndingoti turu zvobva zvadhakwa. Hatusi twekutamba natwo utwu

  • @marciatapiwa465
    @marciatapiwa465 ปีที่แล้ว

    Vana ngavasauye mudare noise hatichanzwa

  • @gtmugadza
    @gtmugadza ปีที่แล้ว

    ko vana vanodei mu court, they make noise

  • @shobby01sd
    @shobby01sd ปีที่แล้ว +1

    My brother if at any point going to read these hausungwe kana kuenda kuJeri for this nonsense run with your anokunetsa munhu uyu

  • @MediaHwata
    @MediaHwata 3 หลายเดือนก่อน

    Cheif ava havagoni kutonga nyaýa inopera ingori 1 side hudzvanyariri chaiho ngavadzidze kune vamwe kukonzeresa kuti vasikana vahure vachitemba mambo

  • @bensonthomas5136
    @bensonthomas5136 8 หลายเดือนก่อน

    apeal against this judgment

  • @YvonneDinembira
    @YvonneDinembira 4 หลายเดือนก่อน

    Ko dzamboti ane 22 wani pa party 1 nu akt 17 iye 25 haaah dzakagadzira nyaya bt dzazobhaiza

  • @musimuvi4473
    @musimuvi4473 11 หลายเดือนก่อน

    This is suppression of men. Why are men required to pay yet sex happened between two consenting adults? Are women not able to make their own decisions?
    Very unfair judgement from mambo. One-sided, narrow-minded and unconstitutional.

  • @forwardjone6750
    @forwardjone6750 10 หลายเดือนก่อน

    Ndezve kupenga, muri mboko

  • @patyandrade9129
    @patyandrade9129 ปีที่แล้ว +1

    Uku kubatira mkomana uyu zviri wrong izvi msakana uyu anototaridza chibhishu

  • @LovenessFumai
    @LovenessFumai 10 หลายเดือนก่อน

    Kkkkkk mukomana ane nhema uyo.. pekutanga akati musikana aive asiri under age nhasi akuti ndakamirira kuti makore ati itei ndozoroora😅

  • @tmachingura741
    @tmachingura741 6 หลายเดือนก่อน

    Ko mombe yechimhanda pamunhu ange asiri mhandara ndeyei

  • @naziburgs8706
    @naziburgs8706 11 หลายเดือนก่อน

    Usatye boy bvuma utizire muno muno muzambia usadzokere futi nxaa matoto ega ega

  • @mercymupondiwa9426
    @mercymupondiwa9426 ปีที่แล้ว +1

    Under age ndeipi apa

  • @ReginaChirwa-o9z
    @ReginaChirwa-o9z 9 หลายเดือนก่อน

    Yakupamha futi kkkkkk kamfesi kanenharo Ako rarechitwo dare iri

  • @cacacac-hv8fo
    @cacacac-hv8fo 6 หลายเดือนก่อน

    😂😂😂😂😂 usabvise xaaa kn wakamuwana isiri mhandara wanida kudya wanhu awa

  • @TatendaMukundwa
    @TatendaMukundwa 10 หลายเดือนก่อน

    Zvimadara zvakadhakwa izvo

  • @snarechallenge5102
    @snarechallenge5102 ปีที่แล้ว

    tora mari express. zimbabwe kungosvogodorana kwega kwega

  • @maxwellguvava1709
    @maxwellguvava1709 ปีที่แล้ว +1

    Rega kubhadhara mukomana hauna zvaunoitwa

  • @lloydmoyo8475
    @lloydmoyo8475 ปีที่แล้ว +3

    Forced marriage in a kangaroo court

    • @bonanzakasina
      @bonanzakasina 11 หลายเดือนก่อน

      Kutonga hamugone endai munodzidziswa kutonga namambo Nyamaropa or chief Bushu

  • @kudadarare8498
    @kudadarare8498 5 หลายเดือนก่อน

    It myt seem unfair but y kusununguka kugara nemumwe munhu asiri hama yako on wht grounds. Kana arigongi musiye unozorara sei naye.ukumuisa kusunningdale nekuna mai vako sani.

  • @brenatabva5090
    @brenatabva5090 10 หลายเดือนก่อน

    This court is out of jury

  • @munyachipoterwa
    @munyachipoterwa ปีที่แล้ว +1

    Chief avo havagone kutonga imbavha iyi

  • @fancochamboko9679
    @fancochamboko9679 11 หลายเดือนก่อน

    Akamboti na10 00pm nhasizve dzave 9:00pm mukomana uyu akudakutora advantage yekuti musikana haana ma biological parents

    • @shingiraitrevormboto2105
      @shingiraitrevormboto2105 10 หลายเดือนก่อน

      Saka dai mabiological parents aripo ndivo vaipa correct time?

  • @evansdzinzi3152
    @evansdzinzi3152 ปีที่แล้ว +2

    😂😂😂😂 Tezvara ndavaziva ava... From Centenary. 😂😂😂 Ndabva ndasuwa kumba.

    • @josephmusara9163
      @josephmusara9163 ปีที่แล้ว +2

      And mufana uyo anogara akauya kudare nenyaya dzevasikana ivava vaanogara navo

    • @matifadzatadiwamubako7732
      @matifadzatadiwamubako7732 ปีที่แล้ว +1

      I know that guy zvekutodaro n mskana wacho haaa🤐🤐🤐

    • @adelaidedabengwa9397
      @adelaidedabengwa9397 ปีที่แล้ว

      Same vanhu same story different Mambo's kk yatongwa kwakasiyana

  • @cley4168
    @cley4168 ปีที่แล้ว

    Mambo havasi vemuZimbabwe language iyo

  • @brendonsekeramai5428
    @brendonsekeramai5428 ปีที่แล้ว +3

    Pfuma yehure😅😅😅😅😅

  • @EdwardSeremani-e4t
    @EdwardSeremani-e4t 11 หลายเดือนก่อน +2

    Machief aya akadhakwa ,they must get trained