I'm very happy for her shame 😭😭😭😭❤❤❤go mura go,,, word of God will stay forever ❤️ zvemashamwari zvopera izvi ramba wakabata ipapo ,,chipo chiri apa chakaura kanhi focus mura focus ❤❤
Hongu if God say yes no 1 can say no but chimbomirai kutuka vanhu shouding sirai kuna satan sezvo mati mava wa Mwari Tozvitenda mumwe nemumwe akabuda mudumba ma mai vake akapfumbata chipo ngatishandisei zvipo
I am not there to judge but i wish with thecm same mouth shecworships vambomira kutuka vanhu . Kutuka vanhu kunoita kuti this beautiful worship ive pasina
Iwe hautuki here wozo namata futi ne muromo iwowo unonyeya neku taura zvisina kunaka. Who are we to judge. Iwe uchatongewa ku judger ikoko iye achingo ropafadzwa.
Felistas tarisa uone kuti satan anokupedzera nguva kune zvinhu zvisina basa , dzokera kuna jeso zvirikufadza izvi ❤❤❤❤❤
I'm very happy for her shame 😭😭😭😭❤❤❤go mura go,,, word of God will stay forever ❤️ zvemashamwari zvopera izvi ramba wakabata ipapo ,,chipo chiri apa chakaura kanhi focus mura focus ❤❤
She carry greatness this Lady ,❤❤❤❤,l keep on saying this .
Ngezvechipo izvi, shoko ngarifambe vatete. Mwari variko
That Canaan song vakadhipisa umm vanogona havo mama Ava
Once she focus on this haaaa the world will know kuti mu Zimbabwe mune best gospel artist.❤❤❤
Haurevi nhema ufunge hako. She's our risen star ❤
Best gospel artist you say. Z I we muchiti muri kutamba
Musati vanoimba gospel vazhinji. Ngaritange taziva kuti Mwari ndiani mukaramiro kedu.
Ramba wakabatira ipapo mwana waamai luv you manjenjenje❤❤❤❤❤❤❤❤❤❤❤
Mai Titi ,I love you, Mwari ngavakushandise❤❤❤
Chipo chiripo zvikuru! Mwari ngavabatsire mudzimai uyu, kurwadziwa nenyika nezvakaitika ngazvisamukunda
May God Almighty Continue To Use You Manjenjenje 🙏🙏🙏
Amen murandakadzi, Mwari vane chekuita newe ramba wakabatirira pavari. Don't loose focus.
My best munhu Mrs shumba love you
❤ the last song my God .anouya chero zvidiiii
May God continue to use you to minister to the world mai Titi.
Go Kani Mai Shumba munhu uyu ndomuda mhani
Neniwo ndinomuda kani ❤
Wow what a performance that was so good
❤❤❤ mune chipo mai shumba
Powerful keep going❤❤❤
Well done MaiTT
I love the last song and that song touched my heart ❤
Well done Mai Shumba ❤❤❤
Amen Mwari NdiMwari wemunhu wose
What a powerful song Wal done mwana waamai
Hongu if God say yes no 1 can say no but chimbomirai kutuka vanhu shouding sirai kuna satan sezvo mati mava wa Mwari Tozvitenda mumwe nemumwe akabuda mudumba ma mai vake akapfumbata chipo ngatishandisei zvipo
Mai Titi❤❤❤❤❤🔥🔥🔥
Mai wangu vamanjenje
Love you mai tt
Amen mbiri yese Kuna mwari
Well done Mai Tt ❤❤❤❤
We love you Mai Shumba
Amen and amen mwari ngavatiitire nyasha
Amen Amen. Go go sister
Go maitit❤❤❤❤
Amen Mura luv u
Mai tt ita hako zvekuimba siya maskits
Forward forever backward never you are chosen girl
❤muraaaaaa gooooooo🎉🎉🎉🎉🎉
Muraaa move on ❤
Go muraaaa❤❤❤❤❤
Munhu wangu ❤❤❤
Well done aunt
Well done Mai Tt
Icho chimunhu changu munorema asisi
Mai Shumba muroora munodadisa kani.
Lv u maitt
Weldone mai tt
Go maitit
Zviri kunakidza izvi
Manjenje special Aka Mai titi
Powerful
Zvikunaka izvi
Matumwa namwari
🙏amen
Amen, powerful
Nic voice
Handeyi
ndipo pane calling yamai Titi not zvekuswero tukirira on media
I luv her melodious voice ,toyenda kuCanaan🙏🙏
Amen
Amen 🙏
❤❤❤❤❤🎉
Hoyo hoyo
❤❤❤
😢
God is gud all the time
I am not there to judge but i wish with thecm same mouth shecworships vambomira kutuka vanhu . Kutuka vanhu kunoita kuti this beautiful worship ive pasina
Iwe hautuki here wozo namata futi ne muromo iwowo unonyeya neku taura zvisina kunaka. Who are we to judge. Iwe uchatongewa ku judger ikoko iye achingo ropafadzwa.
We should strive to live like Christ
Powerful
❤❤❤❤❤