Don't misinformation people about Prophet Makandiwa's prophecy,he wasn't even talking about 2018 elections. Play the vedio again and listen closely. Propheces can be present past and future.
even akafa haasi wekumba kwenyu saka dont worry iwe unoshandira nyama coz nyama ndiyo inofa kwete mweya. Uye haafire mahara asi kuti anofira basa raMwari sezvakaita vakatitangira
Ma verse chete thank God his words which gives joy be blessed Apostle
Amen! Wonderful sermon thank you Lord.
Iko kungodzoka kumusha is reason enough to thank him.Kunyangwe tikozoshaya zvinobatika zvenyika ino tichamurumbidza njalo .
The grace of God....glory to Jesus
Amen Apostle. Munondigonera, Be blessed. Fambai naro irori shoko dzvene. True, undiluted Gospel.
Amen
Unonyatsonzwa kutapira kwe Vhangeri. Tinotenda Ishe nemutumwa wake
Uum zera ndorisina kana basa. Kuzvininipisa ndookunongodiwa chete. Mwari vakakuzarurirai havo.
Kuparidza murairo munguva yeNyasha it’s the highest rebellion to God.
Rebellion chaiyo Brethren.
This sermony moto chaiwo
Uyu munhu anogona kutaura shoko ini ndakaona achigona hake kuparidza
Blessing Mangenda izvozvo zvinoonekwa chete neakasikirwa kuponeswa naMwari
Hi
Amen
Shoko rechokwadi
Takatakai ipapo apostle shuwa Marange inobatirira ma under age vasikana vachiti mweya unodaro
Murume akazodzwa uyoo
Pa 60 years murume uyu akaropafadzwa
Vakuru vakuchema tinavo mazuva edu
Taurai henyu
Don't misinformation people about Prophet Makandiwa's prophecy,he wasn't even talking about 2018 elections. Play the vedio again and listen closely. Propheces can be present past and future.
a true prophecy should have a time frame of the events. how many elections do wait for to see the message that Makandiwa gave.
Muparidzi unosanganisha nyambo neshoko kureva kuti zvese unazvo. Mwazha haana kumboclaimer zvawareva asi muvhangeri wawakasangana naye ndiye akakuudza zvaaifunga.
haachataura politics kkkk unofira mahara
even akafa haasi wekumba kwenyu saka dont worry iwe unoshandira nyama coz nyama ndiyo inofa kwete mweya. Uye haafire mahara asi kuti anofira basa raMwari sezvakaita vakatitangira
Ataura wani
Kana Ari muchechi haanyanyi sezvaanoita kana Ari mustreet. Uyu aatye,forget it!
ko imi mnofira marii
masowe ndizvo ukuda kupinda nediss hre iwe kwana tumwa mushe une satanic demon
Masowe ari paverse ani nhai,,, kufa pfungwa chaiko
Wakaroiwa iwe zvemhando yepamusoro tendeuka upone
AmaiNhiyaiweee kkkkk
Shondo yako unorwadziwa nei ipapa cy uchimuterera
Amen