Vatumwa Variri PaSodom

แชร์
ฝัง
  • เผยแพร่เมื่อ 20 พ.ค. 2021
  • Genesis 18:1
    Ishe vanoenda sei kuna Abraham ivo vachiziva zvavo kuti vari murwendo kunoparadza Sodom ne Gomora. |Ko sei moto wakashandiswa kupisa mhuru yakabuda muimba yaAbraham. Acts 2:1, Ko iwo moto uyu waimbomirireyi chaizvo? Rev 3:14. Ko vakomana vaviri vakazopinda Sodoma ndivanani nokuti Ishe vakakwira vachienda kudenga vaviri ava vakasara vopinda Sodoma kunoritonga? Mark 16:15, John 12:47
    Genesis 19:1-

ความคิดเห็น • 36

  • @IsaacImedi
    @IsaacImedi 3 หลายเดือนก่อน +1

    Thank you nevhangeri rakanaka kudayi Poster T. Pfirirayi bheri neshoko vanhu vazive Mwari ava!

  • @gladysmuganiri3737
    @gladysmuganiri3737 3 ปีที่แล้ว +2

    Ichooooooo Poto pakurayi amai Poto yeshoko. Mwari varambe vakakusimbisai muchiparidza vhangeri risina kushatiswa ne prosperity gospel. The gospel of Jesus Christ, the gospel of the cross the gospel of truth.

  • @sheltonnhundu2384
    @sheltonnhundu2384 3 ปีที่แล้ว +4

    Akomana murume anoziva vhangeri uyu

  • @celianchitembo4924
    @celianchitembo4924 3 ปีที่แล้ว +3

    Shoko razvokwadi,Totenda Ishe nenyasha dzenyu dzamakatiitira kunzwa zvokwadi rehupenyu

  • @geraldmakota732
    @geraldmakota732 3 ปีที่แล้ว +6

    Shoko risina kufashaidzwa.

  • @onodayamuzanenhamo2786
    @onodayamuzanenhamo2786 2 ปีที่แล้ว +2

    Mudhara musamira akakutuma ndiye watiri kukudza nyasha dzakadirwa kwete zvema fani tsemurwa cheteeeeee

  • @opiatejumbola6286
    @opiatejumbola6286 4 หลายเดือนก่อน

    Amen

  • @comfortmutembwa4922
    @comfortmutembwa4922 9 หลายเดือนก่อน +1

    This is the true gospel, we Thank God for this bread

  • @feromhure2684
    @feromhure2684 3 ปีที่แล้ว +3

    Vhangeri yechokwadi kuseri kwekuseri powerful

  • @tafadzwatunha2606
    @tafadzwatunha2606 2 ปีที่แล้ว +2

    Kutsanangurwa kwemagwaro kwazvokwadi. Nyasha dzacho dzekunzwisisa shoko zvakadai ndinodzidawo. Undiluted Gospel of Jesus Christ

  • @gladysmuganiri3737
    @gladysmuganiri3737 3 ปีที่แล้ว +2

    Wandigonera message of the cross
    Continue to declare the Kingdom of Christ while others are preaching prosperity gospel.

  • @nancydzanya8874
    @nancydzanya8874 3 ปีที่แล้ว +10

    Thank you for uploading hama👏👏👏

  • @ropafadzochibanda730
    @ropafadzochibanda730 3 ปีที่แล้ว +10

    This man speaks the truth as it is 😅.

  • @leny2996
    @leny2996 7 หลายเดือนก่อน

    Morning Hope Priest

  • @tappinesskabanda4754
    @tappinesskabanda4754 3 ปีที่แล้ว +3

    AMEN.

  • @cleverkambanje6901
    @cleverkambanje6901 ปีที่แล้ว

    Vhangeri yakaedzwa mumoto ikasimbiswa isina gwapa, Amen

  • @oliver2410
    @oliver2410 6 หลายเดือนก่อน

    Ndingaitewo sei Apostle ndigashirewo rubhabhatidzo rwa Jesus

    • @tapiwanashebanditi5984
      @tapiwanashebanditi5984 4 หลายเดือนก่อน

      Go to any recent video of Jesus Revelation Ministries and take any number which will be displayed on the screen and inbox them, they will guide you muwane kubhabhatidzwa

  • @accuratepainters5217
    @accuratepainters5217 9 หลายเดือนก่อน

    Bhuuuku 🙏

  • @jameskatsande942
    @jameskatsande942 3 ปีที่แล้ว +6

    Powerful message🙏🏿

  • @casperchauke2098
    @casperchauke2098 3 ปีที่แล้ว +2

    Thank you for uploading 🙋‍♀️

  • @sheasbymarovanyanga805
    @sheasbymarovanyanga805 3 ปีที่แล้ว +2

    Shoko mhenyu

  • @AlvesMafuta-jy8mv
    @AlvesMafuta-jy8mv ปีที่แล้ว

    Powerful massage.thank you Apostol

  • @user-lb1eo4pk8f
    @user-lb1eo4pk8f ปีที่แล้ว +2

    A true word will never get rotten but will stand forevermore. I appreciate the word of my Lord Jesus Christ for this word which satisfy my soul as my true bread of life. Thank you Lord

  • @sammucharuza1408
    @sammucharuza1408 3 ปีที่แล้ว +3

    Haaaa powerful .

    • @giftmamvura8169
      @giftmamvura8169 3 ปีที่แล้ว

      This is Elijah

    • @wardengushaz4651
      @wardengushaz4651 ปีที่แล้ว

      Mmmm very strong shoko iri, takarangarirwa Zimbabwe we ha e undiluted gospel.

  • @ludehndorff4thchannel305
    @ludehndorff4thchannel305 11 หลายเดือนก่อน

    Amen.

  • @georgephiri4194
    @georgephiri4194 2 ปีที่แล้ว +2

    Powerful message thank you Apostle

  • @ttinashewatch537
    @ttinashewatch537 2 ปีที่แล้ว +1

    Book makanyanya Apostle

  • @mikakaziboni2316
    @mikakaziboni2316 ปีที่แล้ว

    Deep Revelation

  • @shiellalukungwe4917
    @shiellalukungwe4917 2 ปีที่แล้ว +2

    Tinotenda Mwari neshoko rakadai

  • @TichivanganiTichivangani
    @TichivanganiTichivangani ปีที่แล้ว

    One love

  • @treblandizha4642
    @treblandizha4642 3 ปีที่แล้ว +4

    Poto

  • @wiltonhove374
    @wiltonhove374 3 ปีที่แล้ว +2

    Young man😂😂😂😂😂😂😂 hurumende yakaora zvayo!