Tell the viewers kuti "This is a dramatization of something that happens on a daily basis", than to mislead viewers tichifunga kuti ndezvemashuwa, wozowona vanhu vakapfeka ma shorts but varikunzi vakarara vachinamana nezuro kuma 7pm. Come on.!!!!
Vanhu varikuti mukoma sly musaburitse zvakamboburitswa, post yakanyorwa kuti chii, Rebroadcast zvorevei nhai ana bhangu, Rebroadcast inoitirwa vasina kumboona be4 plus it's about kutsvaga mari. Saka stop asking zvinhu zvakapusa
Ndezvakare izvi kareesa irebroadcast here
Nyaya iyi ndeyakare voice ririkubuda ndera Robert Tapfumanei. Robert akabva kuSLYmedia. Musatiitise. Madrama Aya . Saka bvavha dzamurikubata madrama
This seems to be an act
U are right, vanhu vanonamirana vakapfeka hembe here veduwee
@@busisiwecorneliamsipha4463 i unsuscribed.
my sentiments exactly
Mukoma Sly please musadzokorora kuisa mavidio akamboonekwa
Taura hako wangu chekaresa
Eh nhai nxaa
Ndatomboti asi ndini ndega
@@Amanda-k1n3y kna ndechekare ichi pamwe 2yrs bk
Sure ndakachionao kare kare
Wakagona dea well done
inzwa rough yevanhu vacho 😢
It's an act for real you can only fool vanhu vasati vamboona the real thing people will be crying in pain not kushosha what's that
Ndovakadzi vevanhu vacho Ka Ava kana single ikadanana nemunhu hanzi ngaaurawe adanana nemurume wemunhu
Inga vanyora wani kt rebroadcast
Zvinhu izvi ndezve chokwadi harisi drama only kuti inhau yadzokororwa .but ndiko kuti message yezvakaipa ifambe pasi rose rigonevo kudzidza
Tell the viewers kuti "This is a dramatization of something that happens on a daily basis", than to mislead viewers tichifunga kuti ndezvemashuwa, wozowona vanhu vakapfeka ma shorts but varikunzi vakarara vachinamana nezuro kuma 7pm. Come on.!!!!
Pamberi nekusunga vakadzi,Ava kusvika vadzikama chete
Asi hazvibvumidzwe here kufugura vanhu ava nokuti vose vanonzi vanamirana havafugurwe .tinozoziva seyi huchokwadi hwacho.
Mashaya nyaya here zvakudhara izvoo
Nhai
Chibhishuu chakaoma hacho kana mazogara saka mukadz ainyeperei
Activities akadhakwa asi akanamira kubva zuro aaah matadza ku actor 🎬
Hapana chinhu chiorwadza sekuoneswa zvinhu zvekunyepa
But if iri acting pashaya here vanobva kusame area nevanhu ava vanokwanisa kutiudza kuti manyepo,
Okay
Ndewa kumusha kwangu kwamurehwa 10:40
This video is from way back
Chikomba icho hachisati chatwadzowa chimbovaregayo
Sungai vanhu vazvirege zvekujola vanhu ava havana kukwana shuwa motaura rough wahura zibenzi😂😂😂 3:47
Kwaaaa mombe 2...asi mukadzi ndakutora
Sly kana bsa ririshoma musatipewo zvamakambotipa plz zvinobhowa izvi
𝒔𝒂𝒎𝒆𝒕𝒊𝒎𝒆 𝒗𝒂𝒌𝒂𝒅𝒛𝒊 𝒗𝒆𝒅𝒖 𝒎𝒂𝒉𝒖𝒓𝒆
Takamboyiona video iri please zama kuisa zvinyowani
Vanhu vanamirana vanosunungurwa neweti
Yea it’s an act. Munhu ari pama one haapindure fanika so.
Argh 😮 ngavambogara mwedz vakadaro mombe 2 ishoma
Akusasa rough chikomba
Sly Media musatijairire
Kkkkkk nhasi ndaseka zvangu sly wapera manje hausisina nyaya saka vanhu ava vanamirana vakaopfeka kudai
Nyaya iyi ndeyekare
Sly unopenga iwe ukutipedzera data unodzokorora zvakare
Iyi inenge acting, pane munhu anotaura rough awanikidzwa nemukadzi wemunhu
Vanhu varikuti mukoma sly musaburitse zvakamboburitswa, post yakanyorwa kuti chii, Rebroadcast zvorevei nhai ana bhangu, Rebroadcast inoitirwa vasina kumboona be4 plus it's about kutsvaga mari. Saka stop asking zvinhu zvakapusa
Sly pliz tipeiwo ma serious iri idrama iri nxaaa
Sly wapera did u notice Kuti they were wearing clothes
🤣🤣🤣🤣mshnga wekunamirana unowanikwa kupi
Siiwayi makadaro munakirane
Iwe ngavanakirwe sterling sya izvo vmamame sekur here iro hariende
Inga zvanzi rebroadcast wani 😂😂😂
Mufasi arirough uyu
Vanhu ngatiitei smash the like button
Yakoshei nyaya iyi ma skits bodo why kuita re_ broad cast hazvinakidze izvo
Siyai murume uyo afirepo dzorwadza
Usati jairira iwe Robert
Aaaaaa aaaa watadzeyiii kushanda achitumira mariii
Takamboriona kudhara ka iri re-post
Zviriko here izvi😂
This is an old video c'mon. Journalism yacho😅😅😅. The guy saying let us be😂, obviously this is acting. No pain no gain🤢🤮.
For 2 years ago. Same video same characters. Hindava vanhu vachitsvaka mbiri ne nzira yakashata
Kkkkkkk iro idrama chairo sly usadaro vanhu tinotofungawo hatichakufolower futi nyaya dzako ndedzenhema vedeo iri rakabuda kudhara chaiko
Video iyo ndeye kare kare
Uri mhata akuregerer anopepeng siya zvkade
So mukadzi weshamwari yako haumuzive here
Bvisayi duvet iro tione hedu izvo zvakadiwa navaviri shure nemukadzi kuti yakasiyana neyevamwe vakadzi here naiyo yechikomba kuti ndeyedhongi here
Makushaiwa nyaya manje zvekaaaareeee
Eish ko mukadzi kuzvimba kumeso kurohwa here😮
Kkkkkk kuzvimba nokukwirwa the whole night
@@Michaelmushamba274 kkkkk kt kudaro here
Motioedzera Data uko zvinhu zvava ne2 years musadaro mkoma sly rava drama iro
Munotowana varume 2 isi tichivashaya iweka unoda kurohwa kahure
Tsvagawo 😂
Ku acter uko takamboona exactly the same video same characters 2 years ago
Kkkkkk asi iwe wakambondidirei murume anoda shamhu uyu
Iwe usaitise vanhu nyaya iyi takaiwona kare urimbavha iwe tsek ndozvaunoita chero kwana sekuru tasvu unobudisa zvekunyepa imbwa yemunhu SMtv inobudisa zvinhu zvekunyepa
Uyo murume anodherera akutonwa doro
Aaaa ngavanotengesa mombe dzacho vamupe mariii yachooo iyiii
Ichokwadi here or madrummer
Vakadzi vamazuva ano munonyadzisa
I act iyi
Murume anedzungu uyo
😮😮😮😮
Paris duvet
Nyaya iyi kuita kunge zvenhema kudayi wy murume uyo asina hunhu kudaro
Ummm zvakaitika kare kare izvo
Komunodzokorororeyi zvinhu zvekare nhayi
Zwakaoma shaim
Imi munongodzokorodza zvamakambobudisawani mashayazvimweasi😢
Idzo dzekunamirana munodzifambira henyu😂
Chihure chakawoma
Akuna zvakadaro
Zvakawoma
Vuraya chikomba icho
Musahule madzimai nekuda kwe malii
Big drama
Kunyepa uku
Motiseka ma single muchiti roorwai ndodzimba dzacho hre idzo kana mave kunamirana nekuda kwechihure satan
😂😂😂😂musatqmba nepfungwa dzedu ifake FAke False
Bota😢
Yeyi kunzima bantu
This is Rubbish, runyoka hamuzikuriziva
Aya madrama aya
Vanodzokorora
Yoweee
Zvakare izvi
This is a drama....poor acting...😫
Drama iri ndeyakare haaayaz
Vanorarana sei vakapfeka fake
Vachinja duvet chete
A poorly choreographed drama.
This is an old recycled clip
I dont like ma skits
Drama
Tione