@@MercyHove-i8m tomorrow it’s coming Mondays are short my kids finish school at 1 so i have a short period of silence and have to use it wisely if i bath put makeup wear a wig haaa zuva ropera no video . Tomorrow I wll be looking into yo eyes gedye gedye
Chokwadi ungaudze ve customs zvemakudo vanozviona izvi daily pa border paya. Mind your business and gara uchinamata. Hauna hana uchafira kuda kunzi unoziva ziva dzikama
I love you auntie thank you for this platform tirikudzidza uye kuvhurwa maziso. I've learnt a lot especially kunamata. Thanks again
Thank u so much ,love u more ❤️❤️❤️❤️
First to comment today🎉🎉🎉
Yes you are!🎉🎉🎉
Second kkkk
Mamukasei nekuswera tete❤
Taswera Muri sei kanhi
Mainini confession yekutanga, mataura chokwadi kuti dzimwe nguva satani ari nani. Asi chikuru munhu dzidza kupfugama wega utaure naMwari one on one. Prophet vakaita utsinye
Ma church aya 😢😢😢
💔
Aah sorry my zvinoita Dai.pawana akwanisa kukubetserai
Tete I'm in Pretoria and ndine hembe dzemwana muskna from newborn to six months dzaipdekwa nababy wangu
So hameno kana dzichiita
@@tadiwanash thank u very much please Watsap me 0676858949
Zvakaoma
Nyika yakarema varume
Uyoo ngataure chokwadi hapana kusiri kufaa
Ummmm pakaipa
Wona umhlaba athwele bakithi singayekela ukukhuleka siyafa fiiiii
Had it not been the Lord on our side we could have been consumed
tete techida kuona face yenyu isu😔
@@MercyHove-i8m tomorrow it’s coming Mondays are short my kids finish school at 1 so i have a short period of silence and have to use it wisely if i bath put makeup wear a wig haaa zuva ropera no video .
Tomorrow I wll be looking into yo eyes gedye gedye
What is makudo veduwee. My Shona isn't great 😊
Baboons
Dzedu nyaya tonyora kupi kuti tikupei
+27676858949
please post more🥹
Yes babes I wll Monday is a bit hectic Tuesday I wll be back wth more
Chokwadi ungaudze ve customs zvemakudo vanozviona izvi daily pa border paya. Mind your business and gara uchinamata. Hauna hana uchafira kuda kunzi unoziva ziva dzikama
🤣🤣🤣🤣
Asi uri gudo😂
@winfreymapfumo3892 kkkkk