ขนาดวิดีโอ: 1280 X 720853 X 480640 X 360
แสดงแผงควบคุมโปรแกรมเล่น
เล่นอัตโนมัติ
เล่นใหม่
Join our WhatsApp group chat.whatsapp.com/G8qgJiGLvrsAgL7BFFWKFC
Mkoma Robbie...thank you soo much ..murikubata basa
You are doing good job
Yakarema iyi mukoma asi inGod we trust
U pane nyaya apa mai vangona vakaita mwana ne hanzvadzi yayo
Pamwe uri mwana wasekuruka pamwe Mai wako wakarara ne brother yawo ,we want to hear zvakareururwa
Uuuummmm haaaaa pane nyaya apa
Mom na sekuru vakarara vese pakabuda mwana
Mwana wasekuru
Sisi wakarara nabhudhi apoo,ndanga ndaibata hangu
Sekuru vako ndivo baba vako
Nyaya iyi irikurema zvayo kune zvakavanzika zvakawanda
Sekuru ndobaaba vako wena
Pakaitika makuna kuna apa
Ko sekuru avo sei vachiti haazi wekwaMunjoma
Sorry dear ..pakaitika makuna Kuna apa
Pane nyaya apa zvakaoma veduwe
Uri mwana wehanzvadzi yamai vako. Sei sekuru vakaita ma DNA newe? In order to confirm kuti urimwana wavo.
Ndatanga kurasika pataurwa hope ndatofunga kt Mai wacho wakafa ,saka Mai wacho wapenyu asi hawasi kuda kutaura chawakareueura?