Drewmas Media, bus iri richiripo vanhu ava ANZI vaida kuba bus iri, ikozvino riri the other side ratarisa Hre ikozvino rakangofira panzvimbo imwechete iyoyo pasamesport
Owner of the bus vadzimu vake vanomuda bhazi range rakutoenda Malawi for good. That's what there were doing of late. Your bus will disappear with these 419 people. These days if you hire a bus to someone unotoendesa nehama yako saconductor.
There's a story behind the story coz kana ane mabus akawanda mukutaura kuti pa 5 years akatadza kutora rimwe bus kuti vauy kuzo dzonza or kutsvaga vano tower vaye .5 years pachinhu che business chisipo paroad ummm its not a joke
i think mbira dziri kuwandisa at least 30 sec it's fine mobva mapinda muchirongwa...2 minutes it's too much maonerowo angu
Yaaah true
True coz data
Hausikunyepa its 3minutes mbira haama1
Isu todzida hedu kana 5mis chaiyo inotinakira
💯right
Sekunzwa kwandaita nyaya
I think bhazi Ranga fine tracker so Kana rava off route vanogona kutidzima roita kunge rafa
Kasong kenyu kamaisa pekutanga makagonesa 💞💞💞💞
Bus kwaro iro kushaya kana anoba maparts apo haa kunyepa pane nyaya...mbavha hakuna here Kubva makore ose Aya kana chakabiwa mmmmmmh
Aiwa panenyaya zvako.Vanhu vanoba zvechokwadi ASI apa kuwanikwa richiri iro ummm
Vanhu wekwa Kwembeya Mwayera vanoroya zvisingaite vanogara bocha kwamanhu ndomuma rainimedu
Some of us we enjoy the music. Lapha omunye lomunye kukhona akuthandayo. Let's stop being selfish. This program ihlanganisa abalalele
Dai rakafira SA Dai risispo kkkkkkk Zim ichakanaka
Drewmas media taking us to another level ❤
Endererai mbreri mucoma ndiri cuno mozambique.
Soko mutema song inondipedza mhani,, Good buy my friend
Mai vataura zvakanaka kwete kumhanyira kuromba usina zvaunoziva zvinhu zvakaoma vakashaya mari chete
Drewmas media I LOVE YOU ❤
Nice Tshirt Mr Andrew Neshamba
Drewmas media taking you to a new level
Akarova kasong kenyu ako haana kumira mushe
The passing traffic noise is infuriating
Bhazi ragarisa iro munzira yekumusha kwaMtoko
Haaa masong akutora nguva aya at least 30 40 seconds will do
Drewmas ❤
Ranga rawa nemakore tichingoriona sure
Uyo havasikunzwika uyo.
Goodby my furendi...song yekupendera iyo bho here😂
Kuti pakaromba is very good security hapana anobata kana kuba chinhu😂
Magitare itai mashoma😢
maONE CHAIWO.
Ndoovaridzi vazvo zvikwambo vemalawi
Drewmas media taking you to another level ❤
Drewmas Media, bus iri richiripo vanhu ava ANZI vaida kuba bus iri, ikozvino riri the other side ratarisa Hre ikozvino rakangofira panzvimbo imwechete iyoyo pasamesport
Hazi bhazi iro haribatwe ma1
Kkkkkk pamwe akaromba sure
Vanhu muchazvirega henyu zvekuromba izvi hakuna ropa rinideura mahara
Hmmm 2 yrs richaka batana vanhu vakanaka varimo munharaunda. Kurasikirwa nebasa kwemakore maviri
ZvimaDiaspora bus izvi zvinonetsa, ndaona zvakawanda zvichingosiiwa pamaRoadsides, zvimwe zvakaorera pamaManica(Beitbridge) takatarisa
Bhazi iri zvakaoma mai vangu vakafa tikaita nyaradzo ,,tikatovaisira tombstone last year nanhasi richingoripo...takatotyawo kutora mapikicha
Drewmas media taking us to another level👏👏
Zvakaoma.nhai
2 years kutadza kudhonza bhazi rake haa kana akaromba bus riri mu good condition kudai
bhazi iro raienda kumalawi vakatakura mbuya vairwara serious pavakasvika pamurewa akaendesa mbuya vacho kuhospital kunovasiya vakamuti ndosvika ndirimupenyu hande iye ndokuramba achibva avasiya vakamuti ndichakutangirai kusvika kumalawi ndokudzima ipapo
Owner of the bus vadzimu vake vanomuda bhazi range rakutoenda Malawi for good. That's what there were doing of late. Your bus will disappear with these 419 people.
These days if you hire a bus to someone unotoendesa nehama yako saconductor.
Muridzi ndiye anoziwa
Haaaa mukurebesa music chingoitai kacha kacha mopinda munyaya
Nhema trucker unoziva hre iwe usanyepa
Pano
Mabhazi anohaiswa kumzamsi
Anohaiswa
Hapana kuromba apa business retransport rinoda akasimba chokwadi unonyura
I like the song
Ummm pane nyaya apa
Ummmmmm dzoda kufambigwa idzi dreams 😂
Riri nechepapi cz handisati ndariona
Enda unomuvhunza
Nderemusi wa21 October 2019
Mukuwanza music data rinongopera musingaendi panyaya plz
Bhazi saka rkutofamba zvemasure hre
Pakazoita ,COVID and economic scandals
team drewmas mrisey
Kokamota Kari mberi ako kakafa hr
Ndekevatori venhau
Iwe iwewe DREMAS iwe urikuda bhazi iro, wafunga business ye cross border
Ndakarionawo ini bus iri
Andrew zvanzi 2 years
There's a story behind the story coz kana ane mabus akawanda mukutaura kuti pa 5 years akatadza kutora rimwe bus kuti vauy kuzo dzonza or kutsvaga vano tower vaye .5 years pachinhu che business chisipo paroad ummm its not a joke
What is kuromba? Anyone??
Witchcraft
Rituals
Sei kutora nguva yakareba muchiita advertising
Pazvibhodhi 😂😂
Taendeswa pamba wena
Makucomposer music instead of news,mavakubuda mudingindira renyu.mukaramba makadai vamwe to exiter,caz zvopedza bundle,nxaaaa
Haaa unoita loss sure zveku haya izvi ma 1
Go straight to the point on your videos.
Your stuff is becoming too predictable
Drewmas media taking you to another level
Drewmas media taking you to another level