ขนาดวิดีโอ: 1280 X 720853 X 480640 X 360
แสดงแผงควบคุมโปรแกรมเล่น
เล่นอัตโนมัติ
เล่นใหม่
The great Headman Chigodora Sakubona ngapho ko Zimunya . Watching Headman Chigodora again from Matebeland North
Looking good 🎉headman🎉
Good head man matipa yachabodo❤
Zip ngaisango vhurwa pese pese
Pawaivhura makumbo emukadzi wemunhu waitembei zvko zvekt unotengesa madomasi azvishandi bhadharai mombe dzinodiwa kusatsveruka
Looking good mambo
Teverai kujeri kwavari timbozwa
Baba chigodoro 💯
Mukadzi wemunhu hàabatwe mazogara unofa
Ruling bench ranga rine ma elders kwete zimupfana riye remaglass rinenge richingo interdict shout orderrrr. Ane ngudzu yenzungu
Mkadzi wemunhu hanyengwi ndiko kt vamwe vatye kuzviita
Headman kutonga vanogonesa mari dzenyu dzemunotaura dzakanyanya vanhu varutambura muzimbabwe saka ipapo ngavapatarisise kune nzara kumusha uko kuona wotengese madomasi kuti ubate 30dollars irozhi rose musadaroba headman .
Ko mhosvo ngemarii
Apa dare raiwe richiri right vanhu vaitaurwa nawo zvine hunhu
Ndafunga kt wateere kujeri ini ,titsvakirewo malatest wena iwe.
Tichiri kuvaziva
Mazuva aya dare raitongwa zvakadzikama not now day
Akazoendepi vanhu ava
Tipei tinzwe yapapi nyaya yanachabodo
Zvavepapi tateerera tinzwewo
Gucci ngaadzoke vanhu varikudherera avo
Wakatsva wangu
Saka vakazopiwa makore mangani.
Unoparirei mhosva musina mari yekubhadhara
Usatipedzera data
Clinic yakaramba nema results achabodo suspect 😂
Im sure Chabodo na Matutsa havadi kuona chinonzi mukadzi futi after this
Ndomadays avakaivakaita mbiri apa kwete zvavave kuita manje
Vakazodini vanhu ava