Mhhhhhnnnnn I agree with you they have destroyed this woman beyond apa again if Gopito asisade mukadzi he’s not supposed to take muripo mombe idzo the have to go and help family yemukadzi
I agree with the contribution @30:15. This couple needs safeguarding more than anything else. She’s a learning disability zviri pachena and she’s been taken advantage of.
On more serious note lam a bit disappointed with the headman pakuti kwake " mukadzi uye akatenderera pfungwa " iye mukadzi wacho arikutaurwa kuti akatenderera pfungwa aripo. I thought he could have used a more appropriate word to describe the woman's condition e,g " mai ava vane urwere wepfungwa " l might be wrong but ndomaonerowo angu panyaya iye otherwise zvimwe zvese vakagona and l commend them for solving such delicate issues in a very mature way.
She laid bare everything that transpired of which if she could comprehend the gravity of the matter she was gonna hide some facts. She is mentally incapacitated.
No Matare Aya Ari bho but hatirambidzwe to take the matter further. Or sungisa munhu ne Porise. Saka Matare ana Chief ngaarambe aripo aribho chayizvo. Like vaka yenda kwa Magistrate vano chargwa fine to the state. Apa vaku bhadhara mombe six kumu rume which is good. Ngaapihwe mombe six dzake va destroyer all good things he was trying to do with his wife. This subversive to values of order and harmony.
I think compensation to the husband plus jail was the best. This is disgusting. Mukadzi ane murume haanyengwe, plus mukadzi ane mentally disability haanyengwe, she can't give consent so it's rape. It's worsened by the case that she has a husband.
So sad! Thank you Slymedia for bringing part 2 of this case. I believed this woman narrating during the first interview (Part 1). To prove her condition, she doesn't seem to know the complexity of her case. Thank you to the man's relatives for not taking the law into your own hands.
Dear God thank you for the smart phone all evil is now in our plain sight. Fakafa vasina kushandisa masmart phones died in peace. Smart phone is revealing all evil, I think this type of evil has been there for ages. That lady needs help. I think she can't even count it was done several times.
sometimes we should educate the world pliz munhu akaitwa izvi anofanirwa kupiwa sarudzo dzekutongwa pasina vanhu not izvo zvekutongana nenzira iyi tine inonzi VFU Victim Friendly Unit not kuita zvakadai ma human rights anofanirwa ku respectwa pliz haaa ... ndabatikana chokwadi uuum
Who else has come to listen to this story fr the second time
Me😂😂
Kkkkk ndiripano kechi3
Kkkk
😂😂😂😂i think kave kachi7
Ini ndadzoka nhasi futi
It's a very touching song. a song full of God s spirit, to God the city of Refuge be the GLORY
very sad ☹️☹️ Mai avo anotongoriwo hake mupengo chero kududzira zvinyadzi kwacho hapana kana zvozikanwa 💔💔
😂😂😂😂ameno kuti dzakati kwesere here.
Inga wani zvataurwa naSabhuku kuti they took advantage yekuti mukadzi uyo murwere wepfungwa.
Iii anhuwoye pfungwa adzina kuita zvakanaka so haazozivi kuti zvitsverudzi azvitaurwi
Zvinonzwisa tsitsi mukadzi uyo anenge anorwara pfungwa, vanhu vakatora advantage 😢
Anotorwara
😂😂😂😂😂😂😂😂😂
Yes mukadzi anorwara ne pfungwa.
Shuwa dear
True
Varume avo ngavaende kujeri 😢
The headman is wise . God bless you
Fire fire 🔥😢😢
Vaiite fire 🔥 fire!
I feel these men took advantage of this lady.
Fire 🔥
Mutongo wangu if I’m the judge of this is 10 cows from each man to the Gopitos and hwai ya headman. Then 2 years behind bars.
Mhhhhhnnnnn I agree with you they have destroyed this woman beyond apa again if Gopito asisade mukadzi he’s not supposed to take muripo mombe idzo the have to go and help family yemukadzi
Mai imi hamuzive chivanhu. Akatadzirwa ndeakanga aroora vamwe vakakwira mahara. Iyeye ndiye arikuripwa 😂.
I don't believe ,what has become of this world😮😮
@@gsvmedia7719 shuwa murume anofanirwa kuripwa
@@rachelmpawa508 really
Sound was recorded effectively, well done
I agree with the contribution @30:15. This couple needs safeguarding more than anything else. She’s a learning disability zviri pachena and she’s been taken advantage of.
very true
Its sad
True they take advantage of her
@@preciouskofi5782 in nnm. L hi nook lip erosion #CBS
@@reasonkadeya2773 what are you saying
On more serious note lam a bit disappointed with the headman pakuti kwake " mukadzi uye akatenderera pfungwa " iye mukadzi wacho arikutaurwa kuti akatenderera pfungwa aripo. I thought he could have used a more appropriate word to describe the woman's condition e,g " mai ava vane urwere wepfungwa " l might be wrong but ndomaonerowo angu panyaya iye otherwise zvimwe zvese vakagona and l commend them for solving such delicate issues in a very mature way.
U are ryt headman vabhaiza
Aifanirwa kungoti uyu anorwadza
Yaa. Hunhu weva rume Ava two hawusi right. Izvozvi pane vamwe vasina kubatwa na mambo.
Nyaya iyi yanga ichingoda kuenda Kuma mupurisa .becoz varume avo vakatora advantage ye dis ability yemukadzi uyo😢😢😢
Waiting for part 2 ndiani muridzi venhumbu
kkkkkkk fire fire🔥 we need justice chabodo and his colleague
She laid bare everything that transpired of which if she could comprehend the gravity of the matter she was gonna hide some facts. She is mentally incapacitated.
Famba Sly Media Famba
Masystem eRhodesia aya ematare aSabhuku must be outlawed. They're ridiculous. These people need proper intervention.
You may say that louder please 😢
No Matare Aya Ari bho but hatirambidzwe to take the matter further. Or sungisa munhu ne Porise. Saka Matare ana Chief ngaarambe aripo aribho chayizvo. Like vaka yenda kwa Magistrate vano chargwa fine to the state. Apa vaku bhadhara mombe six kumu rume which is good. Ngaapihwe mombe six dzake va destroyer all good things he was trying to do with his wife.
This subversive to values of order and harmony.
Dzimwe mhosva dzinotobve ku courts dzichiendeswa ku traditional courts
The best comedian ever kkkk hadzi ndikuda chabodo
Un Zimbabwe me guys ndave bhoo hangu nenyika inenge teaport iyi
Ngavaripe vanhu avo, kuna mambo nekumuridzi wemukadzi thanks
Haa zvieti
They took advantage of a vulnerable person, zvino vanonyarirepi varume vakuru, shameless men
Mkadzi uyu anenge anorwara pfungwa
Dai vayitwa zveku pfekedwa bhurugwa musoro. Vanhu vayisa ma pics acho pa social media.
Well spoken chief 🙏
Dzimwe nyaya so unopera power😂😂😂
100 years behind bars was fair.
This is not fair veduwe yaifanirwa kuita police case
Vari baba vako shuwa unonyanyira payi varume imi kurayi 😢
Kana ndimiwo shame 😢
I feel sorry for the victim
Justice to be save
😂😂😂😂 Ichabodo chabodo pakaipa vaizamawo kty mwana anakirwe well done Chabodo and Freddy pamwe mumba anenge ari maone
Musi wamuchareperwa mwana muchanyatsonzwisisa kuti zvakaita chabida namatutsa irape muchazinyatsoziva
Ishe chigodora kkkk dare renyu randigura mbabvu. Watching frm harare nyaya dzekumusha kwangukkkkkk
No those men are perverts..this woman need protection,she clearly has a learning disability.
They deserve jail time
I think compensation to the husband plus jail was the best. This is disgusting. Mukadzi ane murume haanyengwe, plus mukadzi ane mentally disability haanyengwe, she can't give consent so it's rape. It's worsened by the case that she has a husband.
True
Varume ava vakadherera mukadzi hana mhosva vakatora mukana kudzungaira kwakaita mukadzi uyo ngavaende kujere chairo
So sad. This is as good as rape considering the mental condition of the lady apa iye wacho isn't getting any compensation😢
Akapihwa Kare $8 ne ma onion. Yimwe compensation yeyi futi.
Imagine
This is very sad advantage yavakatora apa haina kunaka
Ndakamirira part 2 gys😂😂😂😂 ndakati pidzei ndi budise kkkkk akatundiremo ndaakirwa nhasi
I can not believe these two guys could do such a thing. With the way they look.
This is part 2
Kkkkkkk kkkkkkk
Sungisai vanhu vanorara nevanhu vanorwara nepfungwa
Yooh such an intresting story paikapa
Ayaas Chabodo ka,shuwa kuisa fire 🔥 🔥 fire
Fire Fire for me
Help the vulnerable woman and her husband. The two men should be criminally charged with rape
Yes rape charge is good.
Very sad story taking advantage of her vulnerability 😢
But they took advantage of her condition. Vakuti hure here in her condition shuwa , its so heartbreaking
Ivo vakakanganisa upenyu hweva rwere hakusi kuuraya here
That's very true
Very touching story,but headman chibaba
Nzwirai tsitsi mukadzi musamubvunzisisa ..ivo varume ava ngavainde kujere
🔥 Fire
These should get arrested. The woman was abused. She is psychologically affected.
This is abuse of a person with disabilities for which they deserve a jail sentence. These guys should be tested for HIV
Chayirarisa murume harisi doro ba, ayitorariswa naMwari nevadzimu vake, otherwise dayi akamuka mukadzi achikwirwa angadayi akaurayiwa nanaChabodo vachida kuvhara umbowo.
This is deep
So sad! Thank you Slymedia for bringing part 2 of this case. I believed this woman narrating during the first interview (Part 1). To prove her condition, she doesn't seem to know the complexity of her case. Thank you to the man's relatives for not taking the law into your own hands.
Aah mukadzi wacho kutoti ehe waiita fire fire😮....but SHE wasnt forced. Aida hake kunyengwa nyengwa uyu even though ari mujairos jiri
Vanhu ava vanoda police chaiyo
Ko part 1 iri kupi nhai?
Ruru wacho kunge witness kkk and pameso kuchangamuka kwacho seatouyawo kuzoteerera nyaya dzevamwe 😢😢😢
Tongai mushe mukadzi haana kukwana vanhu 2 ava vanemhosva
Fire 🔥 fire 🔥
Please make appeal and take this further
The internet will not forget this !!! Sad for us to have such criminal citizens
😂😂😂😂hanzi waiita fire fire
She was Raped of her own dignity and shame on those two men taking advantage of a very Vulnerable young woman
Anopihwa compensation yeyi mukadzi? Akapihwa kare $8 nema onion.
Zximwe ndezximwe havo asi headman mabva kure nenyaya😅 zxoita sezxesekesa asi zxosiririsa weduwe
😂😂😂😂unopinde kunaka ngeupi 😅😅😅 hanzi ndizvo ndizvo 😅😅zvonyadzisa izvi
Nyika hayisisina chimiro.
It's mabhagidhi for me 😂😂😂 muchimanika henyu
New style yemabhagidhi kkkk,,
Maharishi chii
Headman vanotonga havo asi mutemo wacho wakaoma court dzimwe nguva inogona kuita nani
Zvinorwadza mukadzi anenge fungwa shoma
Hwitakwiii dzevarumee kudaro sure 😂😂😂
This is very sad aa shame to these man
sorry very pity story they took advantage mukadzi murwere wepfungwa
Mukadzi uyu dei ndirini mambo ndaiimuripisa chaiizvo
Need deliverance
Zvino chokwadi nhumbu iyoyo kana iri yemazirume ayo zvinozonzwii nhai veduwee,varume havana tsitsi avo.Zvino azobvuma sei iye freddy asi pakutanga akatsika madziro.Ava vanga vachitoda jeri chairo.
Fire fire kkkkkkkk ndapera strong
Vakadzi vanobikira Varume ava mune zvivindi Shuwa
Mibvunzo yemadzishe acho or whoever some of them are childish .they need to grow up aaaaa zvinonyadzisa izvi
Kkkkk Inga zvakaoma mukadzi uyu anenge anorwara pfungwa chete
Fire fire
🤣🤣🤣 pindei ndobva ndabudisaaa 😂😂😂🙌
Nyaya yemabhakiti yatsikwa tsikwa 😂😂😂
Rutendo akakwana here
Those guys are very lucky dai yakaitwa police case wainyura
Hapana nyaya apa vanhu vakuru ava
Taura hako hazvina kusiyana nekurara nemhuka
They are inside 15 years
😂😂😂😂 saka anopinda kunaka ngoupi
Very sad as ika
Matutsa akaita kamwe akamupa miriwo ko
Chabodo nyaya zvayangove ya
Matutsa😮😮
Kkkkk kkkkk ma1
Fire fire basiiiii
Eish
They took advantage
Shem zvakaoma hazvo 😢
Mai avo varikuma headman vanobhowa zvisingaiiti
Pamwe ndi secretary 😂😂
Dear God thank you for the smart phone all evil is now in our plain sight.
Fakafa vasina kushandisa masmart phones died in peace. Smart phone is revealing all evil, I think this type of evil has been there for ages.
That lady needs help. I think she can't even count it was done several times.
Avo baba varefu avo vasvinhu kudaro vanyadzisa
Varume here, they will humble you 😅
Hurombwa chete hapana zvimwe vakanzi ne n'anga endai morara nemunhu ane pfungwa dzati pengei
Ini ndirikungofunga pane mukadzi wavo arikunzwa sei
and who is the director of the comedy?
Aaàh ..Chabodo na Matùtsa.
Haaa it's sad 😢zvesure
Zvinonyadzisa izvo,kusvibisa Gwendere ino naya sei mvura,vanhu avo ngaatamuswe munharaunda
😂😂😂 fire fire 🔥
Aaa imi vanhu vakarara nemukadzi wemunhu maitoda jere chairo imimi
❤
sometimes we should educate the world pliz munhu akaitwa izvi anofanirwa kupiwa sarudzo dzekutongwa pasina vanhu not izvo zvekutongana nenzira iyi tine inonzi VFU Victim Friendly Unit not kuita zvakadai ma human rights anofanirwa ku respectwa pliz haaa ... ndabatikana chokwadi uuum
Headman Chigodora munondigonera henyu
Ndikutombodzokorora zvngu nyaya yachabodo namatutsa 😂😂 variko jere
This is so sad😢
Mambo anogona uyu.shuwa umwe mutongo hauzoite ., this was fair enough
Ummmm wamwe warume wanehushingi kunanzwa kuzasi kwemunhu asina pfungwa dzakakwana anenge ambogeza here Munhu iyeye musaite huchapa kunze uku
Imagine
Varume Ava vanotoda kupihwa 20 years in jail . Because Vanehutsinye