Aiwa ka mukoma Nash to worry about that guy is not amainini s business,this man was mean and cruel kwaari ko iye aida chii kunasistas iye anemukadzi wake,chibishu varume muchachirega henyu.Hapana kukanganisa apa ,he is a user he must be punished for it
It's not easy kutambudzika on the hands of someone akakuganh'ira. Kana go back to sender yacho yakabata muridzi wayo zvayo. Amaiguru vachiriko here? Handina kupabata ipapo. We listen and we don't judge.
Aaah dont believe everything you are told. Vakavanda vakanzi handina mukadzi, it is important to investgate musati maendesa moyo venyu. Izvo zvekiswera kuudza munhu kuti vakamborwadziswa heee, askana he will take that and use it against you. Vanhu vanonyepa, rinonuenga rinohwarara.
Thanks Mukoma Nash for preaching the word of the living God. More souls to God.
Ini hangu I support go back to sender
Kana munhu ariye ari kukuroya mishonga yake ngaidzokere kwaari hazvina hazvo basa kuti ingava ari ani
Hidey we back 2 sender ndokumbirawo upe mkoma Nash number or directions thank you 😅
Aiwa ka mukoma Nash to worry about that guy is not amainini s business,this man was mean and cruel kwaari ko iye aida chii kunasistas iye anemukadzi wake,chibishu varume muchachirega henyu.Hapana kukanganisa apa ,he is a user he must be punished for it
😂😂 mkadzi haaudzwe madhiri iiiih
1st confession,thank you for exposing that thief of a boyfriend.
Pachipamwe mukoma Nash
Mkoma nashy apa u have no ldea yeheartbreak munhu akutsvinyira like that haaa unotoita moyo wakaipa chete
Uummm chihure chinoparira
Uuumm zvakaoma hazvo saka wakagonei vana vemurume uyo vave kutambura wakaroya wangu une hutsinye wakaoma
1st you are heartless mm Ehe aita zvekuba hake bt you my sister dai ari hanzvadzi yako yakaitwa izvozvo wainzwa sei 😢
30 years in prison 🙆🏾♀️🙆🏾♀️
Apa munhu atorine mukadzi wake kare
It's not easy kutambudzika on the hands of someone akakuganh'ira.
Kana go back to sender yacho yakabata muridzi wayo zvayo.
Amaiguru vachiriko here? Handina kupabata ipapo.
We listen and we don't judge.
Aaah dont believe everything you are told. Vakavanda vakanzi handina mukadzi, it is important to investgate musati maendesa moyo venyu. Izvo zvekiswera kuudza munhu kuti vakamborwadziswa heee, askana he will take that and use it against you. Vanhu vanonyepa, rinonuenga rinohwarara.
Zveshuwa kuwuraya kuwuraya even though urikudzosera asi wawuraya
Mukoma nashe ndikumbirirewo number yemunhu we back to sender from hidey
Nemiwo varume madzidza musarwadzise munhu anenge ane Ronda Kare munokuvara
Go back to sender haina ngozi ndozveyakanira izvozvo.mwene anenge adyiwa netwake
Sure here
Ummmm go back to sender hAina kumira mushe ndakaita mwana ayisarara kubva payakarova munhu ayigan'a haana futi kuzonetse mwana nekuty vakapotsa vafa,
@@SibongileNdlovhu akapotsa Afa mwana here
bt munhu uyo akafira mujeri matora ngozi kuisa mumusha mainini