Mukoma vemai vekurepwa avo please usazviuraye dai mai vako vaisakuda vaisakuchengeta please usafunganye inga wakura wani nhai hanzvadzi mai vako vanokudq please usazviuraye enda ku canceling I understand your pain but please don't commit suicide ❤❤❤❤
Vakomana kuuraya munhu nedombo when they can't defend themselves. Im sure hama dzake dzakafamba dzikaita zvadzakaita. Endai munotaura zvamakaita because muchatoparadza dzinza renyu. Pamwe zvatotanga soo, you just don't knkw it yet.
Imi varoyi ingoreururai chete , we are not here to judge you, who are we to judge you, kana uchireurura don’t try to justify yourself We are all sinners tiri kutovavarirawo kuti tirurame
Bhudhi vechibharo avo, amai vavo vanogonha kunge vakamitiswa na baba nyakubereka kana kuti munhu ari too close asingataurike. ayo manyepo avakaudzwa. Ngaaende Ku DNA ne vamwe vehukama varipedyo vakanyarara zvavo
Your mother was rapped. Imagine how she felt then and how she feels now. Dai amai vainzwa hasha when she looks at yoy, mungadai makaurawa kare. You said it yourself mukoma kuti hama dza amai venyu dzinokudai zvokuti. Why do you think that is. If she said she was raped then she was raped because you have no other proof to prove her wrong. Rape is a very sensitive subject. Love your mom and her family just like they love you. You were a product of rape but youre living and loved. Appreciate them for that. Zivai kuti your mom went through a lot and manga mave kutovhura a healed wound, even though you had the right to know.
Mukoma Nash kubvira makuseni musina kumbobvira makanda zvenyu an episode tenge tatopama1 chaiwo
Taurai henyu
Maswerawo sei mkoma Nash nevedare
First maswera sei pano haa kutoita stress musina kukanda since morning
Endai kuhama dzake Mkoma munoripa Ingozi iyi ripai zvisati zvashata mkoma
Mushonga we ngozi kuripa. Ngozi irikuda kuti ushande mabasa anoyita kuti upare imwe ngozi..... Gara wayenda kuno reurura usati wanyanyosvibisa dzinza
Mukoma endayi munotaura chokwadi kuhamadzake muripa.
Maswera cy Mkoma Nashy nemi vedare mose ❤❤
N'anga hadzina hutsinye idzi hadzidaidze vanhu,avoid at all cost kuenda padziri u live free life.
Mkoma Mai venyu Havana kubatwa chibaro vanonyepa hasviiti kuti munhu akubata chibharo utadze kumuona ngavataure chokwadi kwamuri baba venyu varimo mumhuri menyu .
Mukoma vemai vekurepwa avo please usazviuraye dai mai vako vaisakuda vaisakuchengeta please usafunganye inga wakura wani nhai hanzvadzi mai vako vanokudq please usazviuraye enda ku canceling I understand your pain but please don't commit suicide ❤❤❤❤
Nezuro takakutadxirei mukoma Nashe kuswera muri zii😢
Mkoma Nash murisei henyu, totenda nechirongwa uye munamato asi pamunamato pedzai muchiti Jesus Christ
Mukoma Nash
Mukoma vnoboba vanhu tsvakai rubatsiro
Tsvakai Jehovha achawanika
Mukoma vekuuraya munhu, yangozi, ende ngozi kuigona kuiripa
Mukoma avo vokuda kuziva dzinza ravo dzidziso yangu
Ndinoti musazviura henyu nokuti haisi mhosva yenyu
Mwari vanoda mweya wenyu mhibvunzo yenyu yakapindurwa kare mweya we munhu ndiwo unodiwa na Mwari
Its true anogona ari munhu hwehukama
Imi vekunzwira zvinhu tsitsi ,its better kuloser zvinhu than to lose your saul
3 confession uyo akaita bond nezvishiri zvambuya vake zvinhu izvozvo zvichati zvokuchemedza, uri rema uchanyatso nzwa butter tsvaga mwari nguva ichiripo.
Manje uchavanda kusvika riniko muno dzokera kumusha unoudza hama dzomufi kuti ndiwe wakauraya hama yavo moripa ngozi bcz nyaya iyi haiperi .
Endai munoreurura kuhamadzake kuti ndimi makamuurayazve igaroziva kuti ngozi inoripwa pasina izvozvo no peace,ummmm makakanganisa mkoma.
Hapana asingazive zvekuita kana auraya munhu musanyepere kudzungaira mkoma . Asi ngozi ichakuisai panzvimbo yenyu
Wekuuraya munhu ripa ripa ripa ngozi iyi plus enda ku hama dzacho unoreurura..
Vehukama hwako vaudzewo futi
First confession yakaoma, kufa kwemunhu haisi nyore apo ndiwe wakadenha nekuda kweGirlfriend, owedzera nekuba, uyu achanoona nhamo uyu, hazvisati zvatanga uchanzwa butter. Nhamo yawapinza mumusha menyu, ko musikana wacho wamakaurayanirana.
Sisi imi makangozvitaura kuti muri striper munozviruza chinjai hunhu hwenyu
1st confession ,ngozi inotoda kuripwa
2nd confession kana uchida kuroorwa siyana nebasa rako iro
Vakomana kuuraya munhu nedombo when they can't defend themselves. Im sure hama dzake dzakafamba dzikaita zvadzakaita.
Endai munotaura zvamakaita because muchatoparadza dzinza renyu. Pamwe zvatotanga soo, you just don't knkw it yet.
#1 mwanangu enda. unoudza hama dzako.
#2 confession udza mukomana wako. Honestly always wins. Marriages built on lies ends in divorce
2nd from last confession please don't kill yourself. Understand your....mai vako vakarepwa nehama yavo
Imi varoyi ingoreururai chete , we are not here to judge you, who are we to judge you, kana uchireurura don’t try to justify yourself
We are all sinners tiri kutovavarirawo kuti tirurame
Inda unorasa mubobobo iwe Satan wemunhu .
Bhudhi vechibharo avo, amai vavo vanogonha kunge vakamitiswa na baba nyakubereka kana kuti munhu ari too close asingataurike. ayo manyepo avakaudzwa. Ngaaende Ku DNA ne vamwe vehukama varipedyo vakanyarara zvavo
Uyo stripper ,zvimwe zvinhu ndezvekufa nazvo, hakuna asingazive kuti stripper ihure