Honde Valley, Early Marriages

แชร์
ฝัง
  • เผยแพร่เมื่อ 10 ก.ค. 2023

ความคิดเห็น • 68

  • @mildredkasaira8386
    @mildredkasaira8386 ปีที่แล้ว +6

    Zviri kuitika uko zvinotoda nyika igadzirise chii chakadaro ichocho 13yrs mwana kuenda kumurume . Ndazvishora izvi

  • @kelvinmarwizi8769
    @kelvinmarwizi8769 11 หลายเดือนก่อน +2

    Good job it's my first time to see DOMCCP I don't know how you operate, I just want to give my suggestion, since most girls don't listen to their mothers instructions I suggest that DOMCCP must follow girls at school and in churches and play videos like this so that they can see it for themselves the bad side of early marriages.
    Thank you

    • @Domccp
      @Domccp  10 หลายเดือนก่อน

      Copied thank you!

  • @ethelsawadye4023
    @ethelsawadye4023 ปีที่แล้ว +4

    Inga zvinombonzi vekwa Johan Marange ndovanoroorwa vari vadiki.

  • @shingimanyame4157
    @shingimanyame4157 11 หลายเดือนก่อน

    ZveZimbabwe here nyika yakadhakwa iyi

  • @user-nl3ek9ic9h
    @user-nl3ek9ic9h 11 หลายเดือนก่อน +1

    DOMCCP tinoitenda zvakanyanya yashandura zvimbo yedu iyi ummm zvakaoma chokwadi ndikazvifunga ka 😭

  • @irenewashayabunha5417
    @irenewashayabunha5417 11 หลายเดือนก่อน

    Eish zvino rwadza wena

  • @babramangamela-xb2px
    @babramangamela-xb2px ปีที่แล้ว +1

    Nook mhani 13 yrs here mwari tioneiwo

  • @Natty908
    @Natty908 11 หลายเดือนก่อน +1

    Apa ngavanake vana ava

  • @HanaPhiri
    @HanaPhiri ปีที่แล้ว

    Mmmmmm nyaya dzino siririsa idzo so sad stories

  • @tatendamudyawabikwa6046
    @tatendamudyawabikwa6046 ปีที่แล้ว +1

    saka varume vacho vakudzidziswao here

  • @ostenfungaimabhure9420
    @ostenfungaimabhure9420 11 หลายเดือนก่อน

    Praise ari ndamuda kana asina kurorwa

  • @user-ek2vo5qc8p
    @user-ek2vo5qc8p ปีที่แล้ว +1

    Kwahonde chero mwana ane 25 years anodakuroorwa nemurume ane 70years nenyaya yekuda kudya nekuchengetwa kw Hondekune dambudxiko guru

  • @RoseMupita
    @RoseMupita 11 หลายเดือนก่อน

    Awuuu vana vari kuroorwa vari vadiki

  • @talentchipika6733
    @talentchipika6733 ปีที่แล้ว +3

    ISU titorine mwana akaenda kunororwa I wish dai aonawo vedios iyi aifunga mushe kuda kutimuteera hanzi murikudei apa she's 15 yrs zvinhu izvi zvakaitika 22 July 2023 chc yekwamarange vaparadza future dzevana achazozviona Hake kuti life it's not easy

    • @wadzanaithelmamasendu9694
      @wadzanaithelmamasendu9694 ปีที่แล้ว +1

      Zvakaoma amai musamudzose anodzoka ega... Ini ndakaparadzirwa imba ne a 15year old akauya ndikarohwa ndakazvitakura.... Ndakasiya imba... A year later anemwana akadzokera ega aona kut zvakaoma murume haachashande

    • @lydiat7636
      @lydiat7636 ปีที่แล้ว

      ​@@wadzanaithelmamasendu9694sorry for that .but thank God for restoring your marriage back

  • @simangelencube-nf5rs
    @simangelencube-nf5rs ปีที่แล้ว

    Nhai mwari chii mazimbo Nhai

  • @franciscademberere-6653
    @franciscademberere-6653 ปีที่แล้ว +3

    Age yacho kana kugeza chaiko munenge musati makugona

  • @samukelisiwenedra
    @samukelisiwenedra ปีที่แล้ว

    Honde valley 😢🙌

  • @judithmwatauseni5157
    @judithmwatauseni5157 ปีที่แล้ว

    Dzidzisayi vana vayende kuchikoro kunoibva wani saka murikutadza here kudzidzisa vana sikana

  • @beautymuganiwa7397
    @beautymuganiwa7397 ปีที่แล้ว +5

    Varume vanorara nevana vari below 18 years ngavasungiswe. Vakandwe mumajeri, vagare more than 10 years. Shyt dzevanhu. Those men are pure paedophiles.

    • @mildredkasaira8386
      @mildredkasaira8386 ปีที่แล้ว +1

      Hapana anomangarira mumwe nekuti zvinenge zvenzvimbo yacho maybe mambo akatodarowo kutora kachiri kanhiyo. Meaning kuti havakoshesi chirongwa che girl child protection

  • @HanaPhiri
    @HanaPhiri ปีที่แล้ว +2

    Imagen ne period at 15 seni ndayingendisati yoooo its too much vakurumidzisa shame

  • @patriciamasengere581
    @patriciamasengere581 ปีที่แล้ว

    Ummmm nyaya inorwadza vabereki ngatichengetei mhuri dzedu tirege kuroodza vana vedu vari vadiki

  • @rumbidzaimakoni9362
    @rumbidzaimakoni9362 11 หลายเดือนก่อน

    Varume vakanyanya kujaidzwa sterek

  • @Jahlady
    @Jahlady ปีที่แล้ว

    Zvinorwadza izvi, 13 yrs shuwa ummm

  • @pamelaphilile9226
    @pamelaphilile9226 ปีที่แล้ว

    😢😢😢😢ndarwadziwa

  • @alisonzuva8822
    @alisonzuva8822 11 หลายเดือนก่อน +1

    Who in their right senses are marrying ma 13 year olds? Chii chakadaro? Aiwa vanhu vanofanira kusungwa aaai.

  • @tarigondo4283
    @tarigondo4283 ปีที่แล้ว +1

    Thank you DOMCCP for the good work.

    • @mzee5533
      @mzee5533 ปีที่แล้ว +1

      What is this DOMCCP??

    • @violamavhatu6434
      @violamavhatu6434 ปีที่แล้ว

      ​@@mzee5533it's an organization which helps young children if they are not going to school and if they are abused

    • @Domccp
      @Domccp  11 หลายเดือนก่อน +1

      @@mzee5533 Diocese Of Mutare Community Care Programme

  • @user-hu3dq9jy9h
    @user-hu3dq9jy9h ปีที่แล้ว

    Zvakaoma zviri kuitika munyika

  • @cathrinechenyama2160
    @cathrinechenyama2160 ปีที่แล้ว +1

    Ndatanga pano vanhu muripi

  • @shamisosithole
    @shamisosithole ปีที่แล้ว

    Veduwee. Mainini

  • @kudzymemo2554
    @kudzymemo2554 11 หลายเดือนก่อน

    Zvakaoma my niece was raped and the case was dismissed zvichinzi pane lack of evidence yet doctor's report yaiti akabatwa chibharo kwaHonde ikoko. Mwana akatadza kuzvitambira nekuti akange akusekwa nevanhu munharaunda. Akazongotizira ari underage. Its so heartbreaking 😢

  • @perseverancemoyo4642
    @perseverancemoyo4642 11 หลายเดือนก่อน

    Uuuum. 13 years here veduwe

  • @mimiemmanuel3006
    @mimiemmanuel3006 ปีที่แล้ว

    13 years amanaka

  • @michaelkanyemba2933
    @michaelkanyemba2933 11 หลายเดือนก่อน

    That's why vanhu taifoira muzvikoro umu,,70% yema comments varikungoti mapostori,wapiwa example weka maths dzako in this way iwe biz neyako formula,,Pavanhu varatidzwa apo hauna kumboona mupostori meaning kuti Journalist arikutokuudzai kuti out there zviriko nanga nanga nemapostori.!

  • @preciousnhau2866
    @preciousnhau2866 ปีที่แล้ว

    Zvakaoma

  • @RuramaiMsiamanje
    @RuramaiMsiamanje 11 หลายเดือนก่อน

    Yuhwii 13yrs aaa

  • @judithmwatauseni5157
    @judithmwatauseni5157 ปีที่แล้ว

    Murimapenzi vasikana

  • @sharonnzaraimhandu
    @sharonnzaraimhandu ปีที่แล้ว +1

    Its so sad😢😢

  • @imchamunorwa
    @imchamunorwa ปีที่แล้ว +2

    Ummm this is painful 🤥

    • @portiakk
      @portiakk 11 หลายเดือนก่อน

      ASI emoji iyo yarasika?

  • @user-ns9fs2in6q
    @user-ns9fs2in6q ปีที่แล้ว

    Number 2

  • @ngorimasithole7032
    @ngorimasithole7032 ปีที่แล้ว

    Nhy mambo mutasa muteno unoti kudii nezvekuroodzwa kwevana vadiki, pliz pagadzirisei takabva munezvakare

    • @juliaherbet2063
      @juliaherbet2063 ปีที่แล้ว

      That man doesn't care for he cares about is being given mbudzi and mombe for meat and riches that's all. Have you tried to watch his traditional court cases. That guy has big eyes but they are don't see

  • @consymuri479
    @consymuri479 11 หลายเดือนก่อน

    18yrs is still immature to be married. Dai vana vamboita zvechikoro 1st. The root cause of all this is having children you can't afford to send to school.

    • @alexnkosi2865
      @alexnkosi2865 11 หลายเดือนก่อน

      18 is okay because if they raise the bar single mothers population will increase, backed by the fact that kids are starting practicing sexual practices early than before.

    • @luhlemuzungu337
      @luhlemuzungu337 11 หลายเดือนก่อน

      Even 21 it's too early

  • @user-nw2ig6bo5q
    @user-nw2ig6bo5q 11 หลายเดือนก่อน

    Zvinhu zvekudai hazvidi kudaro

  • @judithmwatauseni5157
    @judithmwatauseni5157 ปีที่แล้ว

    Hamuna kukwana vakadzi vekwahonde unoyendepi urimwana vamwe vasati vatotanga period. Munenge madzidza nekudzidziswa nguvai.....Ktanha mangi dzisati dzaibva....thats nonsense mhanie muchakasarira kana vakadzidza murume anotiku respecter

    • @violamavhatu6434
      @violamavhatu6434 ปีที่แล้ว

      Mainini musatuka vana ava hakusikuda kwawo asi kwavarikubva kwacho vamwe vabereki mapositori havatorina care nawo kungosairira hauna kunzwa panzi vabereki wanochiwa upfumi hweka nhingi wototi mwana enda either she likes or not so just have mercy with them for me i just wanted to thank God that they are relifed thank you Domccp

  • @simontumbare9240
    @simontumbare9240 ปีที่แล้ว +1

    wats wrong with this place?
    ko iye mambo mutasa wacho arikuti chii nezvirikuitika izvi?
    mambo Bushu haajaidzi nyaya dzerudzi urwu dze child marriages!!

    • @ngorimasithole7032
      @ngorimasithole7032 ปีที่แล้ว +1

      Mutasa ngaamboenda shamva vaone kuti dzinotongwa sei nyaya dzerudzi urwu

    • @sharonnzaraimhandu
      @sharonnzaraimhandu ปีที่แล้ว

      Kwakazara mapositori johani marange most of my childhood friends vakaroodzwa tiriku chikoro 😔😔

    • @simontumbare9240
      @simontumbare9240 ปีที่แล้ว

      @@sharonnzaraimhandu but vese awo hawasi maJohane marange wani !!
      kana iwo wamarange wacho must be punished !!
      this chief is somehow weak

    • @phillipmariwo1903
      @phillipmariwo1903 ปีที่แล้ว

      ​@@sharonnzaraimhanduUri mhata pambobuda mapostori here

  • @kudzaishechasakara1516
    @kudzaishechasakara1516 11 หลายเดือนก่อน

    Married at 13 😭😭💔

  • @politedube55
    @politedube55 ปีที่แล้ว

    Shona culture it's very bad 13 years

    • @jabulanimgomesi7950
      @jabulanimgomesi7950 ปีที่แล้ว +1

      I do appreciate your line of thinking but I think this happens across many cultures and there are many factors to this: religious, economic, sociology-cultural, educational to mention a few.

    • @lilyosarnyakudya6176
      @lilyosarnyakudya6176 ปีที่แล้ว +1

      It's not shona culture

    • @rosechiyangwa7276
      @rosechiyangwa7276 11 หลายเดือนก่อน

      Nyaya dzorwadza idzi 😭😭😭