Thanks Andrew Neshamba nyaya idzi murikugones kuuya kwe social media help us a lot in media industry, Zbc will not cover pasina vezanu pf representive,
3:37 people must respect the fact yekuti munopawo mai vemwana enough time to pay her last respects not kuvasandudzira kudaro ivo vachiti ndoda kuona mwana wangu ..really broke my heart ...give her time to stand pacoffin remwana vapedze shungu voonekana nemwana wavo ...zvinhu zvacho mm...may their souls rest in eternal peace 😥😥
Prophetess MaMoyo should have been here to tell us what happened and guide the family how to stop this tragedy ever happening again. There is a story behind this tragedy. Tichazvinzwa chete pa follow up as Drewmas Media takes us to Another level
Heartfelt sympathy and condolences to the family It would be nice if we find out what really happened on that dayWhat I know is lightning travels in a straight line and mukoma Blessing mentioned kuti they were walking in a line so that could be the cause of the number of deaths Ngatichemeyi tinetariro kwete kuti zvesezvese kuroyiwa The ground on that area should be investigated thoroughly it might have stuff that conducts lightning
Neshamba you're taking us to another Level my champion , tokumbirawo uite zvivindi uende kun'anga yekwamutare veduwe toda kunzwa idzodzo dzinotyisa dzacho #go fo it Neshamba
Mheni kurova same place 3 times? Haisi yekutumirwa here iyi. Mheni inowanzo rova the highest object in the area. Apa boys ranga riri pa front raifanirwa ku affectwawo
Yaaa mwari nyaradzai mhuri iyi mutauri ataura chiitiko ichi mhani hongu iriko así iyi ine mavara matema kana mhuri iyi pane zvaakaita ngavakurumidze kugadzirisa hupenyu hwenhuri shame ndarwadziwa zvngu
Sad very sad💔💔💔too many deaths in one go it's horrible. This is very mysterious lightning strikes more than once following these ppl not even in the same spot. These kind of deaths cause serious problems for communities. Ppl need to leave ritualistic evil behind, it's just not right. Pray the truth is revealed one day. That man passing the tractor wearing a vile message on his sweater, but some ppl so.
I think CPR could have helped them survive sometimes.....ahisi mheni yasekuru vaya vekutaura ku starfm here...mheni ikarova ka 2 inenge iri yemunhu stret
Thanks Andrew Neshamba nyaya idzi murikugones kuuya kwe social media help us a lot in media industry, Zbc will not cover pasina vezanu pf representive,
You can say that again
3:37 people must respect the fact yekuti munopawo mai vemwana enough time to pay her last respects not kuvasandudzira kudaro ivo vachiti ndoda kuona mwana wangu ..really broke my heart ...give her time to stand pacoffin remwana vapedze shungu voonekana nemwana wavo ...zvinhu zvacho mm...may their souls rest in eternal peace 😥😥
True ndabatikanawo ipapo nhy mnhu arikuti ndrikuda kuona vana vangu vopusha mnhu kudaro
Ndafunga kuti ndini ndega. Ndarwadziwa. Or deyi vati mai vaite the last vowana nguva.
Thought as much too!!
Also there was no need yekutora munhu afirwa video kumeso chaiko achichema. Just put yoself in her shoes.........
Umm ndarwadziwa RIP
Prophetess MaMoyo should have been here to tell us what happened and guide the family how to stop this tragedy ever happening again. There is a story behind this tragedy. Tichazvinzwa chete pa follow up as Drewmas Media takes us to Another level
Lightining hits twice kutora mazai acho
Vabereki ripai mhosva dzenyu. Munopedzisa mhueri
Ndeyemunhu iyi
Munamato wangu panguva ino kut Mwari vanyaradze hama neshamwari dzevachakabvu.this is heartbreaking
VaNeshamba tikumbirawo mupewo tete Tilder number dzamamouo vaye vekubatsira kwamusami vatibatsirirowo mwana atambura nekurohwa nezvisisri kuonekwa
Zvinorwadza shuwa may their souls rest in peace
Hapana chinhu chinorwadza sekuviga mwana wako zvinorwadza RIP
Ummm zvakaoma weduwee.zimbabwe chii chaizvo.mweya rudzii wapinda muvanhu,mheni iyi ndeye kutumirwa .
Inga zvinorwadza veduwe ko nhai mukoma neshamba betseraiwo mwana arikungorohwa nezvaasingaoni veduwe
Please chokwadi betserai
Very sad 😭😭😭mukoma Andrew may their soul rest in peace 🙏🙏
Nematambudziko kumhuri yasiiwa. Rest In Peace vanangu
Only you Lord who can hear the language of my tears 😭😭😭😭😭and the family 😭😭😭😭may their soul rest in peace nguva inodzimba inorwadza pamoyo
Vana ingirozi dzamwari naizvozvo tingarwadziwa zvedu asi mwari aona zvakakodzera mweya munyradzi pindirai mumhuri iyi muvanyaradze amen
Heartfelt sympathy and condolences to the family It would be nice if we find out what really happened on that dayWhat I know is lightning travels in a straight line and mukoma Blessing mentioned kuti they were walking in a line so that could be the cause of the number of deaths Ngatichemeyi tinetariro kwete kuti zvesezvese kuroyiwa The ground on that area should be investigated thoroughly it might have stuff that conducts lightning
Kumapurazi uko kunshereketwa big time. Ishayisano chete iyo. Kumapurazi, nekumaMine kunemarudzi vekuMalawi, Zambia haaa havajairirwe ivavo!
Haunyepi hako
Song iyi inondiitira bhooo zvisingaite ,,,Vayera Shumba mhondoro dzacho
Kufa inzira yedu tese, but not in this way 💔.My condolences to the family.
🙏🏿🙏🏿🙏🏿🙏🏿🙏🏿❤ my blessing of comfort and healing for my people
Zvinorwadza Kani,mweya yavo ngaizorore murugare .Mkoma Andrew tibatsireiwo kune mwan wedu Nyasha wekurohwa mambama mutitaurirevo Kuna maMoyo
Eish kwaze kwahela ukuzala kunye.lomuzi wematepatepa ufuna usizo mpela iziga zinengi too much .kungasenani mabalale ngokuthula abantwana.
MR NESHAMBA PLEASE GADZIRISIREI PASOUND ENGINEERING,,,,,,PAMURIKUTAURA PESE HAPANA SOUND,,,SOUND IRIKUBUDA PAMUSIC CHETE,,,,STORY DIDNT HERE
Heyyy nhayi Mwari ndonguva inorwadza muhupenyu iyi 😭😭😭😭
So heartbreaking 💔😢 ahh veduwe May their soul RIP 😭😭😭😭
I didn’t get it... is this the family ina baba vaipisirwa musha/misha in Matepa tepa,,kwakabviswa nyanga with that sekuru??
That's so sad....
Ko drewmas how far nenyaya yaRowai uya wekutorwa nenjuzu for 40yrs?
Neshamba you're taking us to another Level my champion , tokumbirawo uite zvivindi uende kun'anga yekwamutare veduwe toda kunzwa idzodzo dzinotyisa dzacho #go fo it Neshamba
So painful may their souls rest in peace 😭😭😭
Ndinorwadziwa hangu vanhu vanoroya shuwa
Zvorwadza sure rest in peace
This is soo sad my heart is broken, RIP may the good Lord comfort you
Zvinorwadza chose, mweya yavo izorore murugare!
Eish May their souls rest in peace!
Mheni kurova same place 3 times? Haisi yekutumirwa here iyi. Mheni inowanzo rova the highest object in the area. Apa boys ranga riri pa front raifanirwa ku affectwawo
Aah shame kwazvo, and Zimbabwe ka ma 1 chaiwo cey mafiro akadayi nhayi veduwe!!!!!
Weduwe Mai na baba vemishakabvu iyi varipanguwa yakaoma .ndarwadziwa weduwe .mweya yawo ngaizorore murugare. Hama zvinorwadza
Iiii zvakaoma ndarwadziwa nazvo 😭😭😭 RIP kwavari vose uye ndinoti mwari nyaradzai nekupukuta misodzi yemhuri iyi. Tumirai mweya munyaradzi uvanyaradze
May the good Lord comforts u vakusimbisei kumhuri yakarasikirwa
Yaaa mwari nyaradzai mhuri iyi mutauri ataura chiitiko ichi mhani hongu iriko así iyi ine mavara matema kana mhuri iyi pane zvaakaita ngavakurumidze kugadzirisa hupenyu hwenhuri shame ndarwadziwa zvngu
Ngavasiye ana mai vapedze shungu kuona vana bodyview
Hey zvakaoma hazvo, mubvunzo mu pfungwa dzangu kuti mheni inorova mitunhu yakasiyana nguva imwe chete zvakadaro. Coz Mwana wamukoma wangu akarohwa same day same time irikutaurwa iyo kuno kwa Charumbira Masvingo.
Yhooo zvnorwadza kuparara kwakadai
Tinochema nemi vadikani, zvinorwadza zvikuru asi tinogamuchira kuronga kwaMwari. Verengai shoko raIshe Jesu zvimwe mungabatsirike pamarwadzo. Isaiah 55:8-9, Isaiah 46:9-10, Job 28:26, Job 38:25 and Hebrews 9:27
Hey zvakaoma aiita izvi Mwari wachatonga zvawo, inguva nhasi aburutsa misoodzi asi mangwana achanzwa marwadzo achooo,zvorwadza hey
MTSRIP 🙏🏾 ….please could someone tell me kuti haranga zvorevei ??
Vanasikana
@@beautymusarurwa677 thank you
Shaa ko ukuisa mic muhomwe here nhaiwe but usadaro
Nhai mwari ko chiiiko veduwe 😭😭😭😭
Zvakaoma rest in peace ndarwadziwa
Mwari vachengetei 🕯️ Deepest condolences
Ndanga ndiri kutoda kutyper kuti drewmas matiregerera ndobva ndaona latest kkkkkk well done drewmas
Ko language irikuimbiwa nayo ndeipizve?
Drewmas take you to another level 💓💓💓💓💓💓💓
so sad. may the family find comfort in God,
Yah so sad 😭 nematambudziko RIP family
Eish soo painful ....RIP Shem...mhuri simbiswai nashe
Ummm izvi zverudzi urwu veduwee zvinobvarura moyo kuita mamvemve chaiwo aaaa😭😭😭😭😭nematambudziko kumhuri yarasikirwa zvinorwadza kudayi Mwari vakunyaradxeyi vadikani
Wher e is the other video? I don’t see it
Zvakaoma zvinorwadza vedu we.. May thier souls rest in peace 😥
Ndapererwa hangu 😭😭😭😭.ko vana vadiki vatadzei Mwari
Zvakaoma shuwa zvinorwadza izvi may their souls rest in peace
May their souls rest in peace
zvorwadza veduwee bt kugoromonzi kogara rohwa vana nemheni gore roga roga why
Mwari kana vatonga hapana zvatingaite asi ndabatikana zvikuru asi kana kurikuda kwevanotumira Mheni Mwari tongai ndarwadziwa ndarwadziwa ndichiti Zororai murugare uye vapenyu vasiwa nehama dzavo nyaradzwai munyasha
Most of the video has no sound. Kana nyaya yacho tizive kuti zvanzii hapana.
Haa ma Subscriptions ayo pace yacho bho here. Mukufamba Drewmas Media
Mwari nyaradzai vabereki vevana avo mmmm mheno toendepi mafiro akuitika acho 💔💔😭😭😭vana vese hre veduwee
Nematambudzikoo kumhuri iyi zvakangooma hazvoo
Nhasi ndabatawo premier lol
Zvinorwadza. Nyaradzai Mhuri yenyu Ishe
Ummm zvinorwadza May their soul rest in peace
Sad very sad💔💔💔too many deaths in one go it's horrible.
This is very mysterious lightning strikes more than once following these ppl not even in the same spot. These kind of deaths cause serious problems for communities. Ppl need to leave ritualistic evil behind, it's just not right. Pray the truth is revealed one day.
That man passing the tractor wearing a vile message on his sweater, but some ppl so.
Very sorry it's so painful RIP
Eish zvinorwadza izvi mweya yavo ngaizorore murugare.
May god bless their Soul 🙏🙏
So painful. May their souls rest in peace.
Imi vapiko vekumatepatepa kumoto here ....
Nematambudziko hama dzangu...Zvinorwadza izvi
Hiii zvinorwadza veduwee ,ndarwadziwa
Zvakaoma chokwadi May their souls rest in peace
So sad 😢 may there souls RIP 😭😭😭😭😭😭😭😭😭
Uuuu vanhu vasadai vana vadiki ava mheni iyoyo yabvepi nhaimi zvorwadza kufirwa nomwana veduwee💔💔💔💔💔💔
Veduwee zororai murugare nyaradzwai Mhuri dzarasikirwa
Mukoma Andrew ndokumbirawo mumboenda kumwana wekubuda patilder show airohwa mambama I know ndimi mogona kumubatsira naVaMamoyo
Very sad Mwari vaita kuda kwavo
I think CPR could have helped them survive sometimes.....ahisi mheni yasekuru vaya vekutaura ku starfm here...mheni ikarova ka 2 inenge iri yemunhu stret
Ummm zvinorwadza mweya yavo ngaizorore murugare .RIP inzwayi kunyaradzwa
its so sad rest in peace [thy is no sounds
May their soul rest in peace .This is so sad 🔥🔥🔥
mic Yenyu haisi kuburitsa sound vaNeshamba
Ummm zvinogwadza vasara zvakaoma.
So painful 😭😭😭😭😭 dy Mwari vatinzwira tsitsi sure
2 times at the same place, mheni dzekugadzirwa idzo ,ndarwadziwa mhani nxaaa, vana vadiki vanozivei
Ummm zvinorwadza RIP 😭
Zvinorwadza may their soul rest in peace
😭😭😭😭😭😢😢so painfull zororai murugare
Sorry for losing family please God mawungenele ebunzimeni lasebuhlungwini balezimuli ezilahlekelweyo
Painful. May The Almighty comfort the grieving families
Ndineurombo nerasikirwa kwakadai, may their souls rest in eternal peace .
Nematambudziko kumhuri dzarasikirwa tinoti Mwari vavanyaradze uye vakusimbisei panguva dzakadai
Ko rwiyo rwaiimbwa apo mutauro upi?
malawi
Wish aaaaa zvakaoma rest in peace
May their soul rest in peace 😭😭😭😭
So heart wrenching hey
It's so sad my their rest in peace 😭