Back Sleepers Have More Nightmares “For individuals with known or unknown OSA, it is common for the degree of apnea to be worse during supine (back) sleep compared to lateral (side) or prone (stomach) sleeping positions.
Ko karanganda matadza kuvhara mwana here.imi mambo kana murikuti headman Chigodora vakadzingwa after varipisa anaChabodo ko akazomhan'ara kuti vasungwe ndiani haiwa mambo sahwira wenyu Zimunya anonyepa cz headman ndivo vakazono reporter but padismissal zvainzi term yake yakwana
Mkadzi uyo hagoni here kubva pamusha apa ararame ega nevana vake? Inga wani kwanzi murume wake ave neumwe mkadzi. Hapana chekugarira apa.This family is toxic.
Vanenge varikuti ane demon rekuroya saka rakabuda dopaakatanga to act like a muroyi and dzvinyad ambuya pahuro demon richitaura zvekuuraya. Nyaya dzekufomera dzoga idzi muroora ari pama1
Baba Taps garai muchitipa nyaya kwa chief saurombe please 😂😂😂😂😂so far regai timbopa ma.chief edu ma 🏆 avo tir kufamba soo
I love this Mambo and dare rake
Chief Saurombe you're also my favorite ❤❤❤
Chief ndinechishuwo chekuti dai mazombosangana nachief mutasa muchitonga same dare kkkkk murivaviri munodadisa kutonga kwenyu👏👏👏🥂💕
Sleep paralysis is common if you sleep in a supine position. May my people change the mindset of witchcraft please.
Kuroorwa mumhuri yakadai marwadzo chaiwo. May God vindicate Tryphine and give her peace. No one deserves to go through such.
1) Chief vanotonga straight foward vasinganzvenge nzvenge .......... Chief Mutasa 🤗
2) chief vane ma funnies ...... Chief Saurombe
3) Chief vanogona kuchenama ....... Chief Nyamaropa
4 )Chief vanoda mari too much ..... Chirf Makoni 😅
5 )Chief vanosekerera vachitonga asi vachikupa mutongo unorwadza ...... Chief Bushu
Nhasi tombomirira pano 🤗 tosimudzira tmrw 😂
Gumira ipapo, unlearned analysis
😂😂 makoni nezvinyadzi futi
@thandiwechinaa5453 exctly ende vanoramba vachipadzokorodza panonyadzisa iapapo 🤣🤣🤣
Chief chidhakwa vanodaira phone mudare... Chief Ngezi
@chiedzaagere7094 vanenge vachidya havo sadza nezondo kkkkkkkkkkkk
Ma sarscam Aya, ndovanorambanisa hanzvadzi. Mahure anonetsa.
😂😂😂😂hanzi tete imbavha lol ......this comedian
Kkkkkk mamboSaurombe dzinode majokes fani kkkk but it makes vatongwi nedare to be at ease😂😂😂😂 munhuwese anoFeeler at home
My favourite chief 😂😂😂😂ndanga ndakusuwai chief zvokwadi
Me too ndanga ndatovashuva
Whatever the outcome I like some examples the chief gave in this case thump’s up
Imimi mareturned soilder musashungurudza vanhu varimudzimba dzavo kurwadziwa here kuti umwe mukadzi arikufara nemurume wake kwanai imi Tete don't give makoti stress muri bitter
Apa havana Zera nemuroora 😂😂
Tete hamuna respect kumuroora tryphine ndi Mai tatenda
Nhai zvenyu
Munhu akawona Kuti ndi Tryifini ndiyani.........African Movie
Wise Chief
😂😂😂😂😂😂 chief sooka hanzi kana kubika haisi mwedzi miviri here kubika nhengo 🙌🫣
😂😂😂😂😅😅😅😅😅
@@Beloved5😂😂😂😂😂 Zvakaoma
😅😅😅😅😅😅 chief awa ndaseka hangu hanzi nengo unoita mwedzi mowiri uchikwatisa kkkk
Mucharoyiwa mukati yeke makatopa varoyi mukana wekukuroyai muchingoti ndi Tryphine
Mambo n'anga ngaiuye mudare,plus n'anga ngaitsvagwe ndimi.
Makafanana nemwaasikana wenyu Mambo
Manicaland Chiefs manyama, unozodei👏👏👏👏👏👏 . Hats off Madzimambo , and here are your flowers 💐 🎉🎉🎉🎉🎉🎉
Moroora anobva kuvanhu uyu tete avo idambudziko chairo. Now vasara vega nenyaya yavo hapana akumira navo zvichigona chief muroora ngaacheneswe and paita barika apa saka panonetsa
Tavepo❤
Madzimambo kuManicaland Mutasa Saurombe munondiitira chose ndorwadzirwa naheadman chigodora zvngu senator chief Mutasa itai plan ndoziva harisi dunhu renyu ndekwaZimunya zvko asi ndinorwadzirwa
Mambo matoona kut zitete iro rinofurira vamwe kuda kudzinga makoti. Mareturn soldiers anoshupa nxaaaa,imi hamuroyi hr tete moda kurara hanzvadzi,pamakatora bhutsu makadii komhangara nemi makatoroyawo bhutsu yamakoti
Torai n’anga chief
If we all had these silly beliefs hapana kwataienda😂😂😂
Imagine the time and energy wasted adjudicating these issues that could be spent doing productive things
Dai riri film tete muri last person allied timber date unknown aaaahh chief
Aherehere aherehere bladi katsi fokof mhani ndimi muroyi Voetsek!
Bhutsu ngadzideedzerwe munhu anovheneka zve mambo
Vasikana avo vasadaro. Vari kushungurudza mukadzi uyo. Uku hapana anomira naye, kunyange murume wake. Mwari vachakutongai. Saka chinokutadzisai kufa chii imi makatanga kuroiwa 14 yrs.
Manbo vaifanirwa kubhadharisa tete mombe yekupumha muroora huroyi period
Vanhu varikunyepera muroora ava .....
Shame poor girl imhosva shuwa kuita muroora wevanhu vakadai
Back Sleepers Have More Nightmares “For individuals with known or unknown OSA, it is common for the degree of apnea to be worse during supine (back) sleep compared to lateral (side) or prone (stomach) sleeping positions.
Tezvara Mambo
Baba taps try kuvhara vana from camera
Vatete please nyaraiwo ndokusaka musina kuroorwa munedambudziko.
Vakavenga muroora uyu
Ini ndinovatsika benzi remunhu
Tete kumbirai muroora ruregerero hamunyare chokwadi ,apa makawana muroora akarairwa aziva kuti haangakuomeserei nekuti muri family imwe atadza kukuripisai mombe chaiyo oti replacer i bhutsu chete ,dai ndirini mariipa henyu munoenderera zvekuti
Mambo vaiona nyaya muroora akavengerwa mahara akabukirwa nyaya hake
Ndosaka vabva pamurume. Tete avo havagariki navo.
Anotyisa mazigadzi ayo. Vanenge ndivo varoyi vacho. Zviso zvacho ummmm, kuita mabhinya echikadzi
Kkkkkkkkkkkkkk tete akomanaka
Haiwawo mambo moda muroora abhadhare fut surmon hr veduweeeee ko kungodeedza n'anga zvichingoitwa
Ndiye akuda kucheneswa ka but anozodzoserwa mari yake natete
Rinoroya zitete iro rinoda kuti muroora aende mumagaro munemvura dzega ne mazizi
😂😂😂😂😂😂chirocho😂😂😂
Teteka makangwarisa heyi
Ummm muroora munyowani anga atokuvengai nguvai
Zvakaoma kani
Kuroorwa vanotaura
Kusaroorwa futi vanotaura
Iyi dzaigona big time
Anatete chenjerai kuripiswa nevabereki vatryfine nezvinhu zvamusina proof nazvo mazongwarisa
Hanzi chigodora akadzingwa na Zimunya 😂
Ko karanganda matadza kuvhara mwana here.imi mambo kana murikuti headman Chigodora vakadzingwa after varipisa anaChabodo ko akazomhan'ara kuti vasungwe ndiani haiwa mambo sahwira wenyu Zimunya anonyepa cz headman ndivo vakazono reporter but padismissal zvainzi term yake yakwana
Uuuum Tryfin gara pamusha ipapo tete vane nyaya
Tete Tete Tete how many times did I call you ityai mwari murikuroyerwei na Tryphine
Havanyari kani 😅😅
Mkadzi uyo hagoni here kubva pamusha apa ararame ega nevana vake? Inga wani kwanzi murume wake ave neumwe mkadzi. Hapana chekugarira apa.This family is toxic.
Pls makuhwa ega chete ana tete
Dare iri ka kutenderera panzvimbo 1
Ko vana munombovhara wani nhai Baba taps asi munovhara vana vanobudirwa chete
Dhangu idzo hadzipfekeke mambo
Tete nemukuriro wamakaita Uyo haunyari kushungurudza kamuroora kako,igodo rudziiko mkadzi mukuru
Ukaroorwa pamusha pakadai haupagari
Ini ndinogara chero murume wngu achidhida zvezvidhiiii kumashure handina bsa nazvo
Taurahako madube ijeri chairo
Imwimwi tete bhutsu idzi makaenda nadzo kumakuva ijihwo ka iri
😂😂😂jihwoo
Kkkk nemasimbiro amakaita..
Vanenge varikuti ane demon rekuroya saka rakabuda dopaakatanga to act like a muroyi and dzvinyad ambuya pahuro demon richitaura zvekuuraya. Nyaya dzekufomera dzoga idzi muroora ari pama1
Ko vabereki vemurora varipi
Chife munebsa
Kurorwa kunode kushinga zvakaoma
Tete varikugadzirq nyaya nehama dzavo
Kumwe kuroorwa uku aya
Tete avo ndivo muroyi
Tete vapi nyamusundu ndookwedu chaiko vskaitonga mushe hr tete
😂😂😂😂 two weeks kubika nhengo
2months
Anatete ava
Haakoni kutaura mukadzi uyu..
Chigodora afumurwa, imbavha muface uya
Kupi
Tete avo ma 1 avoo
First pano waiyepo ere kut CHUUUUUUU
Hesi Nyarie
Ummmm tete kaaa
Tete hamuna kuchena imi
Tete vakavenga muroora uyo ummmm 😮manje chief vakangwara shame don't ever think kuti ndakaenda kwachief wakaronga nyaya Yako kuti unobudirra hazviite anyanya kutadzeiko mwana uyo nhaimi 😢
Ende futi kaa
Kuti dheshe pasofa