ขนาดวิดีโอ: 1280 X 720853 X 480640 X 360
แสดงแผงควบคุมโปรแกรมเล่น
เล่นอัตโนมัติ
เล่นใหม่
Kapfupi striker
This is nice sungura guys ,strong and fit.keep on excising much love to everyone⚽⚽⚽
Team yaPeter Moyo yakazara maancestors
Captain peter
Iground ripi iro, it’s good for them it brings unity
Dzivarasekwa
lolo na Peter havasiyane hakuna rudo rwakadaro unconditional I like it
😆 🤣 😂
Zvinofadza kuona vaimbi vedu vachiwirirana kudai also it's good for them health wise
Izviii zvinoda kutendwa my fellow Citizens one love
Ko Peter mamuitaseiko nhai asi makaita chinhu chakanaka chaizvo vaimbi .ndiko kuti mhuri imwe vana vamwe
Yaya akuimba sungura here
Hanzi mukahwina mukupiwa
Rakazopera seiko game rachoo
Beautiful
It’s good for their health
At least there's still love in Zimbabwe
Dai dzisiri politi dzemunyika medu tingadai takakomborerwa veduweee
Macoauches awandisa
Hanzi mukupihwa mukahwina
Team sungura confusion heyyy
kwanzi na Lolo Guyo vakomana vakahwina tovapa😂🤣😂
Wapanzwawoka kkkkk kupiwa zvinhu
captain ndamuona, ndi Peter... ko vamwe vayiva mu ground kubva kuna goalkeeper ndevapi.. uye ma subs vaiva vapi
Makahwinha muri kupihwaaa 😅
Ngazviende mberi team SUNGURA kuvanhu
Sunguraaaa
Mofanira kubudisa live guys timbokuonayi
Kkkk kkkkk ndyp yakaruza apo
Uyo anenge Isaac Tazvida
KuZim kuri kunakidza
That's nice ko sulu musoja adii kutamba even franco
ko Nesto ariku sungura kkk
😂😂😂😂😂😂😂😂😂 Peter Moyo
1_1
Kuratidza peace Ka uko kusungura
Macheso haaende kumabhuza kkkk
Soma na Spencer ndo vana Wenger vacho here or ma Arab ane oil money 😂😂😂😂😂😂
NDAKUONA SHIRI YEKWEKWE
Who is the coach here 😂😂😂
😂
500 coaches haaa 🚮🚮🚮
Stick to magitare
Ndavayei kungoipirwa nevanhu nhai.Unovarambidza zvaanoda kuti ndiwe aniko
Asi havanawo social life uri ryt ryt here iwe😂😂

Ndavayei kungoipirwa nevanhu nhai.
Unovarambidza zvaanoda kuti ndiwe aniko
Asi havanawo social life uri ryt ryt here iwe😂😂