ขนาดวิดีโอ: 1280 X 720853 X 480640 X 360
แสดงแผงควบคุมโปรแกรมเล่น
เล่นอัตโนมัติ
เล่นใหม่
Gogo vazora shade ipi who ever did this mwari avenaye
Thank you Sly ko Gogo vanozvipoda kudaro vachimukirwa zviriko here
Zviriko. Vanemashavi ekumvura anovatendera kupoda saizvozvo
👏👏👏Tinotenda nedzidziso gogo, Mkoma Robert basa renyu tinoritenda
Ndi silvester
@@faraimasuka1275 matii Silvester ndeupi, ava ndimukoma Robert Tapfumaneyi
@@chipokanoyangwa9261 haasi Robert uyu ndi silvester
Thank you Slymedia ,tadzidza zvineudzamu from gogo , i hope Chitungwiza yese irikunzwa izvii zvemanjuzuu
Chitungwiza yakaoma please panyaya dzenjuzu. Vamwe vanotengesa, vamwe vachiita matare efeja deja enjuzu.
@@PaloSant haa vanozviparira kutora mweya inozovapa hurombo hunosiririsa at the end , hupfumu hunobva mukuzvishandira nesimba uye kukumbira ropafadzo yaMwari mukushava.
Gogo you are glowing
Powerful Gogo.We need to educate Zimbabwe.Cheziya hachena ngozi
Gogo chivanhu chedu munofamba nemo nemo ndinasahwira wangu akaita diner asi hapana chiri kufamba mushure mekunge ndambomurambidza zvediner kuti usaite chinotanga kugadzira midzimu yako zvemanjuzu zvozopedzesera
Ndokumbirawo kuziva song yepekutanga neakaiimba 😢😢😢
Gogo Mavhu kuita mu coloured chaiye 😅😢
Thsk you mkoma tadzidza ko vasina chimina iwe watova mukadzi mukuru unodii kuti chikure
Kkkkkkkk haaaa unorara nedumbu chinobuda
Thanx gogo ndadzidza
Mbuya Mavhu so ka you are glowing muchembere😂❤
Vasikana venezvidhori huyayi mumakise register😂
Gogo ndinogaro rota ndakafuga mucheka yenyu iyo 😢
Gogo Mavhu panebasa
Tokutendai gogo ❤❤
Vatsvuka vakura
😂😂😂
Thx gogo
Ndakamirira Bhuhera girls ndinotenda mbuya -
Gogo nyc skin munemakore mangani
Aaah gogo vanaka kudai
Vaku bleacher
@@darlingtonbisendi4907 kkkk
Nice Nice gogo
07 moto
Ndizvozvo chaizvo ..hurombwa .kuda zvinhu .
Ku uk unosekwa nema bullies kana usina braa
Bleaching inotenderwa here pachivanhu?
I think it's allowed 🤭🙈
That’s not bleaching, she’s wearing makeup 😊.
Asi ihama yekwa Masomera ku Buhera na baba senyoro
Musadhure kani .mari dzamunoda hei
kkkkkkk vanoda mari matare avo, ndine shungu navo.
Hakuna chinombonzi manjuzu ,mweya yetsvina zvayo iyo. Isu takakura tichiziva kuti munhu anonzi anosvikirwa nenjuzu anetenge akambotorwa nenjuzu ndokuzodzoskwa
Hakana mweya yesvina ndeiya yakagara vana papa prophet
1)Mweya yesvina ndianaPapa ! Iyeni ndakatorwa ndiri mwana ndikadzorwa-Upenyu hwangu kurapa madzimai nebasa rangu zvepfuma nebling hazvinei nematare echokwadi! Unotoona musiyano! Machembere vataura vana varikurombesa
lol Gogo bhoo here nekupodaa ukoo.
Munogeza gogo
Zveku svinira mukaka pa chinhu che mwana ishuwa. Kuti asadisisa vakadzi kana varume kana ari musikana.
Kunaka vakanaka zveshuwa zvako
Totenda nedzidziso
Gogo veDzimbabwe 😂
Kuzongodhura chete gogo matare avo haatangike