Heysh I think this man deliberately let her travel with many suitcases so she doesn't have access ku chundo . Now he can come ku chundo and enjoy with Tafadzwa kkkkk. Giribeti akaronga math's and now he is free visiting alone ku chundo. Vakadzi vema COS hobo ku chundo kkkkkk
It's social media mummy,yo celebs bring their lives on social media so that tione nekunzwa so nothing escapes, wateva they do behind closed doors zvino zongobuda 🤷🤷🤷🤷yu see.. 😜😜😜
Kufadza kurwadza 🤷🤷🤷Mai vake told her achangobuda ku jail to lay low abvobva pa media bt haadi so vanhu ndivo vadi,... Ne scandal yaFifie angadai akambobva paintenet zvino ane nharo so pls let us be
Gilbert nsye i boorangoma wo naye. Pamwe akanzi achapiwa purazi kana mine. Iye Gilbert haapuwi imba kaviri mu UK 🇬🇧 . Dzimba dze kanzuru dxava kunetsa. Mai titi bis s mental health patient panwe Giri akazvion a .ashe lives in fantasyland. Zimbo is in Africa and Africa wnevee beblike UK 🇬🇧. Nhamo you UK yakarongeka hakuna anofs nenzara.
Zvinouchaita sei nhai chikiti unonyanya dzungu kamuchacha plus show off yekuti my husband nepazvisingakodzeri.uuuh APA nyaya dzako dzinozongobuda chero ukavanza uuuh zvakunyanyira chibuda uchituka Tateguru Giribheti sezvawajaira...KO vakadzi Va Gilbert vawaituka uchaita sei nhai
U can have a Council house/ flat if ur 18. yrs, after that only when u have a baby then u can go and claim for a Council house as long as ur British or a British Citizen. Again if u came under Asylum and become British Citizen definitely u will have all the benefits the same as a British person. U will be given a Council house/flat. It's up to u if u wanna buy it or not but the. Price is 3 times cheaper than normal houses. Many people do not want to buy because the Council rent is very cheap and very affordable.
Who cares madhube can nyengwa with zims siyanai naye mura she has a house giribheti anongova girubheti heused to London life kkkkk let him go back😂😂😂😂😂
Heysh I think this man deliberately let her travel with many suitcases so she doesn't have access ku chundo . Now he can come ku chundo and enjoy with Tafadzwa kkkkk. Giribeti akaronga math's and now he is free visiting alone ku chundo. Vakadzi vema COS hobo ku chundo kkkkkk
Kamuchacha Dai amborega zve varume hazvisi zvake zvonzwisa tsitsi
Shame my husband is gone again ofira 30.000 yake
😂😂😂😂 my husband handichamuvoni
How do you know all this information?
She. Loves Man Who loves Her fame not her .Varumee ava vanomudiraa mbiri full stop
Ukangoona munhu achiti hanzi hanzi panekakunyepa kuripo. Ko munhu anoziva sei hupenyu hwemunhu kusvika ipapo. Dzako nyaya wapedza
It's social media mummy,yo celebs bring their lives on social media so that tione nekunzwa so nothing escapes, wateva they do behind closed doors zvino zongobuda 🤷🤷🤷🤷yu see.. 😜😜😜
Kufadza kurwadza 🤷🤷🤷Mai vake told her achangobuda ku jail to lay low abvobva pa media bt haadi so vanhu ndivo vadi,...
Ne scandal yaFifie angadai akambobva paintenet zvino ane nharo so pls let us be
OMG 😂, nhai Mwari OMG 😢. Auntie mune Data. She owes so many people mari, I am in shock.
Close to 70 years idzi inhema
She is beautiful but aita ruoko rwakashata rwevarume vry sorry for that mhepo iri pauri uchidyirwa mari betserwa
Munhu dzidza kuita zvinhu wakanyarara
Gilbert nsye i boorangoma wo naye. Pamwe akanzi achapiwa purazi kana mine. Iye Gilbert haapuwi imba kaviri mu UK 🇬🇧 . Dzimba dze kanzuru dxava kunetsa. Mai titi bis s mental health patient panwe Giri akazvion a .ashe lives in fantasyland. Zimbo is in Africa and Africa wnevee beblike UK 🇬🇧. Nhamo you UK yakarongeka hakuna anofs nenzara.
Dzungu anozoriwanza KamuChacha yoooo
Veduweka ,I feel sorry for her
Zveshuwa you are not allowed to rent a council house but Hapana chakaipa kugara mucouncil house.
My sister if u use the HANZI it doesn't add up hv your own content
Kanonyanya mhani kamunhu aka hakagone kunyarara kuda kungopruvha zvisipo
Zvinouchaita sei nhai chikiti unonyanya dzungu kamuchacha plus show off yekuti my husband nepazvisingakodzeri.uuuh APA nyaya dzako dzinozongobuda chero ukavanza uuuh zvakunyanyira chibuda uchituka Tateguru Giribheti sezvawajaira...KO vakadzi Va Gilbert vawaituka uchaita sei nhai
Kkkkkkkkk.
Muridzi we council house ndiye anosungwa for renting out a council house. Kana waane imwe imba you must return the house to the council.
U can have a Council house/ flat if ur 18. yrs, after that only when u have a baby then u can go and claim for a Council house as long as ur British or a British Citizen.
Again if u came under Asylum and become British Citizen definitely u will have all the benefits the same as a British person.
U will be given a Council house/flat. It's up to u if u wanna buy it or not but the. Price is 3 times cheaper than normal houses. Many people do not want to buy because the Council rent is very cheap and very affordable.
Mai vanorooriwa zvavo ava
Agara ino enda ku UK indava uchinyepa iweee
Anowanza dzungu but I really feel sorry for her
Uuuuuum vavarume vangani uuuuuuuuum 😂😂😂😂😂😂
Hanzi nani iwe hazvishamiswi zvekurambwa izvi chero asina hake kusiiwa aine rukao mai ttt
Yea zvekudaro hazvidi kudaro chokwadi hupenyu mutoro Mura waita munyama wena
Handimutyire Feli nenyaya ye murume
Haaàaaa kungojurujwa chunhu navo vemiswe pakati ava aaah🙌🙌
😂😂😂😂😂
😂😂😂😂
Hayiwa Gilbert akamira naye arikujeri ozomusiya nhasi
Giribheti murume uyoyuya here ngayende munhuasvava kumeso kudaro kuzoti kuzoti mbolimbo ichori kushanda ipopaya
Who cares madhube can nyengwa with zims siyanai naye mura she has a house giribheti anongova girubheti heused to London life kkkkk let him go back😂😂😂😂😂
Ko sei ivo Mai Tt vachaita disclose all the infor yemumba mavo vachiudza ma enemies avo?
Nhema dzoga
NeXT
Nhema 😂😅
End of marriage ? Inga marriage haitane
I can’t believe mura haachina murume eish
Kunyepa uku
Kanhu aka kachidhoma. She is unrealistic
Pfutseki iwe kunyepa
Liez
Munhu kadzi wose anoda kuroorwa but ummm here the shipping is too much zvose nevana munhu waunenge usina kudzidza kuitira vanhu muchazvirega
Zverudo hazvidi kupinda nemoyu,pagore anowanikwa kakawanda ko kana zvaramba haumbozorori hre
When it comes to news iwe unonyeba ndonozwinzwira hanku kunwe not from you
Mai TT haaterere akaudzwa kunzi Gilbert I player
Zvikanzi muri Jealous manje anobatsirwa nani iye munhu wese apedza kurwa naye
Unonyepa iwe 😂😂
How come to you so Celebrate "famous and broke" ?
● prison contracts dzacho ma Forongonya chaiwo
Mahanzi akanyaya sisi.huyai nenyaya yamonyatsoziva not mahanzi