Shocking: Evangelist Muparinga Exposes how Prophets are getting money from Believers.

แชร์
ฝัง
  • เผยแพร่เมื่อ 23 ส.ค. 2024
  • #zimbabwe #chillspotrecords #djfantan #hararezimbabwe #jahprayzah #sainttv #trending #winkyd #zimcelebs #zimrealityeyetv #prophetmakandiwa #prophecy #prophetmadungwe #hararezimbabwe #prophets #prophetemmanuelmakandiwa

ความคิดเห็น • 23

  • @rumbidzaisatiya
    @rumbidzaisatiya 2 หลายเดือนก่อน

    Chandongofarira chete ndechekuti mungashoropodze mukataura mukadii asi mnhu arikutoendeswa kure naMwari no amount of words can bring him down as long he is caring the blessing of God

  • @jimmymapaike6732
    @jimmymapaike6732 2 หลายเดือนก่อน +2

    Magwaro amunongoti magwaro magwaro ndeapi anopfuura ari kutaurwa nhai. The fact yekuti ataurwa mukasaanzwa zvinotoreva kuti ane problem haasi ari kutaura but vari kunzwa. Moreover, kuwanza magwaro sandiko kuziva Mwari, you can know the scriptures and fight God's purposes(we will not mention names hedu). Unoda kuti kungotaurwa vesrse ne chapter nhai. He is already quoting what is written and he also opened scriptures at the start of his sermon. I think tine problem yakakura zvikuru

  • @stabilitymasaka2402
    @stabilitymasaka2402 2 หลายเดือนก่อน +1

    Yaaa vaudze muparinga varikubirwa nemumwe mutowo.

  • @ennifernyarugwe18
    @ennifernyarugwe18 2 หลายเดือนก่อน +2

    Apostle Chiwenga

  • @raymondmaputunura2114
    @raymondmaputunura2114 2 หลายเดือนก่อน +1

    Nyambo chete. Hapana vhangeri

  • @preciousmartin9502
    @preciousmartin9502 2 หลายเดือนก่อน +2

    Haana waataura zita asi, ari kuvhurisa vanhu meso emweya

  • @it3788
    @it3788 2 หลายเดือนก่อน +2

    Iye arikushaya macustomer church ibussiness kupusa

  • @kimberlykanyepi2905
    @kimberlykanyepi2905 2 หลายเดือนก่อน

    TRUE and very TRUE.. Munhu wayward uyu

  • @tanyaradzwamanyemba4733
    @tanyaradzwamanyemba4733 2 หลายเดือนก่อน +3

    Pakaipa

  • @tristansithole8071
    @tristansithole8071 2 หลายเดือนก่อน +1

    Camera yanga ina raster... Raster vafara

  • @mikakaziboni2316
    @mikakaziboni2316 2 หลายเดือนก่อน +1

    We need Bible verses Mr Muparinga.. Apostle argued against tithing with the scriptures.. Panodiwa MANNA apa..

    • @edsonkasokola6756
      @edsonkasokola6756 2 หลายเดือนก่อน +1

      Hapavhurwe bhuku apa inyambo chete kkkkk

    • @mikakaziboni2316
      @mikakaziboni2316 2 หลายเดือนก่อน +1

      @@edsonkasokola6756 aaaaaaah manje kana pakasabuda MUNONDO hatigone kuona MWANA..

  • @wizzymajinjiwa164
    @wizzymajinjiwa164 2 หลายเดือนก่อน +2

    Muparinga munhu anotaurisa chte asi anorasika hake

    • @hoto31
      @hoto31 2 หลายเดือนก่อน

      iwe ndiwe unorasika

    • @fredmhofu6381
      @fredmhofu6381 2 หลายเดือนก่อน

      Tipeyi mharidzo imi vasingarasike,,,nekuti zvamanje manje hakuna ari perfect

  • @mellodytaaziva7107
    @mellodytaaziva7107 2 หลายเดือนก่อน +1

    Tipei magwaro aMuparinga.

    • @fredmhofu6381
      @fredmhofu6381 2 หลายเดือนก่อน

      Common sense hadzidi magwaro think

  • @jimunyagomo899
    @jimunyagomo899 2 หลายเดือนก่อน +2

    Hustle 263 usade kutsvaga nyaya pasina iwe kuda kunyonganisa vanhu hanyare here nhai iwe

  • @TatendaClive
    @TatendaClive 2 หลายเดือนก่อน +1

    Muparinga nyarara hako wakawanzirwa na passion java uripo ukatotsinhira kut 'chibaba ichi' haaa get lost mhani iwe

  • @simonnhunzvi4662
    @simonnhunzvi4662 2 หลายเดือนก่อน +1

    The person he is talking about is not a Prophet ndi Apostle

  • @trymoresmabharera9968
    @trymoresmabharera9968 2 หลายเดือนก่อน

    Muparinha always blabs without scriptures ..ths guy si a real comedian