The interaction between his mother and father reminds me of "Gwagugwa negugwe" where he mentions that ruoko rwacho rwaive rwabambo (the handwriting looked like my father's)
Sure chicken pox yakaoma vemazuvaanoc muise derere or fesu mu maziso kana mwana aita chicken pox u go to clinic ne kugara mucheche obaiwa chicken pox prevention
❤❤❤
Mhsrip Dr love
Pakanaka haabhadhari
Ko mukadzi wairova backup voice yakwamatavire Mavis arikurarama hr mukama wangu Shumba
Paul Matavire yaiva Nyanzvi iyi.Pasi apa!
Guys am in luv wth gogo iii pane nyaya vakangwara sham luv hr energy ndikuona gogo vakapfeka t shirt ye Drewmas kkkkk
Veduweee imbosvikaivo kwa Chamunorwa NEBETA veduweeee
Paul Matavire was a hero for sure
Well done my brother Drewmas munodadisa
Vanhu vakabatsirwa chose naPaul Matavire asi hapana anofunga kuisa Dombo paguva raPaul Matavire.....tisadaro soo
Kovana vake varipi
Forever missed Matavire waviriro yangu yaiwe Yekuti ndirarame nditange ndarera mwana uyu
Nice musha
Andrew Neshamba you are blessed
Anga asina vana here?
So Paul matavire and Leonard dembo they were very spiritual pachivanhu chedu interesting
Shumba muri sei henyu nebasa guru ramuri kuita iro, you are taking us to another level
Good stuff mukoma Andrew!! This is just beautiful. Welldone and keep up the good work!
Mm sad story that's life goes on
Angaakadzidza Paul chirungu aipotsera
Love the golf stick. Lol
It's a golf club lol ..lv it too
I come from mozambique..... i Love your work my brother....
Munosimudzira country
The best news taking TV so far...Ngiyalithanda 👌
And anga akafanana nababa vake xem toti zorora murigare Mr Paul Matavire nziyo dzenyu dzaiva namashoko akadzama uye nefundiso zvakare
The parents are still.Going strong and gogo so active
Matavire was so blessed... Zvaaiita kana isu tinoona zvinotiremera...
The interaction between his mother and father reminds me of "Gwagugwa negugwe" where he mentions that ruoko rwacho rwaive rwabambo (the handwriting looked like my father's)
Thank you Drewmas Media 👏💖
Anga asina Vana here nemukadz
Thanx Drewmas Media nebasa rakanaka ramuri kuita kuvanhu
Thank you Neshamba and Drewmas team👏👏🙏
Thanx vaNeshamba 1 ariega Matavire pakuvaka apa vashoma vanofunga kuvaka
Muchafira mumastreets 🤣🤣🤣🤣
Gogo matavire kungwarira haaa vanondipedza❤
Thank you vaNeshamba 🙏🙏🙏
Forever missed Paul ,the music legend
Durumas media,Taking us to another level👌
Akavaka mufunge. Hapana anodakugara muimba iyi hre vehukama yakanaka wena. Forever missed Paul matavire the legend
Ndozvazvinoita kuzendemura paruzevha hazvibhadhari dai iri chero pa growthpoint zvichibhadhara
nhai Neshamba ko mskana uya aiita ma backing vocals amatavire mupenyu here ?anogona kutipa nhoroondo inonakidza fani ....uya wekunzi mavis mavis.......baaaaba kkkkkk
This legend had a huge house indeed
Maive muGweru, panomira zvitima, kunze kwaitonhora, Jira raive rimwechete, juzi raive Nyoro, ndakashaya pekuhwanda. Chando chinouraya chinouraya, chine sidhumbuuu, chinesidhumbuu. SADLY MISSED DOCTOR LOVE
Vapfanha ngavagadzirise imba iyo,its a tourist attraction
Paul tried his best
yes true
Takuzovati gogo Drewmas 👏👏👏💐
Smart gentleman
Ko vana vaPaul Matavire varipi uye varikuitei?
Thank you mainini taziva zvizhinji zvisina kutaugwa nevamwe vose
Andrew uri kumusha kwangu kwaMaranda
Record companies made millions from him
Thanks Drew mas team
Forever missed you baba Poul Matavire
Sure chicken pox yakaoma vemazuvaanoc muise derere or fesu mu maziso kana mwana aita chicken pox u go to clinic ne kugara mucheche obaiwa chicken pox prevention
Ndirimujere mumba mangu, ngiyapika boo ngipika ngigqoke zami
Drewmas media is the best channel others follow
Maranda Special
😅😅😅 am in Love sekuru.
Rest in peace Paul❤
Forever missed Doctor Love
Gogo Drewmas matavire
Motaura chipfumbi mainini vanotenda havo ko vanhu vainyepa kuti haana kuvaka sei vanhu vachitaura kwavasina kuswera
Musazovaka mazidzimba akakura kura kumaruzevha uko.Dai Matavire aine dzimba dzake mutown mai vachichengeteka......buy property.
Didn’t know the father was in the pic
Dramas mange marova take us to another level
Akasiya vana here
Kwahi wakasika zvinhu ndimi mudumbu renyu lol gogo futiwo😜
Kkkkkkk kwaaa
kkkkkkkk gogo ma1🤣🤣🤣🤣
Rest in peace
Andrew may u plz put madates
Ko ivo vana vababa vamatavire vanotadza kupedzisa imba iyo..asi chii nhai vanhu..chokwadi kurarisa mbudzi imba yakanaka kudai
Measles rapai nemubhavi. Dzvurayi mashizha mokwizira pane zvironda. Juice monwa zvekare.
Mibvai ndeupi zviya
He was just unfortunate kushaya hake mwanakomana kufa kwake zvarova
Saka aitorevesa paya paakaimba KuChivhu mdara
And Thx for visiting Matare Dr LOVE MHSRIP
Gogo vane energy kudhara kwavo dzaiuya aive akavaka wani
He was very ambitious from the young age, gone too soon. Rest in peace legend
So sad for the oldman
Chicken pox made him blind
Measles!
Rip Paul
Kumasase nemusume kwaakadzidza ndekwangu Belingwe Mberengwa
Drewmas ko ma royalties ake to help his family
MaRoyalties akasopera kare nepiracy wangu. That's why old music companies/studios closed. Vana ZMC
Matavire angaakarongeka
Maita basa vane Shamba naSoko, kuti ratidzawo imba yaMataviri P.
Vanhu vaihumana kwahi haana kuvaka. Uuuhm vanhu kutaura kwavasina kuswera ndobasa
Tete vake vakambogara pamusha pasekru vangu kumberengwa kuma90s
His mum is normally featured....his father hearing about him for the 1st time....ko where are his children or wife?
7:13 ini ndakadzidza nehis last born dzidzanai but since then pandakabva paSchool ipapo handizive nekwaari
Koseii paakashaya Paul matavire vamwe vakatii kumusha kwake kubikita
Chicken pox ndoyaakarwara nayo vakadii kutengesa havo musha wake. pane kusiya musha wakanaka uchiparara kudaro....
Y varikusiya imba yakanaka so ichiparara
Makore afamba, gogo matavire vaive murume pachawo
Basa sebasa team yangu Drewmas media crew 🤝
Doctor Love vanga vakarongeka kutaura chokwadi musha vakavaka kutodarika vamwe vane meso maceleb mashoma vanogona kuvaka Misha seizvi
Mumusha mamakaroorwa vakoma vangu.
COPOTA SCHOOL FOR THE BLINDS in Masvingo 16kms from town Zimuto Area
Ummmm akange aine musoro imba yake yange yakanaka apa ngaikure. Asi ko vana vakusiireyi imba ichi parara nhai?🤔 May his soul rest easy
He tried his best
Pakaita mutauro
Dangwe is first born last born???
first born
@@godwindzepasi6077 thank you
Hanzi akwagwara nezvi bhokisi chicken porks ndo inonzi zvibhokis kukura so shame rest in piece doctor love
Thanks Charity.
Chicken Pox
Wakangofanana wo nasekuru tarisa spelling yako
@@victoriatanda3230 thanks vic
@@victoriatanda3230 kkkkkkkk
Saka uri kushorei Pana sekuru...porks ndochii?
RIP Paul Matavire
Shame vazvitsako
Aiva asina mukadzi hr nevana
Aive nawo first born yake akashaika mukatarira pakaiswa tombstone ya ke paside pacho ndipo pakaiswa mwana wacho
Chisiñga Peri chishura sure vademba sugar