Mukadzi wake anotogara nemumwe murume-Prophet T Freddy

แชร์
ฝัง
  • เผยแพร่เมื่อ 25 ต.ค. 2024

ความคิดเห็น • 124

  • @PriviledgeMhlanga-e5b
    @PriviledgeMhlanga-e5b 6 หลายเดือนก่อน +1

    The man of God may God bless with your family prophet

  • @gracematsika7304
    @gracematsika7304 6 หลายเดือนก่อน +1

    Taurai prophet chokwadi ❤❤❤😂😂😂😂🎉🎉🎉🎉🎉

  • @TafadzwaChinzara-v8l
    @TafadzwaChinzara-v8l 6 หลายเดือนก่อน

    Amen mutumwa anogashira mashoko ne muwona wamwari, kt asvitse chenjedzo ,pamwe nekubatsira mhuri yese yemuno muzimbabwe nedzimwe nyika ndinokunamatirai kt musazotadza kana kubata kuitira kt zviite

  • @nontokozomoyo
    @nontokozomoyo 6 หลายเดือนก่อน

    Mwari nyaya dzangu ngadzinake nhasi nezita raJesu.Amen

  • @MpObryi-b7u
    @MpObryi-b7u 3 วันที่ผ่านมา

    Uuuuummm zvakaoma .mwari pindirari chokwad

  • @wisdomjamela2703
    @wisdomjamela2703 6 หลายเดือนก่อน +1

    Too much grace in GMM , God is at work my Prophet. Dhomo dhomo

  • @RachelMoffat-q3f
    @RachelMoffat-q3f 6 หลายเดือนก่อน

    Ndini ndatangawo nhasi prophet, zvinhu zvangu ngazvinake nhasi chaiye kwete mangwana nezita raJesu, amen, munogona munhu waMwari

  • @GeyDotNaboom
    @GeyDotNaboom 6 หลายเดือนก่อน

    zvakaoma shuwa but vasadaro vanhu vetinoti ndovamwari ndovakutora vakadzi vevanhu futi zvakaoma mazvita henyu Prophet T Fredy vanoda kuchenjererwa vamadzibaba ava asi zvakaoma hazvo dai baba ava vangosiya mukadzi uyu vatsvake mumwe Prophet

  • @NelsonKadiki
    @NelsonKadiki 6 หลายเดือนก่อน

    Mwari vhurai mafiles eupenyu hwangu Amen

  • @aishamasibanda8061
    @aishamasibanda8061 6 หลายเดือนก่อน +1

    Bless me baba Iam the first to watch

  • @ellennavaya7097
    @ellennavaya7097 6 หลายเดือนก่อน

    Addicted to this channel haa Prophet Fredy kumberi

  • @MaryKarata
    @MaryKarata 6 หลายเดือนก่อน +1

    Vakadzi biangu haa pkp

  • @paulinewandai6012
    @paulinewandai6012 6 หลายเดือนก่อน

    Yoooo nhai Mwari,vakadzi chiii chamuri kuita nhaimi nhaimi,ko Ivo madzibaba vanozviziva zveumwe murume here

  • @PANASHEMHUKA
    @PANASHEMHUKA 6 หลายเดือนก่อน +1

    Prophet T Freddy you are the Best.I love you Prophet. Panashe Mhuka from Zvishavane. I will try by all means to be there one service

  • @ShelterMugadza
    @ShelterMugadza 6 หลายเดือนก่อน

    Izvii zvinorwadza prophet Freddy

  • @ElliotMkotosi
    @ElliotMkotosi 5 หลายเดือนก่อน

    Batsirai vanhu ava prophet vanhu varikufamba murima vafambe pachayedza ...

  • @StellaBentoManice
    @StellaBentoManice 6 หลายเดือนก่อน

    Munogona papa munogona ngazvinake 🙏🙏 muito obrigado pai ❤❤

  • @SusanKwenda
    @SusanKwenda 6 หลายเดือนก่อน +2

    Vakadzi denga tichaita rekugoogler, denga hatifi takaripinda 😭😭😭😭😭

  • @InnocentHarare
    @InnocentHarare 6 หลายเดือนก่อน

    Shem ndanzwa tsitsi😢😢 vakadzi kaaa ! Vakadzi musadaro shuwa koo mapindwa nei mazuvano

  • @LucasDavid-jt9lw
    @LucasDavid-jt9lw 6 หลายเดือนก่อน +1

    Ndai chuwira kumu ona profeta ndir mozabiqui

  • @decentmahachi
    @decentmahachi 3 หลายเดือนก่อน

    Vhuraiwo mafiles eupenyu hwangu prophet T Freddy

  • @BlessingMuronzi
    @BlessingMuronzi 6 หลายเดือนก่อน

    Vakomana vakadzi tapanduka zvisingabvire and zvinozonyadzisa shuwa

  • @violetweja1071
    @violetweja1071 6 หลายเดือนก่อน

    Zvinonzwisa tsitsi veduwe ,tinotenda Mwari wenyu Prophet avhurirawo baba ava ,apa vari kutoratidza kuti mkadzi wavo vanomuda sure

  • @JeslineHove-z4x
    @JeslineHove-z4x 6 หลายเดือนก่อน

    Prophet makanyanya dai mambotisvikurawo Bulawayo

  • @RachelAndileCharuka
    @RachelAndileCharuka 3 หลายเดือนก่อน

    Bless me papa 🙏🙏🙏🙏

  • @RosemaryRashai-rd7yf
    @RosemaryRashai-rd7yf 6 หลายเดือนก่อน

    Locate on me man of God

  • @phiniasmusaure8269
    @phiniasmusaure8269 3 หลายเดือนก่อน

    You are too much prophet ❤❤❤❤ it

  • @spiwezirare8167
    @spiwezirare8167 6 หลายเดือนก่อน

    ❤ thank you man of God wakadzi tisadaro imika😢

  • @faithymuchinjiko-kp7tb
    @faithymuchinjiko-kp7tb 6 หลายเดือนก่อน

    Taurai prophet

  • @sekuruvaJamella1078
    @sekuruvaJamella1078 6 หลายเดือนก่อน

    Uuuummm. Makanyanya Dr of prophecy

  • @robsonartscenterr.a.c1737
    @robsonartscenterr.a.c1737 6 หลายเดือนก่อน +1

    Hakuna huroi huno darika uhu

  • @nhlanhladube230
    @nhlanhladube230 6 หลายเดือนก่อน

    Please man of God help this man arutse abve mumbia

  • @Pee-w2d
    @Pee-w2d 3 หลายเดือนก่อน

    Man of God bless me

  • @MunorweiMhlanga
    @MunorweiMhlanga 6 หลายเดือนก่อน

    Thank prophet ❤❤❤❤ l love you so much

  • @Florence-g5m
    @Florence-g5m 6 หลายเดือนก่อน

    Eish hutsinye chose vamwe tirikutovatsvaga varume

  • @archiefordsikoti5848
    @archiefordsikoti5848 6 หลายเดือนก่อน

    Saka madzibaba havasi kuona here

  • @ZIMBOZTOGETHERFUNERALS
    @ZIMBOZTOGETHERFUNERALS 6 หลายเดือนก่อน

    Man of God I really wish to meet with you 🙏

  • @priscillakuchuna9434
    @priscillakuchuna9434 6 หลายเดือนก่อน

    I'm the first one ,Inga zvakaoma

  • @Fayaman2
    @Fayaman2 6 หลายเดือนก่อน

    Ummmm nyaya dzemarriage dziri kunetsa idzi pray for me prophet

  • @MunyaradziMuteerwa-tv1kn
    @MunyaradziMuteerwa-tv1kn 6 หลายเดือนก่อน

    Heyi pakaipa life so....

  • @CharityChiganze
    @CharityChiganze 6 หลายเดือนก่อน

    Thank you prophet

  • @rosechigama6562
    @rosechigama6562 6 หลายเดือนก่อน

    Rutsisai munhu. Baba

  • @SoulChinyemba
    @SoulChinyemba 6 หลายเดือนก่อน

    Baba avo vano rwadza.....kuda mukadzi chifeve

  • @IreneZ-k6o
    @IreneZ-k6o 6 หลายเดือนก่อน

    Chokwadi ngachiudzwe vanhu prophet

  • @BeautyTabang
    @BeautyTabang 6 หลายเดือนก่อน

    Vakadzi hutsinye soo musadaro varume vana vevamww vakadzi vakaita semi inzwaiwo tsitsi nevana vevamww venyu💔

  • @beautychinyemba8164
    @beautychinyemba8164 6 หลายเดือนก่อน

    Eish zvakaoma😢😢😢

  • @hazelkasinamunda-sb1zl
    @hazelkasinamunda-sb1zl 6 หลายเดือนก่อน

    Ummm vakadzi takamboita sei chaizvo😢😢😢

  • @LindahPheobe
    @LindahPheobe 6 หลายเดือนก่อน

    Munogona zvenyu papa

  • @lovemoretshuma8612
    @lovemoretshuma8612 6 หลายเดือนก่อน

    Eish ma1

  • @MemoryMlambo-rk2pz
    @MemoryMlambo-rk2pz 6 หลายเดือนก่อน

    Ndirikunzwa kuda kudhomoka boys rangu

  • @WellingtonChirongedze-pi3fg
    @WellingtonChirongedze-pi3fg 6 หลายเดือนก่อน

    Yeah pakaipa apo uuuhhh

  • @zimnewsupdates
    @zimnewsupdates 6 หลายเดือนก่อน +1

    Ndiri kunzwakuda kuda kudhomoka

  • @CharityChiganze
    @CharityChiganze 6 หลายเดือนก่อน

    Mmmmm zvakutyisa

  • @PortiaJemwa
    @PortiaJemwa 6 หลายเดือนก่อน

    Amen

  • @tsungaimukarati9737
    @tsungaimukarati9737 6 หลายเดือนก่อน

    Zvakaoma ko kungoramba munhu wonogara namadzibaba vako zvakanaka

  • @PatsonChamakura
    @PatsonChamakura 6 หลายเดือนก่อน

    Uuuummm asi vakadzi chiiiko nhai imi

  • @Thevamambomedia
    @Thevamambomedia 6 หลายเดือนก่อน

    Makanyanya prophet

  • @BesterChoga-or5nq
    @BesterChoga-or5nq 6 หลายเดือนก่อน

    Tibatsirei mweya mutsvene tigone kurarama hupenyu hwakachena

  • @alicejena-sg7my
    @alicejena-sg7my 6 หลายเดือนก่อน

    Shrm go deeper papa

  • @GloriaMasiya-eg3ne
    @GloriaMasiya-eg3ne 6 หลายเดือนก่อน

    Shuwa zvakaoma

  • @RichardMoyo-lj9co
    @RichardMoyo-lj9co 5 หลายเดือนก่อน

    I will be there oneday Prophet🎉

  • @samkelisonkube2110
    @samkelisonkube2110 5 หลายเดือนก่อน

    Oooh yes

  • @EniyaDeke-w4l
    @EniyaDeke-w4l 6 หลายเดือนก่อน

    Vakadzi vakuzvinynya hei

  • @MavhimaMugova
    @MavhimaMugova 6 หลายเดือนก่อน

    Madzibaba muporofita sei kuzoputsa dzimba dzavamwe varume , kujairirana .baba ngavaite kuti madzibaba vabatwe ne runyoka kuti vagozoripa .

  • @rosechigama6562
    @rosechigama6562 6 หลายเดือนก่อน

    Mai vane chihure chinema notes ndapera power prophet 😂😂😂

  • @NetsaiDube-r2p
    @NetsaiDube-r2p หลายเดือนก่อน

    Haaa vakadzi vakanyanya asi chii chaizvo vakadzi kusagutsikana hr

  • @CourtneyKungwengwe-lt6jb
    @CourtneyKungwengwe-lt6jb 5 หลายเดือนก่อน

    Bba prophet ndiri kuno dai mangondizarurirawo zvinhu zvangu hapana chiri kufamba

  • @learnmoremufara-if2ye
    @learnmoremufara-if2ye 6 หลายเดือนก่อน

    Prophet makanyanya

  • @ItaicrispeneliasElias-x2l
    @ItaicrispeneliasElias-x2l 6 หลายเดือนก่อน

    T freedy manhama

  • @aloislloydmubaiwa1370
    @aloislloydmubaiwa1370 6 หลายเดือนก่อน

    Ma1

  • @yeukaimusunza3023
    @yeukaimusunza3023 6 หลายเดือนก่อน

    Asivo Madzibaba vachona Vari kuti zvino svikepiko izvozvo Nxa-a 😢😮

  • @VimbaiPhiri-w5b
    @VimbaiPhiri-w5b 6 หลายเดือนก่อน

    Zvakaoma

  • @NyaraiMashingaidze-j5i
    @NyaraiMashingaidze-j5i 6 หลายเดือนก่อน

    Murume kadyiswa uyu shemu

  • @janezhakata6531
    @janezhakata6531 3 หลายเดือนก่อน

    Kwaita mbavha prophet iri kushandisa number yeku Nigeria arikutii ndiri T , Freddy

  • @WayneKuvaza
    @WayneKuvaza 6 หลายเดือนก่อน

    Asi vakadzi zvakaoma chokwadi kudyisa munhu zvekudai

  • @PrimroseZivanai
    @PrimroseZivanai 6 หลายเดือนก่อน

    Mwari vakuwedzerei mazuvaehupenyu zvichida mwari vatendera ndoshuvira nhamodzangu dzichaperera pamuri😢

  • @Ecorre-un1ij
    @Ecorre-un1ij 5 หลายเดือนก่อน

    Makadyiswa

  • @marconkiwane4248
    @marconkiwane4248 6 หลายเดือนก่อน

    Kanyika ketu Aiwa 🎉😢

  • @learnmoremufara-if2ye
    @learnmoremufara-if2ye 6 หลายเดือนก่อน

    Batsirai munhu akaputirwa nerudyiswa

  • @patiencenhidza5049
    @patiencenhidza5049 6 หลายเดือนก่อน

    Ko ivo madzibaba havaoni here

  • @ThenjiweMoyo-dz5kv
    @ThenjiweMoyo-dz5kv 3 หลายเดือนก่อน

    Ah..... Sheme

  • @PriscaKatsongorera
    @PriscaKatsongorera 6 หลายเดือนก่อน

    Pakaipa😂😂😂

  • @SKagondo
    @SKagondo 6 หลายเดือนก่อน

    Zodzo irindoridawo

  • @AppreciateMutero
    @AppreciateMutero 6 หลายเดือนก่อน

    Um mm zvakaoma zvopisa tsitsi

  • @lovenessnhidza4267
    @lovenessnhidza4267 6 หลายเดือนก่อน

    Denga tichaita rekugoogler vaskana

  • @MunyaradziJubane
    @MunyaradziJubane 6 หลายเดือนก่อน

    Makanyanya munhu waMwari. Ndivhenekeiwo neni. Chiporofita chakadai ndochidawo

  • @PriviledgeMhlanga-e5b
    @PriviledgeMhlanga-e5b 6 หลายเดือนก่อน

    Zvakaoma satan arikufamba mu ma marriage tibatsirei prophet

  • @tegancoetzee2603
    @tegancoetzee2603 6 หลายเดือนก่อน

    Yoh

  • @beeparie
    @beeparie 6 หลายเดือนก่อน

    Vanhu varikuZim mukuita sei chaizvo😂

  • @Loice-v2g
    @Loice-v2g 6 หลายเดือนก่อน

    First to comment 😂

  • @CalmCanoe-zq2yh
    @CalmCanoe-zq2yh 6 หลายเดือนก่อน

    Zvakaoma chokwadi ko Ivo madzibaba havasi kuzviona hr pamweya kkk

  • @PriscaMupanganyemba
    @PriscaMupanganyemba 5 หลายเดือนก่อน

    You are too much papa

  • @Mrcute2307
    @Mrcute2307 6 หลายเดือนก่อน +1

    N'anga ahizvirape now I know

  • @Nokutenda774
    @Nokutenda774 6 หลายเดือนก่อน

    Yowe

  • @memoryncube4181
    @memoryncube4181 6 หลายเดือนก่อน

    😂😂😂 vakadzi tovhura hombe

  • @germashepherddoglover6402
    @germashepherddoglover6402 6 หลายเดือนก่อน

    😢

  • @ellinamhlanga9386
    @ellinamhlanga9386 6 หลายเดือนก่อน

    😂😂😂idzo hope idzo

  • @IreneBingandadi
    @IreneBingandadi 6 หลายเดือนก่อน

    Izvi hazviite chokwadi

  • @aminahtapfuma1756
    @aminahtapfuma1756 6 หลายเดือนก่อน

    Muchaikudubura mbiya yamakakwidira hakuna mushonga usina expiry date

  • @PreciousNyoni-z1h
    @PreciousNyoni-z1h 6 หลายเดือนก่อน

    Sad story shame.Help him man of God