Chipoko Live muchurch service, unohwa seunotsva-Prophet T Freddy

แชร์
ฝัง
  • เผยแพร่เมื่อ 25 ต.ค. 2024
  • chipoko Live muchurch service, unohwa seunotsva
    To book an international private one-on-one session with Prophet T Freddy, please contact us via the following options: email goodnessandmercyministries@gmail.com or call +263712528094; +263778059270

ความคิดเห็น • 256

  • @mercychitewere7581
    @mercychitewere7581 8 หลายเดือนก่อน +5

    Nyadzi dzinokunda kuga. Havazviite futi aMatosi enjiva

  • @BossKingTheSharks
    @BossKingTheSharks 17 วันที่ผ่านมา +1

    Ichokwadi vanhu vanotuka vakahwanda,,vechiendazve nerwekuseri kunobatsiridzwazve nxaaa,,vanhuvakadaro ndivovanozviti tisuvacho,,sekunga ndivovanotauranamwari kupfuura vamwevanhu,,pamusoropazvo even kunamata chaiko haazive nekuti anotangirapapi asindipopaanoda kutukavanhu vakagamuchira simbaramwari,,noo vanhu ngatinamateyi tigonamatisa mwari havadekudzimbirwa uye kutukirira hwayanadzake Amen n Amen.

  • @evamchikovore2612
    @evamchikovore2612 10 หลายเดือนก่อน +3

    Vanhu ngavasatuke vanhu vaMwari kana usingazivi nyarara

  • @AnesiKatuka-m6t
    @AnesiKatuka-m6t หลายเดือนก่อน

    Itirwai zvakanaka naMwari prophet.. Watching from Kenya Nairobi

  • @nancyncube2656
    @nancyncube2656 10 หลายเดือนก่อน +8

    Ndiregererei prophet ndini Nancy mumwe wevanhu vanoshora vafundisi vemashiripiti semi. Ndakumbira ruregerero kuvafundisi vese vema Fire Fire. Musazondinyadzisa kana ndichinge ndazorasikira kwenyu muupenyu

  • @giftnyanhowo537
    @giftnyanhowo537 9 หลายเดือนก่อน +1

    Amen prophet ndafarira chokwadi chamataura problem vanhu vanotuka vanhu vamwari vasina mhosva pedzezvo Voda kubatsirwa futi nemutumwa wamwari

  • @WayneChirongo
    @WayneChirongo 8 หลายเดือนก่อน

    Kna neniwo T Fred ndakatombotukwawo vanhu vakadai ndivana satan T fred pedza vouya futi kuzotsvaka rubatsiro kkk ndimwari aita kuti vauye zvifumuke haaa mwari wamonamata papa ndomudawo ini wonaiwo mhuri yangu Mavushe from South Africa pretoria

  • @WalterMunyaradziMukondiwa
    @WalterMunyaradziMukondiwa 2 หลายเดือนก่อน +1

    Ndatenda hangu munhu wamwari.ndichasvikawo kwamuri mundibatsirewo.mwari ngaakuwedzeri makore nemakore ekurarama

  • @obviousmutakiwa-435
    @obviousmutakiwa-435 10 หลายเดือนก่อน +1

    Prophet manyama T. FRED to the world.

  • @sekuruvaJamella1078
    @sekuruvaJamella1078 10 หลายเดือนก่อน

    M happy nedzidziso ya prophet. Unlike vamwe vanongowawata kutuka amwe makereke evaporofita

  • @BonganiSibanda-mz4im
    @BonganiSibanda-mz4im 8 หลายเดือนก่อน

    Phofet I like the way you say the truth ,keep it up shandai vasa renyu ,Liyizithunywa zika jehova no one will disrupt your duties olwa nani ba profethi uzoba esilwa no Jesus ngokwakhe, keep it up baba am in SA am always on your Chanel I thank God bless you man of god

  • @clivedhlula
    @clivedhlula 8 หลายเดือนก่อน

    Psalm 105 vrs 15 Saying, Touch not mine anointed, and do my prophets no harm.Help us Oh Lord God Almighty.

  • @AggremantSimango-qv6ut
    @AggremantSimango-qv6ut 7 หลายเดือนก่อน

    I wish you kt muwedzere kupfuura ipapo

  • @ElishaUreni
    @ElishaUreni 10 หลายเดือนก่อน

    Aaa T Freddy wakanyanya wavagonha havambozozvipamhi zve vapfira pasi imbwa ikadya big up munhu washe munosiya mapedza basa 💯🙏🙏🤝🤝

  • @nancysharaunga3684
    @nancysharaunga3684 10 หลายเดือนก่อน +2

    Thank you prophet

  • @IsraelDzemwa
    @IsraelDzemwa 10 หลายเดือนก่อน +1

    Fredy mwari akuitire nyasha ❤❤

  • @normamalak872
    @normamalak872 10 หลายเดือนก่อน +77

    Who else went to look up the name Matosi Enjiwa 😂

  • @JoanaTiago-r1b
    @JoanaTiago-r1b 10 หลายเดือนก่อน +1

    Amen profeta domokai henyu

  • @Emc-sj8uk
    @Emc-sj8uk 10 หลายเดือนก่อน

    Vakabvunza kuti sei prophet musina kuona kuti muchapwanyirwa imba. Hezvo

  • @EverjoyceJangwa
    @EverjoyceJangwa 8 หลายเดือนก่อน

    Amen profet ndivo vanouraisa vamwe

  • @mirriamtagu2188
    @mirriamtagu2188 10 หลายเดือนก่อน

    God is faithful kwaunotuka nekunyomba vanhu vakatumwa na mwari ndokooenda futi uchitsvaga rubatsiro shame mwari ndimwari vanetsitsi sure

  • @VioletMawere-vc8fo
    @VioletMawere-vc8fo 10 หลายเดือนก่อน

    Ende zvakaoma vasikana zvakaomaa ummmmm munhu mukuru akadai shuwa

  • @MacdonaldPaplex
    @MacdonaldPaplex 9 หลายเดือนก่อน +5

    after watching this video,i run to face book kunotsvaka matosi enjiva kkkkkk

  • @africaunite2488
    @africaunite2488 10 หลายเดือนก่อน +1

    Yaaaa to God be the glory. Zvatichazoita tichifunga kuti takahwanda Mwari vanoona. Amen.

  • @TakudzwaMandianike
    @TakudzwaMandianike 6 หลายเดือนก่อน

    Ndivo vatumwa vakatuma Imi mishora

  • @IsraelDzemwa
    @IsraelDzemwa 10 หลายเดือนก่อน

    Trueee fredy vanhu varikukushaudha kana nen zvakatondbhowa 😮

  • @MarthaGodi
    @MarthaGodi 12 วันที่ผ่านมา

    Amen god for give us

  • @thekinsmenofjesus
    @thekinsmenofjesus 9 หลายเดือนก่อน +1

    Keep on doing basa ramwari prophet

  • @MAVISTHOMPSON-j8h
    @MAVISTHOMPSON-j8h 10 หลายเดือนก่อน

    Mazviita zzvenyu prophet mabatsira

  • @NalediKhumalo-q9s
    @NalediKhumalo-q9s 10 หลายเดือนก่อน +1

    Great works

  • @SimonZvarevashe-h3g
    @SimonZvarevashe-h3g 10 หลายเดือนก่อน +1

    Makadii baba Vapropher munhu wa Mwari ndapa hangu kitenda munoita basa raMwari nemazvokwadi maita basa nekuregerera vanokutukai nyasha ngadziwande

  • @MelissaNhira
    @MelissaNhira 3 หลายเดือนก่อน +1

    Ndavanyarira zvangu

  • @NannyMaria-l5n
    @NannyMaria-l5n 10 หลายเดือนก่อน

    Yah tichakona kupinda denga nema4 awa..Taura yenyu munhu wamwari 🙌🙌

  • @JohnsonChimhiti
    @JohnsonChimhiti 5 หลายเดือนก่อน

    Amen man of God expose them 🙏 in the name of almighty God, can you please pray for me also 🙏

  • @Petronellagandidze-xj5zb
    @Petronellagandidze-xj5zb 9 หลายเดือนก่อน +1

    Varegererei shuwa

  • @PraiseMlambo-fq8se
    @PraiseMlambo-fq8se 10 หลายเดือนก่อน

    Thank you profety ndinokutendai❤🎉

  • @MarthaZigomba-mq1vm
    @MarthaZigomba-mq1vm 6 หลายเดือนก่อน

    Man of God munobata basa

  • @TamariDhambuza
    @TamariDhambuza 19 วันที่ผ่านมา

    Prophet vanoita
    Nokusaziva

  • @lilianchatikobo7339
    @lilianchatikobo7339 10 หลายเดือนก่อน

    Chokwadi ngachipupurwe,amen

  • @sekaimutara8816
    @sekaimutara8816 10 หลายเดือนก่อน

    Amen .mapfidzisa mhandu

  • @MelodyMurambi
    @MelodyMurambi 10 หลายเดือนก่อน

    Powerfull papa you are too much

  • @nyashatatendamasunda6079
    @nyashatatendamasunda6079 10 หลายเดือนก่อน

    Haaaaa prophet handidi nemi ini

  • @alicetengende384
    @alicetengende384 10 หลายเดือนก่อน

    God bless you Prophet Freddy. I respect you for standing positively for other Men of God

  • @Kudakwashe-e1g
    @Kudakwashe-e1g 9 หลายเดือนก่อน

    Thank you Jesus pamberi nebasa raMwari munhu washe

  • @PamelaKatena
    @PamelaKatena 10 หลายเดือนก่อน

    Mwari ndimwari vanozviratidza ngavazviratidze

  • @WADDYNAGENDERECHA-b6s
    @WADDYNAGENDERECHA-b6s 10 หลายเดือนก่อน

    Thank proohet for exposing zvipoko

  • @AngelicaChifura-i6v
    @AngelicaChifura-i6v 2 วันที่ผ่านมา

    Powerful 🙏❤

  • @WayneChirongo
    @WayneChirongo 8 หลายเดือนก่อน

    Vazviwana mai ivava ibenzi ramai kune vese varikutuka vanhu kna vaona video iyi vatendeuka chose

  • @listermakonese4731
    @listermakonese4731 หลายเดือนก่อน

    Ndadzikira makore apa

  • @AudreyMuruguru
    @AudreyMuruguru 5 หลายเดือนก่อน

    Yes prophet mavagona ngava delete zvima tosi zvavo dai musina kuvaudza pane mari iyoyo

  • @BeatriceNkanyezi-tt6tc
    @BeatriceNkanyezi-tt6tc 8 หลายเดือนก่อน

    Amen 🙏🙏🙏 🙏 mbirikunajesu

  • @NtombiSiziba-x6k
    @NtombiSiziba-x6k 10 หลายเดือนก่อน

    Ichokwadii prophet

  • @WaynePaver
    @WaynePaver 10 หลายเดือนก่อน

    Zvakaoma izvi.musazodaro kana magara

  • @SilibazisoRuraka
    @SilibazisoRuraka 8 หลายเดือนก่อน +1

    Amen baba vaudzei

  • @RopafadzoRashayi
    @RopafadzoRashayi 10 หลายเดือนก่อน

    God is every where ndatenda prophet mwari vanenyasha nemi

  • @loicenango9745
    @loicenango9745 10 หลายเดือนก่อน +3

    Ndini uyo kumhanya kufacebook kotsvaka chipoko😂, zvafumurwa thank you prophet ❤

  • @matiwonesamuel5270
    @matiwonesamuel5270 10 หลายเดือนก่อน

    Magona prophet vangu

  • @veem6547
    @veem6547 8 หลายเดือนก่อน

    Zera racho rinoita izvi Zvino nyadzisa.

  • @VunganaiMabambe
    @VunganaiMabambe 10 หลายเดือนก่อน

    God bless you prophet

  • @abigailmuneka442
    @abigailmuneka442 10 หลายเดือนก่อน

    Yah true vanhu ngatisataure kwatisina kuswera. Kutuka vanhu vamwari kwakaipa even usingapinde church yacho, usatuke its bad

  • @KupakwasheKumbula-jb4dv
    @KupakwasheKumbula-jb4dv 5 หลายเดือนก่อน

    Amn tadzidzao papa

  • @austinperego8293
    @austinperego8293 9 หลายเดือนก่อน

    Saka fredy paataura vanga riripazamu anga atoriona zamu racho hre

  • @noxmuto-cr1pi
    @noxmuto-cr1pi 8 หลายเดือนก่อน

    You say that again Man of God

  • @Domains-v9s
    @Domains-v9s 10 หลายเดือนก่อน

    Taurai munhu wa Mwari.

  • @CollineChibande
    @CollineChibande 10 หลายเดือนก่อน

    Mavagona profet vanotaura. Zvisina maturo

  • @mussabriansabao3876
    @mussabriansabao3876 4 หลายเดือนก่อน

    mbiri kuna Jesu

  • @chihwandeabigirl9117
    @chihwandeabigirl9117 10 หลายเดือนก่อน

    Regai ndirumbe kuma tosi enjiva 🏃🏃🏃

  • @AngelineDzimbiti
    @AngelineDzimbiti 8 หลายเดือนก่อน +1

    Hatisati tamuona achireurura matosi uyu 😂 powerful

  • @TalentMalunda-e7h
    @TalentMalunda-e7h 10 หลายเดือนก่อน

    Musavasiye ayo vanoshora

  • @WayneChirongo
    @WayneChirongo 9 หลายเดือนก่อน

    Mai Havana hunhu apa mukuriro vana vodzidzeyi kupata kwamai huru vamwe vavo vadzidza kna vaona video yenyu bro TFred kuti vnhu havatukwi ahhhh kushaya hunhu rudzii

  • @MemoryMapfumo-r6w
    @MemoryMapfumo-r6w 10 หลายเดือนก่อน +4

    Matosi enjiva ndakamboyionawo zvakaoma

  • @WadzaChigodora
    @WadzaChigodora 9 หลายเดือนก่อน

    Thanks Man of God

  • @leightachiveyi9907
    @leightachiveyi9907 10 หลายเดือนก่อน

    Matosi enjiva zvinhu zvacho so ka

  • @ShailetMtetwa
    @ShailetMtetwa 10 หลายเดือนก่อน +1

    True powerful maprophets haana mhosva ASI chii nhai kutukawo maprophets umm disrespectful

  • @mariamachemedze2256
    @mariamachemedze2256 10 หลายเดือนก่อน +3

    Ichokwadi ngatidzidzei kutenda zvakanaka zvinoitwa nevamwe

  • @TakesureMhakeni
    @TakesureMhakeni 5 หลายเดือนก่อน

    Mbiri kuna Jesu

  • @asychiinhai
    @asychiinhai 3 หลายเดือนก่อน

    Zvinonyadzisa shame apa vakatsomewa ne nhamo dzekwavakaroogwa.

  • @EnockMiya-p2l
    @EnockMiya-p2l 10 หลายเดือนก่อน

    Amai avoo vasatukirire ma prophet one day unonyadziswa apaa vakuda kubatsirwa Mari ya akashaya 90 Mari maghost out

  • @BrytonMavurukuto-sf4hu
    @BrytonMavurukuto-sf4hu 9 หลายเดือนก่อน

    Thanks man of God yarrr amen

  • @PatronellaChimile
    @PatronellaChimile 9 หลายเดือนก่อน

    Wow kunonzi kugariswa mudish😀😀😀

  • @VimbaiNyakudzi
    @VimbaiNyakudzi 6 หลายเดือนก่อน

    Matosi enjiva

  • @chipompando3886
    @chipompando3886 10 หลายเดือนก่อน

    Tinotenda prophet chokwadi ngachitaurwe

  • @Tomu..zim991
    @Tomu..zim991 10 หลายเดือนก่อน +4

    Yes prophet mavagova mhamha avo poster iyoyo ndakai ona chokwadii

  • @Taurai-oh8nw
    @Taurai-oh8nw 10 หลายเดือนก่อน

    That's my Prophet

  • @EmekaNdou-ut7nh
    @EmekaNdou-ut7nh 10 หลายเดือนก่อน +1

    😂😂😂😂 Munogona Prophet🙏🙏🙏🙏🙏

  • @lebogangzulu1636
    @lebogangzulu1636 4 หลายเดือนก่อน

    Yes prophet

  • @jamesmupfurutsa1324
    @jamesmupfurutsa1324 10 หลายเดือนก่อน

    Ichokwadi here ichi

  • @artwellzienderana8146
    @artwellzienderana8146 8 หลายเดือนก่อน

    Jesus is the lord.

  • @Nenecca
    @Nenecca 8 หลายเดือนก่อน

    😂😂😂Matosi enjiva😂😂hayaa

  • @Madam-z1y
    @Madam-z1y 10 หลายเดือนก่อน

    Zvakanaka zvinoda kutendwa zvinoitwa nevana vevamwe ini ndiri kutoshaya mari yekuenda kuzim ndinobatsirwa naprophet

  • @VinettWafawanaka
    @VinettWafawanaka 10 หลายเดือนก่อน

    Magonesa ipapo profet vanhu ma church vanotuka zvinotobhohwa chaiko

  • @TawandaMazivachimwe
    @TawandaMazivachimwe 10 หลายเดือนก่อน +5

    Great works ,Dr of Prophesy

  • @SandraChimbizu-w6b
    @SandraChimbizu-w6b 9 หลายเดือนก่อน

    Amenn

  • @PamelaKatena
    @PamelaKatena 8 หลายเดือนก่อน

    Go deeper profert

  • @BusisiweNsibande-c1t
    @BusisiweNsibande-c1t 9 หลายเดือนก่อน

    Jehovha ngatiregerere tinotadza nekusaziya

  • @veronicamudzengerere1170
    @veronicamudzengerere1170 10 หลายเดือนก่อน +4

    Please forgive him Prophet,God also forgives🙏🏾Thank you so much for helping those who misbehave & shout church of God

  • @amandatopo-ov8er
    @amandatopo-ov8er 9 หลายเดือนก่อน

    😅😅😅😅😅 zvakaoma hazvo thank u Papa

  • @zvaitwajenyura4789
    @zvaitwajenyura4789 10 หลายเดือนก่อน +1

    Great job prophet . Gadzirisai vanhu

  • @ruthkwashila2551
    @ruthkwashila2551 10 หลายเดือนก่อน

    Please prophet ava ndinoda kuvaona manje havazi kudairawo ma calls mufunge please ndibatsireiwo kuti ndivaonewo

  • @ennifernyarugwe18
    @ennifernyarugwe18 8 หลายเดือนก่อน

    Ende zvakaoma sure haaaa