Nzvimbo iyi yekwa Bushu na Nyamaropa kunenge kwakazara zvibarika barika zvisina maturo zvekuti kana vakashanyirwa ne team reMasvingo kuchatorwa vakadzi vevanhu.
Educational awareness programmes Barika chief Bushu harichadiwa mazuma anot area ine zvicherwa vanhu vakuswero chema bonded daily vasikana vasiyana nazvo Education on the problems dzebarika for both boys and girls rakudiwa having production
Mabarika enyu aya amunokurudzire mumisha yevanhu, saka ma divorce achiwanda nechifambi, Manyamaropa nekwa Bushu it's too much 😮sei vechidiki vachiita chipari chavasingagone
Nzvimbo iyi yekwa Bushu na Nyamaropa kunenge kwakazara zvibarika barika zvisina maturo zvekuti kana vakashanyirwa ne team reMasvingo kuchatorwa vakadzi vevanhu.
kkkkkjj😂 vemasvingo vanodii
Masvingo yadiiii ft😅
Zviri kwese kungoti kwedu hazvisi kubuda live.
Kkk haaa uku headline yese ndere zviweti chete.Vapfanha kasi vanotora vakadzi zvemishonga here.
Vakadzi vakawandisa tsano vanototida takadaro kuita vekufusha se nyemba
Educational awareness programmes Barika chief Bushu harichadiwa mazuma anot area ine zvicherwa vanhu vakuswero chema bonded daily vasikana vasiyana nazvo Education on the problems dzebarika for both boys and girls rakudiwa having production
Ndiani adaro
Mambo muri hama yangu
Barika iwe uausikurigona mpfanha wakaszi vanoda bonde wangu
Eishh broo too much advert
Vanhu barika murida zvenyu but one wenyu will suffer shame
Mabarika enyu aya amunokurudzire mumisha yevanhu, saka ma divorce achiwanda nechifambi, Manyamaropa nekwa Bushu it's too much 😮sei vechidiki vachiita chipari chavasingagone
Ah Toshiba vakatoiudzwa😂😂😂
Dai muchitipa number dzemadzimai ayazvedu vanoshungurudzwa vasvinu
Mahure😂
ini hangu ndine crush na Pela. Mukubata basa nekevaka nyika lol. Ndopinda jeri here kuti ndiwane crush yangu
Kuva bhachura asi uri mu marriage zvinorwadza zvakanyanya ini hapana zvachose zvebonde izvi asi zvinorwadza zvakanyanya makore
Mukadzi muduku ngaa tange zvake chief wy mamutendera kopedzisa Nakagawa neumwe Mukadzi ngamurendre kuna chimuda Rusvika ita zvake
Siya zviende. Amai indege. Akuda kuti musheyane property badzi.
Chief Bushu tenderai amai avo kuita zvavarikufunga kwete kumanikidzira marriage IPO pasina pakadhakwa apo
Mukadzi akuda pfuma Kuti vagowane chete
Murume ano shusha uyu 😂😂😂
pakaipa
Iwe tembo barika haurigone muchazvirega henyu nekuti side 1 ndiro rino suffer plus bonde harigutike kana pane barika soup yese inenge yapedzwa nemaplates 5esadza,iwe munin'ina wakamunyengerwa here murume uyo karume kako katsotsi kanenge kanowanza mutoriro hakachina simba musana waparara plus kakuda Nyachide vahosi vakusemwa kunge vasina mafeelings haaa zvakaoma.
Hapachina imba apa
Mukadzi arikurwira pfuma chete
Yes she is right murume ahutori pfuma yatakashanda tiri 2 uchipa umwe mukadzi kuti ashandise ngawatenge zvawo aka respecter chete zvinhu zvake ocontinya hake nebarika rake wachitenga zvayo fine
Karune kanosshusha ako tokaziva vaIno akashinga mkadzi uyo ayinge akanyararisa mheni akamungwadza
Vanhu ava ihosha chete ndosaka vachiita nharo pamberi pedare ngava nyengane ones zvipere hosha ipere
😂😂😂😂
Mrume iyo achada mkadzi iyo haasi Kuda kubuda pachena amai mukana muchiripo endakbsa kwete kuitiswa nemrume iyo inotozoita zvikuru kana achinga kt unenhamo changamuka swero zvidzisa chimiro sekunge unodisa blonde masingle mothers varikutoita zvizhinji nekutochengeta mhuri dzazvo
Kamufesi ako kakadyiswa nemkadzi mudiki ndoo nyaya ikunetsa apo
Uyo ndikasangana naye nuBindura mandogara handisi kuzomusiya mkadzi uyo arikutambiswa nebenzi iro
😂😂😂😂 torai henyu mkoma
apa ngaanake hake
Ami awo ndowasisade murume
Baba vakangwarisa
Pamberi nemujolo kkkk
Kkkkkk
Katsambara pfuta kamukonokono kanonyepesa
Vakadzi they are cheap creatures. Ibva pane munhu anemurume wake uyo
Tovapedza zvedu nyota varinechekupi
Murume inubu ukuvo mukadzi unoda kutonga hazviperi mushe
Baba ava varamba vechidzoka mudare nemukadzi kuda kwebarika revari kudza
Ibonde hr ririkudaiso vanhu nhai kutopengeswa naro unoita benzi nekuda bonde kkkkkkkkkkkkkk
Ukanyatsoshwaturwa chaizvo unoita seunopenga
@@washingtonsandi4404 😂😂😂😂😂😂😂zvedu tisati tatanga kudya
Dare remujolo chete
This chief is biased, rubbish judgement!???
Hapana biased apo karume Ako kakunetsa mudare
Haaa vapfanha ava chiiko nekuda barika kwa Bushu uku aaaa