N'anga iyi irikumanikidza sekuru avo zvinhu zvavasingazive. Confidence dza sekuru avo dzinoratidza kuti vari innocent. Drewmas Media is taking us to another level.
n'anga iyo ngairohwe ndanzwa tsitsi kunyepera sekuru ati afamba asina kugadzirira sei iye anga achiziwa kiri ari kuenda kunobata gondzwa apenga anoda kusungwa
@@nenyashagreya6011 ARE U A HE OR SHE? IF A SHE UCHABIRWA BHURUGWA MANGWANA UNENGE WAKUTAURA LANGUAGE YATINONZWA TESE. IF A HE WAIT ZVISVIKEWO KUMBA KWAKO KKKK
Ka N'anga ako fokofu wakene wadii ku proof zvaunoita mubobobo wacho vanhu vachiona izvozvi mudhara uyo kumunyadzisa pazere vanhu nezvinhu zvisina basa kanoda kurohwa ka N'anga ako
Likely kuti next pachauya ana godobori ava 2 panenge paitwa zheti rekuti vagowachisa sekuru ava imhosva here munhu kushaya mukadzi plus vaive mupari wehmhosva so hakuna mukadzi anoda kugara nemurume anogara ari kujeri
Hakuna zvakadaro kna iye ari n'anga yechokwadi Dai abvisa ipapo plus totomuti chitsudzudure tione chimuswe chachauya nacho zvikanetsa tienda navo vese kwakanengo or kwatatsvu
Yes baba. Magona. Maona tsikamutanda kuita hasha dzisina basa. These people are fake and they end up giving people labels. Munhu otovengwa ne society for something they don't know
N’anga ngaisungwe iyo imbavha. Kutsvaga mari zvisiri izvo. Getaway. Yes aya kulado very good. You stood your ground. Great!
Ini hangu l like Tasvu inouya nawo wega ava vapedza hupfumi hwehwanhu vakasvika pane hupfumi anzi makaromba nyoka inobviswa mumisha hobho yakafanana apa vaona kuchembera cht nekt havana mkdzi
They need to be exposed ,vajaira kushunguridza machembere anongobvuma chero vasina zvavanoziva ,good job Sekuru
Thief chaiyo😂😂😂😂
Kutonhodzwa kwe n'anga. Kwaaaaa. I like it!
Kutonhodzwa kwachawuruka
Well done Sekuru for standing your ground. N'anga idzi dzinojaira manje
n'anga iyo ndeye fake ,,,,please dzingai n'anga iyo mhani
mdara uyo haana kana mushonga
Kkkkkk nhema dzega ,kutadza kana kuti anyatsotaura zvinoita kuti vanhu vanzwisise n'anga inoda kurohwa iyi , kupusisa vanhu chaiko kkkkkk
nyanga dzenyu idziso...uyu apusiswa uyu..thank u sekuru mavhura vanhu maziso,,,rambai tumatare twekunyepera utwu, murikuda kupa munhu mhosva yaasina tsek.
Mbavha idzo they want to take advantage of the elderly
Magona baba vanonyeba vanhu ava,vadii kuchibata,akuti haana kuuya akagadzirira akabva achiti Ari kuendepi,kunyeba Ari kuda kuuya achizokanda Mumba mababa avo, Imbavha idzo haana kana chirodzo,Ari kunyeba,big up sekuru mazvimirira nkt hamuna mukadzi kwakuda kuona kukupomedzerai,adii kutaura kwamakandorombera,zvino sekuru aramba ,madii kochibata lies lies vhurai meso idzi ndidzo mbavha dzapedza mombe dzevanhu,suka
Munhu wese a kunzi akuda bastirwa ndezvekunyepa
Yaaa chkwdi vadini kutanga nekutaura dare rake pane pandanzwa pada kuzokwidza godobori voice paaudzwa kt ndairaramira mujeri akt handina mukadzi zvose arikuita kubvunza matare ekupi mbavha idzi ngaanochitora
Serious varikuda kunogadzira magic dzavo vaifanira kubvisa ipapo pakazara vanhu vanonyepa avo
mbabva idzi kunyeba kwega uko
Apo akuvudza sekuru Kuti ndikachivisa unayo mari yokubadhara nhema izvo zvinooneka masalamusi chaizo
N’anga irikuda kumanikidza madhala zvinhu zvaasinga zive big up madhala
Taura henyu n'anga ndeyemanyepo iyi
Vanhu vanobvuma bcoz of fear bt mdara aramba....big up mdara
Sekuru avo varimuchokwadi . Language yemukomana uyoo itsotsi hapana zvemudzimu Apo.
Haaa n'anga iyo imbavha amana
Nhema dzega dzega, kupomera sekuru vazvikurira mhosva isiriyo. Ngatisadariso, kunhongedza vabereki vedu huroyi nekuti vachembera. Tirikuresva veduwee, ehe mishonga iriko atirambe but ngatisapomera vabereki like this.
Ufunge that's why it was criminalised... This is criminal
N'anga yanyikwa muSewage🤣🤣🤣
Pls n'anga iyo imbavha tinomuda aende kunniri aripe sekuru avo.Afambisa sekuru avo hwuya apa afashayira zvokutaura,sekuru avo vakachenesesesa.Sekuru musavhundutsirwe,sei vanhu tichidaroso:mhomho iyo yaifanira kurova mbava iyo
N'anga iyi ichiri kudzidzira basa kkkk
N'anga iyi irikumanikidza sekuru avo zvinhu zvavasingazive. Confidence dza sekuru avo dzinoratidza kuti vari innocent. Drewmas Media is taking us to another level.
Kujaira kudya Mari dzevanhu Well done sekuru magona ,sekuru vari kutaura chokwadi avoo n'anga idzodzo dzakajaira kupesanisa vanhu ,ko kuzoti hanzi hamuchachiona chakubuda chega ,
Dzonyepa nanga idzi well done sekuru kana musina hamuna
Shuwa chikule hachina kumboenda kun’anga ichi. Ende chajamuka nice, hanzi n’anga kwandiri iRubbish.
aaaa vanhu Ava vanonyepaaa chaiko God bless u Baba gamuchirai kunyeperwaa
Sekuru is being truthful bcz he is very confident
Iyi n'anga inokumakisai ve Drewmas
Taura hako
😂😂😂
Ahh n’anga inouya pabasa isina tool box racho rema tools ekubata zvinhu zvacho… what kind… aah tsek! 😅
Kutungana kwembudzi uku. Kunyepera vanhu
The confidence says it all varikunyepera sekuru
Iye anoona anobvunza hr kana kt anotaura zviripo, iye hun'anga uho handiti huroi hwaanawo, sekuru thanks nekuramba kupomerwa zvamusina kuita, kuchembera haisi mhosva veduwe
Vanhu iwava vanonyepa zvekuti kuda kutorera vanhu vakuru pfuma yawo munhu akachembera hazvirewi muroyi, well done sekuru nekuramba kupomerwa
Kkkkkkkk kule ya challenger n'anga ikatya
Big up kule 🤜🏼🤛🏽 🤣🤣
Very good sekuru kana mangamakabata mushonga akadii kunoubvisa
This man is innocent guys ava vanatsikamtanda vanotogadzira chinhu chinotoonekwa
Sekuru Zhizha should have demonstrated his power by exposing chikwambo chacho, now we don't know who is lying, very disappointed 😡
Kkkk taura hko azvchanzeisîisike
Taura hako ngavavhise chikwambo basekuru tigutsikane
Vanonyepa mafrauds aya saka vachingobata chambere neharahwa chete.
Mbavha iyo
Kkk sekuru vekuita sei munhu wa 88😀😀😀😀 matsotsi aya
Haaaaa 😀😀😀😃😀😃😃😀😀😀😀😃 kunyara kut nyaaaah waiting party 2 munhu achirohwa
Turipo tumatare kwekuona kuti face iyi yachemba...kkk
N'anga yonyepa iyi ummmm ndezvekunyepa izvi kutsvaga mari uko
Very good sekuru ana tsikamutanda ava vanonyeba vanoda kubira vanhu aaah
Nanga iyooo. Ngairowe inonyeba
Ukangoita ndebvu chena kwakaipa . .unongonzi une mubobo veduweee...very good sekuru ndimi mega musabvume zvamusingazive vanhu avo matsotsi mhani...vanoda mari chete
Uuu baba ava havana .n'anga iyo inonga yanongedzere asiriiye
Gaurani hadi kusekererwa mombe dzopera vanonyepa ava big up khulu
N'anga I rubbish kwandiri🤣🤣🤣🤣🤣🤣
Neniwo
But statement yemudhara uyo kaaa hapana chaakabata uyo ayingoita zvake ati robbery kudiii
Sekuru vazongonyara padiki kuti kusanganisira newe wakamira ipapa uri rabishi 🤣🤣🤣🤣🤣🤣🤣🙈
Hapana zvinozikanwa ne n'anga iyi...ingori tora mari united
Ndine hanzvadzi yangu Tsikamutanda. Kwatogara haatozikanwe kuti n'anga bcz vangazive inhema. Anoenda kumamisha ikoko, anoita zvekut anotori ne Hilux, akaromba hatiwirirane naye mumhuri. Cut the story short, musafa makatenda vanhu ava ndapota hngu, mbongopendzerwa zvipfuyo mahara nekupesaniswa kunzi uyu muroyi iye asiri.
Nyangwe musingamuone zvatove mudzinza. Itofambai arege achiri mupenyu
But uribenzi pamwe pacho unoraramira mumhuri isina huroyi shaa vamwe vanhu musanyengedzwa nebenzi iri vabereki vedu vanoroya
Vana tsika Mutanda Ava vawandisa APA vanoshandisa mhuno dzebere.hapana paunosvika pan'anga ukasanzi une chikwambo chokurara kusiku or mukdzi anokuita mubobobo...ko kumboti hupenyu hwako hauna chinokunetsa Shiti Waco...
@@balistenbmbolam7809 umm please musatibatanidzire ini wangu hawaroyi
@@anywaymtuma8040 muroyi infect varoyi
Dremas Media. Munonyadzisa kwazvo. Ko sei muchida kuitiswa nen'anga dzefake. Tsvagai nyaya dzine umbo ndapota. Zvekupomera munhu mhosva yaasina zvisina umboo hazvina nemusoro. Siyai zven'anga nemaporofita izvi. Ndakunyarirai kwazvo.
Kutonhodzwa kwen'anga kwaaaaaaaaa
Haaa musharukwa mudhiniwe lkkkkk
🤣🤣🤣🤣🤣🤣 musharukwa vaita kusimudza maoko vachiramba 🤣🤣🤣🤣🤣🤣🤣🤣🤣🤣🤣🤣🤣 n'anga ndainyarira zvangu
Inonyepa n'anga iyi. Amboti mushonga wekubaava kuti we lucky now
Exactly. You see the lies. Nonsense dzega dzega
nganga ngaitaure zve kuti wakaenda ku nganga inonzi ani zviya kupi negore racho raakaenda
N'anga yakutaurira zvekuba paanzwa kuti ndakambosungwa asanyeba vanhu ityai Mwari
Sekuru varikunogadzira chimuswe chavo vozonyepera sekuru pavanodzoka
N'anga irubbish kwandiri🤣🤣🤣
Kkkkk
Uyo murume anonzi Gideon Waya Shava...Akakura achingove tsotsi muHarare, Baba vake vaishanda paPurazi paJimu muSelous..Haana kubvira aroora...varikuda kumunyepera...
Bho sekuru n'anga dzakajaira munyepa
Baba avo vagona chose...Varamba kuvhundutswa nemanyepo en'anga iyo..kkkkkkk
n'anga dzakadai ngadzisungwe, dzirikushatisa nyika
n'anga iyo ngairohwe ndanzwa tsitsi kunyepera sekuru ati afamba asina kugadzirira sei iye anga achiziwa kiri ari kuenda kunobata gondzwa apenga anoda kusungwa
Akuda kuwana kuzoisira sekuru chinhu mumba mavo kt agozoti ndechavo
kkk n'anga iyi in'anga yakatodhakwa
Rovai n'anga iyooo
Deformation of character ,n,anga ngaisungweee
N'anga iyo ngaitsvage basa ishande
Please sabhuku avo ngavasakurudzira zvinhu zvakadai imbahva iyo chinozikanwa hapana apo sabhuku pepukai vanhu vanobirwa zvinhu nemiwo muropo.what
@@nenyashagreya6011 ARE U A HE OR SHE? IF A SHE UCHABIRWA BHURUGWA MANGWANA UNENGE WAKUTAURA LANGUAGE YATINONZWA TESE. IF A HE WAIT ZVISVIKEWO KUMBA KWAKO KKKK
Ava vanonyepa vanhu ava aaaaa ngavaenda kwasekuru Kanengo kana sekuru Tasvu
So far muZimbabwe munaTasvu nakanengo
Nyanga dzenhema hamunyari here?
N'anga iyiiii ikutonyebaa zvayoo,,,haaaa Sekuru vanatsotaura kuti unonyepa plus zvekusungwa Sekuru vataura vega,,,n'anga iri kutonyepesa zvayoo
Tun'anga twenyu twinonyepa thnx baba u stood by ur self
Kuchembera hazvirewi kuti munhu n'anga iyi ngaitsvage Jesu kristu nguva ichipo
n'anga dze fack idzi dzinoda kusungwa
Saka nganga Yoda by force 😊
Kule vazviramba,,,, n'anga yenhema iyi
uyooo akufara kutii haana kubatwa pamwe ndiye😂😂😂😂
uyo anonyepa munhu uyo hapna chaanoona imbavha
Mudhara ane confidence uyu n'anga ndedzenhema idzi
Sando kuna sekuru varamba kunyeperwa 😂😂😂😂😂😂
Sekuru vatadza nei kubata chinhu chacho argh mbavha idzo vanoda kudzokera kuti vagadzire chinhu chacho vagochiisa Mumba memunhu vagoti ndechake, drewmas tswagai imwe nganga kwete kudzokera neavo vanoziisira munhu kkkkkkkk
Salibonani nkhaya in love with music 🎵🎵🎵🎵🔥🔥🔥🔥🔥❤️❤️❤️❤️❤️
Sakubona maDawu. Nansi inyanga ezama ukubona into engekho kkkk
Zhizha acharohwa nevanhu haasi powerful ngaaregedze zvake
New song yekutangisa chirongwa bho here
n'anga iyi ndeye nhema apana zviripo
Thanks sekuru tsikamutanda imbavha idzi
Why do I have a feeling sekuru is innocent??
Yes kules rambai zvamusingazive kules rambai
Tisvikevo Drewmas
Inhema idzo.vangoonekwa zvavakaita kwakutonongedzwa.Mbava idzi
Andrew pfeka uniform 🥋 kwete LV🤣🤣. Good job on what you are doing. I love your show.
True LV hazvibude mushe
hazvibude so sweet
Uncle according to my judgements old man is clean
🤣🤣🤣🤣masangana nazvo nhasi munonyanya kumanikidza vanhu
N'anga yabatwa kunyepa kwese yeah
If this man dies you will have blood in your hands.
Awful criminality for sure
N'anga iyi ndeye nhema vangoona kuchembera kwasek ava
N'anga iyi yazvitadza or is feck.
Kubira vanhu n'anga iyi ,, adiii kujekesa chaizvo zvataurwa naSabhuku ,, sezvatinoona Sekuru Tasvu wachiita
Iyo n'anga inofamba isina muturukiri here 🤣🤣🤣🤣🤣🤣
sekuru well done
vanonyepa vanhu awa mbavha dzevanhu
N'anga idzi imbavha, zvavachaita vachano gadzira chimuswe chavo vonochiisa pamba pasekuru avo, zvozonzi machiona, hanzi uchiri mkomana pamwe wazvikanganwa, Waka enda kun'anga chinhu chacho hauchachione, chave ku famba chega nxaa, mudhara uyo dai drewmas yatsvaga vamwe chero maporofita kwete zvekungo nongedza munhu zvisina kana evidence, kumanikidza munhu zvaasina kuita fokofu mhani
N'anga itsotsi hapana apo akunenerwa nhema apo
Ka N'anga ako fokofu wakene wadii ku proof zvaunoita mubobobo wacho vanhu vachiona izvozvi mudhara uyo kumunyadzisa pazere vanhu nezvinhu zvisina basa kanoda kurohwa ka N'anga ako
Truthfully ane mubobobo haatadzi kuzivaa chinhu chake and hachina kuita semuswe webhiza. Takazviona kwasekuru Tasvu paYou tube
Likely kuti next pachauya ana godobori ava 2 panenge paitwa zheti rekuti vagowachisa sekuru ava imhosva here munhu kushaya mukadzi plus vaive mupari wehmhosva so hakuna mukadzi anoda kugara nemurume anogara ari kujeri
Hakuna zvakadaro kna iye ari n'anga yechokwadi Dai abvisa ipapo plus totomuti chitsudzudure tione chimuswe chachauya nacho zvikanetsa tienda navo vese kwakanengo or kwatatsvu
Akonwa haasiyi mudzimuwarembera padare, perekedzai n'imba irove pasi. Ngundu izere tsikidzi
Vanoda sekuru Tasvu Ava 😂😂😂
Shuwa
Big up sekuru N'anga idzi dzinojairira adii kuchibvisa chinhu chacho nxaa manyepo ega ega ayo
🤣🤣🤣🤣🤣🤣🤣Rambai sekuru kkkkkkkk
hahaha wandisekesa cousin haaa kule vazviramba
Dreamas nhasi idzi ndodzinonzi nhote. Iyo sango a inhema imbavha iyo yamunoti I n'anga mbavha
Kkkkk n'anga dzenyu idzi ityai Mwari amana,sekuru u ar the best .
kkkkk hanzi wakaenda, n'anga yapusa zvino....batai murove benzi iro
Pandangoona n'anga ichibvunza sekuru kuti makasungirwei, ndabva ndaziva kuti zvadhakwa. Ndopazvazonzi makanorombera humbavha hwenyu nema bhebhi😂😂 because sekuru vanga vaudza n'anga kare kuti ndaisungirwa humbavha. Matsotsi aya.
N'anga iyi hapana zvozikanwa
good mdara wabvuma kuzvimirira hauna kana kutya mbavha idzo ana tsikamutanda aaaah
Yes baba. Magona. Maona tsikamutanda kuita hasha dzisina basa. These people are fake and they end up giving people labels. Munhu otovengwa ne society for something they don't know
iyi in'anga sharu
N'anga kwandiri i rubbish 😁😁😁😁😁😁
Haana chaainacho mdara uyu pafeya
Heavy kule vazviramba kkkkkk
marabishi kunyepera sekuru,kuchembera imhosva here
N'anga yenhema iyi
😂😂😂 aramba mdara uyoo
I'm liking it 🤣🤣🤣🤣
imbavha iyo ishamwari ya ex husband wangu vanoba vese
They need to be exposed
Ndokugona uku n'anga dzakunyepa ngavabateke mubobobobo wacho
we have a new song!
Nekuti ataura kuti aive kujeri saka akarombera Kuba aaaah aaah aaah iwe tsikamutanda kaa iweka
musharukwa hana kumboenda kun'anga uyu...irubbish
🤣😀🤣🤣🤣
aaah nhai n'anga inoti ndoda kukupedzera manje...🤣🤣🤣
makachinjirei song