Siyana nevanotaura tsvina pamusororo pako Simba kuzvarwa haisi mhosva uye kuda kuziva baba vako haisi mhosva music yako inonaka iyi tarisa varikutaura zvavanoda asi varikukuteverera meaning something big kwauri
Haaaaa Macheso is crazy apa he is my fun.....vana vanototi vake vaya havana kana ma similarities naye.zvese zvake zviri pana simba....voice,muromo,maziso even shaya Macheso chaiye
Apa pakabatwa basa guru nemunhu achangotanga zvine chiedza chakawandisa zvikuru. Ndinovimba Mberikwazvo kuchange kunenyaya chaiyo. Big up Simbarashe and Maxutra.
The guy really has great sound , he may need to consider reducing emotions on his vocals and he will among the top 10 sungura artists , I feel he has a lot to offer and he needs to take it one step at a time
My honest opinion is that this is a good song. The only problem is that people are failing to treat Simba as an independent musician as they are trying to evaluate him in the lenses of him alleged father. This is a good sound. Not bad for some 25 December jives
This guy I think he is trying to imitate his father's voice of which it will take time for him.He must just use his own way.l can compare him with Innocent Mujintu.Mujintu is a master when it comes to play rhythm guitar but he doesn't have that talent of being a leader like Dembo was
Macheso pliz Nyika ngatimire mire Macheso Aite DNA neMwana uyo... Kwete zvake zvekuchekeresa mwana... Free DNA.. Tinashe haarambe
Hakuna miyuziki yakadayi nxaaaa
Getting better shumba yaonda keep the fire burning
Baba sharoo mukurinzwa here bss rikurohwa nemwana
Anogona Simba
Pamwe pacho imba nenzwi rako . Bcz ukatevedzera voice rababa vako macheso hazvisi kupindirana Simba. Thank you
Ini hangu anondirovera muchinda uyu
simba ari ku improver hake
Simba anoimba neinzwi rake chairo auya nezvitsvaSimba auya nezvinyuwani mwana uyo ramba wakadaro Simba
Ngoma iri rakakora zvokuti
Mashasha awa
Anoimba zvine musoro
Simba Siya kudhakwa iwe wanzwa hr ,ndozvinoita kuti vanhu vati hausi wekwamacheso Simba plz plz plz plz
Your tomorrow is perfect my brother tungamidza Samasimbaose mberi chete
Simba anogona muface uyu🎶🎶🎶🎶
I love this guy
Izwi izwi izwi ummm ngaambodikamisa arikungoriburitsa asina kurishepa
If this guys called him self simbarashe macheso is the son of Aleck Macheso ,macheso what ever it is tora mwana wako period
Mmmm amana ndiani anga akabata bass mmmmm chimunhu choroya ichi 😂😂😂😂😂😂
Zvazvinhu izvi bhora mberi simba
Simba is improving his voice, keep on unosvika chete , naMwari zvinoita
Hapana kana chimwe cha Macheso chiri pamuchinda uyu maybe vanongoshandisa zita rakafana maybe
I think Simba should ask Mono to produce for him, voice rogadzirika iro
Siyana nevanotaura tsvina pamusororo pako Simba kuzvarwa haisi mhosva uye kuda kuziva baba vako haisi mhosva music yako inonaka iyi tarisa varikutaura zvavanoda asi varikukuteverera meaning something big kwauri
Evolution of sungura genre. This can't be by coincidence that Macheso genes are flourishing in this guy
Haaaaa Macheso is crazy apa he is my fun.....vana vanototi vake vaya havana kana ma similarities naye.zvese zvake zviri pana simba....voice,muromo,maziso even shaya Macheso chaiye
The man is getting better by each release he makes ❤
😂😂 No Need for DNA hasiii vekwa Machesoo
Kana zvichiwedzera something in your life keep writing that.
Simba simba umbomira zviya zvekumurudza pfudzi zviya kkkkk
Apa pakabatwa basa guru nemunhu achangotanga zvine chiedza chakawandisa zvikuru. Ndinovimba Mberikwazvo kuchange kunenyaya chaiyo. Big up Simbarashe and Maxutra.
Xtra bhasooo 😂😂😂😂.
Nice sungula music
This guy might not go anywhere if akaramba achida kutevedzera voice ramacheso,
Haana voice ramacheso uyu
Anotoenda mberi naizvozvo
Haana raMacheso voice ane rake iroro,arikutoenda kure inga wani naro
Zvabvepi zvokuti Macheso? Dzidzai kukurudzira varikutanga. Let's motivate those who inspire to be there.
Mukomana uyu ngaangosiya zvekudhakwa mutoriro unomuvhiringa.Ndipo pane zodzo yaMacheso apa
Simbarashe keep going brother
Mukomana ngaarege madrugs
.anoenda kure
Instruments 100%, vocals 5/10.
Simba is improving vocally bt i wish if there was a way that he wont try imitate Alick's lines to minimise comparison
These lines sound good
That happens naturally
The guy really has great sound , he may need to consider reducing emotions on his vocals and he will among the top 10 sungura artists , I feel he has a lot to offer and he needs to take it one step at a time
Emotions....someties you have to let them out.. Remember it's jus a year now.. Paanosvika mu3rd year aneehe wapedza zvese kkkk
Just need polishing otherwise zvakarongeka compared
Kkkkkk simbathetic wangu ingoenzanisa mashoko apererane pakuimba apo usasaririra pa voice ndipo paunofanirwa kushingirira bcz ndipo pane vatereri vako ipapo
Dispatch asi i brother ya scott sakupwanya😊
Well done simba,this is nice keep on
100%sungura
He getting better day by day keep up the standard bravo Simba
uyatshefula,uyabhimba mfana kkk
Urikugona Simba .May God bless you😊
Chipo chiripo zvacho pamujaya uyu
Sando dzekurova ngoma. Chimbangambanga jonso... Haaaa kuuraya munhu
Bhora mbiri Simba
My honest opinion is that this is a good song. The only problem is that people are failing to treat Simba as an independent musician as they are trying to evaluate him in the lenses of him alleged father.
This is a good sound. Not bad for some 25 December jives
Famba nayo simba❤❤
Simba chipo chiripo but mutoriro ndiwo wamukanganisa
Wakagona simba
I see a silver lining in u Simba
Enda kwa Tinashe Mugabe for DNA
❤big up team l salute
Simba ,pamaSongs 5 amataura pane paakaridza bass guitar here , because l heard achitaura kuti bass guitar ndorake though achiridza mamwe ese
3 songs
The vocals are getting there. Great!!!
Ndiani akaridza bass apa nhai
Take a guess kkkk
Ndiye simbaradzo wacho
Big up team team
Welldone simba
Simba needs to keep on practicing his vocals…..but he is improving……but dispatch chibaba
Thanks...
Thanks simba ❤
Ramba wakadaro mukomana ukugona neniwo ndagutsurira musoro ramba wakadaro unosvika
Makashotesa chipoko chaSauro
OK ok ok chamutsvaga
Good music
Bass ndiye anga akabata ere or ndijonzo
Jonzo
@@maxutrareliableenergysolut3113 oky saka Simba anoridza which type of gitre
Vanhu musapa Simba pressure yekuti afanane neivavo vamunofungidzira let him learn nenguva yake.
he suppose to get good backing vocals
The beat is on 100% percent but the voice is 5/100
Hapana kana chamacheso pamurume uyoo zero%
🔥🔥🔥🔥✔💯
❤❤❤❤
Chii chinotanga ? kuchengetwa kana kugarika.. unoshaya kuti imbanje here ....iye producer wacho kudzima kuti dziiiii...hanzi tokumbira rugare kuti mutichengete...
Bambo kana musingazvizive kuti rugare ndidzo nyasha ibvai mangonyarara kuti ziii. Musangozvinyadzisa nezvinhu zvisina basa, kana musingagone kuita criticise munosiira vanoziva basa iroro. Tinokumbira rugare ndiko kuti tinokumbira Nyasha kana Ropafadzo. Kana izvozvo tazvipiwa ndipo panozobva kuchengetwa.
This is artistic work kwete general purpose language yamunotaura mazuva ose in the streets.
Apa mashaya zvenyu vakuru, even kupoetry kune inonzi mhesaniso yemazwi
This guy I think he is trying to imitate his father's voice of which it will take time for him.He must just use his own way.l can compare him with Innocent Mujintu.Mujintu is a master when it comes to play rhythm guitar but he doesn't have that talent of being a leader like Dembo was
Simba is a guitarist not a musician
So only vocalists can be considered musicians?
@@herbertfinch6647 now adays yes
What about Marko Sibanda
Yeah best bassist guitarist he's not good on vocals
Why are you saying Simba is not a musician? He sings good what else do you want him to do.
Uri dofo simba gate away
Get away nzvonyo yako fokof
😂😂
Haibo pfutseki mhani iwe godo asi watumwa na Macheso. Zidzoro rakazara mvura nxaaaa
Mhata yako iwe
@@watsonmakanjila4433 ndosaka usingazi babavako mwana akapunyuka mu condom ....face inenge dako kurwadziwa nezvisinei newe duzvi tsvaga babavako iwe.....happy for Simba anoziya babake asi hanei hake nawoba
Chipo chiripo zvacho pamujaya uyu