Simbarashe Macheso ft Dispatch. Tsukukuviri.

แชร์
ฝัง
  • เผยแพร่เมื่อ 7 ก.พ. 2025

ความคิดเห็น • 68

  • @philipmagwisa5860
    @philipmagwisa5860 หลายเดือนก่อน

    This is pure Sungura .Simba rega ndiite mari ndokuyambutsa ini .

  • @francisndhlovu3850
    @francisndhlovu3850 หลายเดือนก่อน

    Guitars mmmh this guy ayaaaah

  • @tinobvukutah768
    @tinobvukutah768 2 หลายเดือนก่อน +3

    Haa izvi zvinhu izvi zvingangoshorwa nevaroyi chete 😂

  • @JM-ud9bj
    @JM-ud9bj 2 หลายเดือนก่อน +4

    Song iyi yakarohwa akomana zvimwe ndezvimwe. Kurova kunge munhu ava ne 20 years ari mu industry here. Waya dzakarongeka, ma vocals acho mushengenene✊🏽✊🏽✊🏽😁😁😁

  • @KirstyTinoTsikison
    @KirstyTinoTsikison 2 หลายเดือนก่อน

    song iyi ine magitare anonakidza chaiko yakarongeka nice song

  • @francisndhlovu3850
    @francisndhlovu3850 หลายเดือนก่อน

    😂😂😂😂😂😂 only jealous can stop stop this.

  • @jerrymadziro21
    @jerrymadziro21 2 หลายเดือนก่อน +2

    Mwana vaMacheso aitaura chokwadi ndabvuma

  • @JunioGray
    @JunioGray หลายเดือนก่อน

    Mark mungwazi,I wapindipa Ma1 were

  • @JunioGray
    @JunioGray หลายเดือนก่อน

    Ma1 kaalbulm rababa harikwane apa ma1

  • @JealousBhizeki
    @JealousBhizeki 2 หลายเดือนก่อน +1

    Uyu anopfuura hukwende 😂😂

  • @TAIBO-ik2qf
    @TAIBO-ik2qf 2 หลายเดือนก่อน +1

    On point simba keep on pushing from strength to strength unosvika kure

  • @tinobvukutah768
    @tinobvukutah768 2 หลายเดือนก่อน +3

    Kana uchida kuona kune vanorwadziwa nevamwe vanhu zvekusatoziva zvavanoda, macheso ngaangomuka rimwe day achiti munhu uyu mwana wangu mutsigirei unonzwa team iro rinomushora rototi haa simba anorova 😂😂😂😂

    • @TheMadzivas
      @TheMadzivas 2 หลายเดือนก่อน +1

      😂😂😂wapedza

    • @WellyZifesho
      @WellyZifesho 2 หลายเดือนก่อน +3

      😂😂😂😂chokwadi ichocho ,bt Simba bass anorongedza guys kkk pa fair.

    • @saunyamazvepasi5119
      @saunyamazvepasi5119 2 หลายเดือนก่อน +1

      Say that again hama

    • @MosesMakunura
      @MosesMakunura 2 หลายเดือนก่อน +1

      Simba anopedza masports pabsss apoo

    • @MathewShava
      @MathewShava 2 หลายเดือนก่อน

      Mafans a macheso hatidaro

  • @raphaeltsambai
    @raphaeltsambai 2 หลายเดือนก่อน +2

    Ndatenda Simbarashe .munondigonera ini ❤❤❤❤

  • @eliasngwenya5677
    @eliasngwenya5677 2 หลายเดือนก่อน +1

    Haaa this guy anondigonera zvangu

  • @JunioGray
    @JunioGray หลายเดือนก่อน

    Inzwaa ware mark haukwane jounur machesheso

  • @GanyaniDavison
    @GanyaniDavison 2 หลายเดือนก่อน

    Ndinokushuvira kuenda mberi

  • @specialmaranjisi
    @specialmaranjisi 2 หลายเดือนก่อน +1

    Famba Simba,,Guruve is proud of you

  • @Timothy-qt3rx
    @Timothy-qt3rx 2 หลายเดือนก่อน +1

    Good improvement simba ndokuti kuridzakauko Timothy dyareva Capetown

  • @EddyKadira
    @EddyKadira 2 หลายเดือนก่อน +2

    I have no doubt with this guys ❤

  • @iedrenkodzevu4264
    @iedrenkodzevu4264 2 หลายเดือนก่อน +1

    U r improving brother

  • @JunioGray
    @JunioGray 2 หลายเดือนก่อน

    Ma1 baba shalol endai kumunda nzwisa

  • @henrymabuya3551
    @henrymabuya3551 2 หลายเดือนก่อน +1

    Your vocals are on point

  • @Geonah
    @Geonah 2 หลายเดือนก่อน +1

    Uyu ngatimugashirei aende zvake

  • @sazimreportsupdates9314
    @sazimreportsupdates9314 2 หลายเดือนก่อน +1

    Iyi makainyanya❤❤❤❤

  • @wellingtonzhawari1004
    @wellingtonzhawari1004 2 หลายเดือนก่อน +2

    Ichooo simba❤

  • @parwadamutero
    @parwadamutero 2 หลายเดือนก่อน

    ❤❤❤

  • @tobs7968
    @tobs7968 2 หลายเดือนก่อน +1

    👏🏽👏🏽👏🏽👏🏽👊🏾🍻

  • @CuthbertGwarega
    @CuthbertGwarega 2 หลายเดือนก่อน +1

    Uyu anonzi Macheso uyu muhombe mukomana

  • @websterkariga5199
    @websterkariga5199 2 หลายเดือนก่อน +1

    Well done

  • @ZisengweChimutsa
    @ZisengweChimutsa 2 หลายเดือนก่อน +5

    Famba Macheso uchasvika Mberikwazvo.

  • @WonderMutero-m2b
    @WonderMutero-m2b 2 หลายเดือนก่อน +3

    Simbarashe anogona guys, Alick takungo sapota zita chete.

  • @vengaidengu8178
    @vengaidengu8178 2 หลายเดือนก่อน +1

    Uyu haana kumira mushe mhombe uyu watch space chirombo pamagitare

  • @WellyZifesho
    @WellyZifesho 2 หลายเดือนก่อน +1

    yah pakaitwa basa apa kunyanya ku wire ne drum kwakapedzwa chaiko kkkk

  • @PowerJimu
    @PowerJimu 2 หลายเดือนก่อน +3

    Mukoma anogona Ramba wakadaro unosvika chete

  • @ronaldchakwizira9654
    @ronaldchakwizira9654 2 หลายเดือนก่อน

    Magitare makaramwira. Rava level rekumusoro

  • @shepherdchinyama9213
    @shepherdchinyama9213 2 หลายเดือนก่อน

    Zvikuita

  • @fastandreliable
    @fastandreliable 2 หลายเดือนก่อน +2

    Zvirikuita

  • @lutherrukwasi5756
    @lutherrukwasi5756 2 หลายเดือนก่อน +1

    Mutakunanzva uyu, tsuro ndisunge hako. Uchi.

  • @EverChakuzira
    @EverChakuzira 2 หลายเดือนก่อน +1

  • @FundaiThomas
    @FundaiThomas 2 หลายเดือนก่อน +2

    Kukura kubva munjodzi

  • @Geonah
    @Geonah 2 หลายเดือนก่อน

    Hooyo

  • @farainderezina970
    @farainderezina970 2 หลายเดือนก่อน +1

    Fambridge mhanya uno overtake mberikwazvowo

  • @sazimreportsupdates9314
    @sazimreportsupdates9314 2 หลายเดือนก่อน +1

    Dispatch ramba wakatsika pavoice 70% ngarive rako 30 wosiirawo mukoma Simba

  • @SimbarasheGomo-w1r
    @SimbarasheGomo-w1r 2 หลายเดือนก่อน +3

    Zvikunaka izvi better than vamwe baba

  • @AugustineTsonziwa
    @AugustineTsonziwa 2 หลายเดือนก่อน +1

    Magitare unogona but hasviki Kuna baba shero

    • @Bthula
      @Bthula 2 หลายเดือนก่อน

      Asi ano kunda cheso boys

    • @saunyamazvepasi5119
      @saunyamazvepasi5119 2 หลายเดือนก่อน

      Ndiani amboti anokunda Alick?
      Zvimwe zvinhu so, unotoshaya kuti zvirikubva kupi

    • @trustchinyamupembe5708
      @trustchinyamupembe5708 2 หลายเดือนก่อน

      achisvika hake

    • @tendaisimbabure4009
      @tendaisimbabure4009 หลายเดือนก่อน

      kugona kugona. zvekuzofananidza izvo igodo. macheso aigona not mahumbwe aave kuita

  • @GabrielMatirasa
    @GabrielMatirasa 2 หลายเดือนก่อน

    Endai morima varume

    • @PatrickHwemba-x9u
      @PatrickHwemba-x9u หลายเดือนก่อน

      Iwe wakatokohwa hr unoti vanorima

  • @sazimreportsupdates9314
    @sazimreportsupdates9314 2 หลายเดือนก่อน +1

    Thank Maxu🙏🙏🙏tura Energy

  • @Olcool
    @Olcool 2 หลายเดือนก่อน

    M vocals hapana zvapo asi waya dzakabatwa apa. If tghis guy akaita serious and akawana help chaiyo he is good.

  • @francisndhlovu3850
    @francisndhlovu3850 23 วันที่ผ่านมา

    😂😂😂😂😂 aaaah only jealous can stop someone to comment.

  • @henrymabuya3551
    @henrymabuya3551 2 หลายเดือนก่อน +1

    U can't be this good and find no promoter. Even eagle start hopping which culminated in inassailable heights of flight beyond the altitude of aeroplanes

    • @samspears3778
      @samspears3778 หลายเดือนก่อน

      Ndamba idzo waiziva

  • @LameckGwenzi
    @LameckGwenzi หลายเดือนก่อน

  • @PaidaMutasa
    @PaidaMutasa 2 หลายเดือนก่อน

    Well done