@Drewmas Media....please please we beg you ,nyaya yemwana wekushaikwa yavapapi at this moment .Can you make it a priority tiwane closure kuti mwana uya akaenda kupi . I believe everyone arikuda kutozivawo kuti zvakafamba cei mwana achiri mupenyu here ...we have a lot of an unanswered questions.
Makunakuna kutadzira vadzimu naMwari. Saka kuripa kuchenesa nyika nyangwe Munun’una aka firwa nemwana aka kanganisa dunhu.Handiwone mukoma kuti aripwe mombe kana achiziva kuti munu’na akanga ari paku shushikana neku firwa nemwana. Mbudzi kana huku ndomuripo waifanirwa kuwana sezvo pari paukama.Munin’na ano fanira kuita KANDA NDIKUKANDEWO (go back to sender)vowona kuti zvinopera seyi.
Opening song wow I miss home. Thanks our umbilical is always connected tiring kumarimuka kudai
Thanks ne nyaya dzino dziidzisa Drewmas .ko vana veku shaikwa weku hwedza ne we ku Goromonzi pane akazowanika here
Ndibatei mukoma ndapota kana ndadhakwa mambo mambo drewmas media taking us to another level muku ahura Madzinga I salute you
Sometimes inyaya yenhamo inoita tizoite kakufungirana kakuwengana plus maporofita kana n'anga hongu zvinobatsira asi vanogona kudyara ruvengo mukati memoyo...Rufu rwagara murawo waMwari ngatitsvagei chiso chaMwari
True
Drewmas media taking us to another level Andrew and maNdlovu special taking us truly speaking high and high
Bhozhongora akubhozhongora manyepo hake😅😅😅😅😅
Sometimes these chiefs all they care about is to enrich themselves and not the people
Nhai its not fair zvachose
Ndeve Zanu hanty ndozvavajaira
Ndonyika yacho kudya zvevapfupi nekureba
@Drewmas Media....please please we beg you ,nyaya yemwana wekushaikwa yavapapi at this moment .Can you make it a priority tiwane closure kuti mwana uya akaenda kupi .
I believe everyone arikuda kutozivawo kuti zvakafamba cei mwana achiri mupenyu here ...we have a lot of an unanswered questions.
Uuuuuuu Mmmm Mr Neshamba ichi musachisiye rambai makatsika chepakati mbira iyo uuuuuuu Mmmm yaaa inonaka
I was there pazvakaitika , thus my village as my relatives clever akaita haha munhu akafa nekuita ma triplets akabuda alot of blood pakusununguka
Ngoma iyo manyama💃💃💃
Nice voice Mndlo, thanks to drewmas team
Drewmas media taking us to another level ❤❤🎉
Bhazhongora avakubhozhongara zvisirizvo😅😅😅
Drewmas media taking you to another level ❤
Uuuuummmm Shumba murikachana uuuuummmm nyika pasi mukanza iiiiiii kachimana kure uko
ndakaenda kwabhozho akabhozhongora zvisirizvo 😂😂😂
😂😂😂
😂😂😂😂😂
Mkoma anoroya achihwanda nechurch...mombe dzimwe dzinozoripiswa vanhu dzozonyanya veduwe ummmm
Baba muridzi wemwana akafa , vakaparara hawo nemutoriro , vari kutoonekwa hawo
Mungavharwa chokwadi imi makaudzwa muri pamwe haaa baba musadaro imi ,imi makanzi namukoma venyu musataura zvanga zvabuda kwamanga mafamba asi iye mukoma akagona kukuripisai saka zvinorevei
Drewmas media taking us to another level😊
Haa Drewmas maita kupinda mukati kati, Dzivaretsanga sign post 😮, muri kutekaira idi. Ngoma iyo ndeye MaKoreKore here?
Wrong information the whole nation 😂😂😂😂
Nyaya iyi haina ka that😂
Kkkk taura hako yaka lacker authenticity so😂 kuwengana kwega kwega sometimes nhamo haisi right inotiita kuti tisvike pakufingirana
Ku Mudzi 🎉 ndokumba
Drewmas media taking you to another level
Ini nyaya yacho ndaishaya , pane anzwavo kuti chirikunetsa apa chii?
Aaah baba vakashaikirwa nemwana vatobhaiza ava ndimi makafirwa mukafamba akabatwa mukoma wenyu saka ngazvibviswe coz muchafirwa futi
Drewmas ungaphi uChihera not that there is anything wrong ngomaDlo, actually she is good
I wonder too miss her❤
Ko ivo baba ava dai vaida kusiya chutunha vakangoenda vakasiya. Kwete zvavakaita
Drewsmas Media taking us to another level
Nyya baba ava hainakundijekera hngu mdzwiro angu andaita
Midzi irikuvhara diki dzese yakanovhura hombe
Ma chief arikupfuma nekudya zvevarombo. Hazvina kunaka chokwadi
Pamberi nekubata mabasa ane dzudziso mukurarama kwedu
Munhu haachafa here
Maswera sei 😊
But tete vakarambirei vakanyarara since vanga vasiri musungwa. Mambo iyi seems to be confused why kuti vanhu vachifamba vasina mupurisa.
Musoro wenyaya 🚶♂️🚶♂️🚶♂️🚶♂️🚶♂️🚶♂️🙇♂️🙇♂️🙇♂️🙇♂️
Vanhu munhuri vanenge vachizivana
Mudzi kumusha kwa gogo vangu🥰
Kupi kwacho
Ndiko kwandobva kuMudzi
Nyaya iyi mambo haana kuitonga mushe
Maswera sei vaneshamba
Pungwe yei yamuchada baba makutovharwa nemishonga yamukoma wenyu
Song manyama 🎉🎉
Bhozho hanzi Uno bhozhongora zvisizvo salt unoiwanza
Inyaya ye mukoma wakarohwa nemunin,Ina vakafa
Maswera sei madrewmas
@chimuti chedare😂😂😂😂😂
❤❤❤
Makunakuna kutadzira vadzimu naMwari. Saka kuripa kuchenesa nyika nyangwe Munun’una aka firwa nemwana aka kanganisa dunhu.Handiwone mukoma kuti aripwe mombe kana achiziva kuti munu’na akanga ari paku shushikana neku firwa nemwana. Mbudzi kana huku ndomuripo waifanirwa kuwana sezvo pari paukama.Munin’na ano fanira kuita KANDA NDIKUKANDEWO (go back to sender)vowona kuti zvinopera seyi.
Drewmas media sando dzenyu munondigonera
Zvinhu zvachoo dooo sarenda
Just go kwa Sekuru Kanhengo
MaChief aya imbavha dzevanhu mombe nhatu dzeyi
Babamukuru vakabata chete vakuvhara ne church
The level is too high now
Maswera sei
Munhu kuti akanatsa kubatwa here apa! Mutauri anenge anotsenga-tsenga uyo. Hanzii "... ndainda kubudisa pfoni kuti Mambo vanzwe zvakabuda kumuporofita foni ikaita noise ..... ndikaidzorera muhomwe ....". So, from the speaker, no report back to mambo regarding kubatwa kwemukoma; hence akaripiswa. Mukuru wekupumha mukoma atsikatsika nyaya pakutaura kwake. Chokwadi ndechokuti hapana akabatwa zvakanatsogutsa team yose yakafamba or dare. Saka nyakupumha anobatwa nemhosva.
Gogogoyiiiiiii
🥱😎
Drewmas media
Imbosvikai kwa Charehwa kunenyaya Hobhoo
Kkkkk kwaiteiko mhanduwe