Is it not better to put SiNdebele subtitles running on screen than interrupting the speaker? Hameno ngibona njengati kuncono. As usual Drewmas is taking us to another level ❤
It's important zvinhu zvese zvotangira Ku spiritual world .we should honour our ancestors vane otherwise hapana chamungashande senyika.believe it or not
Shona pple are suffering because of ths ignorance....they are no longer interested in their culture we are all over the globe because of poor leadership uye kusema rudzi rwedu ...... Mwari akatigovanisa pfuma uye ruzivo Varungu they are blessed in technology wise and Africans they are blessed in natural resources so we need each other Whites and Blacks but we don't understand that and we fighting each other and killing each other over ths 2 things
Iwe varungu are criminals. They are responsible for all the ills that you find Africans suffering from. They came into Africa to steal kill and plunder understand that. You suffer from a syndrome we call the illusion of inclusion. You want to fit into the white community yet they have put barriers to bar you from integrating into their spaces.Tell me how many white people live in Highfields or Mbare or Chitungwiza? Wake up man and stop self hating.
Dremas stop giving these chancers a platform , manyepo ega ega . Last tym makatiunzira dzimwe dzaizviti Chaminuka , vese vanoda kuona president kuda Mari chete .
Hatichaziva kuti chokwadi ndechipi, Inga wani pakambobuda imwe family iya yayiti ndivo family yaNehanda uye kuti ayinzi Charwe. So hatichaziva kuti Chihwe naCharwe iye chayiye-chayiye Nehanda wacho ndeupi, there's so much confusion in this story.
Charwe aito svikirwa nemudzimu wa mbuya Nehanda she was a medium zvakangofanana na sekuru chaminuka na sekuru kaguvi vatinoziva from the first chimurenga. Vese vaive ma medium or homwe muchishona. Ava varikutaurwa ndivo the original person varivo the original karangas to settle in Zimbabwe.
Kkkkkkkkkkk pagoridhe apa kkkkkkkkkkkk kupenga akabata Goridhe mmmmmmmmmm vazhinji vanotevera akavaunganidza magombwe Madzibaba Bond but finally goes made
Chero kudai chaive chokwadi kuti kune matura emari ekuti abvanzurwe neZimbavha iri nevana varo. Asi nhoroondo iyi ndeye kunyepa zvayo, it is Zanu pf propaganda.
Is it not better to put SiNdebele subtitles running on screen than interrupting the speaker? Hameno ngibona njengati kuncono. As usual Drewmas is taking us to another level ❤
It’s giving Madzibaba bond 😂😂😂😂
Madzibaba Bond is back minded and high quality trick heiiiiii
Ndine mibvunzo miviri mitatu yandinoda kubvunza Daman uyu because nyaya take sooo😂😂
Zvinoda kuedzwa poonekwa kuti panechinobuda here tisamhanya kushora
Ndosaka akati mapfupa angu achamuka
Dai Nehanda uyu angoite kt vatungamiri vabve pachigaro vega
Drewmas you are taking us to other levels now
Zvinhu zvatinopedzera nguwa in Zim soo 😢, panekuti tishande toswero ndundurudzana nemitumbi yevashakabvu
It's important zvinhu zvese zvotangira Ku spiritual world .we should honour our ancestors vane otherwise hapana chamungashande senyika.believe it or not
Hanzi aita sei mapfupa aya.Ndichanzwirira hangu.Waiting🙋
I love the song
Oh please leave them to rest in peace
They are not at peace monoona musinganzwisise sei, hant ndivo vari kuda kuti zvinhu zvigadziriswee
All along I was thinking kuti Mbuya Nehanda, Nyakasikana naChihwe munhu 1.
Shona pple are suffering because of ths ignorance....they are no longer interested in their culture we are all over the globe because of poor leadership uye kusema rudzi rwedu ...... Mwari akatigovanisa pfuma uye ruzivo
Varungu they are blessed in technology wise and Africans they are blessed in natural resources so we need each other
Whites and Blacks but we don't understand that and we fighting each other and killing each other over ths 2 things
Iwe varungu are criminals. They are responsible for all the ills that you find Africans suffering from. They came into Africa to steal kill and plunder understand that. You suffer from a syndrome we call the illusion of inclusion. You want to fit into the white community yet they have put barriers to bar you from integrating into their spaces.Tell me how many white people live in Highfields or Mbare or Chitungwiza? Wake up man and stop self hating.
True
Which people are Shona people exactly.
Mhuri yekwa Nehanda iriko zvaari kutaura futi uyo chihwa akatogerwa nemhondoro yainzi Nehanda anga atori wechi 6 kana ndisinga kanganise
Matii
Hanzi stage 1😂😂😂😂😂 Wuriiii Veduwe
😂😂😂Watanga vanhu vaya
This guy , bond and Madungwe same watsup group
Munonyepa baba imi ,mbuya Mudzimu waNehanda waisvika panaCharwe mwana wekwwlaHwata vanoera Shava Museyamwa , sekuru Kaguvi real name was Gumboreshumba kaguvi waingova mudzimu waisvika pavari . sekuru imi itai zvechikorokoza musasumudze mhepo dzamusingazive .vekwaHwata ndovanoronga izvozvo
Mandevere enyu mawona dzaiwo mhondi ,Nhehanda vakaponda ,Chaminuka -Pasipamire vakaponda futi.
Ovigwazve Iwo akavigwa here nhai veduwe
Dambudzo ndiani munyika
Vanhu ngawasiyane nekutsvaka zvisinei nawo. Kunyepera vanhu nenyika
Dremas stop giving these chancers a platform , manyepo ega ega .
Last tym makatiunzira dzimwe dzaizviti Chaminuka , vese vanoda kuona president kuda Mari chete .
Madzibaba bond 😅😅
@@preciousnyamuzereza8074 exactly
True. Vave kungokumba zvese zvese
Vanhu vanoshaya zvekutaura chokwadi
Ipapa hazvishamise zvichinzi nehanda a kusvika pamurume iye ari mukadzi wonders never seize saka kana ari murume anenge akunzi ambuya here
Kkkkk vanhu ava vasade madrama
Bond akapedzisira openga 😂😂😂😂
Kkkkkkkkkk vanorombera kutsvaga atantion
Shrine of poverty that has bound Zim ,s wealth
Alrighty
Waiting
munhu arikutaura chokwadi chaicho
Uhuuu matanga dzimwe nyaya .ko bvunzai kuti President wedu ndiani chaiye
Apa pataurwa chokwadi chaicho chichatisunungura
😂😂😂😂😂
Matura maviri ndeechii marii here... Kkkk corruption irimuno..... Zvodyiwa ne one family
Ahwadyi asi ahwayendi chete that's all
Mercy hesi
Itai mega team raMwari wemvura njuzu
Zvine nharo, saka nyika isikubudirira.
😂😂😂😂😂Drewmas for mee
Ko nhai mhepi yaMbuya Nehanda inosvika zve yotaura kwairi not kuudza munhu otaura panyama vanhu vachapenga shuwa😅😂😂
Mbua nehanda nakule kagu vaigara mukwekwe err zviya..mdhara murimbotiiko
Stage 1 lol. Nehanda Chiwe Madhuve kkk
Hutungamiriri hurikuda kupiwa hupfumi kureva munangarwa here aaaahhh
Nhamo yenyika yeZimbabwe ndipo payazofunga kutisvitsa here nhai Mwari ,vana venyu mambo njere dzawo dzapfupikiswa
Haaa zvimwe zvinhu zvacho ma1
Ko mapfupa ambuya Nehanda akaendeswa ku England ndeapi. Original Nehanda murudziyi uye anobva kupi?.
Iwo mapfupa emhondoro anomboda kutorwa nevatungamiriri venyika here kana kuti chivanhu chotungamirwa nemadzimambo
Ndopaunoona kutsvaga mari
Uyu ndewekutanga 14 hundred but kuzobatana nakaguvi ipapo manje nehanda ari mubhuku ndewa18 hundred muteverere drewmas tione magumo now tana chaminuka hobho futi avo vamwe Ana sekuru ngara vakazopinda muhusugwa mazita vadzimu anoera haatambwe nawo
Nhau iyoyo ndakamboinzwa 2012 tikaenda nemhepo yemwana wekwa Charumbira ikoko kuMusasa kwacho tikanzwa zvema pfupa ne pfuti apa pane ninga yaitinhira imiwee zvenyika neGoridhe hazvide kufungidzira unobvako uchimhanya takanzi panodiwa vakuru venyika takaona shura nyoka masoja Kaguvi zveshuwa kwainzi shumba
Ndipooo vakura chitungamirai nyika inake pwere dzoperera mumasango setisiwo nyika yedu here.kana paine pakatadzwa pogadziriswa tatambura vana vevhu
Nehanda weee
Zve chivanhu izvi hapana anozviziva... Team idzi dzinotinyepera aaaah
Tisiyei hedu isu
Tadiwa kutama..
Madzibaba Bond ndozvavaiit😂
We are not going anywhere we are here to stay drewmas media for life
Joinai zanu pf zvakanaka kwete kuapplier pasocial media. Zanu pf ine maoffices kumaraini kwenyu ikoko endai munopiwa card
Masaramusi asekuru ivavo haiwawo
Please ndoda ku downloader kambo aka kama tanga nako ndoyida veduwe
Chokwadi vanhu vanozviti vakadzidza vanotenda kuti Nyoka yakanaka ishamwari yevanhu inotovachengetera mari?
Izvi zvemapfupa evanhu dai vambomira nezvavo hazvina basa nekuti vanhu vanoti mbuya nehanda vari pano vawana tsve kugadzira nyika
Chakavanzika chenyika ino chabuda pachena , 🙈🙈
Kubva gokwe north kuuya kuzo pengera kwekwe 😂
Munhu akafa 1474 akaurawa nemadzviti api iwo madzviti akasvika muZimbabwe 1839(In fact atanga kuti akarwara akafa pedzezvo akaurawa nemadzviti).Mahalf penny aarikutaura akabvepi in the 1400's? Iwo mapenny akatanga kushanda kuBritain in the 1700's.Nyika inoenda mberi sei nezvivanhu zvakadai dhiziri paChinhoyi promax
Varikuda kungovhiringidza nhau dzavari kuziva kuti dzavapedyo. Kuma 1400 ndokwaipisa Great Zimbabwe, ko kwakazoshaya vanhu sei?
Varikutaura avo ndivo ambuya vacho hre kana kuti ndinechombo nekuti varikutaura zvavari kufunga nekuziva nenyama
Vanyanyokosheiko mbuya nasekuru vacho since vakabvirirwa regai vazorore
Kkkkk hanzi nehanda arikuda kuona mbavha kutu adzipe gold , mudzimu iwoyo ngaufe bcz vatungamiri vacho ndovarikutoba zve saka mudzimu wacho hauone nxaa
Hanziiko
Kkkk goridhe amuriwani nemabonga ayo
Iwo mbuya ne handa wanotaura kuwanhu wese wese hre? Haa zvakaoma
Ndaona kunge matimes achihwe nachawe zvasiyana...umwe 13century umwe 19century.
Mhepo yaarikutaura yaiwe inehomo ichifamba ichidyara tsinga pasi
Bira racho rinoitwa rinhi
zvine nharo😅
Hatichaziva kuti chokwadi ndechipi, Inga wani pakambobuda imwe family iya yayiti ndivo family yaNehanda uye kuti ayinzi Charwe. So hatichaziva kuti Chihwe naCharwe iye chayiye-chayiye Nehanda wacho ndeupi, there's so much confusion in this story.
Charwe aito svikirwa nemudzimu wa mbuya Nehanda she was a medium zvakangofanana na sekuru chaminuka na sekuru kaguvi vatinoziva from the first chimurenga. Vese vaive ma medium or homwe muchishona. Ava varikutaurwa ndivo the original person varivo the original karangas to settle in Zimbabwe.
@@hwanlove Ok thanks
Kkkkkkkkkkk pagoridhe apa kkkkkkkkkkkk kupenga akabata Goridhe mmmmmmmmmm vazhinji vanotevera akavaunganidza magombwe Madzibaba Bond but finally goes made
Takakumirirai pamuchaungana takaterera hedu chatinoda kusunungurwa chte
Hàmheno ku ngotevedzawo zbotaurwa nevanhu
yoooo im shcked uuummmm takamirira kuona
Zviro zveyedzwa chembere yekwaChivi yakabika mabwe ikanwa muto ngatizamei pamwe nyika inganaka
😅😅😅ndasvika iri pakati achiti Nehanda akaurawa nema Dzviti kkkk. Vanonyepa baba ava
Uyu anonyepa kwete zvekutamba 😂😂😂😂😂 hakuna nyaya yanehanda yakadaro
Kkkkk
Kkkk Hanzi vakabva Mozambique!!! Iwe vanhu vavakupenga chaiko.
😂maduwe chiwe haa vedu nehanda ndeve mhofu haa uyo haaa hukama nevedu
Hutangamiriri ahusviki apo imbavha vanotya kufa
From 1301 to 1470 makore ayo vakaaziva sei ivo vange vasati vogona kunyora kana kuverenga pane mubvunzo ipapo
Plus kune munhu akamborarama makore 170 here veduwe ndofunga vanhu vaarikuda kutsanangura nezvavo ndeve mubhabhiri chete akangamwa Maita avo
Kkkk ndokuti vadzidze
This is crap with two capital P's
Sekuru venyu vakadhakwa nebute avo vakurotomoka
😂
Hakuna mhepo yeGombwe inogara pamunhu anozvitutumadza sezvaiitwa naBond.
Chiwe here or Chahwe
Akaurayiwa nemadzviti ndi Chaminuka
Zvese zvaakutaura ichokwadi asi nzira yayaarikuti ndiyo irikudiwa handiyo nekuti charumbira hakwane apa kune madzimambo endoro chena ndivo anodiwa poshi uye vareva awo kutivatungamiri havakwane fty nekuti vakasviba vaneropa ndomasho andarewawo hangu saka vaareva uye ndiye aiwe negunje here repasi reso ndatenda
Nhema idzo
Chero kudai chaive chokwadi kuti kune matura emari ekuti abvanzurwe neZimbavha iri nevana varo. Asi nhoroondo iyi ndeye kunyepa zvayo, it is Zanu pf propaganda.
I don't believe this
This is nonsense at its highest level
Ngano dzasekuru gudo natsuro tererai mega
It’s giving Madzibaba bond 😂😂😂😂
Imbozvimirai zvekuti goridhe ribude zvitange zvanaka