@1:08:39 Hokoyo!😅😬😜🤭 Everybody takes a bath/shower at least twice a day. Munhu anonhuwa at some point. I think the last thing I want my husband to know about me is that I stink sometimes and vice versa. That’s so embarrassing mama imi. I think if I were you told off about personal hygiene I wouldn’t be able to face my husband cos I’ll be embarrassed for days. Geeez😅
Mai vanorohwa avo tizai nehupenyu hwenyu kurohwa it's a no also baba avo vanorohwa nemkadzi mogarireiko nebhinya nhaimi kokusiya motsvaga vanozvininipisa
As much you try you Try sedare Analyse and help murikunyanya kuwandira 1 side ,murume anorohwa nemukadzi uyo mangostika tsika nyaya hamuna chamataura chiri sensible even uyo wemukadziakadziakaenda 4 times... Dr Choga is emotional and biased sometimes ..Be subjective....murume arohwa uyo its not haakwanisi kudzorera you should have done better pakubatsira mukadzi wacho...
@rashedngadze8853 ndirikutsigira baba avo kuti chokwadi pafoni unoghona kuita pungwe asi kwete kana uri married. Anditsvaki anything I am happy and complete in my on world
Varume vanoda respect and appreciation more than romance nema sweet nothing. Mutupo kana munhu achiuda conveys all that. Also, context nebackground inokosha, kumusha mutupo is common zvekuti mukomana ari kutowona vamwe vezera or vadiki vachidainzwa nawo mutupo. Also, mai vake vanogona kunge vachimudaidza nemutopo kubva ari mudiki imi moti akasika munoparadza imba yemunhu. Ana chiremba vari kutora urban setting voda kuyiyisa kurural setting.
This tag team ma1 chaiwo hakuna vanhu vakadai 😂😂😂😂well done ana Doc tete Tilder na Bishop
Well done tete tilder and bishop Nyamakawo and doc choga.I love your programs and ndinodzidza zvakawanda.stay blessed ❤❤❤
This trio is the best for this programme.Tinodada nemi tete nemadoctor edu❤
What a team; Tete is tough,Dr Choga vanokundwa nehasha and havadzori tsvimbo, Bishop Nyamakawo is a clown he spices the show
Tete vakupandutswa naDr Nyamakawo vakupotserawo masasi 😂😂😂 Hanzi unenge wakuona zinzou
Vagara vanawo. Imbwa nyoro
@1:08:39 Hokoyo!😅😬😜🤭 Everybody takes a bath/shower at least twice a day. Munhu anonhuwa at some point. I think the last thing I want my husband to know about me is that I stink sometimes and vice versa. That’s so embarrassing mama imi. I think
if I were you told off about personal hygiene I wouldn’t be able to face my husband cos I’ll be embarrassed for days. Geeez😅
Vana baba vangu makadi uko na tete❤❤❤ sending you all the love
Good afternoon Tete nana Chiremba
Mushandiri washe doc Nyamakawo 😂😂😂😂
Mercy World Mt Giliot Church , uchawana mwana uchawana basa, are you serious apostle Peter. Maresults anotowoneka here. Ndozvandisingadire machurch ekuita zvekupusisa vamwe izvi, kunyeperwna chete
25 years yin Abantu okumele bajabule emzinin yenu Bantu mama geza don't worry ngendaba ye bota ugeza kabili ngelanga
Uqinisile kugezwa ka2
Mr Nyamakawo vanozovhura tuma statement lol
1st caller unorambeiko uri iwe wakataura nhaiwe mukadzi iwe. Hona maiguru vava kunetsa bbmunini nekuda kwemubedroom. Dzimwe nyaya adzitaurwi mainini.
Iii mai yekusageza iyi ndanyaraaaaa yoweeeeee
Tete neteam renyu ndokudayi zvekutodaro ❤ rambayi makadaro
Well done tête and team
Haa ma doctors edu its team tack chaiko😊
I love this program but please doc choga and Tete don’t leave bishop behind he is always the last one to speak
Vanetsa nechipfambi gogo mamoyo variko ndovanemushonga wezvipfambi
Hanzi kanganwai kugara 😂😂😂😂😂Dr C
iProgram yenyu yenu iyasiza kakhulu,kodwa i-team leyi ihamba phambili
Tivharire twumakumbo Itwo 😂
Maiguru vanoda kudyiwawo kani🙈
Kkkk but ukagonerwa chaizvo chaizvo you wish to tell someone
Bbmunini kana mukadzi aenda kumba kwavo usina kumurova rega ariko neky haasati ava ready nemarriage
Mai vanorohwa avo tizai nehupenyu hwenyu kurohwa it's a no also baba avo vanorohwa nemkadzi mogarireiko nebhinya nhaimi kokusiya motsvaga vanozvininipisa
Kurorwa + kuhurirwa haaa pakadai hapana marriage
Baba munini vekutaura muramba mhuru kwanai manzwa koshesai mudzimai wentu
Kodwa uBishop so😂😂 I love his humour
First caller ndadzidza ini ndikabvunzwa ndakutoti mubedroom kungoshinga coz hmm murume anoenda😂
Hatigezei pliz pliz ungade kupanicha murume kuti asandibate nekuti handina kugeza gezai pliz mweya wefish haukomborere
As much you try you Try sedare Analyse and help murikunyanya kuwandira 1 side ,murume anorohwa nemukadzi uyo mangostika tsika nyaya hamuna chamataura chiri sensible even uyo wemukadziakadziakaenda 4 times... Dr Choga is emotional and biased sometimes ..Be subjective....murume arohwa uyo its not haakwanisi kudzorera you should have done better pakubatsira mukadzi wacho...
😂😂😂😂hakuna muzukru akadai ndinokukwatura😅😅
Sipingiri😂😂😂Doc Nyamakawo
Team Iri rinemusikanzwa😂😂😂❤😂❤
1
kkkkkkk, doc. Hanzi mumunda mapinda gudo!!!
Ubaba Kade ayebona ibhola mfaz yeka ubaba ayebhoren ajabule labanye obaba Kanti yin bafaz lawe ulakho okuthandayo asizwisanen ezindlin
hanzi na doc ndirini ndokukwatura😂😂😂😂😂😂😂
Tilda Ave dermatologist nyaya dzekugeza dzinoda ma dermatologist ndovanoziva nezvazvo.
Ini ndinogara ndoga permanently asi ndinorara na 12 kuitira nguva yekubasa mangwana. Dzimwe nguva ndoita phungwe pa YOU tube
Saka todiiko nekugara kwako wega uchiwona TH-cam, urikutsvaga wekugara naye here iwe, buda pachena nyaya yako.
@rashedngadze8853 ndirikutsigira baba avo kuti chokwadi pafoni unoghona kuita pungwe asi kwete kana uri married. Anditsvaki anything I am happy and complete in my on world
"Asi maive nemudumbu" Dr Nyamakawu ka 😂
Tinotenda nedzidziso vatunga miriri natete tinotenda
😂😂😂😂😂😂 Hanzi kugara deya kkkkkkk
Yanzou Spingiri yandinakidza 😂😂😂
Mutupo hauna kushata Dr Choga
Varume vanoda respect and appreciation more than romance nema sweet nothing. Mutupo kana munhu achiuda conveys all that.
Also, context nebackground inokosha, kumusha mutupo is common zvekuti mukomana ari kutowona vamwe vezera or vadiki vachidainzwa nawo mutupo.
Also, mai vake vanogona kunge vachimudaidza nemutopo kubva ari mudiki imi moti akasika munoparadza imba yemunhu.
Ana chiremba vari kutora urban setting voda kuyiyisa kurural setting.
@@truthhurts4100 nhai hanzi Aiwa hazviite munhu nemunhu ane zvaanoda vanhu vakasiyana Dr venyu vanomborasika dzimwe nguva
@@greatwinmutsvairo543 haa nyaya dzakadzika dzinoda empathy havadzikwanise.
Pakudawo doctor wechikadzi vakadzi vakudzidziswa kutanga murume nevarume?
Ko Dr Tilda unovashorei?
Haa mabasics anotaurwa nechero munhu.mati ivo ana Choga ndokutoziva zvinoda carume vese here
Vakadzi tongozvariswa nevarume wani wats the big deal
Tete Tilder missed an opportunity to market couples quality time
Do u listen to that? I have tried to, but eish, both presenters are boring as hell
Bamnini first caller itai mushe. Hanti maitorumbidzwa. Mainini was giving a testimony. 😅Dzenga ndimaiguru.
haasi mashura amaiguru here iwayo.vanga vakutoda kurara nabamnini
@@fadzaitaderera3929 maiguru i (ndavashaira mashoko). And havanyare.
Nhasi izuva re vanhu vasingadi kutaura chokwadi😂
Isuvamwe kana zvakakwidza tinogeza katatu chaiko.
Spingiriii😂😂😅😅😂😂😂😂
37 years gulu musadaro shuwa kkkkkkkk
Muricy tete nana doc
Andzi tivharire tuchii😂😂😂😂😂😂
That muka 😂😂😂😂😂
Spingie😅😅😅Kuseri
3rd caller apa unenge uchishandira iye ky adye sure vakadzi denga tichaita rekugugula
Ukaona murume ava kutaura ky anorohwa ummm zvakaoma hazvo kune vamwe vakadzi vakaoma sure tisadaro neky ndiwo mweya usingadi imba iyoyo
Spingiri 😅
Ungapanicha body yako kusaigeza nekuda kwekuti mumwe akamudhura
🤣🤣🤣🤣🤣 kusaziva kufa
Hey umfaz uyabe ejabule Pho umaiguru sekafuna
UCC kahambe kulwesine ayefundiswa
Sàlibonan tete labobaba bethu
Daddy 😂
Hcclc