Tilder Live - A Sanyati lady resurfaces two months after her burial
ฝัง
- เผยแพร่เมื่อ 30 ต.ค. 2023
- Zvinoyera zvinoshamisa zvinotyisa nezvinoda kufumurwa - A family from Sanyati buried the wrong body which was surprisingly identical to a relative who had been missing for a long time.
I have respect for the person akatsika honeslty.
This guy is mature enough even his words .We are sorry about the situation on the ground.
This guy is clear minded and intelligent. Very clear explanation of what transpired
Brilliant narration but umm spooky
Yes but ngaagarisike pa chair🤷
Driver akatsika munhu uyu I salute you
It's very suspicious.vakaviga munhu now melody is back and she is no longer moving around 🤔spiritually all is not well
True
Hmmmm i think Melo is a ghost serious, vanhu vobva vafanana zvese nemark imii....
You guys realize that Tinashe Mugabe can put this issue to rest fast fast
True
Shuwa
Very true
You the Muvhimi family don't panic this lady yu barried won't torment yu, for now yu have just helped her with temporary resting place yu will get the relatives of her
Iye Melody tiratidzei photo yake zvinoita nyore kuti vane hama yavo yavarikutsvaga
Haaaah this dude is a good family spokes person akunyatsotaura zvonzwisisika.....she might be melody akudzoka ari chipoko.....Mwari akurwirei muthis situation i wish you all the lucky
So calm ,no signs of panic, maturity,,keep your family strong brother,all this shall pass
Very mature young man, unotaura shona yaka aka. Iam sorry with your situation, I hope you will get this issue sorted.
Family spokesperson,thanks for clarifying this whole story.Dai mawanawo angauya pamberi kuzoti vari kushayawo hama yavo inova ndiyo iyi yakavigwa mumusha menyu.Hupenyu hunorema kunyanya nguva yamakatarisana nayo iyi
Vadii kunyatsofamba first pamwe itori hama yavo hence kufanana
Inini ndiri kuUK ndakanzwa kuti kumusha kwakauya munhu aitsvaka hama dzake, baba havana kumuramba nokuti vakaona kufanana neni ndokubvuma havo nokuratidza guva rababa vake. Sisi vaye vaitorwara saka mheno kwavakange vafambawo vakanzi vaitsvagwa nerudzi rwavo, zvisinei vairwara zvekuti, vakaendeswa kuhospital iniwo kwaakuzoenda kumusha kunoona hama yedu yakauya yaiva muHosp. Husband wacho and few others from husband side froze pavakandiona. To them vaiona Sisi ava vari kurwara pandiri. Sisi vakazoshaika asi rufu rwacho vanhu vaingonditarisa vachishamisika nemafananiro acho, to them tange takafanana zvese nezwi, huso, mafambiro neheight
mapurisa anozoshaya mota sei ivo vari busy kumbeya nema ford ranger vachimhanyisa ma combi mu town
Ini ndoti dai vatanga vafamba voziva kuti sei vanhu ava vakafanana pamwe ndiye chavari kuona chipoko sorry for that bt I have question mark
Panenyaya tete kuda Merlo ndiye akatofa chava chipoko dai vambofamba plaz Merlo ati ndange ndirimuchipatara pawongororei iyezvino haachafamba aakugara pamba very suspicious 😢
Tru she can be the ghost imi cz it's not making sense, munhu akafa uyo mmm mashiripiti
True dai vangoenda kuChipatara kwacho kwaanoti anga ari
Ngawambozvifambira
Wataura chokwadi hama bcz Melo anga arikuchipatara kauyu
this guy is full of wisdom
But nhai vanhu mese even tete Tilda wani pane nyaya iya yakambonetsa yemukadzi akawanirwa basa akashanda nechipoko and chipoko chakange chatoshanda a very long time kuBotswana and the lady akawanirwa basa paakadzokera kuZimbabwe achinosvika kumba kwe friend yake akazoudzwa kuti that person akafa kare kare guva rake iro, so inini maonero angu uyu akazodzoka ndochitori chipoko manje wavakaviga ndiye Melody chaiye
I think the same melody akatofa uyo auyawo chipoko
Ngavaende kwaProphetmiracle paul vabatsirwe😢😢
Ndoona kunge ndiye Melody wavakaviga but dzakatambika mumhuri.sei asingachafambi uye why aiva muchipatara panguva yaaitsvagiwa.something is wrong..????
Vachenjere vachingomubvisa vobva vashaya futi sisi vavo zvachose
Taura zvako dear panenyaya
Ummm imboendai kuchipatara kwaaiti ndokwaaive first
But i think wamakaviga ndiye ini anogona kutove achidzoka chave chipoko pamwe ane zvaanoda kuti muite tsvagurudzo muzive panyaya yechaimurwarisa nepfungwa...imi paairwara nepfungwa pacho makambenge mazvifambira here
Cz chirikunetsa murikuti now angogara pamba haachafambe
Paonesesei ipapo moita tsvagurudzo mofamba plz before its too late
Ummmmm kumusha kwangu zvakaoma this person looks young but anotaura pachikuru sure dai Mwari apindirawo
In life munhu ane 2/3 vaakafanana navo. So it might be possible kuti vaive vakafanana.
Ini ndakamboratidzwa munhu wandakafanana naye. Zvese matauriro, smile zvese hazvo and we’re not even related.
Hope you get assistance from the state in terms of kufukunura nekuviga patsva.
Me two nhasi chaiye pane munhu anti andiona kwandinogara ndikati ayewa ini ndakabvako nemoday akati iwe ndatokuona sure vanhu vanofanana
Rimwe gore ndichishanda kuGokwe ndakamhanyirwa neumwe mwana kuti zvanzi namama takagara apo ndikati unondiziva here hanzi ndimi sis handichaziva zita rakataurwa ini eeh kkkk
Taura hako zvakaitikawo kwandiri mumwe mukadzi akandimhanyira kwakundimbindira nemufaro achiti hanzvadzi wandifungawo nhasi, apa handimuzive naiye zvakamishamisa akazoita kt bro vake vashanye akandidana kuzomuona haaaa tese takaneta even dressing
Sometimes u will be related but u know varume we have siblings we don't know
@@itayikaseke3480😂😂😂😂
Asi Zimbabwe so e even the police don't have adequate resources to come and get or exhume the body,but I think Tinashe Mugabe should offer his DNA services and do a free test with melody who turned up after 2 months with this family and I think it's a very good idea mentioned by one listener to seek transportation from funeral parlours and isu senyika to assist with the little we have in terms of money and other expenses that might be incurred by this family, and really the DA as a representative of the government should be at the forefront of such issues and where are the Javas,mudiwas,or wicknell who splurge money on luxuries 😂here's a family thatcould use some cash assistance from them,but yoooo, imImagine the shockof seeing someone who u buried just turning up at r doorstep.
Haa zvekuzoita free dna test hazviko wangu
Vakafa havana chavanoziva. Tsvagai zvenyu matakuriro amungaita mudingatyi Jehovah is in control
Ahhh nyaya yacho kah 😮
The problem is that there was no scientific evidence to prove that the dead Melody was really their relative. These days there’s DNA which could be of use. People are the same.
It seems this process was rushed only based on emotions rather than tangible evidence.
True this case needed to be investigated more before burial.
but like he said,they saw some features which are common and atsikirwa close to the area of Sanyatie
True
DNA usually inoitwa pasina next of kin to identify the body. Alsoif there's doubt especially vatsva nekutsva
noway they cld have thought abt DNAs bcz she looked exactly as their sis and also bunzi rikutaurwa nezvaro iro
Yah pa dna we need to do better because cases like this should be avoided
Ko iyo state kana uyo akamutsika vadii kupindira kubatsira netransport? Vanhu ava varasikirwa ma cost ekuviga munhu uyu
Tete Tilda what happened to this issue, please put me into picture
why is it vasina kuenda ku hospital kwaiva na merlo kwaairwara Ari vanatso cnfermer kuti zveshuwa melody aive kuno here
Ndaona immediately similar case,padremaz media
So sad
Anogona ariiye Melody
What a good family spokes person
Good indeed 🫡🙏
Very sorry shame nezvakaitika
Umm nyaya ihuru iyi, ndahwa kudedera ne nyaya iyi. Paimba pacho panenge pototyisa
Mukomana akadzikama and very intelligent
I think it’s her melody
Endayi kwa prophet Miracle Paul ndofunga munobatsirika ikoko
It's a point, only the money is needed
Ngavatange vaita tsvagiridzo kutangira kuchipatara kwaari kuti aive kugweru
Ngavaende kwa miracle paul
This case is highly debatable.
Makaviga munhu asiri iye.
Pamwe ibvuri rake... Hmmm zvakaoma veduwe
Ko fingure prints dzinotorwa pamufi dzakafanana here nedzasisy ava..Death register ine fingure prints
Zvotyisa veduwe,zvino vakafukunura vobva Vaona Musina munhu pachabva patyisiratu😢,,fambai veduwe musati mafukunura,,, Mwari ngavakupei hushingi panguva yakadai kusvika mabetsereka🙏
Pfungwa dzacho soo
Mapurisa ndiwo anofukunura munhu ava havana kana mhosva
Vanhu ava havana mhaka tichireva asi kuti vazive pekutangira ndopakuda kugamba kuti vaudzwe gwara remafambiro kugadzirisa nhau iyiii
Tinashe ngaaite ma DNA.kuna melody aripi uyo
Ndinofunga kuti afukunurwa mabhonzo acho ngaangoitwa DNA
Yooooh my God dai vakaita DNA nhai mwariwee zvino vachaita seiko nemutorwq mumusha musir make hiiiii its so sad
Pane ushereketwa hwakaitika mukurarama kwaMelidy kubva mukutanga kurwara kwake.kurwara achizuva kukwira bus kunoona hama.kupinda muchipatara imi muchimutsvaka.muchhizowanawo wamaiti ndiye mucbipatara maviga munhu izodzoka pane Nyaya fambai mhuri.Gokwe neSanyati ndakambogara paARDA ndakaona nekuziva zvakawanda
haurevi nhema , nzvimbo iya yakaoma , ndakambodzidzisakao
Ko nhai vanhu face yaisaoneka here umm so sad zvine mhepo mukati izvi
Mmmmm 😢ma 1 ayaa
Ko mukamubvisa melody oshaikwa munodii
Mmmmm zvakaoma izvi chokwad
Inini I think Melody airariswa njere nemunhu zvechivanhu asi wadzimu wakaramba afe zvisina tsarukano . Fambai semhuri muFamily maita mhandu umu .
True
Saka Zimbabwe yese haina kana motor ye Forensic 🤔😭😭😭😭😭zvakaoma hazvo
Maybe ndiye muguwa hamusisina munhu , apa pamwe munenge maripirwa neakatsika wacho ,saka muchaita seiko pazvose izvi
Maybe show a picture ya sis venyu kuti akafanana neuyu
Ko kana sisi Melo ava vakafa but apa vachipoko, sei vakusafamba
Ma1 pakangoitika chadzimira since vaive vashaya hama avo.but nharaunda yese pabody vuewing havana kuona kuti haasi here.uuhm zvakamboitika paya yekuBindura
Izvi ndizvo zvinoera manje😔😔
I'm sorry for the situation but all along before you discovered that your sister is alive you were staying at your home without any fear....so why are you afraid now....of what? The dead doesn't know anything.
By the way is that resurfaces....
Dna inodiwa aoa both Mufi nempenyu
The situation is government doesn't have enough mortuary facilities, saka vanoona sei kuti ndiye munhu,iye achinhuwa,ane honye ,nhunzi,vanhu havafanani asi vanhu vongoti ndiye kuti asanhuhwira..
Haa guys zvinotyisa izvi.
Endai kwa prophet T feddy zvatopera
Pane kakushereketa karikuitika mumhuri apa. Ngavangoita DNA vanogonha kuwana ariye. Vachirikugara nechipoko pamusha. Hakuna coincidence yakadaro.
Ummmm zvakaoma zvinotyisa veduwe
Zvakaoma 😢😢😢😢
ummmm 🙌
Sorry mufunge, kurwadziswa neku tambudzika neku tambudzwa especially Sekuru Mwari aku chengetedzeyi nekutsitsa hanha dzenyu nekuti maoko enyu aka chena.🙏🏽🕊️🙏🏽🕊️🙏🏽
Ko vakamboitwa ma dna 😢
Zvinoitika pakurarama izvi mungatya zvenyu asi hazvina dambudziko kana acherwa panozoda vanogona kusimudza mweya wemufi
Dai pakaitwa DNA before vasati vaviga
Saka police inoshaiwa Mota shuwa .....haaa things are really bad
So people are scared of the dead yet not afraid of the living
😂😂😂😂😂😂😂Wakanyanya
Within the context yes , spiritualism
Aaaaah mwana waTete vangu
I know it’s our tradition but I think it’s high time people desist from the idea of burying people in our yards.
Voiswepi zvino?
🤣🤣🤣🤣🤣
I liked your question
Wana samanyika kwana honde vally Dc watsomba atiwige pamba zvachose
@@Frank_Broskumakuva zvee
Zvakaoma
A😢hhhh veduwe ...thank you lil brother please may God give you strength and peace courage and clear future...😢😢😢😢😢its a very painful situation..
Ngavaende kwa T fredy or kwa miracles Paul
Resurfaces munoiziva here imi, vanhu ava vakangovharika kumeso vakatora munhu asiriiye.
Vanhuvave kungonyepa Mari yakaipanenhamo
Nyaya.yandityisa mufunge .pakaipa
Vakamboenda here kuhospital Kwaiva namelody kunonzwa kuti anga ari muchipatara
Chazomupa melody iyeye kugara pamba chii aah chipoko chake chatodzoka someone is using mufi
Thorough & due diligence government hospital & police betserai vanhu will be in Shock aswell, yakapotsekwa DNA need police take action prior identification etc & now dna need
But how coz makatadza kuziva hama yenyu family yose here kwakubvumirana no no ndi Melody nokuthi vabva vafanana nendoro chena😊
Veduweee ka Sanyat ndiko kumusha zvaari manenji chaiwo nhy veduwee
😢😢😢😢Ummm
Yakazodii nyaya iyi nhaimi
ummm zvinotyisa izvi
There is need for DNA and spiritual help
Mukoma vanotsana ngura zvino batika vakadzikama
man with wisdom
They can as well contact there RDC ask for help yemotikari then fuel it kuenda nekudzoka plus T&S yadriver
Itai DNA please
Mhhhh Mhhhhh shemu Yooh pakaipa mufuge
Ini ndoona sevakaviga munhu Chaiye hama yavo
Ya pakaipa shuwa
Haaa Melo chipoko chete ngavaite DNA