Neku church kwatinoenda na mai tt kwa prophet kudakwashe jose cancer is northing pamberi paMwari.ndangoti regai ndicomentewo nhasi ini mwana wekwa tuku
PJ should be sued for publicizing such very sensitive personal info akufarisa. Zvavanoita kumba kwavo it's their business, you don't play with someone s health issues kumwe kwakupererwa kufumuka nekushaya zvekuita nekushaya chikoro. Prostate is all over Africa or Europe vanhu varikurapwa Wani, Hatred ya PJ is getting too much and out of order more over munhu warikurwa naye ndi Feli not Shumba. Wurwere awusekanwe mangwana zvirikwenyu who knows what tomorrow brings?
Pakuzoti mai tt munhu anofunga musave kutsvaga kudiwa hre.akazotanga kufunga rin8 munhi akatora Mari dzakawanda dzevanhu.dai aifunga Dai asina kana kutenga imba kuchisipoti chaiko hre nekt Mari yakawanda iyoyo
Kamuchacha must sue mukadzi uyu
Madii kumbotaura nezvelife yenyu
Urikurwadziwa shame!
Neku church kwatinoenda na mai tt kwa prophet kudakwashe jose cancer is northing pamberi paMwari.ndangoti regai ndicomentewo nhasi ini mwana wekwa tuku
Saka uri kuti vanhu vanofunga kana vakadzidza havatsvaki help rubatsiro kuchivanhu nekumapostori?
Hazvina kana basa.Siyai munhu aite zven'anga kana achida muneiko nazvo ibvai apa
Wagona wazvicorrecta kuti she is educated. Form 4 Idina kana diploma or certificate yonzi educated😂😂😂. Edu maPHD kubva torashazve
Ndatoshamiswawo nazvo Grade 7 neForm4 same PO Box.
PJ should be sued for publicizing such very sensitive personal info akufarisa.
Zvavanoita kumba kwavo it's their business, you don't play with someone s health issues kumwe kwakupererwa kufumuka nekushaya zvekuita nekushaya chikoro.
Prostate is all over Africa or Europe vanhu varikurapwa Wani, Hatred ya PJ is getting too much and out of order more over munhu warikurwa naye ndi Feli not Shumba.
Wurwere awusekanwe mangwana zvirikwenyu who knows what tomorrow brings?
Mukarwadziwa naye hamupori.
Bitterness family yakataura zvese pamusoro pajeke saka unhu hwake hapana asingahuzive
Pakuzoti mai tt munhu anofunga musave kutsvaga kudiwa hre.akazotanga kufunga rin8 munhi akatora Mari dzakawanda dzevanhu.dai aifunga Dai asina kana kutenga imba kuchisipoti chaiko hre nekt Mari yakawanda iyoyo
Mari hnty yakatorwa Na Tinashe her Inga midy anotaura wani
Mbuya ava ve shabanie ngavasungiswe
The hatred yacho Ina Patricia Kuna Mai tt ichamuendesa kugehena chaiko
Roda kucheka mazimukaka iwowo nebanga pfetseki jekecha