Kungosimudzira musoro zvisina basa ,chatunga chatunga kudini siye kugadzira nyika kufesana nemwana akasiirwa hupenyu nababa vake ,iam poor but no jelous to nobody he helps about electricity in zim I had that
Anorecover ari kuchikurubi Inga madkoctor vanobvumirwa kupinda kunorapa ma convicts. Brandishing a knife at a law enforcing is a serious offence kudarika kusungwa kwana Timba and crew. Ngaapinde
im really ashamed that you failed to give us true facts leading to this story in your introduction. You later however correct yourself. I dont see why you want to make a big deal out of nothing there are serious issues happening in Zimbabwe whereby police officers are taking bribes, people failing to get identity cards, corruption taking place at VID, people suffering cz of hunger but you seem to concentrate on one individual.
Wish you a speedy recovery Chatunga Mugabe. "Ishe ngaapindire"
Mwana haana mugoni veduwe get well soon
Maribwedi. Aya. .akaparadza. Nyika. Dayatouraya. From US 🔥🔥🔥
Get well soon chat unga just pray big boy you know you country is eveily country you be strong in prayer god will be with you ❤
Wish you speed recovery chatunga
Siyanai nemwana wamugabe ,ndiko.kugadzira nyika here
Get well soon Chatu
What is Shona we dont understand it
Baba muchinese upi mukomana was travelling w a friend from sa in a South African registered range
Get well soon Chatunga
Gat well soon
Chatunga chatunga chatunga ndadana katatu
Why vasina kuuya naye ari pahospital bed, seizvo vaiita pana Marry Mubayiwa nhai imi
ngozi dzevana ve zimbabwe mushonga kuripa no peace.
😮😮😮
Ngavango muregerera varikuba wani varikungovasiya tichisara tisina chedu muno😊
Nhai nhai ndoozvinogonekwA muzim kubatikira nonsense
Ko ZVAWA NYORA KUTI VHATUNGA
WELSH NCUBE WHY
Advice yangu kwamuri ndeyekuti muti dyo dyo pane nyaya.Hamheno kuti kutenderera kwese uku munenge muchida kurebesa video here.
I second you hameno kureba kwe video ndokunei😢
YEUKAYI MARY CHIWENGA APA.
😭😭😭😭
Veduwee dai Aita zvakanaka
Ma ice cream avaigodyiswa kuzanu kwavo uko
Zvakaoma.chokwadi pakaipa
Kungosimudzira musoro zvisina basa ,chatunga chatunga kudini siye kugadzira nyika kufesana nemwana akasiirwa hupenyu nababa vake ,iam poor but no jelous to nobody he helps about electricity in zim I had that
Chatunga haasi wamugabe
Maivepo here.
Ndewaani tiudzeiwo
@@nomattermhishi8490CHIHURI
@@xtrememaid2298 ndaishanda nabhobho
@@mbiziDube-tn9sl uchishanda naBob achikuudza zvemubedroom make.kwanai imi.Zvaasiri wake Saka ndimi baba vaChatunga ka
Anorecover ari kuchikurubi Inga madkoctor vanobvumirwa kupinda kunorapa ma convicts. Brandishing a knife at a law enforcing is a serious offence kudarika kusungwa kwana Timba and crew. Ngaapinde
Kuregerera ko Dai akauraya baba veimwe mhuri
Kongafezve muchipatara macho anebasa reyi uyu
Z