Maonero ako iwayo hama yangu asi chinogutsirirwa musoro ndochiri kutaurwa kwete mutauri. Chivanhu chinotangira paGuruuswa asi ka tino ziva tese kuti hapasiripo pakattangira creation. Kusara kwekuti hautende creation iri muBible unfortunately chivanhu hachina kunge chichi nyorwa pasi saka zvinhu zvinobva zvanetsa. Muenzaniso tarisa zviri kuitika munyika medu today. People are said to be kidnapped but vamwe vanoti manyepo. 300 years from today kana zvisina kunyorwa pasi zvino buda zvinenge zvichibva pakuti akataura nhoroondo yacho aive azviwana kubva kune vekuZanu here kana kuti kwete.
Thank you very much Drewmas media. Even Cecil Rhodes and Ian Smith knew very well Zimbabwe is sacred . Commercial white farmers used to respect our customs and would donate money and food during traditional ceremonies, ukabvunza munhu wese akarerwa pa komboni anokuudza kuti ichokwadi. Now the current generation insult our customs and traditions. The country has so much problems and half of the population is scattered across the globe, kuita mombe dzemashanga. Makunyatsorakidzwa kuti Mukuru ndiyani, between bible ancestors who cannot be validated archaeological in any country, statue or grave and our ancestors.
Uuuu I like this guys thank u baba with th msg may God bless u al I can say to u mrNeshamba may u continue finding vanhu vakadai tichidzidziswawo kut tkabvepi thank u thank uas fr m ndafarira yr program
I salute you baba mhepo iri pamuri ndeyechokwadi panjuzu mataura chokwadi tinotenda nemashoko azvokwadi mushamba uyu muti uyu pazita rakajairika ya God loves vanhu vatema
Izvi zvinofadza kuzivavo chivanhu chedu chatisina kubvira tamboziiswa nevabereki. This is what represents each and every Zimbabwean. Ndadzidza zvakawanda.
vana Mutyambizi vaera moyo vazhinji vari muChiweshe Mazowe district. vamwe vanoshandisa mazita akaita sana Mapondera.he is talking sensible spiritual and historical information
Thank you so much Drewmas for a job well done. Can you kindly find out again if this guy have any latest information from Muchembere, iam just keen to know what Mhepo is saying to him . This is priceless information.
This comment is directed to Andrew Neshamba: Thank you very much for sharing this story with everyone and I hope more will be revealed through other sources. Hopefully other people who know the events and have some more information, will come forward and share with us what they know. Iyi mhepo yavarikutaura ndeyekare kare saka kubva kwese ikoko, panofanirwa kunge paine dzimwe mhepo diki kwavari. Mhepo dzacho ‘diki’, meaning the generations closer to us, dziripo here? The reason why I am asking this question is, we have to build the generational family trees and establish what exactly happened. The gentleman has dropped some names, so we could start from there and establish the families involved. I have heard about some of the incidents the gentleman narrated, but zviri kuti siyaneyi. His information might be more accurate, and we need to fill in the gaps in order to establish what exactly happened and who is who on that generational tree. This is just my humble opinion. Ndatenda hangu.
@@drewmasmedia3856 thanks. Follow up with others. I have heard some bits and follow up with me I think I have some little revelations to add. I am coming to Zimbabwe soon . Help me to meet this man. We should recognize each other in spirit and in our history. Thanks. Ngatirambei tichitevedza hwema
Drewmas Media much respect to you! Keep going my brother! I also heard my clan is a descendant from this brother and sister shenanigans lol so it will be very very interesting to establish how we are all connected.
This is such great educative interview mkoma Andrew. More please. Dzikisai gejo. You cut this one short. Please go deeper sezvamunoita pakuDzidza hakuperi programme
Me Neshamba please interview this gentleman again. We need to hear more. In my circles we have always believed Zimbabwe is a spiritual country and we need to go back to our traditional way of worship.
Zvinotipa hope KUti Zimbabwe yedu icha nakawo, Asi uuum nda dzidza even now tiri kunzwa kuti vachena vari kuda kuunza MA vaccine e Corona acha gona kuuraya vana ve Africa, zvadzokera kune zvakamboitika pakutanga, zveshuwa kusununguka kwedu kwaswedera.
Zimbabweans must revert back to the religious tradition and practices that gave them freedom. Christianity and the Bible played no part in Zimbabwean liberation.
This information can actually to collaborated using information available online from books and archeological findings. Do we have any Zimbabwean archaeologists
@@tinashegwamure1488 yes share link kana riri online. Ndinofunga kuti pamwe haana kuri publisher so tingariwane sei? Kana kuti can Andrew follow up ataure naye tinzwe.
Sometimes dreams are metaphors not exactly what one is shown. It is a very strange dream. I am a bit lost when he says the westernised Ethiopian King Hailee ruled before this old lady got to Zimbabwe? Regardless, where you are not just Zimbabwe you don't spill innocent blood. The mass killing of people for selfish tribal and political reasons is the curse that's haunting Zimbabwe to this day. Now a worse problem is happening with the ritualistic killings taking place our problem is a growing one. All tribes in Zimbabwe should be treated equally without certain tribal claims to places etc. We can agree on guardians for sacred places but the tribal divide is our worst enemy.
Baba ava ngavatibvire taneta isu nezvinhu zvisina basa vakutangazve zvaana mbuya nehanda in another version. Tisiyei nemashavi enyu aya anotitambudzisa. Plz imbotimirirai.
Please try and save this massage... mhnnnnn this massage is very painful 😫😩😢 I believe him considering things I see on my dreams.. I have seen so much I am even scared 😨of telling many people but I have told a few... maybe one day I will be told to speak because only God allows His choosen one's ro speak.. I believe him..
His word turns out to be true about kubuda kwemhepo yaGadziguru. There is so much trouble in the world, Europe Yane hondo, covid yakarova nyika dzevarungu kunyanya, Iceland tala melta snow and zvizhinji zviri kungoitika ku nyika dze Kunze
I like what he preaches. Unity, not only for Zimbabwe, but the rest of Africa. Love, co-operation and unselfishness. Really appreciate
Ndagutsikana pane zvakati wandei. I am a true African. Proudly African
Ini hangu ndoona chiri chokwadi ichi bcz vanhu vemuZimbambwe problem moda kugutsurira misoro yenyu kana pachitaura murungu kana awa wedu mutema uuuummm panoti netsei.
Ndiki kunonzi kusvinura ka uko vakawanda vakakotsira nekuda kwechirungu
Maonero ako iwayo hama yangu asi chinogutsirirwa musoro ndochiri kutaurwa kwete mutauri. Chivanhu chinotangira paGuruuswa asi ka tino ziva tese kuti hapasiripo pakattangira creation. Kusara kwekuti hautende creation iri muBible unfortunately chivanhu hachina kunge chichi nyorwa pasi saka zvinhu zvinobva zvanetsa. Muenzaniso tarisa zviri kuitika munyika medu today. People are said to be kidnapped but vamwe vanoti manyepo. 300 years from today kana zvisina kunyorwa pasi zvino buda zvinenge zvichibva pakuti akataura nhoroondo yacho aive azviwana kubva kune vekuZanu here kana kuti kwete.
Qaààa@@Bonderai69
this makes so much sense. so enlightening and educative. we need more like this
very interesting, ziva kwawakabva
Thank you very much Drewmas media. Even Cecil Rhodes and Ian Smith knew very well Zimbabwe is sacred . Commercial white farmers used to respect our customs and would donate money and food during traditional ceremonies, ukabvunza munhu wese akarerwa pa komboni anokuudza kuti ichokwadi.
Now the current generation insult our customs and traditions.
The country has so much problems and half of the population is scattered across the globe, kuita mombe dzemashanga. Makunyatsorakidzwa kuti Mukuru ndiyani, between bible ancestors who cannot be validated archaeological in any country, statue or grave and our ancestors.
fact
Thank you so much Andrew Neshamba this is very special and important to us as Zimbabweans
Based on true story! ndino bvumirana navo baba ava it's only kuti vanhu vatema tarasa chivanhu chedu nekuda kwevarungu....
Ndowirira newe Ali takuteedzera varungu zvisirizvo zvedu
Its true hama takukambira chirungu
Ini nditori muyera moyo wekwa mapondera nana mutyambizi tirivamwe this is very true i salute you our hero
Uuuu I like this guys thank u baba with th msg may God bless u al I can say to u mrNeshamba may u continue finding vanhu vakadai tichidzidziswawo kut tkabvepi thank u thank uas fr m ndafarira yr program
amazing story very nice i really like this story thank u so much father
Thank you for lightening our brains.kudeuka kweropa ngakupere ti enjoye hupfumi hwedu .
Ichi ichokwadii guys kana mvura yabvayatanga kunaya. Thanks so much Drewmas Media...
Gwynne kays true wena I also noticed it
Kkkk chituta
Kana ini ndatya nazvo kuona mvura ichinairira it's a very big sign.
Great work fam,please in your interviews may you try to put a juice/water for the guest,conversation inenge yakarebesa huro inooma nekutaura
Ichi ndoo chokwadi manje 🙏🙏🙏
Murume uyu ane mhepo zveshuva nhoroondo idzi hadzi tsanangurwe nemunhu asina mhepo yenyika
Love this brother he's above simply minds
I salute you baba mhepo iri pamuri ndeyechokwadi panjuzu mataura chokwadi tinotenda nemashoko azvokwadi mushamba uyu muti uyu pazita rakajairika ya God loves vanhu vatema
Ende vanotsanangura kunarrator nemadates nemazuva ezvaiitika zvese pasina kundandama. So informative
Anamanjuzu makambochinzwawo here ichi, hakuna, hazvikooo hamukoooo😅
Uuuuu mataurire emurume uyu ,anoita seakasvikirwa,haadederi ,haasi kutya,l like his confidence
Izvi zvinofadza kuzivavo chivanhu chedu chatisina kubvira tamboziiswa nevabereki. This is what represents each and every Zimbabwean. Ndadzidza zvakawanda.
This is real history
Mudzi weMadzimbabwe.Tinokotama kuchigaro chakadengezera muzanda werudzi rwedu.
vana Mutyambizi vaera moyo vazhinji vari muChiweshe Mazowe district. vamwe vanoshandisa mazita akaita sana Mapondera.he is talking sensible spiritual and historical information
Thank you so much Drewmas for a job well done.
Can you kindly find out again if this guy have any latest information from Muchembere, iam just keen to know what Mhepo is saying to him .
This is priceless information.
This comment is directed to Andrew Neshamba:
Thank you very much for sharing this story with everyone and I hope more will be revealed through other sources. Hopefully other people who know the events and have some more information, will come forward and share with us what they know.
Iyi mhepo yavarikutaura ndeyekare kare saka kubva kwese ikoko, panofanirwa kunge paine dzimwe mhepo diki kwavari. Mhepo dzacho ‘diki’, meaning the generations closer to us, dziripo here?
The reason why I am asking this question is, we have to build the generational family trees and establish what exactly happened. The gentleman has dropped some names, so we could start from there and establish the families involved.
I have heard about some of the incidents the gentleman narrated, but zviri kuti siyaneyi. His information might be more accurate, and we need to fill in the gaps in order to establish what exactly happened and who is who on that generational tree.
This is just my humble opinion.
Ndatenda hangu.
I hear you my leader and according to public demand I will make a follow up interview
@@drewmasmedia3856 thanks. Follow up with others. I have heard some bits and follow up with me I think I have some little revelations to add. I am coming to Zimbabwe soon . Help me to meet this man. We should recognize each other in spirit and in our history. Thanks. Ngatirambei tichitevedza hwema
Drewmas Media much respect to you! Keep going my brother!
I also heard my clan is a descendant from this brother and sister shenanigans lol so it will be very very interesting to establish how we are all connected.
Ndatozivawo zvakati wandei munhorowondo yepasi rino thanks baba
This is such great educative interview mkoma Andrew. More please. Dzikisai gejo. You cut this one short. Please go deeper sezvamunoita pakuDzidza hakuperi programme
Me Neshamba please interview this gentleman again. We need to hear more. In my circles we have always believed Zimbabwe is a spiritual country and we need to go back to our traditional way of worship.
Who r we to judge,Mwari vega ndivo vane chokwadi
ahhhhh arikutaura chokwadi uyo, especially paGold apo, zvaataura ndomabudiro arinoita
Zvinotipa hope KUti Zimbabwe yedu icha nakawo, Asi uuum nda dzidza even now tiri kunzwa kuti vachena vari kuda kuunza MA vaccine e Corona acha gona kuuraya vana ve Africa, zvadzokera kune zvakamboitika pakutanga, zveshuwa kusununguka kwedu kwaswedera.
Angeline Memuka kkkkk heard nezve G5 kkkkk zvakaoma
Ichekwade iche
Zimbabweans must revert back to the religious tradition and practices that gave them freedom. Christianity and the Bible played no part in Zimbabwean liberation.
I’m understanding a lot now ndakuona why Zimbabwe iri kuenda kumaWere yooo but nyaya yenzou ndakatomboinzwawo ini 🙆♀️🙆♀️
Hakuna munhu munyika pasi rino rese ane tsitsi nekuregerera semunhu mutema! Ndosaka tichivengwa nevachena!!
A fool says the is no God chituta cha fake mfundisi
Skyland BADZA this actually portrays not only your imbecility and stupidity but your confusion as to the subject matter above!!
Ted Dan so true
What are you doing guys with such information @ our disposal.. thank you Lord 😊💓☺
I wish to meet him in person. Chivanhu ndokwangu chaiko. Thank you drewms media
Baba vanotaura ichokwadi Ava INI ndabvuma hangu ,ndapakutenda zvngu ,isai nyika kumurume uyu mnoona zvinhu zvedzimbabwe zvichiendeka
It's making sense now ndivo Baba vaJean Gasho Ka ava
Thanks for your teaching i learn a lot
This makes sense with the history I read not learnt.
I am a true Zimbabwean am proud of it
Haa vakomanaka. Zvinhu zviri kutaurwa apa hazvina maturo. History iri bhoo
Munhu uyo arikutaura chokwadi . history line ndizvo.
Aiwa tinotenda kwazvo.. Ngava chidzizdisa vana muzvikoro zvose tsika nemagariro edu isu muZimbabwe. African/Zimbabwe 🇿🇼 History.
Nzou Samanyanga thank you.
Wooow i salute this man
May his soul rest in peace great knowledge Mr Never Gasho
Did he die?
Did he die? kuzoti MHSRIP, vakafa heeeere?
@@mambokadzi3755 Anzi vakafa wena. So sad
@@harutizwemushavatu7215 No. He was a treasure. May he rest in power.
That’s Jean Gasho dad I know the family from Hurungwe he was a great man
Chokwadi Ichi vanhu vatema ngatibatanei ropa harisi kudiwa nemasvikiro edu
Interesting! Nhoroondo yavataura yakasiyana neyandakanzwa, asi handipikise nekuti handizivi kuti version yechokwadi ndeipi.
Please tell us your version?
It's crucial piece of history.these lessons are a value to our culture and livelihood
pataurwa nyaya iyi ndaterera ne moyo uchifarira nyaya yake ichokwadi zvakanyanyisa
kaa
Very nice
Makarota hope refu mkuru ,but gud history and well explanation........ Thanks mdhara .
I salute this man
This information can actually to collaborated using information available online from books and archeological findings.
Do we have any Zimbabwean archaeologists
He is talking sence and historically correct
Zvakaoma chokwad baba Ava varikutaura sevakatogarwa vanhuwe chivanhu chiriko musashore
Ini ndinotenda hangu nokuti ndinogara taurira vanhu Kuti vanhu atidzokerei I chinyakere nyika yedu ndeyevanhu vatema ASI taraswa nechirungu atichazivi uye seni ndirimwana zwangu asi pane nguva yandinondzwa Kuti nyika yedu inoda chivanhu chepamavambo ndinotenda sekuru vataura izvo chaizo
Sekuru Gasho ndakapedzisira kuvaona 15 years ago, munhu anoremekedza chivanhu.
Um still young but this my first time kunzwa Kuda kuramba ndichinzwa nhoroondo dzechinyakare ,it's making sense and interesting thank u
Ndinofara zvikuru kunzwa chivanhu chedu, kubva kwetakabva uye kwetiri kuenda, from Beira Mozambique
Please work on sound
Uuumm tadziidzawo thanks a lot ,keep it up
Mutota muRozvi, exactly. Thank you.
Thanks sooo much l like this story, nyorai bhuku Drewmas media
Kwakabva Kwanaya, mazvionawo here
Gadziguru wants a united Africa without borders like she said kudzokera kumavambo
Hahaha ut wont work this time
It shall come to pass, it might not be in our lifetime but surely it shall manifest
I like your teachings baba
Where can we get his music, Vakomana zvandakaona.
Makadini zvenyu mose mose ndashamiswa chaizvo nenyaya irikutaurwa nababa Ava hakasi kekutanga kuinzwa.Muchidimbu ndingati panyaya iyi ndine Hama yangu yakamborwara ichiita seirikurasa njere,aitaura matare enyika yezimbabwe akawandisa achiti mhuri yezimbabwe mune upfumi hwakanyanyisa akati goridhe matombo asi hamurione nekuda kwekuti munorwisana aiti Dai maiziva Kuti hupfumi huri muzimbabwe hazvitombodi kuenda kunokumbira Mari kune dzimwe nyika,akataurazve nyaya yemigodhi 7 yaaiti ine Mari yakawandisa asi yakavanzwa nezvikonzero zvehudyire hwevakuru venyika uye nekuurayana kunoita vanhu kana vachinge vavhurirwa,izvi zvakataurika Muna 2016 vamugabe vachipo kusvikira Muna 2019,pataifamba naye kumaporofita vaiti mudzimu wenyika zvinova zvinhu zvaitishamisa nekuti kumhuri kwedu tiri vanhu vanonamata zvakanyanya so kana zvekubika d'Oro kumusha kwedu taive tisingazviite pakukura,Akatomboenda kugomo rinonzi mapiravana RiRi kuChirimuhanzu kwaaiti akaona Shumba dzichifambamo akaudzwa nezvenzvimbo iyi Kuti muchazoziva Kuti chii chinonzi mapiravana uye chirimuhanzu akati chirimuhanzu chinhu chakavigika uye Japan's chinhu chakavigika Chisinau kukosha.So anebook rake rakanyora zvenyika yedu zvose nekuzobviswa kwaizoitwa vamugabe nekurangwa kwaizoita nyika chiitiko Ichi chaitika,Akatizve nyika ino yezimbabwe inoda kunzi irurame Kuti igosimudzirwa naMwari akati Zimbabw iIsrael yemuAfrica haidiwi kana hurombwa nekudeurwa kweropa,inoda kururama inyika yakasarudzwa naMwari zvikanzi inyika inoda kunzi irurame Kuti ani Nani anotsika ivhu Rayo nyange Aine chirwere chipi zvinopera asi zvrikutadziswa nehurombwa hurikuitwa nevakuru nevanhu munyika,muzvipatara mava nemasatanist anotora ropa vanhu vasinganyanyise kurwara vachifa,so ndinobvumirana nababa avaa zvose zvavataura hadzisi nhema Zimbabwe inyika inoda runyararo,Ini ndanzwisisa zvinhu zvimwe zvandaive nemubvunzo pane zvakanyanya Pasi nehama yangu iyi Ini handisati ndasvika 30years Hama yangu iyi yaitaura matare enyika iyi one 26 years so zvaitoconfusa nekuti vanababa vakafa so zvaitoconfusa Kuti tinzwisise nekuti takakura tichinamata taisanzwisisa zvakadai,zvizhinji zvaakataura zvimwe zvaakanyora mubhuku rake zvakatoitika zvimwe ndozvirikuitika nanhasi....
@@shyreenmuvimwa8593 Tatenda Shyleen.
Shyreen Muvimwa Ndokumbirawo zita rebhuku rakanyorwa nehama yako.
@@tinashegwamure1488 yes share link kana riri online. Ndinofunga kuti pamwe haana kuri publisher so tingariwane sei? Kana kuti can Andrew follow up ataure naye tinzwe.
@@tsitsimatope5801 No harina kupublishwa ibhuku raainyora mucounter book asi chinonetsa kuti ripublishwe rine zvenyika zvakawandisa zvimwe zvakavandika zvisingaite kutaura,zvimwe zvakatoitika zvimwe hazvisati so chatinongoita kumaka zvinenge zvaiitika,kutya chaiko nekuti rine hudzamo munhu anoswera azosungwa so zvinonetsa
This is true and it's there in a grade 5 Fareme New curriculum but it's shallow if it can be more detailed going up ..
Mazvita baba matiudza nhoroondo ye kwatakabva chengetwai naJehovah mugoramba muchitidzidzisa maererano nenyika yedu ye Zimbabwe zvihombe zvamatiudza nekudzidzisa
15min the makorokoza boys and mashurungwi already getting ready for the GOLD rush
Sometimes dreams are metaphors not exactly what one is shown. It is a very strange dream. I am a bit lost when he says the westernised Ethiopian King Hailee ruled before this old lady got to Zimbabwe? Regardless, where you are not just Zimbabwe you don't spill innocent blood. The mass killing of people for selfish tribal and political reasons is the curse that's haunting Zimbabwe to this day. Now a worse problem is happening with the ritualistic killings taking place our problem is a growing one. All tribes in Zimbabwe should be treated equally without certain tribal claims to places etc. We can agree on guardians for sacred places but the tribal divide is our worst enemy.
Enough respect to you elder
Uuu miviri wangu wapinda chando zvinotyisa nekuda kwechokwadi ichi
Varikutaura chokwadi baba vedu ava Sudan i still remember Tb Joshua asat afa akat Mwari varangarira Sudan
Hezvo nhai Sekuru Gasho murivapenyu....ndakapedzisira kukuonai 20 yrs ago...
Akafa last month necovid
Yoweee! So sad...nematambudziko...Muri Hama yavo here?
Baba ava ngavatibvire taneta isu nezvinhu zvisina basa vakutangazve zvaana mbuya nehanda in another version. Tisiyei nemashavi enyu aya anotitambudzisa. Plz imbotimirirai.
Thank u Drewmass
where can we get his music
Please try and save this massage... mhnnnnn this massage is very painful 😫😩😢 I believe him considering things I see on my dreams.. I have seen so much I am even scared 😨of telling many people but I have told a few... maybe one day I will be told to speak because only God allows His choosen one's ro speak.. I believe him..
I need you number please I want to discuss this issue yenyika yedu
Beautiful story
His word turns out to be true about kubuda kwemhepo yaGadziguru. There is so much trouble in the world, Europe Yane hondo, covid yakarova nyika dzevarungu kunyanya, Iceland tala melta snow and zvizhinji zviri kungoitika ku nyika dze Kunze
I thank you father, show people whom you're
This can be true I know someone from Mozambique he's carrying nyatsimbamutota spirit he's waiting for instructions to come to Zimbabwe then zululand
Why would nyatsimbamutota want kuenda kuZulu I'm just curious
Kikikiki Ndi Never uyu I grew up seeing him. 😂
Amana balancisai sound. I nearly had a heart attack🤦♂️😒
Ini ndatovhunduka chaiko paita zivolume
kkkkkk haaa vanotivhundunza ava haaa
Neni
😂😂😂😂🤣
@@mamoyo-mamoyo nofaaa niri mudiki shaaa😂😂
Ini nababa ava tikagara tose tinonzwana nekuti I like history yechivanhu not zvemachechi kunyeperwa
Tawura hako even INI l lyke history yechivanhu
@@nellamathe1566 taura hako chivanhu chiriko and hazvichinjiswe nemunhu ndochinamato chedu ichi
@@theresamarera6707 tinganyeperana hedu but pachokwadi chivanhu chiriko uye chinoshanda wangu ndo chokwadi chiripo
thank yu Drewmaas
Ko nhasi baba mhepo chii.mhondoro imhepo mudzimu imhepo.handina kunzwisisa tsananguro ya baba awa
This is making a lot of sense.im proud of being an african
Ahh ndataure kuti nyika inonaka rini seyi
Mdhara uyu ndinomuziva chaizvo. Muma courts zveshuwa aitambiramo
Wow that's great we need you baba
Ndabvuma zvangu chivanhu chinoshanda
Zvemhepo dzenyu idzo imbomirai veduwe , ndozvaka tiunzira maproblem ese aya. Vanhu dzidzai kunamata Mwari baba imi imbotimirirai.
Ndoda kupindura iwe hauzivi mwari unotoririma zvako chi christ chekunyepera urimurevi wenhema
Munorambirei chokwadi. Do you know varungu vacho chaivo vanoita chivanhu chavo ASI vachinamata. Kupusiswa vanhu vatema muchirasa chivanhu chenyu
That explains kupenga kwemusikana uya kuFB nhai. Akatuka baba vagerwe ne gombwe ava.
Haana kutuka baba aivada aituka mai
Akatuka Amai. Mwana ainzi haageze uya ndiye akapihwa zita rababa ava.
That man is talking what he knows. Haasi kufungidzira anotoziva nhoroondo yaari kutaura.
Ndinoda kukumbira ruregerero pane musikanzwa wandakaita pano zvakakonzera kuti macomments ambovharwa.Handichazviita futi
Ndatenda hangu