Haa zvinoitika izvi ende hazvina kana chirevo bcz kune gore rakambonetsa hwiza fut dzaifamba dzakawanda that was 1996 hapana chatakamboona zvakachinja munyika imhuka dzamwari dziri kungozvifambira shiri fut dzakambouya dzaifamba dzakawanda ende dzakatenderera nzvimbo nenzvimbo zvikangopera zvakadaro
annual migration.depending on yearly conditions ,some years are favourable such that breeding can be very successful, other years less favourable then less groups migrating.
Daidzai marudzi anodya matatya awabate. Nigerians, French eat frogs, invite them to come and harvest If it were locusts we would all be celebrating catching for future consumption haaaa poor matatya
Hi Drewmas Media. Did anyone call the relevant authorities ? Did you guys do an ivestigative follow up piece? Are there no other Professional who specialise in Pests you could have asked? Why did you not send someone to follow the Frogs or go opposite direction ??
Otherwise there is something to be revealed by God to us. You can even look confusion irikuitika pakati pevaparidzi veshoko rimwe chete. Preachers of the same Gospel of Jesus Christ (Apostle Talent Farai Chiwenga naProphet Emmanuel Makandiwa). Vanhu vaMwari varikuitirana hasha nekunzwirana utsinye mumoyo. Kufemereka nekufemera pamusoro kwaiita Prophet Emmanuel Makandiwa kwaiva kwekuti kana vaisangana naApostle Chiwenga one V one mumwe anogona either kutofa kana kuti kukuvara nekuti hasha dzachona dzinenge dzakanyanya.
A frog does not cross a road in daylight unless something is after its life. Physically an abundance of frogs is followed by an increase in number of predators particularly snakes.
Natural occurance just like people tend to reproduce more in productive years so do animals . After drought comes the rain comes the may flies , which increase frog numbers so on and so on . Zimbabweans we are better than superstition .
It takes about 3 days to upload a video so we had calculated day raifanirwa kupedza ku upload video apa abva aswera ariko and it finished uploading sorry guys
Matatya enyu vana munangagwa nanachiwenga they are crossing the road to rebuilding the country starting with the delivery systems especially the medical... They will not be able to fly but they have to make do with their creation...
Mnangagwa must know whats going on in this country,this is clear he must repent and let the people of God go,' l repeat let the people go, otherwise you will face the full wrath of GOD and your downfall shall be known all over the world.
The guy in white t/shirt sonds really smart and great to listen to but l am not sure about his ideology though. Will be waiting to see what's gonna happen next after these interpretations. #superstitions plus, plus.
He's speaking sense. Things that happened in the bible, are happening or have happened in real life. It depends where your spiritual understanding in all this or you rate it as supersitious
We kno kuti haisi live yaunoita asi unotipa zvakaitika so usatijairireo kutipa zvinhu zviri behind so itau semunhu vano fungal so Ana tilder vanotipa zvinhu zvakaitika angostura date chairo izvi zvinoita kuti tiite unsubscribe
Before doing anything, you need to determine what type of frogs you have. This has nothing to do with the end of the world or biblical references. People should have investigated where they were going, meaning the attraction. A frog can lay thousands of eggs. And where they were coming from, there was water source. A frog can stay for years without water. People need to be educated a little more.
Never say spiritual yet it is raining let zvinhu zvamwari zvinanaire the so plaque like that CY akaonekwa nzvimbo imwe chete never regai zvipuka zvifambe no revelation
Tendeukayi Umambo Hwekudenga hwaswedera. Mu Zimbabwe maaakusiya kunamata muchida upfumi hwepano pasi 😭
Zvagara zviriko chashanduka ndechekuti zvaitika arimatatya hwiza dzinombodaro makonye anodaro so ngatisa shamisike shiri dzinodaro gore rehwiza hore saka 2020 nderematatya
Hanzi shiri dzinodya matatya dzakadya dzikaneta dzikamwa mvura 😂😂😂😂🤭
Zviriko mukoma Andrew
Winky akaimba PADZINOTUNGANA and dzakatungana now IJIPITA IJIPITA CAANAN TAPINDA TAPINDA kwakuonekwa matatya like IJIPITA ahhh HAMHENO!
Ko nhai mfanha kuda...nemusoja uyo akagara pamota vakatanga riini kugara kuwhitecliff.....team rekuwadzana phase 3 roona zveku whitecliff hameno
Takungonzwa song chete apoo
Hanzi na mwari kana nguva yakwana muchazviona nameso enyu
Sorry to ask, who counted them....
Akaberekwa akangovanda. This happens a lot in america. In australia they meet with magakadye
Aaah handisati ndazviona izvi
Please what is the name of the song
Atumirwa navaMugabe ari kuendera ED naChiwenga hokoyo
The kings or the rulers of that time if they see things like this they use to ask men of God. The prophets
Chikonzero ndechekutungamirirwa nemadununu munyika medu ,saka misodzi yevanhu hayiereri mahara,avovanosviita vakuru ngavabude pachena kt havagoni kutungamira nyika,mwari vakatsamwa kushunguridzwa kwevana vavo...
Haa zvinoitika izvi ende hazvina kana chirevo bcz kune gore rakambonetsa hwiza fut dzaifamba dzakawanda that was 1996 hapana chatakamboona zvakachinja munyika imhuka dzamwari dziri kungozvifambira shiri fut dzakambouya dzaifamba dzakawanda ende dzakatenderera nzvimbo nenzvimbo zvikangopera zvakadaro
End time msg ya chinhu chiye
annual migration.depending on yearly conditions ,some years are favourable such that breeding can be very successful, other years less favourable then less groups migrating.
Baba vataura chokwadi avo maoko kwamuri mukoma mwari denga raremerwa nezvivi zvedu
Zvichaitika musi wa28 here or zvakatoitika?
It happened in Egypt.. If you know you know
Things fàll apart by Chinua Achebe anoti."if you see a toad jumping in broad day light, something is after it's life. Itsumo yavo maNigeria.
Is this real kuti akamaona achienda kupi iye ari mu lockdown ???
Bvunzai Chipanga guys nyaya tikuiziva iyi
Ixoxo elinje huuuùuuuuuuuuuuuuu aaaaaaaa asazi
End times watch and pray
Hanzi corona various😂
Umwe akati Multitute
😂 😂 😂 😂 😂 Pakaipaa,
Corona Various
I thought I was the only one who heard that kkkk
Mitikwanire varume chose chose endtime for what bvunzai genaral army commerder Talent Madungwe
Ko (date) iromarifambhisa cei coz nhasi 25/03/2020
zvirikunakidza asi zvinhu zvamurikutaura hazvisati zvaitika kana magadzirisa date tozoona
Kkkkkll aah ava vakadhakwa havo
@@patriciandhlovu101 ka observation kacho ma1
Zvinoshura hondo
vanhu vese varikuti nyika yakuguma murikuda here are you ready or muriku gotaurawo henyu
This Andrew guy isn't He the one who presented scary Toringepi back then?
Akadii kunozarana ikoko kuna chairman
Daidzai marudzi anodya matatya awabate. Nigerians, French eat frogs, invite them to come and harvest
If it were locusts we would all be celebrating catching for future consumption haaaa poor matatya
Ko nhau ye date ine basa reiko. Handiti date is set by people on the camera. Chirikudiwa inhau yekuti chirevo chinoti kudii.
Ndiwe wega wataura zvine musoro, we major the minor
Drewmas murikumhanya.28/03/2020?
lourence gonhovi ndafunga kt ndini ndadhakwa
Data riri kudhura boys siyai nhema
Ndekupi ikoko???
Ndamererera
Good explanation,mkoma vane white t-shirts
angori matatya guys usually pane ma ponds... ndosaka muri kuti corona various
Why is your video postdated 28/03/2020????? I dont believe the rest😂😂😂😂😂😢😢
Ndoma miracles acho hamusati matanga
Zvakaitika futi Kuno hluhluwe Emdoneni lodge south Afrika akapedza 4days tichimaona zvidiki futi
Ngatitaurei nemutauro wedu. Varungu havadzidze mutauro wedu. Zvaitika Kupi?
Jean Zvomuya 😂😂😂kwaa
Avoooo veseee varikupa reference nebhaibheri avooo muchenjere kutivhiringidza pfungwa nekuti bhaibheri harina kunyorerwa rudzi rwedu. Ndatenda zvangu mbuya vangu avooo vataura pekupedzisira avooo vanyatsobuda pachena kuti havasati vaane ruzivo.
ndekupi kwazvaitika izvo
Next time you see this quickly inform the authorities.
Pamwe maChina akaisa mazai muuswa 😆. Vanogara nemazai ezvinhu zvese .Dai vari mwari vaiendesa kwa Pharaoh kwete kunzvimbo imwe chete. Egypt yese yanga yakazara zvino apa area imwe ndiyo yakaita matadya erudzi rumwechete. Mwari havatendereri vanoisa matatya mumba make Pharaoh . Something chaiitwa nemunhu ashaya pekurera matatya kuti agodya kkkk.
Hi Drewmas Media.
Did anyone call the relevant authorities ?
Did you guys do an ivestigative follow up piece?
Are there no other Professional who specialise in Pests you could have asked?
Why did you not send someone to follow the Frogs or go opposite direction ??
Neshamba tenda mwari nevadzimu vako
The time for God to take over
Jesus ummmm🙊🙊🙊🙊🙊🙊
Otherwise there is something to be revealed by God to us. You can even look confusion irikuitika pakati pevaparidzi veshoko rimwe chete. Preachers of the same Gospel of Jesus Christ (Apostle Talent Farai Chiwenga naProphet Emmanuel Makandiwa). Vanhu vaMwari varikuitirana hasha nekunzwirana utsinye mumoyo. Kufemereka nekufemera pamusoro kwaiita Prophet Emmanuel Makandiwa kwaiva kwekuti kana vaisangana naApostle Chiwenga one V one mumwe anogona either kutofa kana kuti kukuvara nekuti hasha dzachona dzinenge dzakanyanya.
Mwari Ava pedyo kuuya take your time to look to heaven
Ebenezer Ndirowei Takapedza mhuka dzaikamura matacha dzakapera saka akuwanda pasina anovhima kubva kumazai awo
Sei musina kuzvitora video pamwe chete netutatya itwo kuti tisaite benefit of doubt
Am I the only person who noticed that man kuti arikungoti "saka"haasi kupedza sentence asina kudero
It's a very strong warning kubva kunamwari
.iiiii iyi yakaipa, apanawo chandingaziva .
ko Date renyu iro rakamira sei? Please can somebody correct that and tell us the truth
Aaaa shuwa zwee date ravo ummm
A frog does not cross a road in daylight unless something is after its life. Physically an abundance of frogs is followed by an increase in number of predators particularly snakes.
We are crossing
"That multitute yakawandisa" 😁
Koimi matove pana 28March🤔
Kkkkkkkk
Kkkkk pa dater apo ummmmmm hatichaziva chokwadi isu
Ndomatatya eku Egypt kungoti aya madiki cht
paDate renyu APA ndozvakutinetsa
Natural occurance just like people tend to reproduce more in productive years so do animals . After drought comes the rain comes the may flies , which increase frog numbers so on and so on . Zimbabweans we are better than superstition .
Haaaa ini handibvumi kusvika date ragadziriswa...I think varikutaura zvavakarota kut zvichaitika musi wa28 March
Akadiii kunopinda kwamunangarwa
Zvese izvi nyepaaa
Date Nhasi Ndi 25 03 2020... Your its 28. 03 2020.......... Its Not Coming together
Ehe nhai today it's 25/03/2020.Why putting a wrong date?
Nhai nhai
It takes about 3 days to upload a video so we had calculated day raifanirwa kupedza ku upload video apa abva aswera ariko and it finished uploading sorry guys
Magetsi ABVA aswera ariko
@@drewmasmedia3856 why can't you just write date razvaitika and kwazvaitika kuve clear please , location and true date
Matatya haana kuonekwa kare hre nekut padate apo parikut pesane kuchikuseni uku hazvina kuonekwa nhasi ndinezuro pamwe
Ndimi Mucha tanga kudyiwa nema tatya ikoko hokoyo kkkkk
Haaa you so naughty
Nyaya iyi ndeye kare coz date iro iiiiiiiiii kkkkk apamanyepa mmmmmm
End times haazvakaoma,tirangarireiwo
Ndiyani anga aripo pazvakaitika
Dambudziko riripo ndera dambudzo mnangagwa mhondi ,vadzimu venyika vatsamwa kutongerwa nyika nematofo ,vanhu kutambura munyika yavo ,ndodambudziko racho iroro"tangai maongorora chaita kt musoro uteme"you will find the answer.....
Dai twakanozara pa state house
Mwari we mdc been silent for 40 years now akubuditsa matatya? Kkkk Zimbabwe is so gullible. Tibvire.
Unorwara Kuna mwari weMDC chirudziiii
@@faithrusare8346 well kana musina mwari tough luck. At least u got pastor chamisa.
Amana ka............tichanzwa nema theories akasiyana siyana
Date is ahead 28 March why today's date is 25🤔
Kunyepa uku nhai date 28/03/20
The probably film their episodes ahead & then release them on that particular date.
Register to vote
That's a wetland simple
Hamusi maakumberi here imi, 28 March ndewariinhi uyu🤔🤔🤔 ?
Kkkkkkkkk
Matatya enyu vana munangagwa nanachiwenga they are crossing the road to rebuilding the country starting with the delivery systems especially the medical...
They will not be able to fly but they have to make do with their creation...
zvi Meki 🤣🤣🤣🤣🤣🤣
Kkkkkkkkkkk kuwona matya is it a miracle? Zve second guessing vanhu ngava siyane nazvo. Mwari ndiye anoziva zvirikuita. Nyika ichaguma vanhu vakarivara.
Number ndoyaita concern
Mnangagwa must know whats going on in this country,this is clear he must repent and let the people of God go,' l repeat let the people go, otherwise you will face the full wrath of GOD and your downfall shall be known all over the world.
The guy in white t/shirt sonds really smart and great to listen to but l am not sure about his ideology though. Will be waiting to see what's gonna happen next after these interpretations. #superstitions plus, plus.
He's speaking sense. Things that happened in the bible, are happening or have happened in real life. It depends where your spiritual understanding in all this or you rate it as supersitious
Mass toad migration FULLSTOP.. a single frog can lay eggs up to 20k to 40k so do the maths
They were born in that nearby lake now they are going in their natural habitant in the woods...
😂 You don't believe in superstition?
Kkkkkk I always watch animal documentaries
I also watch animal documentaries, but never saw many like that.
@@munyaradzimarongwe3089 boss read on it , it happens once in a while
Haaa zvinowanikwa it could be a change of climate inga wani hwiza dzakambowuya
iiii nyika yoguma iyi
Zvakaitika riinhiko izvi
Nguva yapera hama
Ummmm chishamiso but date iro 😎
MaZimba hanzi takadzidza...tut tut tut! Zvinhu zvose zvonongonzi mashura, chivanhu, miracle...
Ever heard of frog migration? Takasara kare. Kungoziva pamberi neZanu...nechiiinja
EXACTLY, kwete shura ravarikutaura
Mwari vakatumira matatya kuna Pharoah achiita nharo dzake
Taura zvako pane zvakutaurwa namwari apa
Haungamborega kusangana nematatya because you're invoking preaching and highlighting tbe demonic satanic world.
There should be a scientific explanation on all this. All things being fair the scientific community should do research on such phenomena.
We kno kuti haisi live yaunoita asi unotipa zvakaitika so usatijairireo kutipa zvinhu zviri behind so itau semunhu vano fungal so Ana tilder vanotipa zvinhu zvakaitika angostura date chairo izvi zvinoita kuti tiite unsubscribe
Iwewe wakanganisa spelling yako iyo saka totiwo chii. Drewmas and Tilda are different.
Let my people free zanu uuu yowont win jehovahs wrath
Muchaona Musi wa 28 ndopamuchaona