ขนาดวิดีโอ: 1280 X 720853 X 480640 X 360
แสดงแผงควบคุมโปรแกรมเล่น
เล่นอัตโนมัติ
เล่นใหม่
Danny wagadziriswa size : kudikitira, kutsva kutsva chaiko!!😂😂😂😂😂😂😂 Ana makoti vagonesesa rwendo rwuno😂 😂😂
Haa mukoma Dan kungwara kwese kwapera Gamu to the world 😂😂😂
Dan ndombokutemba but nhasi ndakunyarira😂😂😂😂
Your positive attitude and hard work are what make you great! ,keep it up
Nhasi volume renyu riripasi mbijana , love your work!
Team.team aiwa smooth move ha wagadzirwa sze Dani maiwe maiwe
😂😂😂l honestly did not want this video to end so soon 😭
Haaa kugadzirira munhu size ndokuziva ini😂😂😂😂
😂😂😂😂😂iiiii Danie apotsa achema😂😂😂😂
😂😂😂😂😂😂 kupenga hakutore nguva shuwa .........
Sarah and Gamu are really naturals... Haa Dani mamuisa pama1
I like your acting.Panyika pazere mapenzi!😂😂😂
Woooow, what a plot twist😂😂😂😂😂
Haaa Gamu apa wakagonesa. This one is the very best of all. Dani haaa kubva zvaita kunge real for that other lady she does it so natural i love her
These women are the best😂
mamugona 😂 chidzosa my husband sha mongoita na Danny and Vee can replace the other friend. chainakidza chiya chiya
Nyadzi dzinokunda rufu ummm 🤣🤣🤣🤣🤣 Dan wadikitira imi weee😂😂
Chiranga mapenzi kkkkk unonzwa seunotsva 😂😂
Maiweee finish 😂😂😂😂
Love you guys❤❤😂😂😂
😮😮😮 Hamna zera nesu😅😅😅 Mamugona bhangu, dai usina kutombomubvunza😂😂😂. Anyatsotsva nemafuta ake senguruve😅😅😅😂😂😂
😂😂😂😂😂😂😂hanzi mama hamuseki kaa kuti handina kuuya kumusha
😂😂😂😂😂 mbuya piyasoni
ndokunonzi kutrepewa 🤣🤣
😂😂😂😂murume mukuru apererwa kushaya pekupinda adikitira nhasi nyadzi dzinokunda rufu chokwadi
Dani pana Gamu hauihwini haaaa njuga dzokuremera wangu
Hahahaha 😆 ndaseka ukangoona Danny apindira ma1
🤣🤣🤣🤣unohwa sehunotsva,apa nyadzi kkkkk
😂😂😂😂 aaah asika.
Ndyan anzwawo voice rambuya Piyason pa fon😂😂😂😂😂😂😂😂😂😂😂😂😂😂😂😂😂😂
Ndini kkkkkkkk
😂😂😂😂🤚🏽ndaidzokorodza ka2 kutindione Dani achitsva😂😂
Ndazoseka nhasi 😂😂😂
😂😂😂😂😂😂😂😂 good size chaiyo inosvoda kunge imbwa yabudisa mweya
Dan anohwa seanotsva hake kkkk Visa ramupinza munyatwa 😂😂😂😂😂
😂😂 danny danny kuita kubuda ziya
Haha unonzwa seunotsva😂
Wakamakisa Danny😂😂😂😂😂
Kugadzirirwa bombaaa🤣🤣🤣🤣🤣🤣🤣
😂😂😂😂 Gamu wooo futi
😂😂😂😂😂 Maihwe kani
😂😂😂Dani wagadzirirwa size kudikitira wena
Gamu to the we we we 🔥🔥💣🧨
Kkkk hanzi cutter inetwrk ikutaura 😂😂😂😂
Vatsva semunhu abva kubasa 🤣🤣🤣
😂😂😂😂😂😂😂😂😂😂😂😂😂😂😂Nyadzi dzokunda rufu
Dani wabahwa!😂😂😂😂
Gamu haadi kuendaku KaroiNyary haadi kuenda ku Karoikwakaberekera ngwena here kikikikiki
Danny to the world🥳🥳🥳🥳🥳
haaaa but Gamu hausi bhoo😂😂😂😂😂😂😂
And wapusiswa Dan iiiii😂😂😂😂😂😂😂😂 yuwiiii
Unohwa seunotsva😂
Dan pavakadzi une ruoko rwakaipa😂😂😂
Wakandirasisa apa Gamu shaaa
@@DanGregoOfficial epic makagonesa apa😊
Munhu dzidza kugara pasi lol
😂😂😂😂.nhasi ndaseka Gamu unouraya murume ne Bp
❤❤❤❤🎉🎉🎉
Mama ndimbuya vaPiyasoni
🤣🤣🤣🤣🤣PERFECT SIZE KUTI TAAA
Dan 😂😂😂 wagadzirirwa size ko kuzoti visa rabuda
Kkkkkkk guys makanyanya well done
Dani ...Dani....wodakunogeza 😂
Dan wakunzwa seunotsva ka😂😂😂😂
Dan unohwa seunotsva 😅😅😅
Danie ndochii chaunoita 😂😂😂😂you
😂😂😂😂 team team tambirai vekumusha
Ndasvoda🤣🤣
😂😂😂😂😂 Dani anyura
Kkkkkkkkkkkkk kugadzirisa nyika
Kkkkk hanzi vatsva semunhu abva kubasa, haaa ivo vatsva shuwa
Danny wee😂😂😂😂
Maihwe zvangu ini aah😅😅
Ndoinonzi good size
Volume guys.
Wooow👏👏
Dan hanzi mama mungaseke kut handina kuuya kumushakkkkk
Dan uchazvirega hako zvemujoloo kkkkkkkkk
Dany and Team 🎉🎉🎉😂
😂😂😂 vari kutsva vachangobva kubasa🙌
Dan waita kusvoda chaicho ini mbuya piyasoni voice 😂
Kkkkkkk Dan wabatwa
Dani wadzikiswa makore kkkk
😂😂😂😂😂😂😂😂... Zvayendwa
😂😂😂 haa Danny
Dan Dan 😂😂😂
Dani 😂😂😂😂😂😂
😂😂😂😂 munouraya munhu nebp musazodaro
❤❤❤
I like Sarah.
Unohwa seunotsva kkkkk🤣🤣🤣🤣
😂😂😂😂 kuf kaf
Wig bhoo here
Danny akutsva 😂😂😂
Danny???😢😢😢😂😂😂
😄😄😄😄😄😄😄😄😄
Good one 😂😂
🤣🤣🤣🤣🤣🤣🤣🤣 adikitira mukomana
Size inokwana
Kkkkkkkk iyi ininzu size yakanaka kkkk
Dan 😂😂😂
😂😂😂Dan ka
Kkk murume mukuru kudikitira

Gamu haadi kuendaku Karoi
Nyary haadi kuenda ku Karoi
kwakaberekera ngwena here kikikikiki